CHIRUMANZII FINAL.... VORIPA NGOZI

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 26 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 50

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 2 หลายเดือนก่อน +9

    Panedoro hre apo mukangoripa chimhene pasina kutevedza chivanhu hpana zvamunenge Maita nokuti muchazoripa futi hpna panoripiwa ngozi pasina doro

    • @nyashakuchenga3872
      @nyashakuchenga3872 2 หลายเดือนก่อน

      Ichokwadi chauri kutaura asi apo ndaona sekuti varikubvisa mhepo pamutorwa anova muroora vachimubhadhara kubudirwa nengozi isiri yekumusha kwake

    • @nomusasiwela9621
      @nomusasiwela9621 2 หลายเดือนก่อน +1

      Still apa paatwa mashort cuts hapana ngozi inobviswa muchidimbu

  • @FaraiHove-h1c
    @FaraiHove-h1c 2 หลายเดือนก่อน +2

    Izvi zvoda mukotsanjera izvi zvengozi

  • @zimzimm-qe5in
    @zimzimm-qe5in 2 หลายเดือนก่อน

    Mofamba munyasha paku dzokera harare. I remembered to smash the like button. Ndiri kuona 7 hrs later. Kkkk

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 2 หลายเดือนก่อน +3

    N'anga iyi ummm ndiyo yekutunda weti akadhakwa uyu

    • @godwingwatidzo3980
      @godwingwatidzo3980 2 หลายเดือนก่อน +1

      I classmate yangu iyi

    • @VenganaiMangwenda-t2x
      @VenganaiMangwenda-t2x 2 หลายเดือนก่อน

      Zvinenge zvichavanetsa izvi hakuna n'anga inopatsanura matare engozi chayo kubudisa mufi kumhuri inenge yakauraya iye mufi ozvitaurira maurayirirwo ayakaitwa uye zvekuwetera munhu izvi mmm pazere vanhu hazvitenderwe

    • @godwingwatidzo3980
      @godwingwatidzo3980 2 หลายเดือนก่อน

      @@VenganaiMangwenda-t2x akaromba uyo chin'anga chake haasati ambouya kuzochiitira kumusha

  • @ChenesaiGungurukwa
    @ChenesaiGungurukwa 2 หลายเดือนก่อน +1

    Usandione kunonoka ndanga ndichiuya ❤

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 2 หลายเดือนก่อน +2

    Iyi ngozi iyi ndazoona pamberi apo yazomuka futi 😅maitirwo azvirikuitwa aya ummmmm hamneo

    • @VenganaiMangwenda-t2x
      @VenganaiMangwenda-t2x 2 หลายเดือนก่อน +1

      Taura hko tirikuona kurikuripwa ngozi izvi handisati ndambozviona hapana kubikwa Doro iyiii zvichavanetsa mangwana n'anga haifanirwe kushopere or kutaura chinhu pangozi munhu akabudirwa ndiye anofanirwa kutaura zvese zvaanoda n'anga chayo kupinda pakati pemufi nevapenyu

    • @TamaryManyika
      @TamaryManyika 2 หลายเดือนก่อน

      @@VenganaiMangwenda-t2x exctly ngozi ndiyo inotaura zvese or else mambo anogona kutaura according nemutemo kuti ngozi inoripwa so not n'anga no doro nothing ummmm

    • @VenganaiMangwenda-t2x
      @VenganaiMangwenda-t2x 2 หลายเดือนก่อน

      @@TamaryManyika ndizvozvo ikozvino ngozi ikati inoda mwanasika n'anga ndopadzinofanirwa kupindira dzichiudza ngozi hazvichatendererwe uye ne kubata vakadzi vanobudirwa zvakanaka coz mhepo dzinofarira pavanhu kadzi coz iruva kwete kuti n'anga ino abuser mutumbi wabudirwa achiti taura handin hukama newe nekuwetera munhu pakazara vanhu zvandirwadza

    • @Mamoyo-d8b
      @Mamoyo-d8b 2 หลายเดือนก่อน

      Rega uone hako

  • @mancuencube5409
    @mancuencube5409 2 หลายเดือนก่อน

    Hope mhuri iyi haisiyirwi zvinhu zvinozovanetsa kumberi

  • @emmaculatematambo8537
    @emmaculatematambo8537 2 หลายเดือนก่อน

    ana sekuru vanogona asi ngavasiye doro kana vari pabasa tinenge toona sezvemanyepo zvavari kuita ,ngavamire kudhakwa vatange vapedza basa

  • @mancuencube5409
    @mancuencube5409 2 หลายเดือนก่อน

    Yoripwa kuna mai chte hre,pasina hama. Yekwabba mmm hakusikudyirwa mari chte hre uko

  • @ThandiwellMaramwidze
    @ThandiwellMaramwidze 2 หลายเดือนก่อน

    Drewmas media taking us to another

  • @DonaldMataga
    @DonaldMataga 2 หลายเดือนก่อน

    Kuripwa kwengozi kunosiya zvichienderana nemapingirwo engozi chikuru kubva kwemhepo kuvatorwa yozorora nekuti vanenge vatenda kuripa

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 2 หลายเดือนก่อน

    Ndanga ndichauya chikara maswera sei nhasi

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta 2 หลายเดือนก่อน +2

    Police dzangova nhoroondo porisi ndovatove mhondi dzacho

  • @JescaJobela
    @JescaJobela 2 หลายเดือนก่อน

    Pane ngozi inoripwa pasina weropa mucharipa futi yamatanga iyi ihombe musakanganwa kuti munhu uyu ndewe ku Malawi

  • @WaynePaver
    @WaynePaver 2 หลายเดือนก่อน

    Voripa ngozi nekushushiwa nemufi dai zvisizvo yaingofa yaka lorder ngavasungwe vaurai police must do there job not to wait for ngozi to talk

  • @veeee7248
    @veeee7248 2 หลายเดือนก่อน +1

    Police yacho ndodzitoro problem dai pakamboonekwa anomukirwa nengozi ku police

  • @ThembiYoli
    @ThembiYoli 2 หลายเดือนก่อน

    Mahumbwe amuri kutaura muchazoripa henyu kana mapedza matope😂😂😂😂

  • @shakundrazhantel
    @shakundrazhantel 2 หลายเดือนก่อน +2

    Ndazobvuma kuti chivanhu chiriko

  • @Mamoyo-d8b
    @Mamoyo-d8b 2 หลายเดือนก่อน

    Ava ndivo anatsikamutanda manje

  • @MargretKasairai
    @MargretKasairai 2 หลายเดือนก่อน

    Ana cheremba ava 😂😂😂😂😂 kuyita kunge dram

  • @mancuencube5409
    @mancuencube5409 2 หลายเดือนก่อน

    Mmm izvi hazviko izvi

  • @GratewinMbundire
    @GratewinMbundire 2 หลายเดือนก่อน

    Munhu acha suffocater nedota iri imiweeeeee

  • @Jenny-yi4qu
    @Jenny-yi4qu 2 หลายเดือนก่อน

    Ndakamirira yemkadzi uye arikusvikirwa nemhepo yemunhu qkapondwa mugore ra85

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta 2 หลายเดือนก่อน +1

    Maswera sei

  • @ShupMacheka-vj7qw
    @ShupMacheka-vj7qw 2 หลายเดือนก่อน

    Apa hapasi kuripwa ngozi asi vari kuibvisa payanga igere hakusi kuripa uko

  • @joyceparwazenga7545
    @joyceparwazenga7545 2 หลายเดือนก่อน

    Kanjilili naka shilili vakamwa ropa nhasi voripwa

  • @richardmaposa5876
    @richardmaposa5876 2 หลายเดือนก่อน

    Asi n'anga idzi ndedzekuzvigure, dzoda zvesvina too much

  • @ellenjames1069
    @ellenjames1069 2 หลายเดือนก่อน

    Anofema here munhu uyu

  • @daphnechaitwa3533
    @daphnechaitwa3533 2 หลายเดือนก่อน

    Hapana kunjeka apa

  • @nomusasiwela9621
    @nomusasiwela9621 2 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma izvi zvakadai

  • @LastMutumbu
    @LastMutumbu 2 หลายเดือนก่อน

    Hezvo

  • @phineasmasori3540
    @phineasmasori3540 2 หลายเดือนก่อน

    Vanhu avana shuwa nenoitwa nachiremba

  • @Hazvineikambamuri
    @Hazvineikambamuri 2 หลายเดือนก่อน

    Ummmm pane nyaya apa

  • @chingombedaries
    @chingombedaries 2 หลายเดือนก่อน

    Zvidhakwa izvo

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 2 หลายเดือนก่อน

    Sahwira woye gara muberere

  • @chenesaimoyo8983
    @chenesaimoyo8983 2 หลายเดือนก่อน

    Police ngaipindire justice for mufi.

  • @RosemaryRose30katerere
    @RosemaryRose30katerere 2 หลายเดือนก่อน

    Ndaona vachidzoka pano zvichinzi hamuna kundibikira doro

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 2 หลายเดือนก่อน

    Ummmmmm Vana sekuru Ava ummmmmm

  • @ChenesaiGungurukwa
    @ChenesaiGungurukwa 2 หลายเดือนก่อน

    Good bye my friends 🎉

  • @Mamoyo-d8b
    @Mamoyo-d8b 2 หลายเดือนก่อน

    Drewmas ndakamirira yaMandi zvimwe zvese izvi idrama

    • @GratewinMbundire
      @GratewinMbundire 2 หลายเดือนก่อน +1

      Undidaidzewo kana yabudikira ndakaimirira sei neiya yemapfupa emumba