ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Nyika inonakidza zvee 😊
Padzidzwa apo AMEN
Amen....mashoko makuuru
Amen Amen shoko rataurwa iri.
Amen❤
Amen kudenga
Amen neshoko maita basa
i link this preching,htwanzinzwa
Amen ishoko muparidzi
famba Zion, shoko rekutenda
❤
Anoparidza uyu
Ihwa 😂😂😂lol
Apa madudzira baba
pakarohwa shoko chairo
Amen tiri mumweya
Rova basa baba
Amen amen
Amen
🙌🙌
Pataurwa mashoko
Zvirokwazvo mutungamiri mafamba Zita raJehovha rikudzwe
Amen 🙏
Fambayi
Kudenga rababa kunoyera chokwadi
Wadzidza
Huyai titeerere denga kuti rinoti kudii
Amen shoko pa Zion 🎉🎉
Shoko randibaya moyo iri
Chafuka
Ndiro shoko benyu iri rakaburuka kudenga. Hatitsvagi zvapanyika nekuti nyika tinoisiya nezvinhu zvayo asi tinotsvaga rimwe guta rinogara, nekuti vana Abraham dai vaida kudzokera kunyika yavo yepanyama vangadaro vakatsvaga mukana wekudzokera asi vakanzwisisa kuti ivo panyika ino vaeni navafambi saka vanotsvaga Jerusarema riri kudenga. Zvino ikoko kana Mwari achititarisa haatsvagi zvinobatika zvemunhu zvaakabata aripanyika asi kunotsvagwa kururama kwaMwari kusingabvi kumurairo asi kunobva pakutenda.
Ame
ko vaya vakaparidza kti Tesaronika haisi pano ndivava here kana kti havasi. ndipeiwo video ravo. Shoko raparidzwa apa
Havasi regai ndigokupai link ravo
tipei full sermon nhai madireiko kutinyemudza kudai
Iyo yakatokwana
@@knowledgemajaya704 mudhara anondigonera hangu uyu Dai mandipawo dzimwe dzemharidzo dzake. undiluted gospel
Unoshumaira chokwadi ko chibaba ndotsvagavo vedio romuchinda uya wekuti tesaronika haisi pano
Unzai number
@@knowledgemajaya704 nhamba dzefoni here
Mashoko akanaka iwawo