ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Zvandirangaridza makare kare angu
Yakabatwa ngoma iyo uuu ndanzwa hana ichibvuma
Chindanya muupenyu ndiyo goma ndatenda hangu
Gapa rakanaka nekudzikama zvakanaka haro... Mwari vakudzwe,,,, unoridza murume uyo
Kana guruva harimbohwikwi kana yarira zvakadai
Word rekuti zvindanya mskariwanepi hamubvi kwandobva here 😂😂😂😂
Ndiro basa
Chadaya hoyeee😂
Ndatenda zvangu ndiyo ngoma iyi
Ndatenda zion
ndatenda mabikire haaa joni yauraya zion mhani tose ndokwatave haaaa
Ndatenda
Rakanaka kumbo
Ndatenda hangu nebasa iro zion ndiko kwedu
Zion chikoro kurega zion kufarisa zvakangofanana nekuramba sadza
Kkkkkk