Get to understand Sekuru Tasvu well! What he does or says, I may analyze it as a “sense of humour” he doesn’t really mean it! It’s a joke! He’ll be just joking and trying to get you into the groove..! He just likes passing jokes!
The funniest part mishonga inowanikwa kun'anga ikoko,so kwaMarange varoyi vacho vanotobatwawo vachibvuma or kuramba ,so usafe wakafunga kt church yeJohane marange ichamira or kupera nekuti kwaita tunyaya twevanhu varikutsvaka mari thru media kwese varoi variko and kunechechi dzisingatobvumi chiporofita completely kwaMarange vachiporofita ,n'anga ikatouya kwaMarange inotobatwa and ndidzo dzinopa vanhu makona acho iwaya saka ka society kavo apana chinoshamia kana uri munhu ane pfungwa
Mubvunzo wangu urikuti kosei n'anga idzi dzirikubuda pamedia asi kudhara kwaive ne n'anga dzairema dzaisabudiswa vana ndunge vaye plus sei dzakawandira mutown kkk munotsvakwa mari
Sekuru Tasvu apa ndokugona matare uku asi yekwedu hamuna kuzoipedza sekuru-tiri kuchema Sekuru nekuti pane one and half years now Sekuru nyaya yedu hapana zvakazofamba sekuru sekufamba kurikuita dzevamwe.
Cameraman usatore picture or video yemunhu aripamuvhuri iwe uripazuva or kutora video yemunhu aripazuva iwe uripamumvuri.. Pic yepazuva endawo pazuva and the same nepamumvuri... Ukadaro you will never go wrong pakupakachira camera. Thank you.
HAPANA ZVAGADZIRISWA APA TOZODA KUZIVA IN 2 YEARS TIME KUTI ZVAKAPERA HERE MUSANYEBERWA NE N'ANGA IDZI ONLY GOD CAN FREE YOU FROM ANY SATANIC POWERS ;JESUS IS THE WAY THE TRUTH AND THE LIFE
@@nomsanyika151 hakuna musha usina twawo but we can’t blame elders for our failures. These are the results of a broken health and social welfare system. No jobs 95% unemployment , rotten health system even vakatyoka makumbo now go to sangomas. We need to lower our expectations before offloading blame kuchembere idzi.
Haaaaaaaa was trying to subtract 1910 from 2024 its 114 years. But people agreed kuti sekuru avo is 99 years. So was this video done 15 years back 🤔🤔??
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
Maonere angu Tasvu akuita achipera akungotaura zvekuuraya vanhu chete😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢 paakatanga ayinyatsotaura sen'anga chaiyo now hayiiii
True
Ko ndizvo vanhu vacho varikuuyaka vehurombwa ivava plus ndiro department rake iroro revaroyi munoda aite ripi but zvakangonaka kuti varidzi vehurombwa varipo vachidaira vega
Get to understand Sekuru Tasvu well! What he does or says, I may analyze it as a “sense of humour” he doesn’t really mean it! It’s a joke! He’ll be just joking and trying to get you into the groove..! He just likes passing jokes!
@@preciousmatenzenichatukuta7288 ndozvaakakuudza
Kupera sei uyo simba chigwindiri manje anababamukuru vakatiza musha moti vakupera imiiii
Munhu akaroya achipinda chechi hazvirevi kuti chechi ndiyoyaroya nyika yose yakazara nevaroyi ende nyika yose yakazara nema chechi futi nen'anga dzacho varoyi futi ndivo vanopa vanhu huroyi saka hapana kwatinoinda vamwe varikupiwa huroyi nen'anga vamwe vachitorerwa I bissnes rinoyitwa nen'anga mazuva ano vanhu ngatingwareyi varoyi Vacho zvakadaro havaperi ummmmm
Pakuroodza vana at 13 church iyi ineproblem. Zvayo kana tozogara
Mukotsanjera , is well humbled than sekuru Tasvu , that what i c hangu pachezvangu
Musandipikise
Tingati munhu abvuma here or avhunditsirwa😂😂😂
Itai basa mukoma Robert
The funniest part mishonga inowanikwa kun'anga ikoko,so kwaMarange varoyi vacho vanotobatwawo vachibvuma or kuramba ,so usafe wakafunga kt church yeJohane marange ichamira or kupera nekuti kwaita tunyaya twevanhu varikutsvaka mari thru media kwese varoi variko and kunechechi dzisingatobvumi chiporofita completely kwaMarange vachiporofita ,n'anga ikatouya kwaMarange inotobatwa and ndidzo dzinopa vanhu makona acho iwaya saka ka society kavo apana chinoshamia kana uri munhu ane pfungwa
Ndafarira dandanda hangu ndabva ndafunga mbuya vangu
Wekwagutu uu ndisekuru vangu.madyira.madzishe
Varipi vekwaMarange apa,,unenge wakangovengawo Marange iwewe Robert
Ndivavazve vanhu vacho inga zvikutaurwa wani
Vanhu vanot kana vakavenga certain church vatoita kunge zvese zviriko zvakaipa
@@admiremakumbe9206 vakadhakwa ava
Mukotsanjera uri mberi, haashandise hasha, unonyatsofamba nematare
There are same n'nga idzi,,Mukotsa wako wakamakidza vamwe tete ,vakaramba akavavhundutsira akavhura maziso....Hapana n'anga irinani...kkkkk
@@givemorechivandaidze1423kkkkkkk haaaa vaye tete vakati handibvume zvandisina
Tastvu ndizvo manji pakashata iweee
Ziii Zimuroyi. Nyika yakatakura kurema
Hun'anga hwacho ndehwekutaura zvinyadzi here
I last heard ngoma dzegoregore 20 yrs ago KuHurungwe....kkkkkk
Tisu anhuacho anaMarange kana pukamutanda Tasvu wacho unorowao futi N'anga muroyi dzikamai
Ndimai vekumarain kwedu mufunge aaaah
Especially vamwe Chief so vari very critical of sekuru Tasvu I have seen a number of his videos vachinge vasinga gutsikani nemaitiro a Sekuru
Iiiii ndarwadziwa musashungurudze harahwa imi
Vanodhakwazve hanty vanopiwa mudzepete hre
I liked sekuru va 1910 he is talking from his heart
havazive gore ravakaberekwa avo. 114years munodziziva imi
Unonzwa zvakunzi ndakamanikidzwa ndikagererwa msoro bvudzi rangu rikatorwa so ndakurwara 😅apa mhuri dzichipera so,kungoti team racho rinobata risingazive richiti rikugadzira musha or mishonga yeluck kana yepromotion zvozopanduka but chinozobhowa zvikapanduka havaite action vanobva vafarira zvinhu zvavo.
Exactly ndozvavanoita shuwa
Varoyi ngavabatwe vanoshungurudza vamwe zvinobhowa
Uyezve avo sekuru vakutaura kunga vakadhakwa. Vekuzvarwa 1946
Apa ndivo wani vanhu vanozvitàurira ngavaudze munhu kwete kuti vobvunza munhu
Intimidation is a weapon,
114 years tinodziziva here
Mubvunzo wangu urikuti kosei n'anga idzi dzirikubuda pamedia asi kudhara kwaive ne n'anga dzairema dzaisabudiswa vana ndunge vaye plus sei dzakawandira mutown kkk munotsvakwa mari
Manga muine maphone here? Technology ikufambira mberi
@@ehlukanidhliwayo748hauna kupindura mubvunzo ko nhau dzaibuda sei kana ikozvino dzakubuda nema foni
Sekuru makutinyepera mabhazi aiwako here nguva yacho
Haaa anofanirwa aivako semunhu ainzi akazofa ava kuma 92 years meaning mabus mota ndege zvikepe zvakange zvaveko
Zvamanje manje velwamarange vatora mukombe pahurombwa hai
Sekuru rambai makadaro sando dzenyu
Tasvu anondiitirawo ndirikuda kutomboendako kwanguwo kune vana watishungudza
Tichauya sekuru vamwe vakutaurisa havasat varoiwa vachauya chete
Haaa ka song kembira ako vanokarova ana gwenyambira avo
Vane wrk sutu avo vanakidzwa
😂ko uyo wekepisi anoti haagerwe ko kumasowe kunobvumirwa mabvudzi awo akadaro here seaanawo awo😊
Kuzoita sekumanikidza munhu kuti muroyi ndini apa 😮
Varoi varipo hmmm
Muturikiri mwari avenewe iwe ....sei uchiti iwe wechioko
Zvakaoma veduvee zvemunyika yokwedu
Vanhu vekwamarange ndobasa rawo rekuhwanda nechechi vachiroya zvekuti bhe
Ko sei n‘anga idzi dzese dzichitaura chibrandaya Bunzamukombe,Tasvu,Kanengo,Mukotsanjera etc
itimhu yelawezi
Waiting
Ndirikundzi ndirimuroi
Mu magemenzi imomo takagukuchira Huroyi 😅😅😅😅😅
Sekuru vanonyepesa ivava. Hanzi ndichiri mupenyu mabag ndaiisa pamusoro pebhazi pasina kutambidzana. Ndokuzoti 1910 pakazvarwa munhu uyu ndanga ndave pahomwe yechi 10. Bhazi rakauya before 1910 nderipi iroro balance me there 😅😅😅😅
Vamwe vanozobvuma nekutya ,ungati ndokuuraya vema tv ava ndovamwe vanokurudzira huipi munyika
Shame ndodzoka ndonzwira madhara tsitsi😢
Hmmm nguva iri kutaurwa nasekuru Tasvu, mabus aiveko here?
Sekuru Tasvu apa ndokugona matare uku asi yekwedu hamuna kuzoipedza sekuru-tiri kuchema Sekuru nekuti pane one and half years now Sekuru nyaya yedu hapana zvakazofamba sekuru sekufamba kurikuita dzevamwe.
😅😅taura hako panongosotwa dzepa media
Bus 1910😢
Kkkk handichazivi pakubarwa
Munhu akangochembera hanzi avakuroya
Zimbabwe mutown makurira Ngoma chaora chinhu ichi
I nyika yevanhu kwete yevarungu enda Ghana,India chivanhu choitirwa tonaz
Cameraman usatore picture or video yemunhu aripamuvhuri iwe uripazuva or kutora video yemunhu aripazuva iwe uripamumvuri.. Pic yepazuva endawo pazuva and the same nepamumvuri... Ukadaro you will never go wrong pakupakachira camera. Thank you.
Hakuna kusina varoyi vanoenda kuchechi vasingaendi kamani vese varoyi.
Sekuru tasvu vanekakuvhundutsira
Ko from 1910 vanoita 99years sekuru avo vapotsa apooo
Team team murisey
Robert unopedza masports rambai makadaro mukoma
Hayac
Ndirimuroi ande futi🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Chiroyi chine Zambia yeZanu. Chupeti
I think they are humiliating Varoi ava mfunge. I think they deserve some bit of respect. Sad
Hongu munyika munnevaroi kumachurch kunevaroi Asi Marange 99 percent Marange munotyisa Hana hangu inorova ndikanzwa vekwaMarange Satan avenemi
Machechi mangani asina chiporofita asingatobvumidzi chiporofita ,so iwewe aobva wat Johani marange ndiyo inevaroyi nekuti vabatwa ikoko vanotobatwa vachidzingwa pfungwa dzako dzakabatwa nechando mishonga yacho inowanikwa kun'anga fut hauwanikwi kwaMarange.wakazvarwa nguva Yako isat yakwana
Sekuru tasvu mkuwanza kumba video reset rino pera muchingoimba
Ko zvigure kuMufakose nekuMabvuku hamutaure nezvazvo mabhurandaya akazara muHarare.
1821 mabhazi aive abva kupi
Kunyepa apa 1821 kwange kune mabhazi kupi kwacho. Chero masaga echibage aive kupi. People are very naive
Tasvu anobata ega
Nguva yenyu sekuru Tasvu kwanga kusina mabhazi kkkk
Ndatoti ndewa 1925 nekuti ati 99yrs
Saka ane 114 yrs ka uyu
Hanzi ndaigarira machende kuita zviturukkk dzimwe dzawe nhema
Ko seyi dzingori chembere chete dzirikunzi varoyi ivo vana vadiki havasi kuroya here.
Kodzero dzevava bereki dziri kuchogwa
1910 kusvika 2024 pane 114 years.
Mumutebwende imomo nahwo huroi pakaipa😂😂😂😂😂😂😂
HAPANA ZVAGADZIRISWA APA TOZODA KUZIVA IN 2 YEARS TIME KUTI ZVAKAPERA HERE MUSANYEBERWA NE N'ANGA IDZI ONLY GOD CAN FREE YOU FROM ANY SATANIC POWERS ;JESUS IS THE WAY THE TRUTH AND THE LIFE
Amen Deno vanhu vagona kutsvaga Mwari iye N'anga yacho futi yoti ndiri muroyi mukuru saja tiri kuendepi
Zvakaoma chokwadi madhara akapeta kudai kuitawo zvehuroi xaaaaaa.
Marange Mutumwa wavaroyi
Mudhidh wako
Trust Tasvu and your family gets divided. What he wants is popularity and money he is a killer muroi
But pane nyaya vanhu vanotipa mishonga iyii inozopanduka yoita zxikwambo kna zxinhu zxinozokuvadxa mhuri
N'ANGA DZAKUTODA KUTSOTSA VANHU PACHENA
Haaaaaaa vatendi avo ma next door edu
Kuchembera is the only denominator apa. Muchachemberawo futi you will be accused by your great grandchildren. Chembere idzi dziri kumbunyikidzwa idzi
Heya makorokoto kwenyu kwakarongeka
@@nomsanyika151 hakuna musha usina twawo but we can’t blame elders for our failures. These are the results of a broken health and social welfare system. No jobs 95% unemployment , rotten health system even vakatyoka makumbo now go to sangomas. We need to lower our expectations before offloading blame kuchembere idzi.
Vanogara. Kupi. Sekuru. TASVU59:16 @@dhavetembo7654
Varoyi vane nharo
Se
kuru ndodawo kumbosvikawo ikoko ndatambura ini manje hamudhurise ere
Tudhala utu so tukuita kutarisan 😂😂😂😂😂😂😂😂😂🤣
Kkkkkk hanzi vatasvurwa
Ko Simba akushanda kwaTasvu 😢😢
Eeee
Sekuona kwangu paye vakashandisa simba kuti zvinzi anobatsira simba agara aishanda kwatasvu uyu kkk😊
@@LivisonChimoni😂😂😂😂😂😂😂😂 hah please mazonyanya imi
Haaaaaaaa was trying to subtract 1910 from 2024 its 114 years. But people agreed kuti sekuru avo is 99 years. So was this video done 15 years back 🤔🤔??
Ko sei varoyi vese vakashata pameso kudai
Vakatodza iwewe kushata
@@tatendamuchemwa9994 mwana wemuroyi watohakira ipapa wakafanana nevabereki vako kushata kuroya
@@tatendamuchemwa9994 mwana wemuroi ndiwe wabatwa batwa kunzi vakashata varoyi family
Marange izere vamiriri vasatani chaiko
Kkkkkk sa Ekedhi here
@@PhildahMumba-fg9zi chaiko!!! Vose zvavo i think kubva kumukuru wavo
Kkkkkkk makwaEkedi
@@GraceMapfumo-ep9tx kkkkk pakaipa kani
@@mollineshato8442 kkkkk tobvongodza kwese
Robert bad language try to avoid that , because we are listening this as family, problematic calture love again
Kule tasvu ne danda rembanje on camera
Tavapo
Maturusi emu
Saka vanhu vekwa Marange havadi kuenda ku hospital asi ivo vachiromba hayaaa huye bodo
Kkkkk ichokeadi here ichi nhai vanhu
Koo aripi wekwa Marange wacho,,musanyebera kuzungaira imi vekwaRobert
Ivava ndivo vanhu vacho vekwamarange ka urikuda vanouya vakapfeka magemenzi here
@@nomsanyika151 hapana kana 1 apo
Ko inga vakutaura wani kuti ndewekwaMarange haaa mune high level rekusateerera henyu
@@mollineshato8442 iwe hapana kana muPostori wekwa Marange apo
Munotambudzireiko madhara nezvinhu zvekunyepa
Itai basa mukoma Robert