We need to celebrate our differences ava ndiMambo Ngezi comparing him to Mambo Mutasa and then proceeding kumushora in this manner is just wrong. Hakuna chikoro chehumambo uyezve madzimambo haafanane. I have watched Shumba getting some cases horribly wrong too
Mambo Mutasa he is doing Law at Africa university vanogona. Asi ma chief pane dzimwe dzavanogonawo. Pane yavakatonga mambo ava pamukawasha airamba kubhadhara pfuma. Chivanhu vanogona kudzidzisa
My brother siyana nazvo. Mai veginger hair vanokuurayisa nechipfambi chake. It's very surprising and disturbing kuti madhara aya arikutadza kuona nyaya iri pachena. Viva Mambo Makoni Mambo Mutasa Mambo Bushu
Its quiet evident that these 2 vanodanana but vakaudzana kuti hapana evidence haaiwine. In all the traditional courts this court takes 1st place in being disorganized.
Mukadzi uyo i bishu. Her facial expression towards the cameraman says it all!! & She is too comfortable with this case bcoz there are no traceable evidence. SIYANA NAMAI MPONESI UYO!
@40:10 i in don’t see the confusion except that when this husband and wife esp the husband is telling you kuti mwana wekutanga akazvarwa when they were not living together. You didn’t allow him to give you the picture cos you were cutting him. Basically they didn’t live together or they were not a couple in the first 3 years of their meeting. Remember kuti he committed statutory rape and was jailed for it yaari kuti 4 months community service. This is the early years when they were not getting along as husband and wife.
Asi nyaya iyi inenge iri kuinvolva chitsotsi nemakuhwa. Uyo muridzi wemukadzi ari kudzamba-dzamba haana evidence zvachose. Asi mukuwasha ari kuseva zvake; endi zviri pachena futi kuti ambuya is a slay queen! This young man must just run run away from that woman atotenda vadzimu vake vamubudisa murutsva.
At first Mai avo vaiidaa kuripiswa mombe 2 dzekuuya kudare vakatinda musoro zvinoiita tinoone sehure then nyaya dzacho obvious Mai ava vanodana nemukwasha
Mambo dai va recommender kuti mumhan'ari anotora ma communication records kuna network service provider. Ndiko kuno wanikwa kana kushaikwa humbowo huzere hwezvaitaurwa naambuya nemukwasha
Ukajaira kuteera Mutasa mamwe matare ese unotoona kuti mahumbwe ega. Hakuna Chief anotonga saMutasa. Vamwe vese kunyengana kwembudzi
We need to celebrate our differences ava ndiMambo Ngezi comparing him to Mambo Mutasa and then proceeding kumushora in this manner is just wrong. Hakuna chikoro chehumambo uyezve madzimambo haafanane. I have watched Shumba getting some cases horribly wrong too
And iri ndohumbwe hombe randatanga kuonawo mufunge
@@rutiliousayi3002 hakusi kumushora asi arikuita hake mahumbwe. Kutaura chokwadi hakusi kusvora. Humbwe ihumbwe hazvinei kuti raitwa naMambo Ngezi or Mutasa
Aaah apo Ndezi vakamamira evidence iripo apo mkwasha arikurovana naambuya uyo ambuya i bishu iro
Mambo Mutasa he is doing Law at Africa university vanogona. Asi ma chief pane dzimwe dzavanogonawo. Pane yavakatonga mambo ava pamukawasha airamba kubhadhara pfuma. Chivanhu vanogona kudzidzisa
This Chief needs to be sent to Chief Mutasa for training.
Mutasa rinenge graduate riya
Even Chief Makoni is good ava vakadhakwa ava
@@user-uh5kv9kg3lAdrian mutasa kumberi guys
Scriber ma1, pakuda young blood
Nhai Mamo endaika ku econet mopiwa print out between the two numbers chete why muchinetseka neka simple nyaya so.
Kuroora hureeeee😂😂😂😂😂😂😂😂 rinomboenda paneumwe murume richihura nemukwasha imi dzidzai kuna Mambo Mutasa naChigodora matofo emadhara😅😅😅😅😅😅
My brother siyana nazvo.
Mai veginger hair vanokuurayisa nechipfambi chake.
It's very surprising and disturbing kuti madhara aya arikutadza kuona nyaya iri pachena.
Viva Mambo Makoni
Mambo Mutasa
Mambo Bushu
Kana mutongi anorasika njere nenyaya yako iyi Kana ndirini ndatorasika njere 😂😂😂😂ndanakirwa zvangu
Its quiet evident that these 2 vanodanana but vakaudzana kuti hapana evidence haaiwine. In all the traditional courts this court takes 1st place in being disorganized.
😂😂😂
Bishu rinongoda kusiiwaya kwete kuendesa kwa mambo
😂😂😂😂
Panoda Chief Mutasa apa
Mukadzi uyo i bishu. Her facial expression towards the cameraman says it all!! & She is too comfortable with this case bcoz there are no traceable evidence. SIYANA NAMAI MPONESI UYO!
Don't judge guys please
Ndosaka Mwari waiwenga kumbana wevanhu, nekuti chihure chichanoitwa ne mukadzi chinotongerwa murume unosiya mukadzi wacho.
@@Map-in so why are there judges in the judiciary? Even that Chief is judging thus what are you saying?
Chief ava vakatodhakwa nemutoriro hapana,zviripo. Bus stop tv murikutambisa nguvanekuburitsa nyaya dzinoitwa nachief ava nedare ravo hazviteerereke.
Headman vaivapo vanotoziva zvavanoita kwete izvi
😂😂😂😂😂 pakaipa hre
There is much in this issue but vatongi wisdom ikati it can't 😅
Chief mutasa ndosak watora mukombe ...😂😂😂
Inzwa even ringtone yechidofo
@40:10 i in don’t see the confusion except that when this husband and wife esp the husband is telling you kuti mwana wekutanga akazvarwa when they were not living together. You didn’t allow him to give you the picture cos you were cutting him. Basically they didn’t live together or they were not a couple in the first 3 years of their meeting. Remember kuti he committed statutory rape and was jailed for it yaari kuti 4 months community service. This is the early years when they were not getting along as husband and wife.
Dai zvaigona mamwe madzimambo adzidzisawo mamwe madzimambo kutonga please vana Chief Mutasa dzidzisayi vamwe zvikoro chaizvo
Yes it's true zvaurikutaura ,muzimbabwe it's only 2 chiefs mutasa and nyamaropa
When suspecting that your wife is cheating it's better to get lawyers to prepare how you can get concrete evidence so that the court can help you
Ngavaende kuEconet. Mukadzi akachinja Zita asi fon number ndiyo ndokusaka profile photo iri iyoyo
Ava mambo vanogara vakadhakwa ngavatorerwe nyembe
Kusekenyeka kuri kuita mukadzi wacho necut iri mumusoro mahwani kkkkkkk
😂neniwo ndashora kna nyadzi havana amai avo
Chief Ngezi ngwarai imi eeeeeh gonai kutonga
Matakanana ayo myb vana ndevemukwasha hapana chako
Chief ngezi. Tongai nyaya zvinoita vamwe machief musapedzera nguvai nevanhu ava. Vanodanana
Melissa kahure kanongoonekwa 😂😂😂
Mkadzi uyu hure anotooneka nekuita kwake😂
Ipfambi mukadzi uyu
Mambo vakavharwa ne something
Problem yatiri kuita ndeye kushaya evidence
Uyu mudhara idununu chairo nxaa. Mukadzi akutora advantage yekudzungaira kwemurume
Dare iri harina kana Order l like chief Mutasa
Vanhu should gather enough evidence before presenting their case to the hands of the law
Chero zvakaitika pasina evidence zvafa
I'm lost nyaya dzakutongwa dzawanda
Mukadzi uyo íiii akutoseka zvake ibhishu zvake
Ngaawuye ku touch line basa rake riripo
Hapana kana dare rakadai... ngavamboenda kuma lessons kwaChief Mutasa or Chigodora
Haaaaa chief joki iro rakahura ne mukwasha wonai nyama
NaChief aka ma1 kanenge kapfambi futi apa mtoriro kanowanza 😢duiii
Zvinhu zvitoripachena tarisai magarirwe akaitwa mukwasha na ambuya😮
Mkwasha aishandisa imwe contact isina vamwe... 😂😂😂vanodanana vanhu ava
Murume problem amhangarira mukadzi kuti awane marambiro emukadzi since wanga agara ariseperated. He was suppose to report Mukwasha. 1st.
Ngezi chibaba che hwahwa😂😂
Hakuna wife material yakadai awa ndiwo maGindagoriya evakadzi
Ayewa she's smart varume hamudi kuona mukadzi wemunhu anogeza munoti haasi wife material sei???
@@JemimaBhobho-y1cpane ATI haagezi hre mukadzi uyu zvekugeza zvikupinda.papi ipapa
Kumutarisa unotoona wega kuti ijoki iri
Baba ava havagoni kutsanansngura zviri clear
Zviripa chena kani tongai munhu mhai chief ngezi
Chief Ngezi ,hope dzichiri mamuri ngwarai mhani
DziMambo idzo dzinozviita ED kkkkkkkk hapana dzinozikanwa
Mamwe madzimambo ma1.
Chekutanga mkwasha uyo aifanirwa kuva akagara kure na..Ambhuya.
Then vatongi disorder yega yega
Mambo Ngezi kana murimutongi wenyaya garirai nyaya kubva painotanga kusvika pakupera.
Mkwasha anakirwa nambuya kkkkk zviriko😂😂😂
Iro ihure rinotoda touch line chaiyo
This chief need training iri very strong coz this is matakanana chaiwo so disappointed mdara ava
This is not a wife..kajoki ako..what a shame
Uyo mukadzi ihure iro. Mukoma siyanai nawo
Moda evidence yei ipo paphoto pane profile Pic wani number haibude becoz ange akavhura ka chat Aiwa vanodanana avo vanhu endai kwachief Mutasa kana zvanetsa
Chief boe hre mukwasha akanyenga ambuya zviripachena kutonga kunotomunetsa
Headman chigodora na chief mutasa wooooooo
Madhara aya anovhiringikawoo munhu akutsanangura zvonzwika wan 😂😂😂
Chief uyo ngaamboende kwa mutasa nekuti ummmm haasati agona kutonga shuwa nyaya iripachena kuti vanodanana
Ngaaende kuDNA pliz zvichida vana havasi wemurume
Endai ku network nhai Chief Duzununu
Nyaya iyi iri so trick mukadzi anoti Vakarambana murume arikuti mukadzi wangu
The case irimudariro tsva. Takarasima nemakuhwa kkkkkk hapana dare apa shame. They give attention to gossip and ignore evidence for the reported case.
nyaya dzena audio dzinonetsa pane umwe muface aiva asingadi mukadzi akashandisa shamawari yake kuita foni record achinyenga mukadzi kuti agoenda nayo achiti ndibabamukuru vemukadzi. akazonzi hendei ku econet akaramba
Padare apa papedzisira patobuda kuti tsano varikutoregwa mukadzi na nemukwasha ukuvo mukwasha arikuda kutoregwa mumukadzi nedzimwevo 😂😂😂😂😂😂
Andisati ndapedza hangu kuona asi mambo avo vanekakudhererwa
Ko mashayiwa kwekumhangara nhawu yenyu hre nayi blaz chief wamukurondedzera ndiye asipo nevatevedzeri vacho avapo saka ukuti urikuyiteyi ipapo
Iri itotsi iri kumhanya kuzozvi defender but vanodana
Kkkkkk haaaa hakuna mukadzi wapaden anogerwa panki ine jinja pachishona ndrikuti uyo mukadzi I snooker haitambwi nemunhu 1
😮ko camera man murikungoisa camera yenyu panevanhu two, murume nemkadzi varikutaura vacho tisingavaone, 🙄
Kare nyaya dzakadai dzaitongwa sei vanhu vasina mafoni
Seiko vakaszi vanohura varume vachivada chaizvo
Kumhondoro ngezi Kuna mambo akadai inenge nzvimbo inoitwamahumbwe chaiyo
Anenge akazungairawo murume wacho 😂
Another day rekunzwa kuti mombe nhatu negwai chena raShe...... Chief ava vanofanirwa kubviswa nyembe
Asi nyaya iyi inenge iri kuinvolva chitsotsi nemakuhwa. Uyo muridzi wemukadzi ari kudzamba-dzamba haana evidence zvachose. Asi mukuwasha ari kuseva zvake; endi zviri pachena futi kuti ambuya is a slay queen! This young man must just run run away from that woman atotenda vadzimu vake vamubudisa murutsva.
Moziva maiimi kune vamwe vanoda varume asi varume vasina basa navo zvinoimi murume anokudayi asi imi muri kuhurira murume zvakaoma remekedzayi varume venyu
Ndizvo hr zvakaita kt ahure nemukwasha varume vapera hr
Haaaaa mambo mtasa ndizvo avo vairi varikudananav but nyaya haisi kutongwa mushe apa.amai avo mmmmm panenyaya ngavasadaro sooo.sando Kuna mambo mtasa
Ko ivo mai Mbali dzinenge dzisimoo vanenge vaku saidhira murume wawo
At first Mai avo vaiidaa kuripiswa mombe 2 dzekuuya kudare vakatinda musoro zvinoiita tinoone sehure then nyaya dzacho obvious Mai ava vanodana nemukwasha
@bustop when is part 2 coming?
Ukaona mukadzi atopenda musoro... ziva kuti paita probremu
Kkk shuwa here munhu washe😂
@@nancyrimai1224 asi makapenda musoro here murandakadzi? 😅
@@ROGUE406 aiwa kkkk
@@ROGUE406😂😂😂😂😂😂
Chief ava mudhokonono havagoni kutonga zvachose
Mkadzi uyo igan'a chairo even her attitude says it all
Patori nemurme anotogara Kuma raini kwedu anotodanana na mbuya mukadzi we hanzvanzi yemukadzi wake wakatoita mwana izvezvi tsano vakuchengeta mwana wekukwasha zvakangooma
Idzo imhombwe idzo dzakasangana kunyanya mukadzi uyo ndewemafaro uyo
Mkwasha imboko uyu
Haaa mumadzi uyo arikudyiwa nenukuwasha ndosaka vakabvarura summon.
Even without tangible evidence umoiba kuti apa panodananwa apa.
Anotongeka here iye mukadzi akadengezera tenesibhora uyu
Dare iri ndere zvigure
But imi vedare mungatadze kuona pfambi iyo yemukadzi
Mamn9 Ngezi kana murikutinga nyaya garisikai muite zvekutonga nyaya . Zvimwe zvese ngazviitwe nevaripasi penyu mozoudzwa( concentration)
Aaaah chief avo havako ngavachengete dunhu not kutonga vanhu
Nyaya iripachena iyi mkuwasha na mbuya vanodanana ava
Ko mwana munobudisirei pa camera hazvisi bhoo respect ku mwana please
Mmmmm mkadzi akavimbika cheto gore anogara akamirira umwe wake 😢
Iwewo wakatorerwa mukadzi udzidze kuziva chinonzi mukadzi wakabikwa zvekusvika pakuibva kudaro
Mambo wangu Mupamombe Chireru makadii
Imi vatongi vacho murimatununu komamsg amapuwa mamawona wani saka chiyi chikunetsa murimatununu imi
Mambo dai va recommender kuti mumhan'ari anotora ma communication records kuna network service provider. Ndiko kuno wanikwa kana kushaikwa humbowo huzere hwezvaitaurwa naambuya nemukwasha
Vaviri ava vaidanana ir vachirikudanana chikomba chirikuti nyaya ndaisaiziva yet mkadzi ataura kuti ndakatanga kufonerana nechikomba pakabuda nyaya kureva kuti vakatipirana kuti handed tinoiramba nyaya iyi
Iri ihure chairo,ko kupwipwinyika mudare
Patsika dzedu ndomagariro emukwasha na ambhuya here iwawo imi regai kutamba nepfungwa dzevanhu imi unoda kutora vakadzi vemubhawa unoda kuti bhawa rigodii