Basa ririkubatwa rakanaka chose asi murikumboonawo here kuti this style ye malines akawanda its disadvantaging madzimai especially vechikuru havachakwanisa kupinda mudariro , nenyaya yemvengemvenge tadii kudzokera pa order yedu ye kare 2 lines only one rana baba one rana mai.
Muchenjere kudonhesa nyoka maprofita aripo hre chimbovhenekai vanhu
Basa vakomana haa ndokwangu ukuu
Ngoma marimba
Ummm maridza waridza sham
ngoma yorira ZION
Ndatenda hangu ngoma vakomana
ahhhh imi ndeyepi ngoma iyi
Maridza ngoma uyo ka akaipa akaipa ndatenda hangu
Mandiuraya hangu nengoma
Hero basa
Inoririra kup ngoma iyi ndoda kuzodzanawo nemi
ngoma inamakanika iyo ndakutenda hama yangu
Hero bsa ndokutendai hama haa makarongeka
Ndiyo ngoma
Heyo ngoma Mwari ngaakudzwe
Wanakirwa nechigubhu ka mupfanha 😂😂
@@virimayimutangadura2572 kkkkk eheee takakurira mugaza ne zcc ka 1
Ramuka basa
ndatenda vanhushe
Ndatenda hangu vakomana ndiro basa iro
Ngoma yarira asi chenjerai,TB and other lung infections even lung cancer too much dust, ngaakudzwe Mwari
ngoma
Mwari wezion zveshuwa ASI problem munotaurisa instead yekuti muimbe mowanza nyaya
Kkkkkk ahh Zion ndaisuwa
Andreas apa Tatenda
VA MUNANGAGWA IYI NDIYO CHURCH MANJE. SIYANAYI NE JOHANE MASOWE..2030
BATANAYI NA CHAMISA MU JEKENISHENI NYIKA IFAMBIRE MBERI😂
Basa ririkubatwa rakanaka chose asi murikumboonawo here kuti this style ye malines akawanda its disadvantaging madzimai especially vechikuru havachakwanisa kupinda mudariro , nenyaya yemvengemvenge tadii kudzokera pa order yedu ye kare 2 lines only one rana baba one rana mai.
shuwa iyoyo ..havachapiwi mukana vana mai vechikuru avo
Kuwanda kwevanhu varikutendeuka mukatoita 1 line rorebesa as time goes on pepotoda 10 kty vanhu vatambe vese
Ndokutenda mutanya