Ma ex compatazhinji ane hutsinye like what this old man is doing ,Most of Wana sekuru wanoda ku benefita Iwo kubva kuwazukuru and wamwe Wana sekuru hawadi kuona vazukuru wachibudirira
Ko, wakagozoziva sei zvema 30 tonnes what, what iwe wakaposwa nepfuti zvirimwa zviri mumunda futi? kkkkk. Anyway, I will never trust O-vets; so I believe sekuru (O-vet) indururani too, asi vazukuru vanenge matsotsi futi - saka zvakasangana apa
Manje unoti murume uyu - murume uyu sei as if it's some staranger? Dammit! Ndozvotoratidza muzukuru tsotsi; who does not even appreciate kuchengetwana kwaakaitwa mumusha masekuru. Ndopaunodhakwisa nyaya yako ipapo pakuda kuva rude & insultive again. Bhadhara; uri muzukuru benzi!
Tichkach tengai equipment kwayo.We cant hear nyaya mushe ne noise ende sound inotiza ichidzoka
Disgusting, the level of abuse towards these defendents is appauling.
Yowee Yowee ihama dzangu idzo sekuru nemuzukuru ahhh musadaro garisanai zvakanaka
SOUND SOUND SOUND PLEASE
ITS NOT AUDIBLE
Kunetsa kudaro aaa kasekuru kanosvota
Mambo mutasa to mawakurasika
Better kumboita zvekugadzirisa sound quality
Huori hwanyanya kuna mtasa
Musha ukagara usinà zvinhu zvese zvinodyiwa nemujuru saka sekuru vasaomesa musoro
Mambo wanomborasika sometimes especially wavanofarira akava iye anemhosva. Yemukudzi wekunakirwa nechiro chemuface kusvika pakuroorwa ndokubara vana, abatwa ngechikomba oti mutume akandibata mambo vakamisa besvu kuti murume akabata chibharo. NHASI MUDHARA AKAPISIRA MUNHU MUMBA MOTI HAYINEYI NENI IYO. HAMUSI MAMBO WERUZHINJI IMWI, YOU ARE ONE SIDED MAN. Zhakata akayimba akati mutemo wemuno wakanyangara izvokwadi iyoyo
Sabhuku anenge arimurume wako ini ndinobva ndangodisapear zvachose😅😅😅😅
Madzimai vekufukunurisa vanhu vakashaya vanhu ngavadzoke padare vapiwe mutongo wavo kunyepera mambo nedare
Hapana evidence yekuti akanyepa even kana pakadonha drop yeropa zvogona kuita sekudaro
Munhu aimbotumira ma videos a chief mutasa kare akaendepi tichkach iyi ma1 hapana chatonzwa
Zvitiropo zvinodhura here tengai mupe David uyo zvinhu zvake pliz vazukuru makachengetwa wani just accept defeat apa nyaya ipere😂😂😂
Mambo itai wadi musafarire manatsa mukanwa asekuru awo vari kuziva zviri kuvapengesa
Haaa aivepi veduwoye saka chokwadi vana vakakurura kwaana sekuru ibasa
On sound clear quality remekedzai Karanganda ndibaba venyu 😂😂😂
Dzimwe nguva madzimambo munomamira hudofo munohuwanza hapana nyaya yamurikuda kuomesera munhu uyo kadhara ako
Ava mambo ndevechioko muhomwe vanokuchinjiranyaya
Mambo uyuka zvakaoma hazvo
Sekuru vaijabula kuLibya nekuDrc vasingadzoke kumusha.ko mhuri yasekuru ava yakange iripi zvinhu zvichiparara vasingadzoke kumusha haiwa musape vazukuru mhosva
Ma ex compatazhinji ane hutsinye like what this old man is doing ,Most of Wana sekuru wanoda ku benefita Iwo kubva kuwazukuru and wamwe Wana sekuru hawadi kuona vazukuru wachibudirira
Tichkach fix your sound. Its deplorable
Vanhu ve zanu pf ndomagariro Vo, akutopenga hake nekuhondo kwakaenda ibenzi.
Pamisha pe vanhu hapagarwe kana uka firwa ne murume svaga kwekuenda ne mhuri yako kwete kudzokera kumusha kwako nevana hama dzako dzinorombera pavana vako
Zvinhu zvevanhu vekurova marombe aya miyedzo, mazikore ase akachengeterwa zvenhu, zvekupenga izvo
Gejo 40yrs later is he serious.... now he has nowhere to go aakutsvaga free loading yekuripwa... not good
Vazukuru batsirai sekuru henyu panezvakutoitika itai moyo murefu mufambe navo
Mu someki uyo haana kukwana uyo
Improve your sound quality my brother
Kupedza nyaya vazukuru makarerwa vakirai sekuru musha sekuvatenda kurerwa .
Sound yenyu yskubhowq iwe na nhimbe
Apa Mambo Mutasa makuda kurasika sekuru avo havana nyaya. Zvinhu zvinoparara nekufamba kwenguva. Hapana nyaya apa. Sekuru avo havagarike navo
I think mambo vanoenda navo kuseri ngavangovape zvipere
Mambo mutasa tongai nyika yose
Anopenga musoja uyo unoda zvituropo after almost 25years. Ngaakwane
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Zvinhu zvinodyiwa nemuchenje makore awanda aya
Sekuru avo vaneubatwabatwa avo
Poor sound
Pamusha panofanirwa kugara munhu achitsvaira kubva 2012 magore akawanda
Zvomunya party 2
😂😂😂😂😂😂anopenga uya
Mambo mava kuita sei manje hamusi kupa munhu nguva yekutaura
Sekuru is wrong 100%
Sekuru avo ibenzi, arohwa nenhamo akuda kudzoka pasango /dongo zera rake iro, chibenzi chasekera
Mu warvet ku kuta misoro yevanhu nepfuti kkkkkkkk🤣🤣🤣🤣 vadzorereyi zvitropo zvavo netsvimbo dzemudzimu hahaha
Musoja uyo anofanira kuongororwa pfungwa anenge dzisiri kudhonza mushe mushe, akadyiwa nemahure /
😂😂😂😂
Mambo awa pane pawanombo bhaizawo, pane mudziyo wakatengwa nguva yehondo uchiri kurarama hre up now ? Mambo pane nyaya mbiri dzama bhaiza ,iyi neye mkadzi wekubatwa palogde uya ummmmm not happy
Very true
Ko, wakagozoziva sei zvema 30 tonnes what, what iwe wakaposwa nepfuti zvirimwa zviri mumunda futi? kkkkk. Anyway, I will never trust O-vets; so I believe sekuru (O-vet) indururani too, asi vazukuru vanenge matsotsi futi - saka zvakasangana apa
Humba vane mental illness 😂ndovaziva zvangu vanhu ava
Hama dzedu idzi aiwa
Manje unoti murume uyu - murume uyu sei as if it's some staranger? Dammit! Ndozvotoratidza muzukuru tsotsi; who does not even appreciate kuchengetwana kwaakaitwa mumusha masekuru. Ndopaunodhakwisa nyaya yako ipapo pakuda kuva rude & insultive again. Bhadhara; uri muzukuru benzi!
iye akakuudzai kuti ukaita mwana wemwana mukomana pamusha iachievement akakanganisa kwazvo