Chief hamuzivi kutonga Muroora akapotera kuvabereki vemurume which is a good thing .Haasi nzenza anoda kuchengeta vana vake vari mumusha mavo Well done vatezvara you are one in a million
Haugare nemuroora for such a long time without engaging traditional leaders,had this guy not brought the case to the chief how long was the situation going to prevail?
Surprisingly vachuchisi havasi kubvunza mibvunzo ine musoro. Bvunzai relevant questions kwete kufadza mufana wemutoriro. Apa vanenge vari kutopembedza mwana kurova kwakaita baba vake. Reason yaakavarovera atozoifunga akagara mudare imomo. Ikozvino vakuti anotya baba vasina kana kumudzorera paakavarova. Unobva washaya reasoning capacity yavo yakamira sei? Kana aine umbowo hwekuti mkadzi wake nababa ngabuditse.Baba avo vane vamwe vana here if not zvogona kuita vave attached kuvazukuru vavo. Apa chirume icho chakatoramba mukadzi several times apa dare rinoda adzokorore futi. BABA VATI NGAVAENDE KANA PANE ZVAZOITIKA RANGARIRAI ZUVA RANHASI NEKUTI MUFANHA UYO AKATOROHWA NEDRUG PAAGERE APO. KANA IRI NGOZI MAMBO VANOZOFANIRA KUIRIPA VOMENE NENHAU YEKUSAGONA KUBATA MAZWI.
Ava She njere chaidzo havana kana kana zvavo he is older than chief Bushu by far but the way he analyze community cases is totally poor. Uyo mukomana anotoonekwa pachena kut inyope yapura but zvichibva kuvabereki vaimubata sezai achikura achiita zvaanoda. Nhasi uno they are reaping the results of their seeds they planted long back ago. This guy should be a last born because that age but his being forced to go to work to put food on the table for his family vanhu varume vakadai kuzvarisa vana vevana vevanhu rukono lazy men are active on sex badly compared to hustlers. Uyu mukomana anonyadzisa zvisingaiti better baba vako vanotokuchengetera mhuri yako next time another guy from outside will be supporting his wife in everything achitimbiwa zvakasimba kana kutopihwa mwana. Asi ndafarira zvataurwa nababa avo kut ngavabve havo asi kana zvinenge zvazvoitika ngavauye kuno kudare kwete kwandiri. Nyaya iyi ngaiyende kwaChief Bushu man or Chief Mutasa kwete ichi chimambo cheZanu pf kanozvida zvisinamaturo kutopfeka tumagirazi kani senge kane njere. Munyika yachimambo ichi vanhukadzi vanoshungudzwa.
Shocking line of questioning to father in law. The obsession with inappropriate illicit sex is sidetracking the court officials' focus. The oldman has a right to protect his grandchildren, his bloodline. This cooking up of a potential sex or other scandal regarding muroora staying at in-laws is preposterous. Shame on the court.
Asi vanogona kunge vari right; dont dismiss them very fast. Chafukidza dzimba matenga hama weee. Plus ukavona madhara iwawa achi Postpona nyaya usanyanya kumashoora futi; anenge achitoda kumboenda pagiraundi kuinoita mainvestigations awo. Endi kuenda pagiraundi kunoshanda becoz ukazvitarira mumatare umu vanhu vanoramba mhosva dziri pachena and in many cases witnesses refuse to come kuzopupura zvinhu zvakaitika varipo. Asi behind the scene vanenge vachitaura chokadi; vamwe vachitova nemaVideo ezvakaitika, especially these days dzetechnology. Hamuvoni Headman Chigodora kazhinji achitongo declare kuti nyaya iyi tinoiziva; endi anobva pamwe pacho atozopa majajimendi acho akanyanya kutsamhirana nemaziviro ake nyaya yacho; kwete nhema dzinege dzichitaurwa mudare.
Taura zvako! The old man seems to be genuinely concerned with the welfare of his grandchildren. Unfortunatelly, the court, with its seemingly polluted mind is frantically trying to divert attention towards there being a sinister motive. I am very dissappointed with the court's thinking.
Mambo ava nemachinda vane pfungwa dzinetsvina. I am sorry these people are very bad. They are armtwisting the people. Mukomana uyu haana nyaya. Zibenzi remunhu. I am sorry this court is very biased. This guy is saying too many statements and the Chief and his court is something else. Ndokutonga kwetudzii ikoku?
This Chief is very bad. This old man is looking after the interest of his daughter in-law and grandchildren. The Chief is very biased and unfair. The Chief is not planting seeds of peace. I am very disappointed with the court.
We nolonger have culture & tradition... coz of the man nolonger loves his wife was supposed to process proper devorce,, while taking care of his kids ..But his father us taking care of his grandchildren,,its Becoming his offense for protecting his grandchildren... Young man is not responsible at all...Our Chiefs courts zvadhakwa ...kupondana hakuperi....
This guy is a liar. He lives in his parent’s home and eat food provided by them too. Iye nemukadzi wacho are dependencies of his parents. Adya azvimbirwa otema baba nematombo. He’s so selfish that anotora mukadzi kwaanga ozvishandira, impregnated her omuti zvakare ibva pano. Pakaipa! Iwe young lady this time go do good and never be turned head again. I think your father-in-law will help with your kids and iwewo tsvaga chekuita to support your kids. Expect nothing from your babies father. Until asiya marijuana iri kumutenderedza pfungwa, hapana hapana. Sorry to say that but it’s true.
Mambo chavanoziva kupfeka kahat chete nyaya iripo varikuiona but busy kutsvaga nyaya yechihure. Ipai mambo vamboverenga ma comments vaone how disgruntled we are as a people. This isn't fair at all.
Kamukono Ketsambarafuta, ngakatibvirweapa. Karombe kemunhu. Sei arikuda kunyepera kuzungaira arikufoya kuti baba varikudanana nemuroora. I like vatezvara way of 🤔 vakatoona kuti mwana wangu irombe rega ndichengete vazukuru. ROMBE REMURUME. Saka arikuda kutaura kuti baba vake vanodanana nemudzimai wake here? Benzi remwana.
Chief kutomga hamugoni ndochokwadi , go and have Solomon's wisdom from chief Seke , just 6 months you will be able to pass a good judgement . Truly speaking you have ( L ) behind your back . Tezvara havana kukanganisa kutora mhuri iyi kuti ivakire pedo nekuda kwechikonzero chinoti ( mwana wavo adhakwa airova muroora . Ivo ndivo vaizoshevedzwa kumisa noise iyi , uye vaigara kure ) baba vaiziva tsika dzemwana wavo . Mwana akanyara kugara pedo nevabereki nekuda kwetsika dzake dzakaipa. Apa mambo manyadzisa
Chief nyaya maikoniwa iyi mukomana uyo ari buly baba ava vane mukadziwavo problem chii? Saka moda kuti aendepi nevana 4 bonde harinabasa apo tsiurai mukomana uyo Ave responsible
Vadare naMambo wenyu dzidzai kubva kune mamwe madzishe sei muchitonga sepwere munoda mkomana uyo ataure chokwadi chekutiii kuda kumupaka manzwi mkanwa sk munoda baba ava vari kutorana nemuroora here baba vane moyo wekubereka chete
This traditional court destroys family ties. fully grown grey haired elders vanongofunga zve bonde chete. A responsible father can help his own without any benefits. The boy is just a failure who is hiding behind kutadzirwa.
I love yu daddy yu are the best, be blessed atezvara❤❤❤
Dare irori havana wisdom and knowledge of handling cases
Vanhu ava ndovaziva ndevekumaraini kwangu mwana mukomana uyo ritori benzi chairo
Unobvepi nhai ndiri we kwachidembo under this chief, apa vatadza mambo
Really sad. Rombe chairo
Thank you father in law. Chengetai muroora wenyu nevana vake. Iro ibenzi remwana.
Chief hamuzivi kutonga Muroora akapotera kuvabereki vemurume which is a good thing .Haasi nzenza anoda kuchengeta vana vake vari mumusha mavo Well done vatezvara you are one in a million
Chief hapana chavatonga havagoni kutonga
True. Chief havagoni
Hapana chiri kuziikanwa apa naChief, tezvara vakatobatsira paGBV
That guy is a fool and lazy why don't he go away and mary someone?
Haugare nemuroora for such a long time without engaging traditional leaders,had this guy not brought the case to the chief how long was the situation going to prevail?
Vatongi varikurasika avo ,mukomana uyo varikuita sokuti varikutomupembedza kurova baba,Baba vanekodzero yekuchengeta muroora kana mwana wavo ari benzi se riiro
Taurai zvenyu
Ibenzi mukomana uyo airohwa nedhuku
the best father in law vanoziwa kuti mwana ibenzi iri
Ko bota arikuriwanepi pa 4yrs mroora uyu
Uyu ngaaripe baba uyu. Mambo muchanyara auraya munhu. Haana tsika imhondi.
Uuumm katongero kenyu kkadhakwa baba namai havana mhosva uyo mpfana uyo ndiyo nhubu
Shuwa ibenzi
Zibenzi chairo
Shuwa
The best father in law ❤
Very correct, mambo nedare ravo usiku chaiwo hwezhizha dema
Chief ava madhaka chaiwo,
Mwanakomana uyo dambudziko .
Baba vaivhumbamira havana mhosva
Chokwadi haunyepi
Surprisingly vachuchisi havasi kubvunza mibvunzo ine musoro. Bvunzai relevant questions kwete kufadza mufana wemutoriro. Apa vanenge vari kutopembedza mwana kurova kwakaita baba vake. Reason yaakavarovera atozoifunga akagara mudare imomo. Ikozvino vakuti anotya baba vasina kana kumudzorera paakavarova. Unobva washaya reasoning capacity yavo yakamira sei? Kana aine umbowo hwekuti mkadzi wake nababa ngabuditse.Baba avo vane vamwe vana here if not zvogona kuita vave attached kuvazukuru vavo. Apa chirume icho chakatoramba mukadzi several times apa dare rinoda adzokorore futi.
BABA VATI NGAVAENDE KANA PANE ZVAZOITIKA RANGARIRAI ZUVA RANHASI NEKUTI MUFANHA UYO AKATOROHWA NEDRUG PAAGERE APO. KANA IRI NGOZI MAMBO VANOZOFANIRA KUIRIPA VOMENE NENHAU YEKUSAGONA KUBATA MAZWI.
Ava She njere chaidzo havana kana kana zvavo he is older than chief Bushu by far but the way he analyze community cases is totally poor. Uyo mukomana anotoonekwa pachena kut inyope yapura but zvichibva kuvabereki vaimubata sezai achikura achiita zvaanoda. Nhasi uno they are reaping the results of their seeds they planted long back ago. This guy should be a last born because that age but his being forced to go to work to put food on the table for his family vanhu varume vakadai kuzvarisa vana vevana vevanhu rukono lazy men are active on sex badly compared to hustlers. Uyu mukomana anonyadzisa zvisingaiti better baba vako vanotokuchengetera mhuri yako next time another guy from outside will be supporting his wife in everything achitimbiwa zvakasimba kana kutopihwa mwana. Asi ndafarira zvataurwa nababa avo kut ngavabve havo asi kana zvinenge zvazvoitika ngavauye kuno kudare kwete kwandiri. Nyaya iyi ngaiyende kwaChief Bushu man or Chief Mutasa kwete ichi chimambo cheZanu pf kanozvida zvisinamaturo kutopfeka tumagirazi kani senge kane njere. Munyika yachimambo ichi vanhukadzi vanoshungudzwa.
Baba hawana kukwana awa ndi chief wekupi wakadai saka murikuda kuti varase muroora nevana iwo mwana wavo ari benzi,best father in-law ever
Ko Mai vako havasi kugara nemukadzi wako here kurikungonzi baba baba .tongai nyaya hanzi ndakaramba mukadzi kare asi ogara nababa 😮
Yeah apa hapana nezvedare apa. The father in law is a very good man. Mwana nedare ndivo vakadhakwa zvavo.
Taura zvako kudhakwa zvemhando kkkkkk
Ndi Mambo wekupiko akapusa kudai asingagoni kuronga nyaya. Chief uyu haazive zvaanoita ibenzi ra Chief
Thats the worst court hapana chinoziwikanwa ne dare iro
Worst chief nxa
Vakadhakwa
Shocking line of questioning to father in law. The obsession with inappropriate illicit sex is sidetracking the court officials' focus. The oldman has a right to protect his grandchildren, his bloodline. This cooking up of a potential sex or other scandal regarding muroora staying at in-laws is preposterous. Shame on the court.
Asi vanogona kunge vari right; dont dismiss them very fast. Chafukidza dzimba matenga hama weee. Plus ukavona madhara iwawa achi Postpona nyaya usanyanya kumashoora futi; anenge achitoda kumboenda pagiraundi kuinoita mainvestigations awo. Endi kuenda pagiraundi kunoshanda becoz ukazvitarira mumatare umu vanhu vanoramba mhosva dziri pachena and in many cases witnesses refuse to come kuzopupura zvinhu zvakaitika varipo. Asi behind the scene vanenge vachitaura chokadi; vamwe vachitova nemaVideo ezvakaitika, especially these days dzetechnology. Hamuvoni Headman Chigodora kazhinji achitongo declare kuti nyaya iyi tinoiziva; endi anobva pamwe pacho atozopa majajimendi acho akanyanya kutsamhirana nemaziviro ake nyaya yacho; kwete nhema dzinege dzichitaurwa mudare.
True havasi kutomboona kuti chimurume chacho chakabhenda musoro.
Taura zvako! The old man seems to be genuinely concerned with the welfare of his grandchildren. Unfortunatelly, the court, with its seemingly polluted mind is frantically trying to divert attention towards there being a sinister motive. I am very dissappointed with the court's thinking.
Taura hako. The court officials are lost in focus. They can't see the better reason of keeping murora wake
Iboorangoma mukomana uyu
Mwana ibenzi uyo- I wonder why the Court can’t not see that. Plus pane vazukuru ka apo. Why is it always about SEX -
Mambo is in favor of the boy ,Ari kuvhara mroora kt ataure ,Tezvara did everything nekuona hubenzi hwemwana wavo ,Mambo uyu matoto chaiwo
Vatongi murikukoniwa muroora achaendepi nevana 4 ibenzi mwana wavo.chamgamire musaite kunge musina kubereka imi avo tezvara vanovaka imi makutopunza imba yevana.I salute you father in law
Shocking, very biased and unfair questioning. The old man was just helping vazukuru vake.
True so biased
Nhai dare iri chiichaizvo nhai , saka varikuti muroora aurawe hake nemukomana uyo vabereki vakatarisa here ,vatana avo kutsvaga kuchengetedza hupenyu ,murume akabvapamba 2 weeks ago muti dza4 yrs, mambo dotito nemakurukota Ake munehudofo hunoshoresa Zimbabwe 😢😢
Mambo ava nemachinda vane pfungwa dzinetsvina. I am sorry these people are very bad. They are armtwisting the people. Mukomana uyu haana nyaya. Zibenzi remunhu. I am sorry this court is very biased. This guy is saying too many statements and the Chief and his court is something else. Ndokutonga kwetudzii ikoku?
Haiwahoo hamuna zvamunoziva hamugone kutonga fut
Ahhh imi vatongi makaitasei hamusi kuona baba varikuvakiridza mhuri yemwana here.kuteerera zvemutoriro izvo mopenga here imi nxa
Baba havana kana chavakakanganisa kungoti nyaya yawira mumadofo mkomana ndopasina zvababa
Mai ndovarikuchengeta muroora ndochokwadi haaah baba avo havana mhosva. Mwana ndobedzi vabereki vanoda muroorawayo avo. Vamwene navatezvara manyama mambo ngaatonge mushe vana vanofanenzara avo
Haaa vatongi muchiri Kure pakutonga,hamuna kna chamunoziva .huyayi tikudzidzisei kna kuona nekuterera vamwe vachitonga.hamuna chamunoziva immi
Shuwa benzi ramambo
Varikudziidzira kutonga, hapana chavanotoziva
This Chief is very bad. This old man is looking after the interest of his daughter in-law and grandchildren. The Chief is very biased and unfair. The Chief is not planting seeds of peace. I am very disappointed with the court.
Chief ava vanoparadza
True
The old man wants the young muroora no other explanation here. Itsitsi dzeyi
Saka mwana akati mukadzi handichade mukadzi baba vangamanikidza here
💯
Haaaaa iri dare randibhowa regai tiswere kwaChigodora zvedu
Vatezvara havana mhosva mwana komana wavo ibenzi rinongoda bonde risingagoni kuchengeta mhuri...
We nolonger have culture & tradition... coz of the man nolonger loves his wife was supposed to process proper devorce,, while taking care of his kids ..But his father us taking care of his grandchildren,,its Becoming his offense for protecting his grandchildren... Young man is not responsible at all...Our Chiefs courts zvadhakwa ...kupondana hakuperi....
Xaaa ava vanhu vanotonga muri mhata dzevanhu, hamusi kuona kuti mukomana uyu imhata here.
Ko kunoterera vamwe vachitonga mudzidzewo ,dai ndiri ini ndatotonga kudarika imwi ,ko mwana wevanhu akaurawa hamufunge imwi
i want to see the next episode, but i am not happy with this court which is working on suspicions
Vatongi havagoni kutonga well done tezvara
Vedare hamusikubata nyaya zvakanak,murikunzwisisa here kut mkomana anoitazvedoro plus abuse,ASI ndiye akatora mkadz back omushungurudza zvakare
Dare rudziiko iri.
saka doro rinoita kuti unogara natezvara
@@shingikavhai6422 my thinking is Baba vakatya kuti mwana wavo achakuvadza mkadz rekuramba achirova that's why vakati tamai muuye mugare padhuze
Vamwe vana sookaaa 🙌feeling sorry for the parents 😢
Vedare murikuda kuti mugadzire nyaya yekuti tezvara varikudanana nemroora ndoozvirikuda dare
Baba ava havana mhosva mubereki wese anekodzero yekuchengeta murooranevana asi muridzi wemukadzi ndiye asirikuziva zvaanoita handisikuona chakaipa panatezvara murumeuyu anechakaipa pakugara kwake
Ana mambo haaa makoniwa apa hamugone kutonga nyaya
oooh chief bvunzai vamwe kuti kutongwa kwe nhau dzemusha kwakadii, Chief hamutogona kutonga siyanai nazvo. mwanakomana ane nungo uyo opihwa chikafu oitira tsvina vabereki .
Best father in law 🙏
your questioning machinda haina kana musoro hamusiri kungoona pachena kuti muri kutsigira rombe remurume muchitsikirira a caring Baba here...nemiwo matove marombe vatongi
Dare iri nderekumama.
Dare rematuzvi chairo nevanoendesa nyaya kwamambo benzi rakadai
Blessed inlaws
Ava havagoni kutonga ,munhu ane vana 4 anoenda kupi plus reasons yekurambira mukadzi hapana
Zvivatongi izvi zvakadhakwa
Dare harisi kuona here mukomana ndewe mutoriro uyo, they are just interested kuroverera mudhara who is actually helping this family
Mudzimai wawakati hauchamuda ndiye futi wekuti wakumuda.usatambe nemwana wevanhu.mwana ibenzi.mambo dottito hakusi kutonga
Mambo varasika apa ummmm so sad
dare iri is a bunch of nincompoops
Good chief good father in law... problem mwana uyo...
Zvinobvumirwa kuenda mudare ramambo ne lawyer rako here? Panotoda lawyer chairo because dare iri rakadhakwa. Havaremekedze kodzero dzemunhu.
Machinda amambo awa vakazungaira ,silly questions
Chief uyu iduzvi chairo
Iri dare is full of drama havana chawanogona .Atezvara wane kodzero kuchengeta mhuri yawo kuburikidza nokuwana kwawanoita .
Mwana uyo ibenzi .
Chikomana chipenzi chemunhu
Mwana murwere wepfungwa. fodya dzirikuwanda
Musaputsa mhuri,vakai mhuri,murikuparira mwanakomana uyo ngozi
Tezvara awo good munhu mwana ndobenzi
Mwqna uyo ibenzi chairo fullstop
Vatongi vanondibhohwa mhani sekuru varikuzama kubatsira vazukuru hamuna kana wisdom imi vatongi
This guy is a liar. He lives in his parent’s home and eat food provided by them too. Iye nemukadzi wacho are dependencies of his parents. Adya azvimbirwa otema baba nematombo. He’s so selfish that anotora mukadzi kwaanga ozvishandira, impregnated her omuti zvakare ibva pano. Pakaipa! Iwe young lady this time go do good and never be turned head again. I think your father-in-law will help with your kids and iwewo tsvaga chekuita to support your kids. Expect nothing from your babies father. Until asiya marijuana iri kumutenderedza pfungwa, hapana hapana. Sorry to say that but it’s true.
This old man is destroying his son family wanting to be liked. Now the daughter in law has no need for her husband
Chief nyaya haisi pakusapota murume anouraya mwana wevanhu imhondi
Dare iri riri biased kana akauraya mwana wevanhu ngozi inouya mumusha
Vana ava zvechikoro zvatopera
Mambo chavanoziva kupfeka kahat chete nyaya iripo varikuiona but busy kutsvaga nyaya yechihure. Ipai mambo vamboverenga ma comments vaone how disgruntled we are as a people. This isn't fair at all.
Mambo hamugone kutonga zvenyu.....garai pasi sit down nxaaa
Chief havagone kubata nyaya sekuru vane all the rights dzekuchengeta vazukuru nemuroora
chief kutonga nekuona zvinotokukundai sirai vamwee
Kamukono Ketsambarafuta, ngakatibvirweapa. Karombe kemunhu. Sei arikuda kunyepera kuzungaira arikufoya kuti baba varikudanana nemuroora. I like vatezvara way of 🤔 vakatoona kuti mwana wangu irombe rega ndichengete vazukuru. ROMBE REMURUME. Saka arikuda kutaura kuti baba vake vanodanana nemudzimai wake here? Benzi remwana.
baba varikuita zvakanaka kuchengeta vazukuru nemuroora. blaz irombe uyo.
Chief kutomga hamugoni ndochokwadi , go and have Solomon's wisdom from chief Seke , just 6 months you will be able to pass a good judgement . Truly speaking you have ( L ) behind your back . Tezvara havana kukanganisa kutora mhuri iyi kuti ivakire pedo nekuda kwechikonzero chinoti ( mwana wavo adhakwa airova muroora . Ivo ndivo vaizoshevedzwa kumisa noise iyi , uye vaigara kure ) baba vaiziva tsika dzemwana wavo . Mwana akanyara kugara pedo nevabereki nekuda kwetsika dzake dzakaipa. Apa mambo manyadzisa
Where is this court located some investigation need to be done I don’t think the chief is still capable of handling society disputes
Ngavatorerwe Hu chief ibenzi ra chief iro
You can say that again,hazviiti izvi,zvinonyadzisa.Dare rakazara madofo.ummmm ava vanouraya nyika.
Dare rarasika iri!!!! Tezvara is safeguarding muroora ne vazukuru.
They don't care about the father and even the care he is helping, please these courts nonsense
😢Abvunzwa kuti une chaurikufungira baba vako here kuti vsnogona kunge vachiita mudzimai wako naiye akatoshamisika,chief varikutonga Makuhwa emuraini kwete nyaya,
Mambo vakabhadharwa kare , nyaya iri pachena iyi mambo vaakungotenderera nzvimbo imwe kunge fenni
Chief avo havavaki zvavo and havana ruzivo nezvematare izvi , mwana anorova mubereki arikuchengeta vazukuru sure aaaa
Aaa uyo anopengaa uyo saka baba vatadzei ipapa kowadikuti ari kugara naamai uri kuda kuzama kutii ipapa uri rombe remunhu nxaaaa
Dai kuri kwaMambo Nyamaropa nyaya yatongwa zviri fair iyi
Mambo ava vakadhakwa
Chief nyaya maikoniwa iyi mukomana uyo ari buly baba ava vane mukadziwavo problem chii? Saka moda kuti aendepi nevana 4 bonde harinabasa apo tsiurai mukomana uyo Ave responsible
Vamwe vana Mambo would have applauded tezvara and vamwene
Very true
I'm very angry namambo uyu
Vadare tongai nyaya zvekwokwati Tezvera good zvekuti vanotoziva .
Ana mutongi gava awa vanoziwa here handitongwe nezanu brain idzi.... Hautoziwe kuyananisa mhuri
The best father in law ever
As for young man you took the right move fighting is not good you end up in jail let that intelligent man deal with it
This dare is full of people vasingazivi zvavarikuita. Kangaroo court
Aaaaa humambomakoniwa
Vadare naMambo wenyu dzidzai kubva kune mamwe madzishe sei muchitonga sepwere munoda mkomana uyo ataure chokwadi chekutiii kuda kumupaka manzwi mkanwa sk munoda baba ava vari kutorana nemuroora here baba vane moyo wekubereka chete
But tingati baba vakakanganisa vatongi musadaro
Mune maspecial class chaiiwo umu
Kkkkkkk taura hako kunyanya chief ndo zidofo chairo
Pfutseki Dotito nevatongi vako imbwa dzevanhu,
Chief teverai tsika dzedu nemonemo cz baba varmurikupa mhosva avo Havana mhosva nekuti varidzivirira Ngozi nemhirizhonga, kana Uyo akauraya mukadzi Ngozi inoripwa Nani, pamwe izvozvi mukacherechedza simbe iyo inogona yakatobvisirwa pfuma nababa vamakushungurudza avo, musadire peturo mumoto cz Uyo imhondi inoponfa chero baba, anedaka nababa Mwana uyo
Yekurerera vana mutray sechingwa , hoyo mukomana uya wekudiwa chaizvo chava chigaven'a... ndanyara fani .... classmate
Kkkkkk pakaipa .mukadzi ngangoenda kwavo arimupenyu
Baba varirit avo vaivhara ubenzi hwemwana imi vedare musaite senge musina moyo moda baba varase vazukuru vavo sei mwana uyu inhubu yemunhu dai ndaive mukadzi wacho ndaramba kuenda naye
Nhai zvako
Best father in law
Munofungira murume mukuru kuti arikutadza kutaura here munopenga fani.
Dare harisi kuona nyaya iripachena iyi kuti mwana ibenzi iri