Black mamba inofarira pasina noise saka since vana vakanga vayenda kumaGrounds that's the right tym for it to hunt especially makonzo. Black Mamba inokwira even pakareba saka inogona yakapinda nepaWindow since panga pasina noise.
There are a few things that are now worrisome about Drewmas’ reporting: 1. You go to these people with preconceived opinion yekuti pane chivanhu chaitika dzimwe nguva pasina. Like in this story, Andrew u are desperately trying kuti vanhu Ava vati chivanhu. 2. Nyoka inofamba and it’s not unusual. Given the fact that yanga yatomboonekwa..black mamba is lethal. Groundsman has also confirmed that they’ve killed snakes once or twice. 3. It’s an unfortunate incident and the noise yevana vadzoka muClass freaked the snake out…hapana chivanhu apa
I agree. Pushing the narrative yechivanhu on school children that are supposed to be taught critical thinking skills and science. This is a clear case of a deadly snake bite where instead of immediate hospitalisation they think of chivanhu first wasting time mwana achifa. Africa still lack the skills to transform into research and development.
Snake bites can only be treated by anti venoms and there is a huge shortage of such in Zimbabwe even at central hospitals. Furthermore, Black mamba venom is extra deadly
Vanhu vemuZim hamunyatsoziva kuti black mamba haina funny nhaika. Snakes can climb madziro especially black mamba. I watch some programs about snakes and I have learnt kuti a poisonous snake can kill you within seconds. Black mamba is the deadliest snake and it will paralyze someone within few minutes so don't say what you don't know my people. Nhai vanhu vaiva ne knowledge they could have helped her in time but it's impossible to some extent kana iri black mamba
very sad (ronda risina anorapa pasi razara neushereketwa zvinobaya moyo.. nyaradzwai nashe mhuri yemwana akashaya. miss my previous home area (Rushinga) Chihera mhoroi mhai vangu tisingakanganwi Mukoma Andrew Chikara,🦁
No. If it was someone’s snake it could have disappeared completely and no one would have been able to kill it. This is just a natural and tragic story.
@@ssam1430 Yes. Ini ndiri mukaranga hama yangu; asi vana sekuru vangu chaivo vaitoitavo zvinorova. Ndakazokurira kuChipinge futi. So, experience ndinayo chose. For instance , munhu anorovesewa nemheni ipapo ipapo whether in june or any month of year; its real. Good or bad but that's the african world we live in.
Point of correction the only snake inoruma munhu achita black is Rovambira bcz ndiyo ine huturu uri dangerous And nyoka iyo itori nyoka chaiyo isiri yechivanhu bcz nyoka yechivanhu yairuma motongoti nyoka iyo nyoka iyoo and hamutozoiwona kwayaenda nayo
So sad mwanasikana akashereketerwa uyo to be honest. Nyaradzwai nedenga wehukama neshamwari dzake dzese .it's so traumatizing kuvana verse vechikoro pachikoro apa
Nyoka yakapinda muclass vanhu vaenda kumaspots and i think yakapinda mukati medesk ichida kuhwanda and being said kuti it was a black mamba let's bear in mind kuti its highly poisonus heamo and neurotoxic and zimbabwe haina antivenom so its very sad and unfortunate zuva rake rainge rakwana
May her soul rest in peace. It was a poisonous one they shld hv drained the poison by cutting the edge where she was beaten. It's rainy season & also I to could have entered through roof, door or windows. But snakes Also snakes dnt come close where people are.
Show us the door of classroom. Nyoka yakatiza kuma grounds because of noise yakapinda mu classroom , kana iri same nyoka yakaonekwa paroad, yaitove yagumbuka, so I think it's just a snake, if feel kuti nyoka yakavhuduka, yakafunga kuti its now attack, so it will attack big time, but varoyi variko havo
Moo guys in ndakarumwa mayo but chekutanga ndakapiwa mushonga wechikaranga but ndaive munhu asingaiti zvechivanhu but music wandakarumwa ndakabva ndafarira chivanhu ndakazoenda hospital zvangu ndambotomwa ngwenzi ndandandosarirwa nepain chete
The officer was really reluctant on that...especially Vaipotsa inenge yatone hasha....he took it lightly.....yes the car too could have been used to go to the district hospital
Chivanhu ichi nothing else ; akadyiwa mwana uyo mumaziso evanhu yaiva nyoka but it was something else; rest in peace Melo
Rip melody...mwari ndiye achatonga zvake...
Black mamba inofarira pasina noise saka since vana vakanga vayenda kumaGrounds that's the right tym for it to hunt especially makonzo. Black Mamba inokwira even pakareba saka inogona yakapinda nepaWindow since panga pasina noise.
Yah zvinogona kudaro
Ehe pamwe yakabva yaungana pasi pebag rake so kugara kwaakaita yakabva yaita hasha ikamuruma ummm zvakaoma hazvo
Yeah, asi nyoka hadzo hadzinzwi,hadzina nzeve. Most of the times dzinoshanda nema vibrations on the ground.
Mwana kurumwa muClass! This could even be first time in Zimbabwe; and hence very questionable to many.
There are a few things that are now worrisome about Drewmas’ reporting:
1. You go to these people with preconceived opinion yekuti pane chivanhu chaitika dzimwe nguva pasina. Like in this story, Andrew u are desperately trying kuti vanhu Ava vati chivanhu.
2. Nyoka inofamba and it’s not unusual. Given the fact that yanga yatomboonekwa..black mamba is lethal. Groundsman has also confirmed that they’ve killed snakes once or twice.
3. It’s an unfortunate incident and the noise yevana vadzoka muClass freaked the snake out…hapana chivanhu apa
I agree. Pushing the narrative yechivanhu on school children that are supposed to be taught critical thinking skills and science. This is a clear case of a deadly snake bite where instead of immediate hospitalisation they think of chivanhu first wasting time mwana achifa. Africa still lack the skills to transform into research and development.
I agree zvese he wants to blame chivanhu
@@PrimaTauz i actually find it insulting kuchivanhu chedu. Chivanhu neuroyi zvinhu 2 zvakasiyana
No my sister. Tarisisisavo nyaya ka apa. Hanzi uyu ndiye mumwe wevana vanga varipamberi kupinda muClass yet nyoka kana iri mumba panopandinda vanhu mumba inotiza kunovanda not kungozvimonya pafloor pachena- chena sezviri kutaugwa. Then, kana yanga yakamira zvayo kurwisa whoever apinda mumba why didnt it strike first time they entered the room? Pane nyaya apa! Nyoka haimonani pafloor pachena chena dutu revanhu richipinda mumba (muClass) then yongohosumuka kuruma munhu like that.
And you are ignoring the fact that Andrew like yourself has the right to air his opinions.Nothing worrisome about that.
So painful Rip mwana pane akashereketa shame ,Fambai munzwe kt chakonzera rufu rwemwana ,munyaradzwe nashe 😭😭😭
RIP Melo zvandidzimba ini hangu vabereki va Melo fambayi muwane closure panezvakayitika izvi
Snake bites can only be treated by anti venoms and there is a huge shortage of such in Zimbabwe even at central hospitals. Furthermore, Black mamba venom is extra deadly
True. Hapana chivanhu apa
Iya inokumirirai mose that's why isina kumuruma ari ega saka yaitoda kuruma class yose apana mushonga
Sekuru.vamakiwa.uko.vaneshamba.maita.basa.muripedyo.nepamba.pedu.ndirikuona.ndiri.southafrica.shame.zvorwadza
very true, and not only in Zimbabwe but globally
Very painful. What a tragedy. District hospitals should have anti-venom.
First aid kit for every schools pliz inodiwa ndatenda
Do you know the contents of a first aid kit 😅😅
Possibly nyoka yakaita hasha payakapotsa yatsikwa nemota and found refuge inside the classroom,nekuzouya kwevana yakange yakatotsamwa kare
Black mamba is very territorial haitye vanhu haitize noise plus its very lethal. Hapana chi people apa bla Andy
Ayewa guys kubva zvamakazvarwa wakambonzwa kuti munhu aromwa nenyoka guys itayi serious chero iripoisoners hakuna zvakadaro inyok nemaziso enyama
@@tallbertblessed but yakaurawa ikaedwa nayo kwa chiremba akaibata. Research about black mamba sha. Obviously akaigarira or it felt threatened
Black mamba is one of the snakes which can attack a human being without any provocation.
Vanhu vemuZim hamunyatsoziva kuti black mamba haina funny nhaika. Snakes can climb madziro especially black mamba. I watch some programs about snakes and I have learnt kuti a poisonous snake can kill you within seconds. Black mamba is the deadliest snake and it will paralyze someone within few minutes so don't say what you don't know my people. Nhai vanhu vaiva ne knowledge they could have helped her in time but it's impossible to some extent kana iri black mamba
very sad (ronda risina anorapa pasi razara neushereketwa zvinobaya moyo..
nyaradzwai nashe mhuri yemwana akashaya.
miss my previous home area (Rushinga)
Chihera mhoroi mhai vangu tisingakanganwi Mukoma Andrew Chikara,🦁
Nyoka ndeya munhu iyi. Zviri pachena!
No. If it was someone’s snake it could have disappeared completely and no one would have been able to kill it. This is just a natural and tragic story.
@@ssam1430 Yes. Ini ndiri mukaranga hama yangu; asi vana sekuru vangu chaivo vaitoitavo zvinorova. Ndakazokurira kuChipinge futi. So, experience ndinayo chose. For instance , munhu anorovesewa nemheni ipapo ipapo whether in june or any month of year; its real. Good or bad but that's the african world we live in.
@@mandlas.4305 No! Did it even die? Remember, these spiritual things happen in so many different ways
Nematambudziko kumhuri ya melody ndinoti nyaradziwai nedenga marwadzo kunyange nekwatiri hatimuzivi hedu asi ndarwadziwa kusvika pakadzama
Ndarwadziwa ..I'm broken
So heartbreaking as a parent I don't think I will ever heal kana mwana wangu akafa firo yakadai.
It's the song for me 🎵 Shumba shevedza mai vako tirangane💃💃💃Drewmas Media taking us to another level 👏
Song lyrics irikunakidza
Another level
I can feel a deep pain Kuna Kudakwashe anenge aive boyfriend
Sry Purity
Mwari vanyaradze vabereki wemwana uyu 😭
Looking great Chihera
Eish so touched..like rufu rwa livingstone
SO SAD,,,,,REST IN PEACE MELODY,,,,,
Musikana uyu akauraiwa pane munhu waaikunda mukudzidza haisi nyoka yamwari yakamuruma akangoona senyoka isiri nyoka R.I.P Melody yese tarwadziwa
Chihera makurova basa haaa you have improved very much
Point of correction the only snake inoruma munhu achita black is Rovambira bcz ndiyo ine huturu uri dangerous
And nyoka iyo itori nyoka chaiyo isiri yechivanhu bcz nyoka yechivanhu yairuma motongoti nyoka iyo nyoka iyoo and hamutozoiwona kwayaenda nayo
Black mamba iri poison zvakanyanya .Rest in peace
Shemu kuroyerwa form6 iyoyo chete
Ndochokwadi ichocho kuuya thru nyoka
Marumirwo akaita mwana ari suspicios
Can someone explain to us using ndebele pliz
Chamutengure, drewmas media taking me to another level
Nyoka inofamba mufloor here
Nope
Ehe kunyanya kana musina cobra inonyatsofamba isingatsvedzi
Inogona yakapinda payakanzwa noise ndokumonera pachair.but zvinorwadza shame
Very sad may her soul rest in peace Drewmas media taking you to another level 🙏👏👏
Drewmas takes us to another level .umm ata mashura chaiwo
yaaa zvirikuitika muzimbabwe uuuuuum zvakaoma veduwee
Kana zvisati zvaitika Mumba menyu haubvumi kuti huroi huriko uchazviona one day iwe urikutaurisa kwedu kunemakomo kwagutu mupandawana ndave ne39 dzekuberekwa nyoka dzakawanda kwedu asi hazvisati zvamboitika
Vanhu vanoroya hey, haisi nyoka iyo ,mishonga, kushereketa kwevanhu.
Vakatorwadziwa nekuti aita form6
Iiii zvakaoma chokwadi panenge pane chivanhu chte
So sad mwanasikana akashereketerwa uyo to be honest. Nyaradzwai nedenga wehukama neshamwari dzake dzese .it's so traumatizing kuvana verse vechikoro pachikoro apa
Shame its soooo sad yooooo imagine form 6 its not easy RIP melody l know its not easy time to your parents
Ndarwadziwa hngu chinenge chivanhu chte
What a pain fully story
Nyoka yakapinda muclass vanhu vaenda kumaspots and i think yakapinda mukati medesk ichida kuhwanda and being said kuti it was a black mamba let's bear in mind kuti its highly poisonus heamo and neurotoxic and zimbabwe haina antivenom so its very sad and unfortunate zuva rake rainge rakwana
Drewmas media taking us to another level
MHSRIP shame zvinorwadza💔💔💔
Pakachenesa pachikoro apa and pakanaka
It's very painful
Maingoda answer yekuti ndeye huroi Neshamba Neshamba
May her soul rest in peace. It was a poisonous one they shld hv drained the poison by cutting the edge where she was beaten. It's rainy season & also I to could have entered through roof, door or windows. But snakes Also snakes dnt come close where people are.
May her soul rest in peace
Soo sad shame
R. I. P Melo
My her so rest in peace
Kana vana vakapinda muClass nyoka yakatovanda zvayo vakasaivona saka nyoka iyi yakazobudireyi payanga yakatovanda isina aivhiringa???
Black mamba ine hasha haimirire kudenhewa
Maybe bag rake ndorayaive yaenda pasi paro nyoka iyi so ndosaka vasina kuiona
Noise yevana ndiyo yaka konzera
Maonero angu nyoka was in one of the bags or behind
@@fortunatemadzimbamuto5614 yaaa taura hko inogona yakasara ichipinda vana vari kumagrounds
Aaah makaroya melo parushinga apo varoi vemuraini avo havanyari havo
Nyaya inorwadza iyi
Hello Drewmas crew hie fam👋👋
Next time munhu akarumwa nenyoka munomumwisa mvura ine dota so that poison inoenda padota makamirira chipatara
Hoooo maitbasa
Thanx neruzivo rwako dear. Tatobatawo ipapa
May her soul rest in god's arms , my condolences to the family so sad 😭
Hesi sisi na shumba basa sebasa matsika kudziko kwangu
Ndarwadziwa iih💔
So sad it's so bad, rest in peace
Yooo zvakaoma chokwad
RIP 💔
Ndomadesk acho here ayo angatadza kuonekwa nyoka
Inyaya
Show us the door of classroom. Nyoka yakatiza kuma grounds because of noise yakapinda mu classroom , kana iri same nyoka yakaonekwa paroad, yaitove yagumbuka, so I think it's just a snake, if feel kuti nyoka yakavhuduka, yakafunga kuti its now attack, so it will attack big time, but varoyi variko havo
Kadungure wekupi
Its heart breaking 😭😭😭
Rest in peace baby Melo💔💔😭
Moo guys in ndakarumwa mayo but chekutanga ndakapiwa mushonga wechikaranga but ndaive munhu asingaiti zvechivanhu but music wandakarumwa ndakabva ndafarira chivanhu ndakazoenda hospital zvangu ndambotomwa ngwenzi ndandandosarirwa nepain chete
Munoziva here zita re gwenzi racho
eish so sad
Its so sad 😭😭😭😭💔💔💔💔💔rest in peace nana😭😭😭😭😭😭😭
Shame Kudakwashe looks so so broken kani,I am sorry mufunge guys
May her soul rest in peace 🙏
Soo sad
Anonzani beb ndomuda chihera uyo
Musade kutsvaga nyaya pasina nyaya, this was a mere accident .
Mwari rangarirai vana venyu
Aikaka ko chihera makadzoka riini .ndafara kukuwonai.ndosaka Shumba varikudzvowa kkkkk kufarira chihera
Tionei nyoka yacho kana yakauraiwa
Hamuna kugadzira radio yemadiods
DREWMAS interview our medical field monzwa sei tisina ma anti-venom mu Zim isu tine ma bhiza.
😭😭😭.takutyira.vana.vedu.pa.rushinga.
Why didnt the Police Officer alert vanhu kuti nyoka yavambuka yakananga muchikoro?
And also why ticha akaenda nemwana kuclinic asina kumhanya nemwana kuChimhanda pane kumirira Ambulance?
The officer was really reluctant on that...especially Vaipotsa inenge yatone hasha....he took it lightly.....yes the car too could have been used to go to the district hospital
zvakaoma ngazorere murugara
Zvinorwadza izvi R.l.P mello
Rip melody
Aaaa shemu ndeye munhu nyoka iyo.
Kanti lo chihera y engasicazeli ukuthi kwenzakeleni than to jst sy ngethemba lizwile thina singezwanga
Yaa zvimorwadza
Very sorry RIP .....Rovambira ,,mhungu nenyamafungu nyoka idzi adzina kumira mushe dzikaruma munhu haawanzorarama haatori 30 mins unee wava paralysed...more to that rovambira rimwe zita raro rinonzi Rasa mutombo/ mushonga .. hadzirapike poison dzacho worse kna yanga yava huru.
shame 💔😭 zvinorwadza
Soo sad 😔
Chihera vakadzoka rini. Varikupenyerera chose.
Nyoka inofamba mufloor asi inonetseka chete haimhanyi ,kana yakapinda musina vanhu it's possible kuti ipinde zvayo asi haikwanise kumhanya. Zvinowanika zvekuti kuti kune nyoka inouraya ipapo ipapo ,zvechivanhu zvinogona zviripo asi hazvisi obvious
Rip melo ndarwadziwa
RIP angel 💔💔💔💔
Poison yakamhanya kumoyo shemu
Helo mkoma Neshamba
💔💔 sorry
Umm pakafamba wakaipa
May her soul rest in peace
Zvakaoma daimwari vanyaradza vamwe vake nevemhuri