If you watched first part that man gave a wrong narrative for close to 1 hour. Mambo is wise! Vakaita ma investigation vakaona baba vanonyepesa ava. Moda vapiwe 3rd chance yekunyepa
Change mire Mutasa hamusisina uchenjeri hwamaive nahwo pakutanga.sei murikurambidza baba avo kutaura asi mukadzi adorable nguva achitaura.mukushandisa marimba .this is no fair.
Ini chinonfinetsa pamatare aya the chief z always right vane kwamwe kakumbunyukidza kavanoita this chief used to be the best ikozvino vanenge vakuita vachirasika
Mfundisi wekunyenga mukadz wemnhu..... hapana kuti jekera we are still crying for justice
Ichokwadi panenge pakashanda huori😢
Mambo wanositonga nyaya zvakanaka asi pana Mfundisi apana kujeka nyaya aina kutongwa zvinogutsa
Iyo yakabhadharwa ne ma tithes ekuchurch
Mambo vakurasika ava huori ndewavo hezvo vavakuchinja miganhu panyaya yemukadzi akanzi akarima musi wechisi
@@AntonioDeure wanonyatsotanga zvakanaka madzimambo aya ameno wanozobatwa nei wopinda muhuori pamwe wakutengwa
Nyaya yamufundisi iya mambo haaaaaaaa 😢😢😢😢😢imboipaiwo headman chigodora chero hake aripasipenyu asi nyaya idzi anopedxa nedare rake magirazi na giant ndonyaya dzavanoda
Bba avo ndovakatorombesa mukadzi wavo nekuda pfuma chte izvezvi inyaya yekty vakatorerwa zvunhu chte kutsamwira pfuma yakaenda kkkk varume munoda zvunhu zvamarara kunge honye
Taura hako..ngekuti chaarikuti akatorerwa chii apa. Munhu ungavakira sejari chinhu chausingazive.Vanga vakutodya nazvo ava
This channel inonetsera pakutora mavideos nekuputisa mapopcorn at the same time.
Where is prt1 and 2
Ngakuendewe ku Econet mamba mutasa mufundisi chifeve chacho ku Econet kune umbowo mambo
Haa matongero acho soo kuxingizirwa nevanhu hobho musadaro mupei tyme ataurewo kani dare renyu mambo Mutasa was the best but izvozvi hapana hapana
Nyaya yamfundisi ngaidzokorodzewe we need justice mambo.
Munhu haapuhwe nguva yekutaura anokanganiswa kanganiswa 😮
If you watched first part that man gave a wrong narrative for close to 1 hour. Mambo is wise! Vakaita ma investigation vakaona baba vanonyepesa ava. Moda vapiwe 3rd chance yekunyepa
true😢
Mambo vakabhadharwa Mai ava vakati Banga nderavo
Mambo nyaya ikapinda kekutanga murikutonga zvakanaka asi pechi 2 muri kuvhiringwa viringwa
Vanenge vaisirwa mugaran'anga 😂😂😂unobva wavhara vanhu mafungiro
Nekutobhadharwa
Wovaka imba yako iwe, mkadzi oita room yaanoti i surgery, room yacho yove nenitemo, womira pamberi pedare iwe woti hauzive zviri kuitika mu room macho? Baba ka musauye pano muine twunharo twe guka.
Zvimwe angaakashandisirwa mushonga, aisatoziva zvirikuitika pamba pake, african magic
Ndoozviri kuitika kwaMutare mkadzi akaita muporofita musha wawa wake ipapo paakaroorwa uye anenge oshewedzwa kt paMadzimai nhingi not zita remurume. Power rese rinenge rine mkadzi. Chief uyo anoita teasingazive asi ndozviriko
Zvinosangana papi zvambuya varipamuri nechiporofita. Musatambe nezita rinoti mwari ingoitai zvehun'anga hwenyu makanyarara . Koshesai zita ramwari musatambe naro
Banga kune kwarakabva ❤😅
Mambo akazotengwa ndosaka akuchinja corner post. Mambo is biased and seems to know all.
True
Vanhu dzidzai kutevedza nyaya katova kechi 3 nyaya iri mudare iyi akati mota mukadzi atengesa asipo akatenga akazo uya akati murume ndiye aimhanya manhanya
Tichkach,pliz tipewo nyaya dzakazara,ko nyaya kekufukunurwa kwemarangwanda vakazodii,unongodimbura nyaya Seiko.
Mukotsaniera ndiMwari here
Chienda unobvunza mwari iwewe atipire kuti hanzii
Haasi
Munhu haachambopihwiwo nguva yekutaura here
Mambo yamufundisi kulodge nanhasi handina kugutsikana nezvamakaita
Chero Mambo haana kodzero yekurambidza mumwe vevarikutongwa kuti anzwikwewo divi rake. Tsika yekuti nyarara sevarikunyararidza imbwa zvinoratidza kudzvanyirira.
Problem vanhu muno uya nyaya yava pamusoro murume uyo anoramba zvakaita mota akati mukadzi aktengesa asinga zive apo ndiye aimhanya mhanya
Ukaonekwa kuti unoda kuzvambarara pamusoro pemubvunzo unonzi nyarara,ukataura uchipindura zvaunenge wabvunzwa haumbonzi nyarara.."mukadzi wakamupa sejari anoti kwete,..akapiwa naani,anoti naBaba vake(vemukadzi)Mambo vanoti akapiwa sei nababa vake iye aripamusha wako uyo wakavaka iwe...ndopaari kuzvambarara hake.
Ipai munhu nguva atsanangure why muchivharira munhu
🤣🤣🤣🤣 baba itsotsi, and mai vanogona kurondedzera
Ndatanga kuvana seat yangu pano. 💃
Vanhu hawachaiti mabasa kumusha nekuswera Achievers wachitewera nyaya kwaMambo
Baba avo varikunyepa kana Ari maikombedzai wekudombo wakaita wese
Yaya ndeyekuti baba vava vakatorerwa zvunhu chte ndozvakonzera kty BBA Ava vatorerwa zvunhu
Change mire Mutasa hamusisina uchenjeri hwamaive nahwo pakutanga.sei murikurambidza baba avo kutaura asi mukadzi adorable nguva achitaura.mukushandisa marimba .this is no fair.
Same neyamai vekunzi vakarima nechisi Mai vakazvarwa vari mubook rekwaMvere vakaroorwa mubook imomo zvitupa mitero vachibhadhara kwaMvere nhasi wongomuka wavakunzi wamunhu wekwaSakupwanya 😢😢 Mambo vakurasika kupamba zvevapfupi nekureba
Wangu dzokera uoone nyaya pakutanga murume akapihwa mukana wekutaura sekuru mukotsanjera ndovakazo budisa chokwadi ndokuzo dzoka nyaya mudhare mukadzi akatonzi aba mota ivo vakatengesa vese
Chief chief tezvara akati banga anoriziva
Sei tsano vakaomberera banga kana risi redzinza
So turns out Kombedzai ainyepa last time achiti anga asingazive kuti mukadzi anorapa.
Kkkkkkk hanzi na Chief idzwai idzwai bamboooo
Kkkkkkk vanhu vatema chivanhu mochiziva here😂😂😂😂😂😂
Ini chinonfinetsa pamatare aya the chief z always right vane kwamwe kakumbunyukidza kavanoita this chief used to be the best ikozvino vanenge vakuita vachirasika
Vanenge vaita kainterest nemumhan'arirwa
Ko vakadii kutaura izvozvi pawakatanga kupinda mudare.
Unodzokorrora unofunga kuti tino mama data here isu nxaaa
Kkkkkkkkkpoint
Chief mune bsa chokwadi
Ndirikuona mambo mutasa neDare ravo ndiri Durban mvura ichinaya zvayo
Kana iñi ndizvo zvandiri kuitao kkkkkkk
Siya munhu ataure sei pakutanga vabereki vemukadzi wakati tinozvinizviwa
Taura hako
Mambo banga rakatengwa ndikombedzai achida kuti mudzimu yake neyemkadzi iyanane asi ane mudzimu iri kurapa mkadzika apa
Ndimai kombedzai wekudombo here uyu
Mambo ndeipi kana uchikutsanirwa nevanhu wakawanda
Mukadzi uyu inhubu uyu
Ngasiye mbanje uyo
Pane banga kwarakabva
Zviro zvacho ma1
Imo mambo imi mune mal, nyaya ikadzoka kumba chete, makusara muchipuwa mari, motanga kutsigira zvisizvo haaa, mhuri yezimbabwe tirimunhamo
True mambo nyaya ikamboenda kumba zvadhakwa
Did you watch 1st episode and episode at Mukotsanjera?
Ndozvavanoita vanaMukotsanjera handivashori ASI n'anga idzi dziri kuona nyaya dzose pasocial media so hatichazvitembi
Mambo negurukota renyu Sakupwanya mune udzvanyiriri
Vanhu tedzai nyaya zvakanka iyi pamota murume aiite mukadzi aktengesa ega bt akatenga auya murume ndiye aimira mira murume anonyepa
Ndi Cos sakupwanya here
Zvsnzi ukuda kuzvitonga here
Akuchemera pfuma yakatorwa nemukadzi
Unfair judgements done by rulers who know no law.
Upote uchidzi tevera nyaya idzi murume anonyepa tsvaka part uone woona part 2 woona part 3 wozo ziva kuti baba avo munhu akaita sei
Traditional court yasiyana ne Roman Dutch law. I court yetsika nemagariro bambo... You don't need to be a lawyer to rule on these cases
Dambudziko randiri kuona munyika medu chivanhu ngachidzidziswe kuvanhu sezvinoita maNigerians. Vamwe vacho vakutopinda mumaproblems nekusaziva.. Kuzoda kuibuda inonetsa. Madzimambo simbisai dzidziso dzechivanhu kuvanhu
🤣🤣🤣🤣🤣aaaa vatopedza
Paiva nerudoka apa sala akapa uyu pekurapira
👏👏👏
Ma1
Baba avo kkkkkk
Gogoyii
3450😂
Machekanzombe anocheka
❤❤❤❤❤❤
Tasvika