ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
ndokunonzi kushandira pamwe , pa zion amai varikuvamba God bless you
Ndezvashe❤❤❤
Aaaaa Zion rakanyanya
Uuuuuumm hosho munorodza henyu madzimai
haaaaa jefuro avo ndatenda hangu chero maridzangoma hauneti pakadai i salute combined effort vanhu vanoda zvinhu zvavo mhani Rugare kwamuriiiiiiiii
pabatwa basa apooo
woramba zion wodei
Muzaya wangu Mai Sabina ndovuya neruwadzano mbuya Mai Vin pa PE
Basa se basa zvotendwa izvi
kurega zion kufarisa shuwa kkkkk
Jefuro rakapenga iro, thumbs up
Haaa mai vanoimba zvavo ndatenda zvangu
Ndatenda Basa
....basa ravakakokwa naShe, naMai Magodhi vokwa Rusosa ndavahwa ini.
Kana ndasvika pazion ndinoona mwari
mai vaivamba ndatenda hangu
Bsa kumba tezvara vangu
Pakabatwa basa ndabvuma
Mandifungidza kare Zion rakandirera
Ndinofira muzion ndatenda hangu mukunda wezion
Ngoma kumujuru haaaa ndatenda maridza ngoma
mbuya vanesimba mhani ava ndatenda mbuya
Amen
Paite basa Mai maGodhi
Ndatenda hangu ruwadzano
Ndohwa kuda kubhururuka chaiko nematambiro avo.
Ukasapinda Zion wopindei ndatenda hangu madzimai pahosho apo
Zion rinonakidza asi ini ndakatadza kunzwa zvavanoimba kunyangwe vakaita 2hrs vachidzana rwiyo rwavo harunzwike
Pakanaka
Ko hamuna kutora rose hr
ndakanonoka kundotora phone kumota hama yangu, asi audio iripo yese, yaitorwa neimwe phone
Ok
@@anomasunga-shumba download inshot them make it a video then u upload
@@zioncityapostolicchurch i dont understand what you are saying