Apa Mambo hamuna kubatsira mukadzi manga muchingomuvhiringa vhiringa ,baba avo kukuvara kwavasingatozivekuti ndakakuvara nei ,chidhakwa chinozomuka chakubvunza kuti ko apa ndakaita sei ,Vakadzi vari patight,apa unenge uchitambura nevana wotopedzisira worwara
Mtasa tonga nyaya kwete kurebesa zvisina basa mkadzi haana gupuro uyu anotenderwa pachivanhu kudzoka pamba pake. Plus magara munesidecrenyu from the on set. Mkadzi uyu mupei nguva yekutaura dont put words into her mouth. Mambo chill. Mbuya imi musiirei mwana wake anorwara uyu. Azvionere Munoti kusemiwa nemurume BP yekuchengeta mwana anorwara. Kurwara kwenyu is a function of stress . Even if u go back to him. Hapana chino buda minda yakawanda. Endai kumusha kwenyu kuna bushu wani he is very sensitive to women and children issues. Dont be emotionally abused by these men. Go back home. But leave his kids. If he thinks he is clever uchaiona tsvuku inenge pondo. U have bee finacially and emmotionaly abused and neglected. He is not just a drunkard but mhombwe par excellence. Hamufi mbuya go bavk home. Musatyityidzirwe
I agree kuti mambo missed the issue, however its not fair kuti munhu goes for 10 yrs and you claim kuti you are still married. Thats being inhuman, its putting someone's life on hold for 10 yrs thats not fair. Mambo was meant to say it straight kuti 10 yrs separation its ground for divorce period. Zvekuti kugupuro especially when we look at the period 10yrs (someone can have 3 degrees). Mukadzi uyu he mission failed and thought to come back since
hazvina hazvo chokwadi chizere the fact that hapana medical report hapana police report it might be true kuti baba vanodhakwa vachidonha hawo vofunga kuti varohwa😅.
Mambo kani tongai sezvamunosiita mai avo vaidawo kuti murime wavo avateere ska now vadzoka pamba pavo siyai vagarire vana vavo .baba avo inga valamboenda wani 3yrs mambo musadaro vanjairirana kumbo aiyana vodzokerana
Amai ava is a hypochondriac vanoita kurwara kwekufungidzira. Honestly, ndiani anotiza murume wopedza wodengezera kudzoka futi after 10 years. Load of nonsense
Who just rocks up after ten years 😮
Amen Amen Mambo. Wanga waripi
Big up Mambo ma points ari factual chete excellent
Ndanzwa hasha
Mambo you are my best mukadzi uyo akatadza 10 yrs dzakareba but hamunakupa mai nguva yeku explainer herself she has valid points
Murume ngaatize nehupenyu hwako... 10 years achinyanganya kadzoka kaneta hako run for your life....
Chief ka ,vanhu vanokuvadzana muwanano ,tongai nyaya sezvairi,aive ayitei kusvika atsemurwe musoro
Comment yndanga ndchitsvga iyi hpn anorohwa pasin zvaaita
Kkkk mambo mtasa mnondigonera hanzi hauna kubva kumvurwi wakatakura zvidhinha😂😂
Chirungu😂😂
Mai ava vanonyepesa mastatement avo vanochinja chinja
Apa Mambo hamuna kubatsira mukadzi manga muchingomuvhiringa vhiringa ,baba avo kukuvara kwavasingatozivekuti ndakakuvara nei ,chidhakwa chinozomuka chakubvunza kuti ko apa ndakaita sei ,Vakadzi vari patight,apa unenge uchitambura nevana wotopedzisira worwara
Matambiro enyu mrume akamboenda 3yrs now mukadzi 10 n half yrs ma1
10 years musipo pamba masunga katundu kwakuda kudzoka hakusi kujairira here ikoko ,dzokera kwawanga uri
Wauya kunouraya murume
Vakadzi, Havana, zera sure. From one woman to another i surrender
Mai vadzoka kuzopedzisa and zvakadaro Havana kudzoserwa
Soccer ⚽
Musoro kuita football 😅kkkkk.
Kkkk Professor nemo nemo English
I used to be very handsome if not beautiful
Gegegege
Kuita kusvisvina chirungu ndati
Mtasa tonga nyaya kwete kurebesa zvisina basa mkadzi haana gupuro uyu anotenderwa pachivanhu kudzoka pamba pake. Plus magara munesidecrenyu from the on set. Mkadzi uyu mupei nguva yekutaura dont put words into her mouth. Mambo chill. Mbuya imi musiirei mwana wake anorwara uyu. Azvionere Munoti kusemiwa nemurume BP yekuchengeta mwana anorwara. Kurwara kwenyu is a function of stress . Even if u go back to him. Hapana chino buda minda yakawanda. Endai kumusha kwenyu kuna bushu wani he is very sensitive to women and children issues. Dont be emotionally abused by these men. Go back home. But leave his kids. If he thinks he is clever uchaiona tsvuku inenge pondo. U have bee finacially and emmotionaly abused and neglected. He is not just a drunkard but mhombwe par excellence. Hamufi mbuya go bavk home. Musatyityidzirwe
I agree kuti mambo missed the issue, however its not fair kuti munhu goes for 10 yrs and you claim kuti you are still married. Thats being inhuman, its putting someone's life on hold for 10 yrs thats not fair. Mambo was meant to say it straight kuti 10 yrs separation its ground for divorce period. Zvekuti kugupuro especially when we look at the period 10yrs (someone can have 3 degrees). Mukadzi uyu he mission failed and thought to come back since
Ummm hapa mihwe mihwe
😂😂😂😂😅😅😅 unochohwa chohwa
Ndakaswera musoro uri football
He is something else 😂😂😂
iko kutaura chirungu mumatare echivanhu ndokunokumamisisai nemukadzi bhurwai sitereki
😂😂😂
😂😂😂😂
hazvina hazvo chokwadi chizere the fact that hapana medical report hapana police report it might be true kuti baba vanodhakwa vachidonha hawo vofunga kuti varohwa😅.
😂😂😂😂😂😂 taura zvako iwe tsotsi baba avo
@SharonMoyana tsotsi chairo apa good pakutsanangura wasu nechirungu ipapo kkkkkk
Baba avo vakachenjeresa
Mambo kani tongai sezvamunosiita mai avo vaidawo kuti murime wavo avateere ska now vadzoka pamba pavo siyai vagarire vana vavo .baba avo inga valamboenda wani 3yrs mambo musadaro vanjairirana kumbo aiyana vodzokerana
10 years modzokerana?
Kunamatirwa for 10 and half years u uuuuuummm she is insane
Nhai zvenyu. Apedza kunyengwa hapana achamuda afunga kudzoka kuna fuzi wake
Kana makaroiwa negirlfriend yemurume makadini kugara pane murume akakonzeresa
Murume uyo itsotsi
Ko baba avo vanombotiza wani vachidzoka maitire avo....musarambanisa vanhu imi mambo
Amai ava is a hypochondriac vanoita kurwara kwekufungidzira. Honestly, ndiani anotiza murume wopedza wodengezera kudzoka futi after 10 years. Load of nonsense
chimhondi chimai ichi
10 years Ari kumusha kwake pamwe ayitove kuchikomba zvake
Ko kana aive aroora pa10 yrs aikoneswa naani,Mai ava ka muurai