"Usanope Zvinhu Zvangu KuMunhu Wese Wese" Message Yakabatwa YeChikomba Nemurume
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 8 ก.ย. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Chokwadi chaicho ndechekuti mukadzi uyu anga avimbiswa kuti huya joni tigare tese nemunhu waaimbodanana naye kudhara. Ndizvo zvakanga zvaakumupa chivindi chekushainira murume uyu. But pa 2 years idzi ndipo paakazoona kuti mujono-joni uyu itsotsi😄. Zvisinei hazvo, Mambo ava vane wisdom..ndinovafarira
😂😂😂😂 ndazobata chokwadi chenyaya pandaverenga comment yenyu,apa manatsoona chaiko
@@WellingtonMuzvimbiri Machionaka mambo, itsotsi mukadzi uyo😃😀
❤
That's very true 🎉
Only 2 Chiefs are Honourable ,vanotonga nehunyanzvi ,,,, The Great Chief Mutasa and Chief Bushu ,vanotonga varume ava , full of wisdom
Chief Bushu tinomutendai munobatanidza vanhu 👏👏
Mukadzi uyu haana chokwadi.. Dai ndirini murume ndasiyaana nazvo ndochengeta vana.
Vana shamwari
Mambo mune wisdom
Mukadzi uyo injapisi plus akangwarisa ende akuda kungwarisira dare. Bambo imba yenyu munoida asi ngwarirai kubaisiwa nochihwere choshura matongo. Ipfambi chaiyo iyo
Nyaya yanakidza iyi, chief ne makurukota ake nhasi vandigonera but musikana uyu ngaarege hunzenza adzikame, azviise futi pasi, hameno kuti marriage iyi icha laster here 😢
mukadzi uyu anonyepa haatombonyara she is creative and manipulative
Mai ava vanekahutsotsi infact vanekahujoki
Mukadzi ihure chairo
Matemai garai masiya kanzenza ako chikwaka
Well done Chief!
kikikikikikiki
Njapisi here hahahahahahah Matemai vari calm zvavo
Well done chief Bhushu
This guy is a real gentleman
Pasi pano pane mhepo dzakaipa. Mukadzi uyu pane mhepo dzinomugara dziri kukanganisa imba yake. Vabereki vake ngava fambe vagadzire nyaya iyi
Murume uyo ngatore hake inini handina murume mapudzi anowira kusina hari murume uyu bhoo zvekuti
nhai Rue mwanangu kkkkk
Pamwe haimire.
One of the best chiefs we have
Chief Bushu you are the Best
Its rough out there mukadzi anoona senge anodiwa chaizvo kana aripamurume wobva waramba murume uwone Kut hauna munhu anokuda ....#ndakaramba murume ndisina kufunga zvandaida kudeedzwa ndichinzi chekunyanya nhasi zvandirwadza
Thumbs up mambo,munovaka
Sei arikutarisa pasi.
After 2 years akauona kuti chihure hachinakidze manje. Zvikomba hazvikude wakugara wega.
True responsibility ndoma1 mwana warwara mai vangu vadai ndoda Mari
Svandoomerwa neupenyu
Kkkkkk yah ndizvozvo nekufurirwa nemasahwira unotamba nhamo
Kurasa chirimumaoko nekuda kuombera
@@LainaChifamba wataura tsumo inofambirana nenyaya yacho exactly thanks vanodzidza vachadzidza
Nzenza yechikadzi unomudemba murume uyu mangwana kunze kwakaoma uku
Kunze hakuna zviriko vanokuda uri pamurume
This is smart munogona
Kungwarisa kwacho kwe mukadzi uyu ndekwekupusa ,,,,, dzungu kunge kungwara
Chief Bushu ❤❤❤mkadzi uyu hwana hudiki matemai must have patience with her.
Chief ngwarirai kusejuswa
Bushu is a gentleman 😊,,Vanopedza Chief ava kwete vana Nyamaropa hasha dzega dzega
Inzenza kamukadzi Ako unochengeteswa vana vasirivako
Ahhhh ndaasiye ka hure ako kakanyepedzera kungwarisa ako plus speaker ine volume yakawanda
Thanks cheaf bushu
The grass is always greener elsewhere but where you are😢Kana munhu wawana anokuda gutsikana,amai ava ibhishu mambo siyai zvitevere chikomba joni zvirariswe kuseri kwedoor sembwa baba avo vazorore,vagozviwanira mukadzi akanaka anonaka!
Ndatenda
amai avo vakangwarisa.tumaziso ngwai ngwai ungati kambudzi kabikwa nenyanga
Chihure chonakidza uripamurume uchidzoka, uchimuti bharanzi, paunoita single mother ndopaunoona kuti tumaUber driver tunongokupa sick nekfc chete, chingokati shaa mari yerent or ko bharanzi ndasiyana naye, ndiro rinoita last day kukaona, kahure ako kane lucky kuita duzununu remurume
Mkadzi akachacharika uyu..ndiKamchacha chaiye
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂ayas
Iwe blaz tsveta tsvina iyo unotsvage kamwe kamu form 4
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 advice manyama@@wellingtonnhiwatiwa6449
Matemai ngavaende vanonyatsomurova Blambi good size
taura zvako anoda kupiwa good size lol
Nxaa Matemayi garayi masiya nzenza iyo sorry haisi kubva pasi pemoyo wake akuto udzwa namambo dayi ari srs asingambo zhinya zhinya mapa mwedzi but muchanzwa shiri ine muriro wayo hairege
Ijoki amai ava
Mukadzi itsotsi plus anonyepa mubhadharisei mbudzi nhatu dzekunyepa plus nekuramba zvaakaita
Mai ava vane smile yakanaka
Mukadzi uyo inyeza.... aitoda kuenda joza zvikadhakwa akuita u-turn
Eye contact kumrume apana ,,signs of of a cheater takapfura nepo till tasiya
Mudzimai uyu ane Ka smile kehupfambi
Iii ndakakomborerwa namwari ndakapihwa ganda tsvuku ummm honai mai avo varikubleacher kumeso cht
Matemai hamudi umwe wechipiri here
Zvakaoma asi mukadzi uyu akaenga avimbiswa kuenda Joni asi arikunyepa nekuti arikuda murume uyu asi nyangwe wakadzokerana mukadzi uyu haazviregi
Zvaari muzukuru wangu uyo
Chief avaaaaaa vane justice yandinoda .........
Mkadzi uyu ngaabvise ka spirit kehupfambi otherwise she is beautiful.
Mukadzi uyo ane nyaya aida kuenda Joza asi zvakazodhakwa akuti ndoda murume wangu😂😂😂😂😂😂
Akanaka zvake mukadzi uyu
Mukadzi akangwarisa zvake yooooo
Haaaa kamkadzi aka kabenzi muchinda uyu ari pamahwani
Mukadzi uyo indege
Siya ainde
Kadrone here😂😂😂😂
Mamwe mahure by nature siya munhu uyooooooo
Mukadzi haabatsirike uyu
Baba avo vachazochema
I feel for Matemai
Mai vanotoita ma funny ava kutoseka havo vanoti kuhurirwa kurinyore
Murume gara wasiyana nenzenza iyi .Ucharamba uri mumaproblems ukatora back munhu uyu
Mmmnn ava mai ka
Mambo Bushu nedare renyu mune basa asi ndinotenda newisdom yamuinayo yekugadzirisa misha yevanhu. I noticed that most of the cases that come before your court involve infidelity by married women. Teaching from family level , village level, community level about the dangers of infidelity.
Kunge chiure chave ma games sure
Mukadzi ane problem dai adzikama avaka imba yake
Mambo Bushu nedare renyu munogonesa kunyanya respect yamunayo aaaah tinoikudza🙏. Asi mukadzi uyu haasi kurevesa apo, ndawoneswa achizoitira murume uyo zvihombe, zvidhafu dhafu ummmm?????? Saka nhasi murume wake ave mudiki here?
Makadzidza kuti chihure hachina kubhadhara imi kwanayi imi
Mkadzi ihure iro
Ngasiye kahure ako
Kakaka ngwarisa kamukadzi aka
Matemayi makunonyura manje 😢
Maziso emukadzi anomanyamanya
Mutupo upiko mukadzi Uyo uuuu
Ndakatoida nzenza iyoyi kwaa
Mmmmm makutambura kah
Tembo the best
Shots fired Nyamaropa 😂😂
Chief bushu the best of them all , not chief makoni anongofarira zvinyadzi chete
Iyi inzenza iyi
Hiii,matemai vari panguva yakaoma nemukadzi wavo uyu,hona kanongo nyenaira nxa.Sisi vari kutonyarirawo
mai avo ihure asi kunze kwapisa saka vakuda kudzoka mumba manje its lesson to all ladies kunze kunoita kunge kunonaka stereki kana muri mumeriachi asi mava panze wakunzwa kutsva manje
Uyo haasi kuda murume zvachose uyo. Ari kuda kungwara kuti murume avonekwe ari iye amuramba mudare kuti pakugovana zvinhu dare rirerekere divi rake. Auya nenyaya yekugovana zvinhu bedzi uyo ahaana kuvinga kuzogadzirisa imba yake zvachose uyo.
Hahahaha amai ava vakachenjeresa zvisingaite she might be a problem akadzoka kumba
Zvakaoma
Smile yenzenza endai kubhawa sisi
Njapisi inoda kusungisirwa domestic violence
Mambo avo sando dzavo
Mukadzi uyu ipfewe
Nxaaa hure l hate hure nemoyo wangu wese mwari mundibatsire ndisahururwe otherwise I will stay the rest of my life in prison iye kumakuva
Gents !!First go for test for STI AND HIV
Kkkkkk haaa shamva yakanyanya nenyaya dzerambano puuuu
Joki iro😮
Mkadzi akadhakwa akufunga kuti akanaka nxaaaa,,kanoda rumamiso ako
mapudzi anowira kusina hari
matemai tizai ngozi iyo maiwe but munonga mokadawo aka
Matemai ramba munhu uyu ijoki akagwaranduka uyo
Ayo ndiwo mahumbwe
Amai itsotsi ava
Regai kufosa mukadzi uyo iwure
Baba avo ngavasiyane nemukadzi uyo nukuti chaadzokerera arwusi rudo anotori up to something pawonei ipapo
Chief makanyanya matonga zvinofadza
Matemai huyai henyu kwandiri
Matemai siyai hure iro