NYANGA.......MANDI PFACHA PAMBA PASEKURU MUKOTSANJERA

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 23 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 111

  • @Babagabriel007
    @Babagabriel007 8 นาทีที่ผ่านมา +1

    Boom boom 💥 🔥 Mutoko, zvenyu zvaita naSekuru mukotsanjera gud basa dremas media

  • @Lulue05
    @Lulue05 38 นาทีที่ผ่านมา +4

    Apa mazogona mkoma Andrew maona Imbwa yeGorongoza, Tsoka ,Shumba yengozi👏👏👏

  • @Mamoyo-d8b
    @Mamoyo-d8b 20 นาทีที่ผ่านมา +1

    Mapedza masports❤❤❤❤ manje

  • @Chikatsa
    @Chikatsa ชั่วโมงที่ผ่านมา +7

    B hokoyo nembwa yegorongozi, haa bhechu 🤞. Drewmas maita basa 👏

  • @ViolaTaushanzou
    @ViolaTaushanzou ชั่วโมงที่ผ่านมา +3

    Ndavakuona zvangu ndega ndanonka kuona pamwe chete nevamwe ndanga ndichiri pamabsa

  • @Monica-z3t
    @Monica-z3t ชั่วโมงที่ผ่านมา +6

    Mwari batsiraiwo baba ava vamira nemhuri yavo avana kuneta dai zvafamba zvakanaka zvapera

  • @Lulue05
    @Lulue05 18 นาทีที่ผ่านมา

    Hosho inondi komborera iyi ❤❤❤

  • @HannahNenyasha
    @HannahNenyasha 19 นาทีที่ผ่านมา

    Tsoka❤

  • @SibandaPatricia
    @SibandaPatricia 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +7

    apamazogonesa Bee this time huupunyuke ukaona ukabuda apa hahahahah totoziva kuti n'anga yako inesimba shuwa

  • @tafitembo
    @tafitembo 50 นาทีที่ผ่านมา +1

    Yes yes yes ma1 aya atangidza apa Bee haupabude apa unonyepa!

  • @stephenmudyanebanga9249
    @stephenmudyanebanga9249 37 นาทีที่ผ่านมา +1

    Mutambo watsvuka ropa manje haaaa pakaipa. Bee hokoyo

  • @TsiloKadoro
    @TsiloKadoro 42 นาทีที่ผ่านมา

    Pirigodo pirigido vatsoka murudhentu chere abiyangu Aiwa titambire pacha pfacha pabuja kana varibarwe vazviona 😂😂😂❤

  • @tafitembo
    @tafitembo 48 นาทีที่ผ่านมา +1

    Hokoyo nenhamo naSekuru Mukotsanjera zvatoendwa apo

  • @dianambuwayesango9017
    @dianambuwayesango9017 38 นาทีที่ผ่านมา +1

    Vemukomanna wekuponderwa nyama Dai vaendawo kwaMukotsanjere

  • @gamingwithtgamingwitht511
    @gamingwithtgamingwitht511 3 นาทีที่ผ่านมา

    Thank yu drewmas ndatenda zvangu nenyaya iyi

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde 5 นาทีที่ผ่านมา

    Tipei imwe yacho

  • @TakemoreGoko
    @TakemoreGoko ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Mkotsanjera muhombe panyaya dzengozi❤

  • @ItaiLoice
    @ItaiLoice 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +3

    Mutoko woyeee abiyangu

  • @abigailuzizo6798
    @abigailuzizo6798 54 นาทีที่ผ่านมา +2

    Mikotsanjera,ka1 manje ndaitomusuwa panyaya iyi

  • @NomsaNyama
    @NomsaNyama นาทีที่ผ่านมา

    Dzakkaenda natonde ngadzoke nadzo

  • @MonicaChiwa-k7m
    @MonicaChiwa-k7m 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    The right place panyaya dzengozi ndipo pamasvika apa

  • @ZviiteiMawocha
    @ZviiteiMawocha 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Shumba yengozi ❤❤❤❤ bsa sebasa

  • @munashematasva9784
    @munashematasva9784 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Thanks Shumba

  • @lazieharsh
    @lazieharsh 23 นาทีที่ผ่านมา

    Bee wabonera.

  • @sebruzvidzo9852
    @sebruzvidzo9852 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +4

    Musatione kunonoka taitsvaga VA Mukotsanjera .Haaaa zvaendwa
    manje .My favorite channel Drewas Media

    • @chingombedaries
      @chingombedaries 52 นาทีที่ผ่านมา

      Mukotsanjera wacho is also fake

    • @elishamufambi1684
      @elishamufambi1684 27 นาทีที่ผ่านมา

      Usarega kuuraya wozoona kuti ifake​@@chingombedaries

  • @rumbidzainerutanga8540
    @rumbidzainerutanga8540 47 นาทีที่ผ่านมา +1

    Makugonesa basa manje ,madana tsoka madana nyika yese

  • @TheresaMutsede-ty9dw
    @TheresaMutsede-ty9dw ชั่วโมงที่ผ่านมา

    shumba yengozi to the world ❤

  • @ChimboChimbo-p2w
    @ChimboChimbo-p2w ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Right ndazvifarira thanks brobAndrew

  • @AnitaMavotsa-dw6ec
    @AnitaMavotsa-dw6ec 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    My favorite sekr mkotsanjera

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Exactly ndizvo zvatanga takamirira izvi

  • @TrustSahumani
    @TrustSahumani 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Drewmas media apa magona rambai muchifamba nabae wangu

  • @RodneyGore-yd7gd
    @RodneyGore-yd7gd 56 นาทีที่ผ่านมา

    Deadman kuDrewmas ❤

  • @AnitaMavotsa-dw6ec
    @AnitaMavotsa-dw6ec 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Waiting

  • @PortiaPurazi-sd5eg
    @PortiaPurazi-sd5eg 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Sekuru Mukotsanjera my favorite

  • @laciousndlovu8458
    @laciousndlovu8458 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Ya ya ya manje drewmas bhoe handei nebasa🎉 mukotsa bhoe manje

  • @julietshabalala3803
    @julietshabalala3803 4 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    My favorite Sekuru Tsoka

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 18 นาทีที่ผ่านมา

    NaMukotsanjera munosvika kure panhau dzengozi, ndiye mazvikokota

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 8 นาทีที่ผ่านมา

    Apa wagona Neshamba, tatimirira yekwaMtoko

  • @TeclaFrankson
    @TeclaFrankson 2 นาทีที่ผ่านมา

    Matigonera mukoma Andrew nekubata chiremba veNgozi aaaa Beeee ngatarisane nenyaya dzake

  • @meviachiroodza2453
    @meviachiroodza2453 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Welcome Tsoka mamarova mazuvano

  • @sarusoko9785
    @sarusoko9785 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Shumba murisei 👏👏

  • @tawandawmanonga2253
    @tawandawmanonga2253 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Shumba tahwarara 👏🏻👏🏻👏🏻❤

  • @massiveangellaemmanuel-vv7tu
    @massiveangellaemmanuel-vv7tu 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Woooow matigonera wena apa

  • @wisdomtar
    @wisdomtar ชั่วโมงที่ผ่านมา

    👏👏👏👏❤

  • @Emily-c4v3p
    @Emily-c4v3p ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Uuuu zvorwadza

  • @chipochiwaza3926
    @chipochiwaza3926 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Drewmas magona chose

  • @vivianmugowa3918
    @vivianmugowa3918 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Yeeeee apa magona Shumba

  • @tryphinenyamupinga1186
    @tryphinenyamupinga1186 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Haaa nhasi magona Shumba

  • @RuvaChazika
    @RuvaChazika 50 นาทีที่ผ่านมา

    Iyi ichananakidza seya kuPemba

    • @elishamufambi1684
      @elishamufambi1684 25 นาทีที่ผ่านมา +1

      Kupemba muhombe ukaona bhinya ravakubvuma ma1

  • @Anolisi
    @Anolisi 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Hoyooooooo🎉🎉🎉🎉🎉 drumars magonaaa

  • @CharlesDhliwayo-fj4nn
    @CharlesDhliwayo-fj4nn นาทีที่ผ่านมา

    Mapedza ma sport manje mukotsanjere 1 anogona ngozi

  • @storyushe9716
    @storyushe9716 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Drewmas media taking you to another nasekuru Mukotsanyera ❤

  • @rejoicehwata3176
    @rejoicehwata3176 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Ibvai matogarirapo pa Mukotsanjere po Drawmas woye

  • @thebakerbrothernorwood943
    @thebakerbrothernorwood943 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Mukotsanjera bhora mberi

  • @Maigerald04
    @Maigerald04 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Shumba sando dzenyu kani magonesa🎉🎉🎉🎉

  • @elishamufambi1684
    @elishamufambi1684 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Shumba yengozi waziva kwekuenda

  • @sheillahchakanyuka1260
    @sheillahchakanyuka1260 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Fambai Mukotsanjera varitidzei kt muri wegorogoza ndovimba nemi

  • @GlobalsoccerCulture
    @GlobalsoccerCulture 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Sekuru Mukotsanjera shumba yengozi

  • @KafitiGradi
    @KafitiGradi 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Woyeeee tiripo abiyangu 😂😂😂

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Finally masvika pabus stop

  • @rosemasuka8071
    @rosemasuka8071 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Thank you shumba

  • @LilianMack-my3wc
    @LilianMack-my3wc 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Drewmas well done 💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕

    • @Maigerald04
      @Maigerald04 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Can't wait kunzwa next level 😂

  • @sarusoko9785
    @sarusoko9785 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Drewmas media muri rudadiso ❤❤❤❤❤❤

  • @MataxyJoe-g2j
    @MataxyJoe-g2j 42 นาทีที่ผ่านมา

    Now Andrew wazogona.kutsika ysoka

  • @VaidahChando-dx6ie
    @VaidahChando-dx6ie 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Zvinhu zviya zvatanga

  • @ViolaTaushanzou
    @ViolaTaushanzou ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Iiiii makagona zvenyu makaenda kwaMukotsa njera

  • @reginamatienga7504
    @reginamatienga7504 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Drewmas magona

  • @lawrencemathias6560
    @lawrencemathias6560 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    ❤❤❤❤❤ u dremas media

  • @LibertMarcChihuri-s2h
    @LibertMarcChihuri-s2h 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Drewmas modadisa mhani

  • @LebriattoSithole-tg1ww
    @LebriattoSithole-tg1ww ชั่วโมงที่ผ่านมา

    😢😢😢😢😢zorodzai mweya waMwari watambura uyu weduwee

  • @chipochiwaza3926
    @chipochiwaza3926 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +3

    Sekuru Mukotsanjera sando dzenyu sekuru ❤apa magona masvika wo kwedu kunorira pfene 😂

  • @RufaroZiki
    @RufaroZiki 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Vaneshamba apa mahogona manje ndokut kuhwa nekuita zve uku

  • @LilliKidy
    @LilliKidy 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Ndivana Bee hr😢😢😢😢

  • @LucinerKuonza-zk5tr
    @LucinerKuonza-zk5tr ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Drewmas to the world

  • @joanamutisika1919
    @joanamutisika1919 2 นาทีที่ผ่านมา

    tanga tichida 2hrs chaidzo kkkkk

  • @BlessingChavhunduka-h4u
    @BlessingChavhunduka-h4u ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Tonderai dzoka nehari todekubika doro rambuya

  • @chingombedaries
    @chingombedaries 53 นาทีที่ผ่านมา

    Nyaya yaMandi ndeyemanyepo zvakwaimbonzi ava kuripiwa chava chiyifuti.Mukotsanjera adiyi kuona pane mabonzo

    • @tafitembo
      @tafitembo 50 นาทีที่ผ่านมา +1

      unogwara

    • @emapsdkmzo2158
      @emapsdkmzo2158 41 นาทีที่ผ่านมา

      ​@@tafitembokkkkkk kugwara hokoyo naTsoka chikara chengozi

    • @chingombedaries
      @chingombedaries 15 นาทีที่ผ่านมา

      @@tafitembo ok

  • @IdaKamunjoma
    @IdaKamunjoma 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Maagona va Neshamba

  • @melverchawasema4905
    @melverchawasema4905 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Drewmas nasekuru vevanhu

  • @TendaiChiguvi
    @TendaiChiguvi 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Ndokugona kauku panoti Tsoka ndopedu

  • @emapsdkmzo2158
    @emapsdkmzo2158 30 นาทีที่ผ่านมา

    Mandi enda kumunhu akakuuraya sehuku neane maparts ako kiya wena.wose ane ropa rako mumaoko chisa wena.

  • @kelsykellybanda4099
    @kelsykellybanda4099 26 นาทีที่ผ่านมา

    China tsoka imbwa yegorongozi Tino liker hedu dimple sekuru

  • @trevornyagomo1801
    @trevornyagomo1801 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Bhora mberi tsoka nguva yakwana

  • @Maigerald04
    @Maigerald04 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Muende navo futi kuMt Darwin uko please help

  • @Maitanyamasvosva
    @Maitanyamasvosva 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา +4

    Mukotsanjera 1 n'anga yechokwadi isina chitsotsi. Kwete dzimwe dzinoti tine macontract nananhingi vachinyebera vanhu nekuputsa misha yevanhu nenhema.

  • @RuvaChazika
    @RuvaChazika 59 นาทีที่ผ่านมา

    Shumba yengozi tinotenda D media

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Zvakunakidza manje Tsoka bae wakwa Neshamba...

  • @NhamoMwamuka-n5d
    @NhamoMwamuka-n5d 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Usandione kunonoka ndanga ndichiuya .pese apa ndanga ndanzwa kutsvga imbwa yegorongoza

  • @chipochiwaza3926
    @chipochiwaza3926 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Ngavasvike pa suswe pedu apo

  • @EmiliahBingu
    @EmiliahBingu 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Tanga takamirira kuti tinzwe kuti Bee zvaakasungisa hama nhasi uripi

  • @JohnChihuta
    @JohnChihuta 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Sekuru avo vanogona havashari ve media meaning chitsotsi hapana. Vaneshamba apo magona

  • @TracyZvakavapano
    @TracyZvakavapano ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Kotsa to the pple

  • @faraimoses8832
    @faraimoses8832 52 นาทีที่ผ่านมา

    Bhuchuu

  • @beautychiremba9358
    @beautychiremba9358 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Hy everyone

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 19 นาทีที่ผ่านมา

    NaMukotsanjera munosvika kure panhau dzengozi, ndiye mazvikokota

  • @NommaMakaki
    @NommaMakaki 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Waiting

  • @chipochiwaza3926
    @chipochiwaza3926 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Drewmas magona chose

  • @RufaroZiki
    @RufaroZiki 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Waiting

  • @JeffreyGideon-zp1ze
    @JeffreyGideon-zp1ze 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Waiting

  • @NhamoNyakupinda-jc5uz
    @NhamoNyakupinda-jc5uz 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Waiting