Thank you chief about ngozi yakaiswa pamwanakomana uyu. That’s child abuse. My heart bleeds. I too wanna see this done. Saka follow up ngaiitwe for real mwana asunungurwe mujambwa iri. Mubereki akaita sei anoshungurudza mwana wake for life?
Mmmm baba avo vakanzi Sara pavana kwete pa vakadzi ne shop. Kune dzimwe hama dzevarume dzineudyire ukuda pfuma yemukoma ko yako vana vako vachapawo her vana vemukoma vako kana iwe wafa. Haa dhemeti mhani
Mambo you are the best in zimbabwe. If i say one of the best will be an understatement. You are the best mambo. Manditongera nyaya iyi zvandafarira. And the issue ye follow up panyaya iyi yandifadza. Thumps up mambo.
BARIKA 🙌🏾
Hazvibude kani
Thank you chief about ngozi yakaiswa pamwanakomana uyu. That’s child abuse. My heart bleeds. I too wanna see this done. Saka follow up ngaiitwe for real mwana asunungurwe mujambwa iri. Mubereki akaita sei anoshungurudza mwana wake for life?
Long live mambo Mutasa,Mwari varambe vachikupai uchenjeri muchengetwe munyasha
Thank you mambo Mutasa. nyaya iyi yandigwadza. mwana akaiswa ngozi aifanira kutora estate yese
I have faith to u mambo Mutasa my best chief shumba mhai wangu chikara
Mambo ripisai vanhu ava, sure kuisa ngozi pamwana
Vanhu veWatch Tower mutiisirewo Mambo Mutasa mubhaibheri renyu because ukanzwa vangoti izwaika bambo otoziva kuti zvaendwa
😂😂😂😂😂😂 Zvinenge zvaendwa sure
😂😂😂😂😂😂😂
Pakashata
Marange Church very Evil. Vanotoromba zvinotyisa chaizvo.
Thank you senator chief Mutasa.ngavabvise zvinhu zvawakaisa pamwana.
Mambo Mutasa to the wewe ❤❤❤
The best chief ever❤ wise he is and fair .
Imba or building haitengeswe pasina all parties involved.
Shumba yeManicaland inodzvova law. Well done Chief Mutasa 👏🏾👏🏾👏🏾
Thank you mambo
Mambo maifanirwa kuvapa due date rekubvisa ngozi pamwana
Thank you Chief Mutasa for standing with the down trodden.
No together navo chirungu madam❤😂😂
Expose them umm pakabiwa Mari APA
It's the Uncle for me hanzi Iwe Ukutsvakei😂😂😂😂😂
"iwe urikutoda mukadzi" hahahahaha that was an ACE
Mmmm baba avo vakanzi Sara pavana kwete pa vakadzi ne shop. Kune dzimwe hama dzevarume dzineudyire ukuda pfuma yemukoma ko yako vana vako vachapawo her vana vemukoma vako kana iwe wafa. Haa dhemeti mhani
Babamunini nemukadzi uyo mabenzi chaiwo ngavabvise ngozi pamwana fullstop imbwa dzavanhu
Bvisai chikwambo chemaisa pamwana plz kuremedza mwana mabhinya😊
Mapositori mune problem kuda wakadzi wakawanda shame Keziwero uri musara pavana kwete pashop
Hatinga shoori chitendero cz zvakananga newe kunyange ukapinda Methodist zvinokutevera,so Keziwero azotaura zveAnglican
Nxaa zvinorwadza mwana woiswa ngozi momudzinga futi Mari yacho momunyima haaa ma1
Keziwero itsola aida mari apa akatambiswa front namaiguru awo
Chief Mutasa vanogona basa, babamudiki misled that woman. Vanenge varikutodya bota remukoma. I will never stay pabarika🤮🤮🤮
Mapepa atoshaya basa zvino nekunyepa kwamainini ☹️👀🤣🤣🤣😎
Mhaiyo dai makavaidza kuti pamba pangu ndipo panonzi pano.
Mambo itovapai murimi date vabvise ngozi pamwana ....musarapavana itsotsiwo
Apo shop vakatenges fti
Mambo mutasa batayi vanhu ava,
Chief mutasa is the best
Panyaya iyi panonetsa pamwe murume akatoraya mwana weumwe mukadzi akaisawo ngozi pane mwana weumwe mukadzi bt ngozi inonzi haibati weropa Saka sei mai avo vakuti akauraya mwana wake vanoziva munhu akaurawa asi vakuvanza chokwadi chete mhuri inoziva kuti akaurawa ndiani
Kunzwa kufara Baba Taps maita basa ❤❤❤
😢😢vanhu vanouraya kunze uku chokwadi wozonzwa mumwe achiti ndezvekunyepa hakuna ngozi honai 💔😭apa wakutambudza mwana nezvinhu zvako
First pano karanganda woyeeeee
Hokoyo naShumba Mutasa 🎉🎉🎉🎉
Aaaaa but vamboti wani mukadzi wavakatorera shop ndiye mudiki vese nekamurume aka
Secretary unsatisfied havapo zvavo busy netball pen yavo vanotorabasaravo pachiserious good job nhasi pane varigoofy Kamara kekudazvakasinakushandira😢😂😂😂😂
Thanks hama yangu ndanzwa he is in Harare
Mmmmnnn varume hama 11 kids 7 vakafa and vasingarapiswe futi… mwana anongorwara otofa mumaoko ako…Marange ngaivhariswe church iya😢
Pls ndipeiwo nr dzamambo Mutasa. Ndoda kuti vabatsirewo sekuru vangu voda kutorerwa imba nemota nevabvandiripo vavakachengeta. Mushure me kufa kwamai vavo. Iast Yr. Nyaya itori kuCourt musi wa30 mwedzi uno pls help
Vari mudunhu ramambo Mutasa here? Mambo haana jurisdication yerimwe dunhu.
Munhu nemunhu anogara paakasiiva ari dhemeti mudhara uyo kuda kutora akadzi ese aya.
Tora mari united
‘Iwewe Kezo ndiwe usiri bhoo pazvinhu zvese izvi‘😂😢
Sure ngakadzingwe kuchurch kamudhara ako Kane undyire
Mhuri iyi yakaoma msoro kunyanya mdhara uyu,ngaaite zvekumba kwake kwete kuda zvinhu kudaro,chii chakadaro 😅
Chimunya hacho since babataps varivedu takungoona
Taurai zvenyu
Zvemwana uyu zvinochemedza. Zvinorwadza. Mambo vari right, ngozi ngaibviswe pamwana.😢😢😢
Bt mubereki anga akaikoniwa nechekare kuisa ngozi pane mwana wakauraya mwana ,vasara ripai mupfanha ave free uyo
Mai avo vakafa zvakadai zvichada kutonetsa kupfuura zvazviri so far
Can this not be reversed since u have found that there's misrepresentation of information
😂😂😂😂😂 saka shop 1 irikuda kugoverwa vanhu vanganiko
Mambo iyi nyaya iyi ngaidzoke mudare uye batsirai mai vemwana ane ngozi mambo mhuri iyi vane utsinye
Ndosaka ndakachata 511 because ndakachionera chigame chaana Kenzo icho kuda kukohwa usina kudyara
Uchashanda here uya?? Nyorai will…
Mambo Itai appeal yenyaya iyi zvinorwadza kuti awe Shaya pekugara
Mahindra irip ko mazuvano...😂😂😂
Mainini muri kanzenza makabvumirana nemurume venyu kuisa ngozi pamwana wenyu nenyaya yekuda kuitwa nyachide nhasi justice yaitwa kumwana wese makuda kuti shop njani njani
Zvakaoma veduwe mutare yakatakurq kurema pangozi chete uuuuuu mmmmm musha wemabinya chete
Mai wakakwana ungabvume kuti mwana wako aiswe ngozi chokwadi munopenga mai imi bamukuru ibenzi but imi muri benzi ramai
Sungai vanhu lshe musavaregerere Mai avo nenhema dzavo .ngazvitangidzwe
Ummm kana dai tazogara tisatakudze vana
MaFamilies mamwe ane hutsinye veduwee
✋
Ndapererwa vanhu varikukoshesa mari not hupenyu hwemwana saka mari yepashop ngaibhadhare ngozi munhu ogara akazvisunungukira
mwaita shumba mukarekwa ndiani, ngavabvise chinhu chavo pamwana
Iye akaregererei kuenda kucourt kwacho
Mambo vanhu havasi kunzwisisa chirungu vatsanangurirei vanzwisise. Please nyaya iyi itarisei futi ndaona semamhanya kuipedza.
Kezwell trouble causer
Murume anga akaromba uyu vakadzi vana vaifa nei
Kezi
Kuda nhaka kwenyu mucharumwa nechekuchera
Kezi akatora mukadzi wekupedzisira
ongororai Will kuti yakanyorwa nemufi here
Bamunini naMaiguru vedhuku reblue varikudyanana bota
Fambai navo baba Mutasa hapagoni apo pamuri ndipo paBus stop
Ngavaripe shuwa vopa mwana ngozi vopedza vodzinga mwana wacho namai vacho
Waienda nemapepa Kezo anopenga
Mune kamwe ka challenge kamunako😂
Mambo you are the best in zimbabwe. If i say one of the best will be an understatement. You are the best mambo.
Manditongera nyaya iyi zvandafarira. And the issue ye follow up panyaya iyi yandifadza. Thumps up mambo.
😮
Nyaya yachinja Kenso wanted vakadzi vese but the one in red akaramba.
Aiwa mambo musha wemunhu wakatengeswa ivo vosara nema stand avo
Kezi itsotsi
NGAVASUNGWE VESE MNXI
Nhai amutasa ndiyaniko ayitonga payiurawa vanhu mumusha menyu
Kana musina nyaya kungosiyana nazvo munei, kudzokorora nyaya isu tamirira kuona kuti yakazofamba sei
New statement in the streets ...ini am not
😂😂😂😂😂😂
Pane mhosva mambo apa
Ummm madzinza akatakura veduwe
Hauna kunxi sarapaShop 😂😂😂😂
Murume anga akaoma uyu
Magonesa chief apo
Barika rakaoma
Pfuma yenhaka
Mambo munebasa chokwadi
Iwe mdara iwe wakadikushanda zvako
😂😂😂😂Humba kutaurisa kusamedza mate😂😂😂
Hesi Nomsa
@NollencharienyarumbuNollenchar ndiribho zvangu kurisei
Thank you chief senator Mutasa.ngavabvise zvinhu zvawakaisa pamwana.