RUSHINGA .......MURUME HAASI KUNDIGUTSA

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 23 ก.ย. 2023
  • SABHUKU VODA KUGUTSA MWANA WEHANZVADZI
  • บันเทิง

ความคิดเห็น • 299

  • @user-wr7mr6oo4e
    @user-wr7mr6oo4e 10 หลายเดือนก่อน +7

    Mukadzi uyu akafanana naruru wekumanikwa nachabodo nemabhakiti

    • @wilmarmarara2448
      @wilmarmarara2448 10 หลายเดือนก่อน

      😢wakaiswa mukati vanachabodo namatusa mhuri yototambura nekuda kwechipfambi

    • @sheillarnyamupfukudza3375
      @sheillarnyamupfukudza3375 10 หลายเดือนก่อน

      Ruru bae 😂

  • @YonkiMhlanga-rt3vq
    @YonkiMhlanga-rt3vq 10 หลายเดือนก่อน +10

    Muroora Dititi anenge dzisina kuti kwesere

  • @mariakatsande2403
    @mariakatsande2403 10 หลายเดือนก่อน +7

    Mambo sando dzenyu magona kutonga mukomana uyo ngaadzorerwe zvinhu zvake chimusikqna icho chibhishu

  • @mathiusmagwiroto3489
    @mathiusmagwiroto3489 10 หลายเดือนก่อน +12

    Haaaaaa mudare umu makazara mandomundomu kkkkkkkkkkkk😂😂😂😂haaaaaa ndabvuma hangu ndoo team ririkuvhota irori nyika yedu one ma1 guys

  • @lookout1234
    @lookout1234 10 หลายเดือนก่อน +11

    Hapana kushaya bonde apa mwana ihure uyo angati ndriku shota bonde abva aenda kuchidhara chakadaro chogona chii😂

    • @rebbecanyamhere5409
      @rebbecanyamhere5409 10 หลายเดือนก่อน +1

      Zvondinetsa kuti mnhu anoti handisikuguta bonde koramba kuchikweshwa here chimwe chachipfambiwo,

    • @wilmarmarara2448
      @wilmarmarara2448 10 หลายเดือนก่อน +1

      Kanzenza chaiko iiii

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 10 หลายเดือนก่อน +7

    Murume uyu anedzungu kudakuratidza kuzungaira mutemei pakaoma Chief 😮

  • @wilmarmarara2448
    @wilmarmarara2448 10 หลายเดือนก่อน +7

    Mr Neshamba always take us to another level❤

  • @reginadzapasi9668
    @reginadzapasi9668 10 หลายเดือนก่อน +4

    Kkkk veduwee zviriko here izvi.mukadzi anonwa murume asinganwi

  • @nicoserima2101
    @nicoserima2101 10 หลายเดือนก่อน +18

    Mambo vagona kutonga pavati mukwasha adzorerwe pfuma nekuti hapana zvaakaita. Big up mambo

    • @KendraLipsy
      @KendraLipsy 10 หลายเดือนก่อน

      True

  • @shyletlupa5453
    @shyletlupa5453 10 หลายเดือนก่อน +5

    Ipayiwo Chief new gown😢iro rapera supu

    • @dominiquemdawini9796
      @dominiquemdawini9796 10 หลายเดือนก่อน

      Ichokwadi asi achimbopfegerwei ma-gown acho

  • @FelistusSaungweme-bp4cs
    @FelistusSaungweme-bp4cs 10 หลายเดือนก่อน +5

    😂😂😂😂😂🙌🙌🙌🙌🙌hanzi ndanga ndagarisa,wochikwirwa nasekuru hr, better mukadzi adzoserwe kuvabereki vake ambonoguta doro

    • @wilmarmarara2448
      @wilmarmarara2448 10 หลายเดือนก่อน +1

      Dambudziko murume ngei aitengerawo doro😂😂😂

  • @mashashaveeh3746
    @mashashaveeh3746 10 หลายเดือนก่อน +5

    Another level taking us to Drewmas

  • @Faith-vc4vc
    @Faith-vc4vc 10 หลายเดือนก่อน +21

    Shaame i feel sorry for this guy..his uncle took advantage of his mental situation..mkadzi ibhushu chairo.

    • @Chaonegudo2
      @Chaonegudo2 10 หลายเดือนก่อน +6

      To me it looks like vana avo are both mentally challenged thats why madhala took advantage same same neyana Chabodo naMatutsa

    • @shyletlupa5453
      @shyletlupa5453 10 หลายเดือนก่อน +2

      ​@@Chaonegudo2I agree with you

    • @nondochirau9664
      @nondochirau9664 10 หลายเดือนก่อน +3

      Mkadzi haasi bishu ndiri Ruru chaiye zvekuti zvaida police sekuru vainogara kunana Chabodo ava.

    • @nom5935
      @nom5935 10 หลายเดือนก่อน

      @@Chaonegudo2😅😅trttw😅😅😊😅😊😅😅😊

    • @TalentMazuru-yb9sh
      @TalentMazuru-yb9sh 8 หลายเดือนก่อน +1

      Sekuru neshamba batsirayi husband uyo arikurwara kudikitira uko blood pressure

  • @Bonolo8968
    @Bonolo8968 10 หลายเดือนก่อน +4

    love you maNDLO

  • @user-xu1oe1hx9r
    @user-xu1oe1hx9r 10 หลายเดือนก่อน +2

    Vanonyadzisa ves sekuru nemukadzi uyo vanoda shamhu.thanks vaNeshamba haa motinzwisa zvkawanda.big up neShamba

  • @mothernature2795
    @mothernature2795 10 หลายเดือนก่อน +13

    And she wearing a tshirt written BABYGIRL😂😂😂😮

  • @chenainyamukondiwa963
    @chenainyamukondiwa963 10 หลายเดือนก่อน +5

    😂😂😂😂😂Matutsa naChabodo 😂😂😂😂

    • @nondochirau9664
      @nondochirau9664 10 หลายเดือนก่อน

      Havadzidzi vanhu ava vanoda jeri

    • @GraceMapfumo-ep9tx
      @GraceMapfumo-ep9tx 10 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂😂😂 haaa wapedza wena

  • @josephgapirakb
    @josephgapirakb 10 หลายเดือนก่อน +6

    I think sekuru awa wane mushonga ini wakatoroya mukoma u muridzi wemukadz 😢 sadly

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok 10 หลายเดือนก่อน +3

    Zisekuru iri rinoda kumamiswa, rinoda kunyepedzera kudzungayira stereki.

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 10 หลายเดือนก่อน +3

    zvakaoma, nhasi rarimwe zuva. mabhishu anonetsa

  • @josephgapirakb
    @josephgapirakb 10 หลายเดือนก่อน +5

    Aya madzenga aya ndowanovhetera Zanu iwawa kkkkkķ

  • @TapiwanasheMburinga-op2or
    @TapiwanasheMburinga-op2or 10 หลายเดือนก่อน +6

    Anotonzwisa tsitsi murume Wacho shem 😢

    • @yeubabes
      @yeubabes 10 หลายเดือนก่อน

      serious kuzungaira kwacho kwakanyanya l think kugadzirwa inii its not normal at least anzi adzorerwe mombe dzake dzaakabvisa

    • @monicaasefa3810
      @monicaasefa3810 10 หลายเดือนก่อน +2

      i think murume wacho ane mental health issues chaiwo

    • @tambudzaimuzhuzha6917
      @tambudzaimuzhuzha6917 10 หลายเดือนก่อน

      Baba vemusikana bodo😂😂😂

  • @blessbless904
    @blessbless904 10 หลายเดือนก่อน +2

    Dititi DM taking me to another level.

  • @angelinekombo1060
    @angelinekombo1060 10 หลายเดือนก่อน +7

    Vanhu vacho vanenge vasina kunyatsoti kwesere

    • @sharonkwadiwa4459
      @sharonkwadiwa4459 10 หลายเดือนก่อน

      hawatorina kusatonyara mukadxi kudhakwa kwai handiziwe makore ake mazamu kutadza kuyaisa mu braa

    • @Olcool
      @Olcool 10 หลายเดือนก่อน

      True. Vane problem yepfungwa

  • @julietnyamadzawo7235
    @julietnyamadzawo7235 10 หลายเดือนก่อน

    Daivamupawo mombe3 mambo hamunga tore mombe 4 kunge mukadzi wengu aaaaah imi muri mbavha yemakoko daimatiwo mombe1or2

  • @user-dg9ew6zy1t
    @user-dg9ew6zy1t 10 หลายเดือนก่อน +4

    😂😂😂😂😂😂😂 murume adikitira sure vakadzi musaite sei 😂😂😂

  • @netsaimusendo8488
    @netsaimusendo8488 10 หลายเดือนก่อน +2

    Mukadzi ane kakurasikawo pfungwa fut

  • @talentwakurewa5456
    @talentwakurewa5456 10 หลายเดือนก่อน +2

    😂😂😂😂 imba yacho mukadzi anomwa murume ahamwe, ko kuenda kungoma murume achisara mumba munovatorepiko vakadzi ava

    • @meljo7552
      @meljo7552 9 หลายเดือนก่อน

      Makeke😂😂 tables have turned around I guess. Varume muchati baba nemuridzo 😂😂😂 amazing Ma2000 vari busy 😂😂😂

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 10 หลายเดือนก่อน +1

    Dikita iro bhoo here.

  • @Spo7017
    @Spo7017 10 หลายเดือนก่อน +1

    Shuwaaa kudakarirwa neharahwa yakadaro here uuummm😢😢😢

  • @user-uv7dc9rr7r
    @user-uv7dc9rr7r 10 หลายเดือนก่อน +1

    Kkkkkk ziya kuti chuuuuuuuuuu😂😂😂

  • @cathrinehamandawana7446
    @cathrinehamandawana7446 10 หลายเดือนก่อน +4

    Vanhu vese ava vanenge dzakashota

    • @annettenehaka6055
      @annettenehaka6055 9 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂😂😂

  • @Olcool
    @Olcool 10 หลายเดือนก่อน

    Sekuru havana nyafzi ava. Kutotaura vane confidence. Ndoovanhu vanotemwa nedemo ava

  • @maxwellmafudza1852
    @maxwellmafudza1852 10 หลายเดือนก่อน +1

    Mambo kufanana na ED

  • @lovenessnkomeni
    @lovenessnkomeni 10 หลายเดือนก่อน +2

    Murume nemkadzi vese kufunga kushoma ndimatutsa 2 uyu vaneshamba endesai munhu ku jere arikushandi advantage Pavana ava pliz

  • @user-zc1rx4rp1m
    @user-zc1rx4rp1m 10 หลายเดือนก่อน +1

    Rushinga yakuda kuita kunge Mutare kwana chabodo naMatutso😅😅😂😂😂😂

  • @daviechancellormusunda3044
    @daviechancellormusunda3044 10 หลายเดือนก่อน

    Mbuya waRera muriyo here

  • @mamoyopee8246
    @mamoyopee8246 9 หลายเดือนก่อน

    Mkadzi akangodhakwa anonzwa kuda varume ndosaka achiitwa dititi ngezvidhakwa

  • @onaimanyangadze2781
    @onaimanyangadze2781 10 หลายเดือนก่อน

    Kkkk garai pasi motipedzera nguva nyaya dzacho😂😂😂

  • @user-uw9wv1rz1e
    @user-uw9wv1rz1e 10 หลายเดือนก่อน +1

    Vanhu ava vakakwana here vose zvavo 😅 havachagoni kusimudza ruoko pasina chibhakera

  • @derickkanodzirasa4091
    @derickkanodzirasa4091 9 หลายเดือนก่อน +1

    Sad, these are the kind of people who are deciding the future of our country by allowing Zanu pf to loot with impunity 😢😢

  • @edmundtmwandurah7
    @edmundtmwandurah7 10 หลายเดือนก่อน +1

    Rega ZANU iwine zvayo uku aaaaahhhhh....

  • @nokuthulatsotsonga4691
    @nokuthulatsotsonga4691 10 หลายเดือนก่อน

    Mmmh mukadzi uuyu uchapa village yese zvirwere

  • @user-xu1oe1hx9r
    @user-xu1oe1hx9r 10 หลายเดือนก่อน

    Rushinga woyeee kkkk kumusha kwemwana wangu.sekuru vakachiva muzaya kkk vachafa nechirwere ivo vakura kudai kkku

  • @irvinemurombedzi9628
    @irvinemurombedzi9628 10 หลายเดือนก่อน +1

    Chinonzi chi prazek. Zvindoma huroyi humhondi nehupombwe are synonymous with komboni life. Marutsi chaiwo

  • @sharonkwadiwa4459
    @sharonkwadiwa4459 10 หลายเดือนก่อน +1

    ummm anenge anorwarawo uyu murume wacho ndanzwa tsitsi

  • @shupikaicharlesmwashusha6471
    @shupikaicharlesmwashusha6471 10 หลายเดือนก่อน

    Muzukuru mudonzvo wepwa maiti tsumo iyi yaiwe yenhando here

  • @user-cv7yb6hb5m
    @user-cv7yb6hb5m 10 หลายเดือนก่อน

    Baby girl haazive makore ake 😂😂😂😂😂😂😅😅😅 joweeee,,,,mavaonavo sei daddy wa Baby girl 😂😂 dzinenge dzisimo 😅😅😅😅😅

  • @douglasgondo1795
    @douglasgondo1795 10 หลายเดือนก่อน

    Munotonga vanhu vekubhawa sei. Imi hamuzive mabasa ekubhawa here

  • @georgemakaya2408
    @georgemakaya2408 9 หลายเดือนก่อน

    Sekuru ingarara iyi ,Muzukuru anenge murwere uyu

  • @user-tc5he9ty3x
    @user-tc5he9ty3x 10 หลายเดือนก่อน +4

    Shame I feel so bad for murume

  • @ruvimbomakiwa223
    @ruvimbomakiwa223 10 หลายเดือนก่อน

    Muroora aiitiwa dititi kuita muitiro hwai nai abiyanguweeeee

  • @shemiemakaza9945
    @shemiemakaza9945 10 หลายเดือนก่อน +12

    That's why Zanu pf won in these kinda of areas 🤔

    • @martinvurayayi1300
      @martinvurayayi1300 10 หลายเดือนก่อน +1

      Its very easy to brainwash this kind of people

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 10 หลายเดือนก่อน +1

      Ok. Saka vemutoriro neguka vakahwinhisa chamisa mukutii navo?

    • @user-gz1br6xc6e
      @user-gz1br6xc6e 10 หลายเดือนก่อน +1

      Kkkkk

    • @enersttsokore1666
      @enersttsokore1666 9 หลายเดือนก่อน +1

      ​@@shingiraitrevormboto2105vemutoriro neguka ndomavote mashoma akawanikwa neZanu muHarare

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 9 หลายเดือนก่อน +1

      @@enersttsokore1666 hoo? Saka sadc yamamakamirira yakazodii? Maapapi?

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 10 หลายเดือนก่อน

    Mukadzi uyo handifungi sekuti akakwana angashinga kurara nezidhara iro uuumm

  • @Tapiwanashe2547
    @Tapiwanashe2547 10 หลายเดือนก่อน +2

    Mambo wedu twin brother yemutungamiri wenyika 😂😂😂😂😂 foroma bho here

  • @prosperchinhengo4479
    @prosperchinhengo4479 10 หลายเดือนก่อน +1

    ko mambo havana hukama naHE President here imi😂😂😂

  • @chicaldochico7838
    @chicaldochico7838 10 หลายเดือนก่อน +6

    This is mad,mdara anopenga uyu 😂😂😂

  • @user-vs3cb2zq9r
    @user-vs3cb2zq9r 10 หลายเดือนก่อน +1

    Iiiii Mwari kadhara ikaka hre nhayi keresenziya ma bhishu manyama

  • @WellingtonChirongedze-pi3fg
    @WellingtonChirongedze-pi3fg 8 หลายเดือนก่อน

    😂😢😅 that's why vakafamba sokudaro ukumbonzwa zvinotaurwawo here apa aaaaaa kkkk

  • @wendychikukwa1654
    @wendychikukwa1654 10 หลายเดือนก่อน +4

    Drewmas media taking you to another level ❤❤❤

    • @DirwahSave
      @DirwahSave 10 หลายเดือนก่อน +1

      😂😂

  • @user-dg9ew6zy1t
    @user-dg9ew6zy1t 10 หลายเดือนก่อน

    Mambo rusambo kaa awoo

  • @phineasmasori3540
    @phineasmasori3540 10 หลายเดือนก่อน

    Sabhuku bhoo ere 😢 kwai dzimba dziripo

  • @albertinachirimhunga9593
    @albertinachirimhunga9593 10 หลายเดือนก่อน

    Baba taps zviri kusvobida here

  • @albertinachirimhunga9593
    @albertinachirimhunga9593 10 หลายเดือนก่อน

    Mukadzi hana kukwana uyu ndiruru wekwachigodora

  • @douglasgondo1795
    @douglasgondo1795 10 หลายเดือนก่อน

    Mukadzi wemuzukuru uyu chituta murwere wepfungwa chaiye

  • @wellingtonmutsambi3627
    @wellingtonmutsambi3627 9 หลายเดือนก่อน

    Sekuru, muzukuru kadzi and muzukuru kadzi panenge pane nyaya apa

  • @nabortwedzerai4271
    @nabortwedzerai4271 10 หลายเดือนก่อน

    Varume musanyanya kurara .Basa ngariitwe mudzimba umu ,vakadzi vanoda mufaro ava.

  • @user-pt4df6nz4c
    @user-pt4df6nz4c 10 หลายเดือนก่อน +1

    Muridzi wemkadzi uyo ane ka that ane imwe isiri kupa dzimwe moto

    • @Rhee31
      @Rhee31 10 หลายเดือนก่อน

      chero mkadzi wacho uyo

    • @richardmatoro5193
      @richardmatoro5193 10 หลายเดือนก่อน

      Sure

  • @TawandaMataranyika-lu1by
    @TawandaMataranyika-lu1by 10 หลายเดือนก่อน +1

    Sekuru awa vanoda kurohwa chaizvo nxaaaaa, mukadzi uyo ibenzi kusanyara here nhy nezera rasekuru awa shuwa

    • @nondochirau9664
      @nondochirau9664 10 หลายเดือนก่อน

      Kana vaine mukadzi abviswa chimiro sure nevana.Pfuma yotobuda nekuda kwemunhu asina kudzikama.

  • @britiousmuwengwa1078
    @britiousmuwengwa1078 10 หลายเดือนก่อน

    Kkkkkk mudhara wemukadzi akadhakwa nguva

  • @patricksean1422
    @patricksean1422 9 หลายเดือนก่อน

    Ma bhishu manyama kkkk

  • @HenryChifamba-hd3pc
    @HenryChifamba-hd3pc 10 หลายเดือนก่อน

    Anosirirsa muridzi wemkadzi shame khule wakada kumitisa mzukuru

  • @librajames7609
    @librajames7609 9 หลายเดือนก่อน

    Kkkk pachazvarwa kazukuru kachembere

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 10 หลายเดือนก่อน

    Unotoona kuti vakapindwa nechiZanu masimudziro avo ruoko kkk

  • @MarveMazonde-zq5kc
    @MarveMazonde-zq5kc 10 หลายเดือนก่อน

    Kkkkkkk murume benzi iriiii kkkkkk

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira 10 หลายเดือนก่อน

    Sekuru vanonyadzisa ,

  • @douglasgondo1795
    @douglasgondo1795 10 หลายเดือนก่อน

    Apo pakasangana varwere vepfungwa vese murume nemukadzi nyamuzihwa

  • @BlessingSithole-my9cm
    @BlessingSithole-my9cm 10 หลายเดือนก่อน

    Baba ndivapa mwana kuzungaira vemukadzi

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 10 หลายเดือนก่อน

    Mahure anoroorwei nhaimi ko kungorega kuroorwa kwacho woenda hako kubhawa zvinei

  • @advancematoweadttocksmatto9213
    @advancematoweadttocksmatto9213 10 หลายเดือนก่อน +1

    Dititi kwete zvekurara umwe neumwe akatarisa kwake😂😂😂

  • @user-yr5eg9tv5b
    @user-yr5eg9tv5b หลายเดือนก่อน

    Chiminaka kaichi makorekore😂😂😅

  • @juniorfreedom8775
    @juniorfreedom8775 10 หลายเดือนก่อน

    Ibenzi romene

  • @tanakachirikure8112
    @tanakachirikure8112 10 หลายเดือนก่อน

    Iyi yaa ichinaka nyaya iyi

  • @user-qe9mo8uk3t
    @user-qe9mo8uk3t 10 หลายเดือนก่อน

    *Varume vanopomba vakawandisa asi abatwa achipomba ndiye mhombwe* sekuru baba makapisira

  • @nyaradzosango2355
    @nyaradzosango2355 10 หลายเดือนก่อน +1

    Dititi 😂. Nzvimbo dzinoitwa maBona idzi dzinebasa

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 10 หลายเดือนก่อน

    Dharuweni kune magamba👏🏽👏🏽 chi baby girl Icho chinemusindo

    • @knowledgechinyemba205
      @knowledgechinyemba205 10 หลายเดือนก่อน

      Choda shamhu 😅😅😅 anonwa masese

    • @tmaktmak1464
      @tmaktmak1464 10 หลายเดือนก่อน

      @@knowledgechinyemba205 chinovhembedzwa mubhawa imomo🤣

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 10 หลายเดือนก่อน

    Zvekuti muchinda uyo anodya bota here kana kwete; ngavazomubvunza ari oga. Anogona kusataura chokwadi pazere vanhu apo. Mubvunzeyivo paPrivate kana muchida kumubatsira.

  • @constancemarifiye6658
    @constancemarifiye6658 10 หลายเดือนก่อน

    Sabhuku ndokumbirawo nemoyo mubatsire mwana komana uyu nekungomuisawo kuzviremba zvematare

  • @chitaitaitv3093
    @chitaitaitv3093 9 หลายเดือนก่อน

    Murume nemukadzi vese varwere vepfungwa😢😢😢sekuru benzi😅

  • @memorymagadzire8505
    @memorymagadzire8505 10 หลายเดือนก่อน +1

    Asi Chief vane hukama nanhingirikingi Kani vakafanana pane ambozvionawo hre 😂😂 vakafanana nababa vaye vaye if you know you know

  • @sharonkwadiwa4459
    @sharonkwadiwa4459 10 หลายเดือนก่อน

    sisi manyadzisa kuitwa dititi zera irory hre gutsikanai nemurume wenyu kana marorwa kumba doro uchirariwa na sekuru kuitwa fititi hure ngariyende kumba kwarokkkkkk sekuru mune chitema sisi endai k church mubviswe dimon rechipfambi

  • @sheltonselassie4767
    @sheltonselassie4767 10 หลายเดือนก่อน +1

    Mudhara uyo arikuda kunyebedzera kuzungaira anoda kurova mbama1 kana

  • @MattyMazuru
    @MattyMazuru 10 หลายเดือนก่อน

    Mavagona baba venjapisi iyi Mambo ndavadzose roora nekuti ndivo vanotunhidza mwana wavo

  • @pedzisaisixpence4486
    @pedzisaisixpence4486 10 หลายเดือนก่อน +1

    2002-27years, 19 years ahhhh 22 years

  • @TafadzwaTafadzwa-km5kz
    @TafadzwaTafadzwa-km5kz 10 หลายเดือนก่อน +1

    Ma1 😂😂😂😂😂😂 ngavabatsire mukomana uyu arikushandiswa

    • @monicaasefa3810
      @monicaasefa3810 10 หลายเดือนก่อน

      there is an issue his sweating is too much. Does he even know zve bonde zvacho ? He needs to be investigated ne ma doctors e chirungu ne echivanhu.

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 10 หลายเดือนก่อน

    Zvariri basa

  • @blessingchinhema8152
    @blessingchinhema8152 10 หลายเดือนก่อน

    Chief Rusambo woyeeee!!!!!

  • @lindakaringa735
    @lindakaringa735 10 หลายเดือนก่อน

    Mdhara inhubu uyo, muzukuru komana uummm kupusa or kuzungaira kuripo

  • @tafadzwadzimati
    @tafadzwadzimati 9 หลายเดือนก่อน

    Vari ryt here sisi ava😅

  • @user-rm2zb2tk1x
    @user-rm2zb2tk1x 10 หลายเดือนก่อน

    Kkkk apa musikana arikuti handina kumbobara apa zamu radonha kunge rakayamwa newana two