ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
The best chief, ever
Wisdom munayo Shumba
Chief Mutasa to the fullest, muri vakuru mambo
Mambo Mutasa best chief ❤
Chief Mutasa the best chief keep it up!!
Makadii Mambo Mutasa
Ndirikuzama kufunga kuti secretary arikunyorei zvokwadi.
😂nhengo
MaMins
Uyo ariserious haaseki haatauri haakosori
Eheee basa rake kunyora chete@@RyanMachache-kg8mk
Haungazvinzwisise kana usina kumboita basa racho but he's doing what he suppose to be do
Saka secretary apa vari kunyorei chaizvo
Varikunyora kuti nhengo iriweak ka
😂😂😂😂😂😂@@RyanMachache-kg8mk
Ummmm vabereki handivachenesi apa, they know something,, kana pasina zvavakaita mwana ingito
Uboy boy anofarira varume uyo achiri mu denial nekufungira huroyi ou medical problema chete .
Vakadzi havo vanorespecta varume nekuti mukadzi anogona kudya maputi uchikwesha senge these days anenge aripasocial media hake achiona madam boss iwe uchipara
😂😂😂😂😂😂
Hapana zvirikunyorwa Apo ASI mutemowamambo chataurwangachinyorwe zvino mambongasatongawoga kunyangwe wachigona
Mface ano gona kunge ari ngito
Kkkkkkk aaaaah
Enda kumubvee
Sperm count ku Zimbabwe Family Planning Council Head Office, entrance to Harare Hospital (Sally Mugabe Central Hospital)
@@emazhetese9624 Chitova musadaro 😂😂😂😂
Tinashe Mugabe akatiparira zvokwadi saka bota rakutonyadzisira kairi.Murume uyu ane spiritual wife akapihwa mukadzi wake ndosaka mubedroom namadam zvisirikufamba anoda deliverance or kutosimba kubatsirwa kuchivanhu chaiko mab vabereki vake vanozviziva zvinhu izvi why baba vanekakuoma msoro ngavabatsire mwana atova neconfusion shame so sad hazvidi kudai kana kubasa hakushandike .Hanzvadzi dai wasiyana nezvekwaAndyby hapana kundiso tsvaga zvimwe zvinoita uyambuke otherwise unofa nestress ndizvo zvinhu zvinokuvadza varume mentally emotionally and physically.imbouya kwaMiracle Paul mwana wamai 1 sunday zvayo.
Saka vasiyanei Paul na andyby
Miracle Paul vanobhadharisa mazimari akawandisa kuita one on one vaye
Kana kunzi murikunditokonya isai zvakanaka
Isai yese
@nomsanyika151 🤣
Zvimwe hazviiti kuendesa kudare
The best chief, ever
Wisdom munayo Shumba
Chief Mutasa to the fullest, muri vakuru mambo
Mambo Mutasa best chief ❤
Chief Mutasa the best chief keep it up!!
Makadii Mambo Mutasa
Ndirikuzama kufunga kuti secretary arikunyorei zvokwadi.
😂nhengo
MaMins
Uyo ariserious haaseki haatauri haakosori
Eheee basa rake kunyora chete@@RyanMachache-kg8mk
Haungazvinzwisise kana usina kumboita basa racho but he's doing what he suppose to be do
Saka secretary apa vari kunyorei chaizvo
Varikunyora kuti nhengo iriweak ka
😂😂😂😂😂😂@@RyanMachache-kg8mk
Ummmm vabereki handivachenesi apa, they know something,, kana pasina zvavakaita mwana ingito
Uboy boy anofarira varume uyo achiri mu denial nekufungira huroyi ou medical problema chete .
Vakadzi havo vanorespecta varume nekuti mukadzi anogona kudya maputi uchikwesha senge these days anenge aripasocial media hake achiona madam boss iwe uchipara
😂😂😂😂😂😂
Hapana zvirikunyorwa Apo ASI mutemowamambo chataurwangachinyorwe zvino mambongasatongawoga kunyangwe wachigona
Mface ano gona kunge ari ngito
Kkkkkkk aaaaah
Enda kumubvee
Sperm count ku Zimbabwe Family Planning Council Head Office, entrance to Harare Hospital (Sally Mugabe Central Hospital)
@@emazhetese9624 Chitova musadaro 😂😂😂😂
Tinashe Mugabe akatiparira zvokwadi saka bota rakutonyadzisira kairi.Murume uyu ane spiritual wife akapihwa mukadzi wake ndosaka mubedroom namadam zvisirikufamba anoda deliverance or kutosimba kubatsirwa kuchivanhu chaiko mab vabereki vake vanozviziva zvinhu izvi why baba vanekakuoma msoro ngavabatsire mwana atova neconfusion shame so sad hazvidi kudai kana kubasa hakushandike .
Hanzvadzi dai wasiyana nezvekwaAndyby hapana kundiso tsvaga zvimwe zvinoita uyambuke otherwise unofa nestress ndizvo zvinhu zvinokuvadza varume mentally emotionally and physically.imbouya kwaMiracle Paul mwana wamai 1 sunday zvayo.
Saka vasiyanei Paul na andyby
Miracle Paul vanobhadharisa mazimari akawandisa kuita one on one vaye
Kana kunzi murikunditokonya isai zvakanaka
Isai yese
@nomsanyika151 🤣
Zvimwe hazviiti kuendesa kudare