Wow had a good time . How i also wish one of my grandchildren would be blessed with twins. A blessing indeed and they would also marry twins. The Greatness of God
Saka mapatya ayo aida kutogara pa same place here......ko mukanzi muri mapatya hanzi rambai muri joined pa hip here...? Garai kure na kure mushanyirane..makazonyanyawo kuda kubva manzi muri inseparable...
Its not kuti kuda kunzi vari inseparable bt hauzvinzwisise kana kwenyu kusina mapatya or iwe usiri pamapatya.zvinongoitika zvega zviye there is a book randakamboverengawo haa ipapo unonyatsozvinzwisisa
Handisi mu twin hangu but l still think everything starts in the brain...and sometimes decisions are personal preferences....they chose to live this way...to marry twin...to have twins as bridal team...etc..all this to me is preferences ndizvo zvavanoda...asi kwete kuti it's something set and written somewhere kuti twins shld continue to live like this
May God bless me with TWINS.From my mouth to God's ears Amen
Wow had a good time . How i also wish one of my grandchildren would be blessed with twins. A blessing indeed and they would also marry twins. The Greatness of God
Nice issue and a wonderful presentation
I love this 🎉🎉🎉🎉🎉
Excellent interviewer. Munogona Mr kandiero
Amazing story
Am coming to this association, my twin boys must marry twin girls 🤣🤣🤣my wish … this is beautiful thou… well done the Katonha families
My wish as well , my twin girls are 2.5 years , vakwasha vangu vane mangani makore ?
Hats off to the interviewer.
Ndafarira ma couple ayo muchengetwe naShe
Beautiful couples❤❤❤
Woow it's so interesting🎉
Wow well done Katonha couples you are unique makanyarara
Wooow 🎉miracle
Nhai ndakamboona matwins akafanana mushop Yoon step ,height and complexion ,i was like why employ them ka 1 vanot confuser😂😂😂
Hauna kubvanza kuti vana vanavo hre?
This is good, mabestie chaiwo chaiwooo l wish this
Woooo congralutions for your of life the Katonha family
Moyo wishes u more blessings ❤❤❤❤❤
very beautiful 🎉❤
So sweet ❤🎉
Very beautiful couples
I also have twins boys imagine ndiri amwene zvangu Mwari nfibastirei now they are turning 4years thise month
Leader ndomufarira very humble man if you get to know him personally
May God bless the Katonha family❤
Wow that's lovely
Leander akura kudai ??
Heeey kkkkk vana 6 same year.....kubva nhasi vave kunzi Abraham sekuru Katonha 🤣🤣🤣
Ma twins Aya havasi vakange vari mapurisa here ma chitungwiza then kuzoshanda pa court pachitungwiza futi
Yes ndiwo
Good to see you Mr Kandiyero
God bless you the Katonhas
Love you guys
Ini hangu ndinongoti haazi mapatya akawanana, asi kutoti ndiyo inonzi (mana-some)!!! 4. Vanogona kunge vachingo chinjana chinjana sezvo vari mapatya vose
Your comment, is very interesting 🙊🙊mune zvivindi 😂😂😂
Yuwiii...ndanyara fani
Rambai makadaro ana twins
@@cherylmartin9031kowanyarei😂
Thank you mukoma kandiyero
😅😅😅😅😅 Bible rairema hereeee
your audio is poor please improve 10:36
😮😮
Hie masahwira. Tirikukuonai kuno kuKotwa , maiMkowa
Hey nice story hey
Presenter vazosirira pekubvunza kuti vane vana vangani uye vanozvara zvakafanana here
That's wonderful
Kuita kwamwari kunoshamisa
Zvakarongeka izvi
Munana chaiwo
Hooo ndiwe Leanda wacho wepa redhiyo
My juniors ,
Haaa today kumboona vari kumba kwavo vachiita zvavanoita zviri sweet
Part 2 plzz
Exactly kuti tizive kuti makaziva sei kuti uyu ndewanhingi huye munevana vangani
Very wise
So excited
So unique
Ko muchiri kuimba gospel here zvamaiita muri pa chifamba high school kumudzi muchiine musikanzwa paya
Matwins anorwa but kana vachirwa ukada kuipindira inosara yave yako cos vano kupandukira.
Interviewer you missed it twins dont come out at the same time there is time difference could be 2mins or so mumwe anemge ave older
Ana Samutoko
Volume kune mapatya
Those are God given marriages
Ko mavaendesa vasina kumbokisana tichiona kokna vakutinyepera kuti vakaroorana🤭
Ini ndiri murume ane mu twin sister, ndirikuda mukadzi ane mutwin zve
Hatisi kunyatsonzwa zviri kutaurwa nema twins
Vamwe vanotaura vamwe vakanyarara
Saka mapatya ayo aida kutogara pa same place here......ko mukanzi muri mapatya hanzi rambai muri joined pa hip here...?
Garai kure na kure mushanyirane..makazonyanyawo kuda kubva manzi muri inseparable...
Inini kumba kwedu kunemapatya vakatovaka imba imwe chete yakabatana vakangoti 6 room ,6room yakabatana
Its not kuti kuda kunzi vari inseparable bt hauzvinzwisise kana kwenyu kusina mapatya or iwe usiri pamapatya.zvinongoitika zvega zviye there is a book randakamboverengawo haa ipapo unonyatsozvinzwisisa
@@godfreymadzokere1430ehe zviriko dear ndizvo zvinenge zviripo not kuti vanoda kunzi mainseparable twins
Handisi mu twin hangu but l still think everything starts in the brain...and sometimes decisions are personal preferences....they chose to live this way...to marry twin...to have twins as bridal team...etc..all this to me is preferences ndizvo zvavanoda...asi kwete kuti it's something set and written somewhere kuti twins shld continue to live like this
@cleofay9346 kwedu variko and l am actually speaking ndichitoshandisa tem as a case study..identical top...not even fraternal
Hamuna kuvabvunza kuti vane vanavangani or pavana pane matwins hr mwari varambe vachikuitirai zvakanaka tiri matwins but tiri mukomana nemusikana
Wooooow
Miracle yoooo
Eeeee hanzvadzi maIndians haagarisani. Ndirwo rudzi runonetsana kana makuhwa chaiwo. Am talking this from SA
Yooo zvakafamba sei
Ma twins asisi vangu are identical but vaigona zvakasiyana and ma interests avo akati siyanei zvishoma
Asi kaa hamuna kutaura kuti vane vana vangani uye havanavo hre kuita matwins or maquads kkk
Mukuru ndiye akapedzisira kubuda
Atanga kuona zuva ndiye mukuru.
Akapedzisira kubuda ndiye Mukuru Amai vangu vane mapatya ndoopandakazvizivira
Havana kukamurwa matwins Aya ndozvanetsa APA mumwe akafa mumwe anotodawo kufa
Asi kaa hamuna kutaura kuti vane vana vangani uye havanavo hre kuita matwins or maquads kkk