Mutasa Mutasa, ko sei usinai kutaura sekudero panhau ya Pastor Part2, pakazobatwa mukadzi achihura ndipo ngeii pakuzobuda nyaya yekuti mkadzi akuti ndaka rapwa@15 years. Mutasa am waiting for Part 3
Muzukuru ndiye anogova mbatya kwete sekuru. Sekuru from mai va bab' s side vanonzi ibere. Vanongono nhonga mbatya yevada panhumbi dzemuzukuru wavo. Havagoverwe chinhu
@georginakajengo3172 saka Dai murimi mambo maiti kudii zvavakabvuma saka? Sekunzwa kwenyu imimi vati vakabvuma? Akavaudza ngaabviseka. Don't be so naive mukangonzwa panangwa munhu zvatove chokwadi? Grow up mhani. Can't you pick kuti vaskana vakangwarisa havazive lane ravo. Bhudhi aripi adii kukwira dare iye? No mhani as Zimbabweans we can do better. Kungonzi nhingi ati muroi comment section yese kuti ehe ehe muri n'anga here. As much as vanhu vakutadza kutenda kuti vanhu vanorwara nekufa semutemo waMwari zvichauraya Misha mizhinji and eventually nyika. Kungotarisa munhu wakutoona uroyi no mhani
@@vimbaigumunyu2137vanhu varikushandisa mafeelings,pakataurwa wani kuti dai murume uyu asina kutanga apa mukadzi gupuro zvingadai zvakamifambira zvakanaka manje akazosungisa vanhu after atogadzirisa nyaya ega,nyaya dzakadai usually nyakuputsirwa imba anoripwa izobvunzwa kt mukadzi uchirikuda here or kwete after judgement manje uyu akatanga aramba kwakuzouya kunotsvaga justice
@@gracemusizvingoza4549 Yes you are right. Asi ini semaonero angu ma allegations ake ese aisava ne tangible evidence thats why Chief adjourned the case vakamirira Humbowo. Dare can not judge basing on hearsay ka. Kunyange zvikanzi mukadzi akahura but humbowo hapana.
Mambo nhasi mazvengwa nemugara mambo kkkkk ..kaDhara kanemushonga wakaoma aka .. doctor anowana chikonzero according to science but isu tine dzimwe nzira dzechivanhu
Ayewaaa Brenda rega ndikubatsire hazvanzi yangu 1. Baba avaa vakachengeta Mhuri yavo ne Mhuri ye Munin'ina wavo for 34 years kusvika pakutoresa Mai vavo zvitupaa haàaaa kudzidzaa vana avaa kusvikaa vapedza chikoro no no no no vana avaaaa vari very very wrong kukura hakusi kuroyaa Why vakapedza mari vachidzidzisa vanhu vanoda kuzongouraya here nhai Brenda no no Hazvanzi kukura haisimhosva ko sei avaa vavekuzoroyiwa after 34 years uchigara Mumba mangu ndozokuroyaa haaa kwete kwete Brenda pafunge ipapo Zvakaitwa na Baba i don't think pana Baba vakazviitaa izvooo Asi vanasikana varikuwanza Dzungu plus kungonzi ne Maporofita ne N'anga avo vanhu ahushayee zvachose chose nyayaa kwavari 😂😂😂😂😂 Mambo 100% good
Our house are opposite. We grew up with Eve ,Alice Freddy,loice ,sekai .we knew this babamukuru vachiunza chikafu. This family spent more than 15 years without zesa vasingabhadhare. Vanhu vaiva nepamuromo iwowo. Vaifugura hembe. Eve uyu vaiba nekuhura achiparadzanisa line rese. Endai kudangamvura area14 paJohn and ask asiri muroyi muraini imomo
Some of the comments are pathetic. The Chief knows how to navigate these iasues particularly when handling these issues ine vanhu vane zvima beliefs zvakadhakwa. That woman is mental. Well done Chief.
Ini ndakazofunga kuti vakazviona kuti vaporonga ndosaka vakabva vazoti ndozokudaidzai. Pane muchinda akaenda pavari and whispered something. I am sure part 3 he is going to rectify
Chakandwa na tichi kuita kunge ari muchigayo yooo excellent baba taps vedio quality and sound apa like unoisa wakasununguka
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😅😅😅😅😅
Karanga nds batappy manyamasound zhese zvingori tsepete tsepete sekubhara 0 good job karanganda❤
Mablood pressure ndo mahodzerese amastroke muchapenga nenga ngadzenyu idzi wat did post Mortem said😂
Tichi has poor sound and picture quality anomhanyira kukanda zvakadhakwa
Chief am in love with your voice😊
Taura zvemugara n'anga uri kuvakunda voshandisa voice iroro kutaura zvisina basa
Thank you for uploading Karanganda
Me putting like ndichifarira sound....please like my comment.... titende
Mutasa Mutasa, ko sei usinai kutaura sekudero panhau ya Pastor Part2, pakazobatwa mukadzi achihura ndipo ngeii pakuzobuda nyaya yekuti mkadzi akuti ndaka rapwa@15 years. Mutasa am waiting for Part 3
anenge akutengwao uyu handichamuoni mushe , panapastor paye akatonga dondo
Mambo mugara n'anga uri kukushandai aahhh. Kutonga kwenyu kwadhakwa
haaaa kutongera pachimboko haaa benziii mhani uyu
Don't shout my father pliz
Madii kutonga imi
Haa pa sound excellent
Baba Taps ini ndinofarira zvngu imii kwaMutasa namukotsanjera imbwa yegorongoza vanwe awo ehe ndizvozvo bt we love yu munotipa zvezere
Murisei pano ...Baba Taps naMambo Mutàsa ..nemakurukota vose ...murirudadiso🎉❤❤❤❤
Muzukuru ndiye anogova mbatya kwete sekuru. Sekuru from mai va bab' s side vanonzi ibere. Vanongono nhonga mbatya yevada panhumbi dzemuzukuru wavo. Havagoverwe chinhu
Nhau yepa lodge irikutirwadza ndati
Hamunyebe kutonga nhema chaiko panyaya iya
Justice for lodge kkk@@CynthiaPepukai
Ndakahwa kutsva handina kuipedza ndagumira panzira ini😢
@@dianamureru7842Ini pandakaverenga comments ndakabva ndasiya ndisati ndapedza 😅😅kuita kuboiler nehasha
@@primrosemarimirashiry8460😅😅😅😅ndinomboitamba but iyoyo ndakaipedza ndichida kuzvionera
@karanganda ko yechipikiri paguva yakazopera here😊
Iya handiti yanga iri yekwaChigodora pamwe yakaperera ikoko
@@isabelmutumba4218 ndaiziva ndichiiwana paKaranganda yedu😄
1st 🎉🎉🎉
Musikana uyu arikutaura zvine musoro asi mambo murikunzvenga nyaya.
Chimboteerai zvirikutaurwa nemusikana.
Babamukuru varikunzi vakabvuma adi hamusikupataura.
Vanombovharwawo ava
@georginakajengo3172 saka Dai murimi mambo maiti kudii zvavakabvuma saka? Sekunzwa kwenyu imimi vati vakabvuma? Akavaudza ngaabviseka. Don't be so naive mukangonzwa panangwa munhu zvatove chokwadi? Grow up mhani. Can't you pick kuti vaskana vakangwarisa havazive lane ravo. Bhudhi aripi adii kukwira dare iye? No mhani as Zimbabweans we can do better. Kungonzi nhingi ati muroi comment section yese kuti ehe ehe muri n'anga here. As much as vanhu vakutadza kutenda kuti vanhu vanorwara nekufa semutemo waMwari zvichauraya Misha mizhinji and eventually nyika. Kungotarisa munhu wakutoona uroyi no mhani
Shsmwari uyu musikana akdzingwa parufu pamai vake nevaninina vake. She Is a nuisance
Mugaran'anga unokurumbidza kudairira muropa mavo😅
sei vasina kuda kuuya kunhamo plus kuva vanasikana hazvitadzise kuenda kwamambo
Nhau yemkadzi wekubatwa napastor mambo maratidza kusagona zvachose ndabatika
ndakabatikana true iiiiii matongere acho fokoro mhani
You are not the only one. Ndabhoikana big time. Mukadzi auya akaronga nyaya and sudden turn yenyaya means pane zvakaitika behind the scenes
Asi pane ane humbowo hunopfuura wakanzwikwa mudare. Why vanhu varikuti Chief akakoniwa? Kana pane ane evidence inobatika ngaaunze kudare nyaya iwane kutongeka. Simple. Apa futi mukadzi is no longer obliged to answer any questions semunhu akatorambiwa kkkkkk
@@vimbaigumunyu2137vanhu varikushandisa mafeelings,pakataurwa wani kuti dai murume uyu asina kutanga apa mukadzi gupuro zvingadai zvakamifambira zvakanaka manje akazosungisa vanhu after atogadzirisa nyaya ega,nyaya dzakadai usually nyakuputsirwa imba anoripwa izobvunzwa kt mukadzi uchirikuda here or kwete after judgement manje uyu akatanga aramba kwakuzouya kunotsvaga justice
@@gracemusizvingoza4549 Yes you are right. Asi ini semaonero angu ma allegations ake ese aisava ne tangible evidence thats why Chief adjourned the case vakamirira Humbowo. Dare can not judge basing on hearsay ka. Kunyange zvikanzi mukadzi akahura but humbowo hapana.
Mambo nhasi mazvengwa nemugara mambo kkkkk ..kaDhara kanemushonga wakaoma aka .. doctor anowana chikonzero according to science but isu tine dzimwe nzira dzechivanhu
Ayewaaa Brenda rega ndikubatsire hazvanzi yangu
1. Baba avaa vakachengeta Mhuri yavo ne Mhuri ye Munin'ina wavo for 34 years kusvika pakutoresa Mai vavo zvitupaa haàaaa kudzidzaa vana avaa kusvikaa vapedza chikoro no no no no vana avaaaa vari very very wrong kukura hakusi kuroyaa
Why vakapedza mari vachidzidzisa vanhu vanoda kuzongouraya here nhai Brenda no no Hazvanzi kukura haisimhosva ko sei avaa vavekuzoroyiwa after 34 years uchigara Mumba mangu ndozokuroyaa haaa kwete kwete Brenda pafunge ipapo
Zvakaitwa na Baba i don't think pana Baba vakazviitaa izvooo
Asi vanasikana varikuwanza Dzungu plus kungonzi ne Maporofita ne N'anga avo vanhu ahushayee zvachose chose nyayaa kwavari 😂😂😂😂😂 Mambo 100% good
@@MuparidziNyama asi unomboziva here kuti chipfuyo chawaka chengeta wega achikurwadze kudya nyama
Mambo vanhu ngavafambe chete
Mhondoro dzkatsamwa nenhau yelulordge
@@EniyaDeke-w4l ndatadza kuipedza nehasha🤣🤣
😂😂😂😂😂
@@EniyaDeke-w4l .vakungorasika manje
😂😂😂
Mambo itawo muchipa vamwe mukana vambotongewo
Ukarera imbwa nemukaka mangwana inomuka yokuruma ... Zvonzi ft uroyi wehama ihama
Kunhamo chaiko airamba kuuya why?
Hembe haasi kuda kugova why?
Kufamba haadi why?
Muroyi
mambo mutasa wakutengwa uyu , the way yakutonga seems akutengwa
Big up Mambo Mtasa...Mune Justice Mambo wango...
Hupfumi huchapera, muchevengana vehukama apa n'anga nemaporofita will be getting rich. Dyiwai makapusa stereki.
One problem yabab taps kutipa zvinhu zvine good quality picture hey munozonyanyo Gona .. problem iyoyo ngairambe ykadaro
😂😂😂😂😂😂😂😂🆗
ewooo miss chigodora shame abva angotivo zii
Magona Mambo Mutasa, vanodheerera vana ava,havagoni kutenda zvavakaitirwa nababa ava,umm
Muroyi haumuzive
I wish you live long
Sound quality is very good
👏👏👏
First❤❤
Mambo matadza nyaya mapihwa chioko muhomwe imi matsikirira musikana uyoo
I respect mambo Mutasa but varoi vanokusota zvekuti kuchipatara unonobatwa chirwere chisipo.
Apa mmbo vashaya hushe uhwu hunoda kunamata zvine simba dzimwe nguva munorohwa nemugara n'anga mukapfochoka kkkkkk
Baba ndivo benzi. Vana vangatungamirira chivanhu chemusha ivo baba mukoma wababa varipo sei. ndihwo uroyi hwacho.
Pavaroyi vese varipano 😅😅😅😅
Hhaa chief mazuano😢
Nyaya dzkadai dzinoda headman chigodora uyu mambo uyu anowanza chikoro panyaya dzechivanhu
Chief Mutasa nyaya ya Pastor iri kuda review
Amai vekuLodge vaya vandisvota. Hanzi ndakarepwa mmmm. Hapana kujeka panyaya yatongwa. 😡😡😡😡
Vadari vanenge vanomborasikawo nyaya ava
Apa Mambo vavharwa nemugara-n'anga.
Dai vati baba vacheneswe.
Ngozi dzekwaDuri dzaitaura wani kuti dzaiitisa zvirwere.
Taura zvako
Varoyi vanoita kuti ibatwe sugar yausina wani
Hapana apo, vakadzi avo must grow up. Kana Uchida imba vaka yako!!
@@modistamaraidza1346taura hako
Our house are opposite. We grew up with Eve ,Alice Freddy,loice ,sekai .we knew this babamukuru vachiunza chikafu. This family spent more than 15 years without zesa vasingabhadhare. Vanhu vaiva nepamuromo iwowo. Vaifugura hembe. Eve uyu vaiba nekuhura achiparadzanisa line rese. Endai kudangamvura area14 paJohn and ask asiri muroyi muraini imomo
@@edsonmanzongo1046
Exactly my point.
Zvichida zvese zvawareva izvo zviri kukonzereswa nababamukuru kugara kwavaiita mumba mavo
Tiudzirewo mambo Mutasa kti mgavatonge mushe nyaya yaMufundisi pliz pliz
Some of the comments are pathetic.
The Chief knows how to navigate these iasues particularly when handling these issues ine vanhu vane zvima beliefs zvakadhakwa. That woman is mental.
Well done Chief.
Chief Mutasa kuseri kwekuseri…vachibva Chiremba chinorova Basa zvemandorokwati..Sekuru Mukotsanjera…munotendwa chose
Karanganda anogana...ko yamakibhorani howfar
Dai mambo vaiverenga macomments zvaitibatsira,coz yekulodge ikutirwadza senyika
Mambo Solomon vane huchenjeri ava
Haaa mambo ngavambobikwa mugara n'anga arikuvakuvadza,kutonga rudziii ikoko
Ropa ramambo Mutasa rinokasika kudairira mugaran'anga saka nyaya dzehuroyi idzi dzinovanetsa chaizvo.
Mambo hamuchanyatsi kutonga nyaya zvakanaka
Haaa nyaya dzakadai dzinoda headman chigodora haa idzi adzigoni nyaya dzakadai idofo chairo
Nhau yekuLodge Chief Mutasa hamuna kuibata zvakanaka, makatonga nyaya isiripa summon
Karanganda TV wayeipo here
Vatongi vatanga kutaura vange vati rasikeyi asi Mambo pavatanga kutaura, vose vabva vadzoka mugwara. Mambo varikudzidzisa vanhu vakarasika. Dzidzai hama muvake misha.
Ko handiti pana baba here vanofanira kutungamira vana
Hanzi " pavaroyi vese varipono vangani vano roya ne pneumonia?"😂😂
Aah muroyi anedzvene kani ini ndaitariswa nekudzidziswa kugeza but muvhimi anenge achingoteya hake riva rake izvo zvipo vanoroya. vakabatwa vakabatwa havo kkkkk
Nyaya dzehuroyi idzi dzinodaa kwachigodora
Apo mambo mutasa makundikana henyu
Vanhu musango funge kuti munhu akarwara kuroyiwa dzidzai kuendesa hama kuchipatara nguva iripo.
Heede rega tinyarare
Vakapfeka red awo bhoo here
😂😂😂😂
Number 7
Aaa wanhu wepano takawanda 1 min unoshika patone mamwe ma comment
Zvakaoma, chief pana doc akambonyora cause of death woti kuroiwa here? Dzimwe reasoning dzacho soo
Ko vebhazi rehurumende vaye vakazouya here
My question iripakuti n'anga yepiri yaida mukoma nemuninina pamwe chete yakanga yaonei
Dei vaenda kwachigodira.baba baba munhu asingagovi nhumbi.
Tirkuda nyaya yeku lodge idzoke
Baba Taps ndipeiwo number dzaMbuya vekumata matare pamwe nasekuru Mukotsanjera kune mumwe musha Soo ndokumbirawo mbuya ivavo vaive vadanwa nemwanasikana pamwe ndinga tanhe dzandosvikira ikoko
Vaye vanofamba nedare vaye
Kkkk pavaroi vese varipano
Mambo mutasa makapiwa chioko muhomwe naamai vekulodge nechikomba chavo
😂😂😂
Ehe cz havasi kuitonga mushe why vachidaro
Ende wanhu wakaromba weduwee
Mamwe madhara ese awo kuzongodairira chavanodaira chine musoro hapana kutadza kuonesawo Mambo kuti ko hembe dzakachengeterwei aaaah
Mambo huroyi huriko uye baba awo ndiwo vanofanira kutungamirira vana vana vanopihwa simba nababa
Karanganda woyee
Muchazonyara Mukotsanjera avabata baba avo.
Mambo Mutasa mapanyembe Mudhara uyu kuroya vana ava Mambo mqshaya moyo wekuti inherera kuuya kwamuri vawona kuti muri bvute mugara N'anga matongero enyu ari kurwadza mwana ATI tinoda kuti mbatya dzabba dziparedzwe nekugadzirisa zvemumusha
Moti munhu muroi mozodeizve kwaari
Unoti munhu muroyi woda kuti atungamire kugova nhumbi dzaBaba wako? Vanhu varikungoti Mambo Mutasa vatadza hamuna wuchenjeri. Renekedza baba kuti vakutungamire munezvakanaka.
Chero munhu aka kuchengeta anongo kuroya mai vakazvara vanongo kuurya wanii
Chokwadi zvako
Ichokwadi anotoitira kuti kana wamubata oti ndaimuchengeta akunditi ndomuroya.
Sure.shavi mana kubtiswa vasingazivi
But vana ava varikuda kuziva kuti sei hembe dzisi kugovewa kaa not cause of death
Ndikungoti ndikaona dare ramambo Mutasa ndikunzwa hasha,am sure pavachadzoka nepart 3 yeku lodge vachagadzirisa pavakakanganisa.
Ini ndakazofunga kuti vakazviona kuti vaporonga ndosaka vakabva vazoti ndozokudaidzai. Pane muchinda akaenda pavari and whispered something. I am sure part 3 he is going to rectify
Ko kamudhara ako airambirei kunoviga mukoma
It's easier kana zvaitirwa kumwe mukanzi muroi nemunhu munochena moyo imi? Vanhu musadaro imi
Uri wotemwa nedemo zvako pawambopumhiwa
Kitoresa vana zvitupa hakutadzisi kuroya.shavi kana kubatiswa vasingazivi
U are the best Mambo Mutasa... wana awo hawana wonu
Tsoka Wani wakatita bsa zvakanaka ASI Kuti mhuri iyihaigutsikani
At least at the end vazotaura zviri nani mambo. Ndatenda
Mambo mutasa makoniwa apa.mukoma ndiye baba ari responsi ble nekuziva nekuita zvinodiwa. Dopandodira chigodora
N'anga, maporofita ukasaangwarira, unokuta brain wakavarairwa. Mapiwa notice Kunzi chibudai Mumba nemunhu maakuti muridzi wemba muroyi. Pamagaira Mumba memuroyi for yrs huroyi hwaivepi??
Mapenzi ava vana
Vakagarisawo makore akawanda vakanga vakutofunga yave yavo
@@gloriamarvellousmutindivar5349kutotadza kuroorwa
Mutasa avakutongera humboko fakofu
Kind yevana ava haikwanisi kuzvininipisa kuna baba ava pfunga dzavo dzakazara kuroiwa chete no respect at all
Moskeni background spoilt them these girls 😂
Ko madii kumbotsvaga chirikuita kt hembe dzisagovewa chiii munobata panenyaya chaipo
Iriko stroke that is caused nevaroyi Mambo.
Mambo anofanira kuita zvese izvi ndi bmkr awo saka msape mwana mhosva tongai mushe mambo zvimwe makurasika manje
Dai wasina kumbowati wagered paumba pawo
Mwaiepo ere
Mambo munogona. Ah pamwe pacho vanhu vanongoda kupara para zvisipo. Magonesa!!!!!
Vasikana vanenge vane dambudzikowo ava
Injapisi kani
@@anniekurewa878pane kuti vapfave varonge nabamukuru zvinhu zvababa zvigovewe, kana vasina kuchena zvichazongobuda ,zvino vanokuenda sei kwabamukuru vasina respect kudai
Mambo Mutasa chivanhù chakakangànisika nokuti mudhara uyo anezvaanoziva nekufa kwemunin'ina wake saka aisada kupinda mazviri
batsirayi vana venyu
Paye pandinogara ndichikuudzai ku Mutasa uyu zvekutotonga chaizvo haazvigoni ,coz nyaya iyi iripachena
mambo baba vanzi vakabatwa kaiti ava vatouya vakaisa mbashtonmuhomwe mavatadza vana ava
Mambo vakambonakura ngozi yegore riye later ikazove srs
Ngozi ikataura kuti mkadzi wekuuraya ane mushonga
YaTonde vakaitadza