Hama Christo ndizvooo asi manje mhepo iri mumusha haidzimike nemuteuro ko kana mune ngozi mumusha moziwa sei ,batsirwai tione kuti dambudziko ropera sei ,vakadzi dzidzai kunyarara please wana samusha waite nhau
Whatever the hand chases under the rain is very important for that moment, in Zimbabwe we are a peaceful loving country cos in South Africa ndozvamunonzwa kuti someone will kill anyone they suspect of witchcraft. Pasi nevaroyi
Cancer is hereditary mkoma. Munopedzerwa mari mahara if the disease runs in the family. Handi zvose zvinokonzerwa nemweya. Tarisai mativi ese. Hanzvadzi dzacho dzinogarika nadzo here?
Mufana wanguuu family iyii haidi kumanya kutukana or kuvatukaa no pa Family mukangoita chi Group murivanakomana matoshata urikuona zvirikutaura nemusikana waurikutuka uyoo ndizvozvo chaizvo chaizvo zvinotaurwa ne Mwanakaomana but my surprise vakomana varikutora Jealous rana Bamunini nana Babamukuru kuvengana kwemhuri iwe uri Mwanakoma anditi naivo varikukura here nekuwanda kwavakaita uku zvichazova zvavowo mangwana vasisawirirane ivo pachavo vachiti taroyana vana dzidzai kusaita zvipoka zvipoka especially vanakomana kunge Mwanasikana Wanzwa Mwana uyu achiti Baba vangu havaroyi hana Mushonga saka Mwana anodawo Kunzi Baba vake vanoroya ndiyani uye bba vakaona vachiroya ndevani zviripo zvinotaurwa nemadzimai kouya zvinotaurwa nevanakomana be wise guys chiiko kkkkkkkkk ungati baba vangu avaroyi asi huuyai tiungane semhuri imi muna Baba Vanoroya haaa no mhani thas nonsense vafana avoo vakafumuka avoo
Mambo Mutasa is a genius, you cannot outsmart him.
Sando yenyu Mambo Shumba ye Wisdom ❤❤❤
Ko Mutasa wakazodiiko nenyaya yemwana wekurombeswa nachedumbu. Takapedzesera umwe arumiswa nenyuchi makabva mangotyiswa makatya kurohwa home and away
Dzakawanda dziri papending wena apa unenge uchida kuinzwa
Ko handi vakanzi endai munogadzirisa zvinhu zvakaitwa pamwana iwo ndiwo vasina kudzoka kwamambo kt zvinhu zvakabviswa hre
Chikonzero chaita kuti mhuri iuye ikoko kwamuri Chief Mutasa ndechekuti vanhu vanoona kuuya kwamuri kune instant results. Vanhu vanomhanyira kwavanoona kune mhinduro nekukurumidza
Mambo Mutasa to the world vanotsanangurira munhu kusvika wagutsikana
1)Ngozi,hurombwa nemiganhu yeland -mambo Mutasa.
2)chihure nebarika neroora rangu-madzimambo Bushu, Nyamaropa,Dotito &Kandeya.
3)mixed nyayas -mambo Makoni
4)kushaya mafeelings,zvikomba nekurovana -madzimambo Nyajina,Chireya ,Ngezi.
4)hurombwa hwemapostori nekupumhanha huroyi-mambo Saurombe
5)Ngozi nehuroyi 2-mambo Marange
6)mixed stories dzisina order zvekuti mudare racho rese angova mazvake zvake ada ataura-mambo Ngorima.
RaNgorima unotoshaya kwazvirikuenda
Secretary vemasmartss ❤❤❤❤❤❤❤
Ndakuda kutama kuenda kuManicaland kwaChief Mutasa..iriko here nzvimbo😂😂
Huyai tiwande anhuwe😍
Big up to the one ☝🏾 who told mupirusa to wear suit 👏🏾👏🏾👏🏾
Mambo magona🎉🎉🎉
Pane vanoda kudefender something to achieve some certain goals
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Ini hangu chivanhu chirikuita chichindibuda. Matongerwo enyaya dzacho 😢
😂😂😂😂
Mambomtasa kuti ndee zvavo handsome mambowedu ❤😂
Pliz Toda kuoona maperero awo musatinyemudza Kani were is part2
Moona mambo asi gadzirisai nyaya yaCardwell Chiteka
Haunyepe yaCardwell iya nanhasi ikundirwadza
Hama Christo ndizvooo asi manje mhepo iri mumusha haidzimike nemuteuro ko kana mune ngozi mumusha moziwa sei ,batsirwai tione kuti dambudziko ropera sei ,vakadzi dzidzai kunyarara please wana samusha waite nhau
Ko kana vasingasimudze msoro
Ini ndiri muzukuru munhuri iyi misodzi yangu iri kuchururuka parizvino,jehovha pindirai.
Sorry
Auntie venyu avo vanenge havadi help. She is bitter
We are all Christians but zvakabatwa mumamisha medu hatizivi. Pride haishandi
Ko nhai changamire ndipeiwo number dza single mother avo ndoda tiite plan. Hakuna madzimai kunze kuno ndatowana ati ari single pano
Kkkk ungatendwa naMwari, bata nhimbetv akutsvagire
😂😂😂Chibanda media inokubatsira
Kkkkkkkkkkkkkkkkkkk wandipedza waendere chokwadi
Tumadhara toda ku sumiwa ivo matambudziko havasi kumaona ivo here???
NHAI hako
Whatever the hand chases under the rain is very important for that moment, in Zimbabwe we are a peaceful loving country cos in South Africa ndozvamunonzwa kuti someone will kill anyone they suspect of witchcraft. Pasi nevaroyi
Im seeing Parrafin seated attentively listening to this case 🤣🤣🤣
Well done shumba wangu
True but the appeal court has inherent jurisdiction .inogona kungotangira kwa Chief ikoko though.
Mambo ❤❤❤❤❤❤❤❤Happy New year.....
Mambo uyu huchii ❤❤🎉
Sis Avo vanoramba kubatsirwa asi atori mukadzi wechikwambo maonero angu
Chirikumuudza kuti ramba kubatsirwa mkadzi wangu titize
Chirikumuudza kuti ramba kubatsirwa mkadzi wangu titize
Chirikumuudza kuti ramba kubatsirwa mkadzi wangu titize
Chirikumuudza kuti ramba kubatsirwa mkadzi wangu titize
Chirikumuudza kuti ramba kubatsirwa mkadzi wangu titize
Cancer is hereditary mkoma. Munopedzerwa mari mahara if the disease runs in the family. Handi zvose zvinokonzerwa nemweya. Tarisai mativi ese. Hanzvadzi dzacho dzinogarika nadzo here?
Mukadzi nemurume havasi hama nehama saka cancer yecouple yakafa is not hereditary
Sis weka hat awo warikutotundiswa nechikwambo tseq mhani siya mhuri ibatsirwe
Mufana wanguuu family iyii haidi kumanya kutukana or kuvatukaa no pa Family mukangoita chi Group murivanakomana matoshata urikuona zvirikutaura nemusikana waurikutuka uyoo ndizvozvo chaizvo chaizvo zvinotaurwa ne Mwanakaomana but my surprise vakomana varikutora Jealous rana Bamunini nana Babamukuru kuvengana kwemhuri iwe uri Mwanakoma anditi naivo varikukura here nekuwanda kwavakaita uku zvichazova zvavowo mangwana vasisawirirane ivo pachavo vachiti taroyana vana dzidzai kusaita zvipoka zvipoka especially vanakomana kunge Mwanasikana
Wanzwa Mwana uyu achiti Baba vangu havaroyi hana Mushonga saka Mwana anodawo Kunzi Baba vake vanoroya ndiyani uye bba vakaona vachiroya ndevani zviripo zvinotaurwa nemadzimai kouya zvinotaurwa nevanakomana be wise guys chiiko kkkkkkkkk ungati baba vangu avaroyi asi huuyai tiungane semhuri imi muna Baba Vanoroya haaa no mhani thas nonsense vafana avoo vakafumuka avoo
@@MuparidziNyama kana usiina,zvekutaura wadii kunyarara
Mambo mutasa gadzirisai apa.
Munhu anofanita kuve responsible nemisha ndibaba.hazvinei muningina wababa kana mukoma.Rufaro knows about zvinetswa zvemifamily.akararama nabba vakewo vachifambira zvemusha.tonyebera kunyarara tumadhara itwu.itai sachigodora.
Ukaramba kufamba vana vanoti muroi ndiyani
👏👏👏
Hazvichina basa zvekuti vana havana kutaura navo. Chitotangirayi ipopa.
Nokunetsa kunoita vakuru Ava, havaimbobvuma zvinotaura vana.
Mbudzi kuzvarira pavanhu kuti itandirwe imbwa.
Phone chisiyaii mambo
Mu Family ukangona mapinda chindoroyiwa nehama motoshata and amusisina kubatidzana pamwe chete
Mambo vanjekesa kare ASI dare ravo rakuda sekuru tasvu vepaharare
Uyo musikana uyo anofanirwa a nezva anoziva pane zviri kutambudza vamwe cz nyaya yake haina musoro ari kuda kuvhiringidza kuti chokwadi chisabude apo
Mataura chokwadii mambo
Svutu iyo
Amai ava vane nharo nekuda kwekuti wava nezemo rakanyanya.
🧐🧐😉🤣😂😂
Chibanda unonyepa hindava iwe ...topic yako nezvataurwa hazvisi plus chimunya ichi
Musikana uyu ane problem
COUSIN ...NOT CAZEN...BROTHER ATLEAST SHOW SOME EFFORT AND PROFESIONAL APPROACH TO YOUR WORK
Shaz ndotoziwa Asi kuti ndashandisa street language
Chero dai ndisiri kuziwa spelling ndaingoenda pa google ndoiwana,
Don't mind mamwe macomments ruzhinji runofara nebasa ramuri kuita@@manasschibanda
She will be in the street
King Solomon of our generation..asi nyaya ya cardwell sorry zvenyu
Ndeupi zviya
Jesu warerutswa nechinonzi chivanhu izvi umm