Conorio asvika...iyaaa!? Makaita basa ku kembu uko.Mapurisa aiuraisa vanhu kufarira mari yeropa. #LifeIsSacred❤. Women's league should support Sekuru MK on this campaign to protect women, children and the vulnerable.
Makasenga Nyika as a true Uncle ( in Xhosa we say Mali.e or Ompi,😊) Shuwa May God Continue using & Blessing your Divine work , Bringing solutions for a Better Tomorrow for Zimbabweans Globally,Totenda Taisa zvanza🙏🏽👏🏽👏🏽🙏🏽
Iyi nyaya yandirwadza iyi akafa zvinorwadza ndabatikana kwazvooo .ndotenda sekuru mukotsanjera nerudo rwenyu mukubata basa rinorema Tichkach TV good job guys
Maita Simboti, iiii the journey was rough, spending many days with families till you get to agree on what to do. Zvinoda moyomunyoro ne dedication, thank you so much!!!!!
Konoriyo aikaka akazo ita agree kunyaya the way yaairamba nyaya iyi Chokwadi Chiremba mune basa… Kiss me good bye that wife of Konoriyo… 🙌🏼🙌🏼🙌🏼Zimbabwe yakatakura Konoriyo marwadzo uyu Binya Binya Binya
He almost commited suicide 😂nyadzi dzeurombo plus Kuda Ku destroy evidence ne info, manje kupemba akati ndakamira kuuraya pavakangobvuma vose, until ndaripwa 😅😅😅😅
Conorio asvika...iyaaa!? Makaita basa ku kembu uko.Mapurisa aiuraisa vanhu kufarira mari yeropa.
#LifeIsSacred❤. Women's league should support Sekuru MK on this campaign to protect women, children and the vulnerable.
Makasenga Nyika as a true Uncle ( in Xhosa we say Mali.e or Ompi,😊) Shuwa May God Continue using & Blessing your Divine work , Bringing solutions for a Better Tomorrow for Zimbabweans Globally,Totenda Taisa zvanza🙏🏽👏🏽👏🏽🙏🏽
😢😢😢😢 ndini nani akuchemawo zvorwadza kani
Ndabatikana ufunge ndarwadziva 😢😢
Mafiro akupemba anorwadza anochemedza shame
Ndarwadziwa paanzi pedza nyaya dzako uku vanakupemba varikuti dzokera hako kana usina mhosva ndaona murume uyu azvisungirira
Zvorwadza mafiro achoo anorwadzaaa
Zvinorwadza. MaAgents aSatan ishit dzovanhu mhani
ummm sekuru you are the best ndoda kuti mugopindawo mumusha wangu mwari vakuchengete iwo tiri varombe hedu
Iyi nyaya yandirwadza iyi akafa zvinorwadza ndabatikana kwazvooo .ndotenda sekuru mukotsanjera nerudo rwenyu mukubata basa rinorema Tichkach TV good job guys
@@silascheyinacho978 chokwadi kuitwa huku worse kuchekwa achinzwa
Zvakaoma@@nyashachitepo330
Konoriyo Konoriyo kuuraya skru Kupemba manje mose mabhinya moona moto.
Viva doctor Mukotsanjera ❤
Rovai basa
Ngozi good kumapurisa ikoko mudhara musasiye baa
Yaah mapurisa anojaira maningi Kuda kuvhara nyaya dzevanhu vakaurawa
Konoriyo ngasungiswe
@@tambudzaitasiyenyika3196 huya umusunge
Maita Simboti, iiii the journey was rough, spending many days with families till you get to agree on what to do. Zvinoda moyomunyoro ne dedication, thank you so much!!!!!
Long live Mambo Mutasa na Tsoka long live Mwari nevadzimu ngava kuchengetei musaurawa nemagombiro ayo❤
TICH tv mudzidze kuitawo nyaya dzenyu pliz......tinokudai bt makunyanya kuita murondatsimba dzidzai kuzvimiririra ndokuti zvinakidze
Haureve nhema anopinda nemakarimwa
Taura hako kungoda zvatsvagwa nevamwe .vasingatsvagiwo nyaya dzake
Moziva hr mashandiro avo vanhu ava,sometimes mumwe anokundikana kusvika panzvimbo oti kune mumwe enda unoita basa imi mave kutoti aitirei,chii chakadaro ichocho?
I think akapihwa chimuti na baTaps
Much respect to sekuru Mukotsanjera.... Mune rudo
Thank you for showing us practical AfricanTradition😊
I remember konoriyo achiramba kut handimo munyaya yakupemba
Mukadzi akabudirwa na kupemha musha wake ngausaparara ngaapuwe mombe shanu
Comrade Conoria vane nharo UHMMMM
Muzukuru Uyo ane dzungu ummm
dzungu racho too much
Upiko akagara paside navi arikumwa masuper ehe ndazvionawo
Konoriyo must go to jail after paying ngozi
You are so right he is any idiot a shame to the clan
Mkoma Peter Happy tu see u.muchibatana nevamwe
I admire those who conquer in this
Magona sekuru Tsoka mabhinya ngaaire apedza oenda ku jeri , hatidi hutsinye hwakadaro unouraya chausingadye.
Ngozi nofunga ayizivi kuti nyika imiresei ikupisa that's y ichiti pamberi neZanu madays ayayenda 95nyika yaiva nani yashaya ayiwudza chokwadi ngozi kuti chibakera chikukonzeresa😂😂😂
Mapurisa basa renyu lGURU. Tungamidzai kutya Mwari musamoneredzwa munyaya dzeMabhinya nekuda Mari. Musiki Vakubatsirei.
Awo webate rege wanosvikirwa na mbuya hr kubva waita kunge.mukadzi 😂😂😂
Konoriyo aikaka akazo ita agree kunyaya the way yaairamba nyaya iyi Chokwadi Chiremba mune basa…
Kiss me good bye that wife of Konoriyo…
🙌🏼🙌🏼🙌🏼Zimbabwe yakatakura
Konoriyo marwadzo uyu Binya Binya Binya
Aaahhhhh apo peZanuPF 😮😮😮
Iii nyaya yasekuru kupemba think yakapera kare still remember vakatomboita zvekuripira ngozi that time was young takakura ichingotaurwa ngozi
Manyarariro aita mwana 🙌🙌🙌🙌
Good job sekuru ❤
Uyo ane muzukuru ane yellow uyo kutaurisa kwake ndekwe kufarira pfuma iri kuripwa
Kuvhundukira kweke kunobhowa uri munhu wechirume
@@GratewinMbundire kufarira pfuma chokwadi
Adhakwa uyo
Tsoka to the world Dr Mukotsanjera Dr Zimbabwe
Tsoka Tsoka. TSOKA HOW MANY TIMES DID I CALL YOU I MUST SAY WELLDONE JOB
Muzukuru asiye kuendera murapi mberi..kana achizvigona akadiii kuzvipedza.. haaa no mhani
Chivanhu kuripwa nemombe but hazvimboringani baa nehupenyu hwemunhu
Kkk
Ini ndatourawa handitodi zvemombe changu kutouraya kusvika ndapedza dzidza
@@ronicamazive1506unozongorega kuuraya kana waripwa and ngozi inotaurika nayo ichinzwa
Muzukuru maone
😢😢😢 zvobata pamoyo wemukati chaiwo sekuru mukotsanyera ndokutendai kwazvo nebasa rakadai Mwari wakuchengetei shuwa
Muzukuru ndiye akutopedza doro anodhakwa mboko uyo
Mzukuru mzukuru chiterera Chiremba
Gibson junior uyaphapha wena
Ndachema weduwee 😢😢😢😢😢 vanhu why tine moyo yakaoma kudai
Ndarwadziwa nakonoriyo paataura zvese nekuchengetwa na Dr mukotsanjera vanogona kubatsira mwari vapindire havo
Haaa Mwari huyai mutonge ....maihweee
Gee anekaku vhavhukira anobhowa aaaa
Konoriyo aripo here apo
Uripo waiswa kumota buwa ratsamwa nekuti wanga aakuramba
Ndirikutodawo kumuona😂😂😂😂
Dai vambomukwapaidza😂
Konoriyo anoda kuchaiwa
Tsoka ,,, to the world
Heeeeeeyi uyo wekwaTambara anobva kwandinobva kuRuangwe kuri kuNyanga padhuze nepaNyamahumba
Ibinya
😂😂😂😂😂
Sekuru Mukotsanjera are u for Manicaland province only
Good one on one nakonoriyo😊
Ummm😢😢😢 ndarwadziwa veduwee
Vese vakauraya muchamama chese. Dr Mukotsanjera in his own words .Tsoka to the world hwesaaaaa.😢😢😢😢😮😮😢😢😢
Ndavepo nhasi ndini ndatanga # doctor Mukotsanjera...
😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭Munhu haurayiwi veduwe hayisi mhuka zvarwadza kani imika iiiiiii
Muzhukuyu Yellow ngaadzikame mhani
Shumba yengozi iritokunda vanozviti vanonamata vachidya mari dzevanhu mahara pasina zvinobuda
Mukotsa,Tasvu,help the people
Tasvu haafanane naMukotsa Mukotsa kumberi pachivanhu chaipo
Well done mukotsanjera you know your work.
Hooo Saka pese apa konoriyo anga akachengetwa nekhule bae wedu tsoka, welldone 👏👏👏
Kkkkk ndandatomukanganwaka neni from 1st episode kkkk
Hanzi ange akuda kuzviuraya
@@elizabethchitsiva5607 hanzi naani ?
Pamberi mberi neZanu pf .asingazive ngaadzidziswe
Gibson junior ane basa
Tsoka chengetwai namwari👏👏
Kurongeka kushoma kumuzukuru komana uyoo
Munhu ane free spirit panyaya yasekuru wake
Uyo Faith tangwena Kasi ishawe rehuroyi kuramba kuyamisa
Unogona kutoroyiwa futy
😂😂😂😂😂😂
Tsoka mune nharo mmmmm kana kuramba kwacho unoramba sei zvine proof yakadai
Sando dzenyu Muteyi baba vangu
Dr Gweta Guru 😊
Nyika yakatakura woye..........
................................
.
Eli ekotswe sekuru Kupemba waakutaura zve Zanu yowereeee
Tich Katch you need microphone and speaker kana pachi adress vanhu vakawanda
Yaaa Shona yakaoma we are complicated as human beings 😅😅
Konoriyo haabvume aaah anorwadzisa hama dzake nemhuri dzake... Chiiko asi watove mukati mazvo
Nyaya inonzwisa tsitsi iyi😢😢😢
Konoriyo Mwari awe newe sure
Zvorwadza Saka mkadzi wawo ndiye akaona murume wake
Ehe veduwe zvorwdza
Kana Tsoka vakabatikanavo
Zvinorwadza shame vanhu ngatiraramei sevanhu kwete kuita semhuka
Konoria 😅😂😂😂😂 ane jende remhanga mhanga
Ndandirikushaya kuti ko ava vanema outfits ndevapi, izvo vapfekedzwa dzebasa, ngozi nezvikwambo,,zvakaoma 😢zvinokunda ngoma kurira, mudhara kupemba chiororo wese ane ruoko achauya kuzoripa😂😂😂 nekumapurisa ikoko muchauya chete
Kkkk combat yebasa
Saka ndovaitumwa kuzouraya here nekuvhiringidza
Regai anetse akatanhaurwa kunge huku ari mupenyu
Kana abvuma kuti akauraya, yatova police case. Ngozi inoripwa hayo asi chikurubi next. Mhondi cannot be protected. Police should do their job.
Mukochanjera to the world 🌎
Ngozi ngaimbomira politics😅.
But mapurisa tsika yavo yekutsika tsika nyaya dzevanhu ka dai vambochinja hunhu.
Nhoroondo yaConoriyo
Konoriyo meaning anga achirimwana mudiki paakaita hubhinya hwake cz 1995 hapasi pano aimbova nemakore manganiko konoriyo.
Ko mudhara Peter aripo😅akatanga kubatwa nagogo Magumbo akaramba zvekuramba zviya ndokuzochenurwa namai vaya veshort hair lastly ndokubatwa futy naMukotsa akazobvuma nyaya dzake dzemubobobo 🙌,tinoti makorokoto mhuri yekwaDuri mazvipedza musha wachena nhamo yasarira kwatiri.
Ava autaura kuti ndiri ngozi vanouyà asekuŕu or
Ngaende kuti jeri
Nhaimi ndopinda sei mu TV ndirikuda kunomhoresa mukotsa
Akafira nhamo mudhara uyu shem zvandava kutochemawo
😢😢😢 akafa zvorwadza 😢😢 kupemha
@Conoriya boe hre
Konoriyo dai wanga wakabvuma kare nharoooo
Chimoisiyayi vamomama mabinya vamopinzwa busy kuwuraya munhu zvorwadza kudai xaa
Kikkk kule kupemba yakuita zvemusangano😂😂😂😂 ayasi
Kugarisana nevanhu munharaunda kuchanetsa achazviuraya uyo mark my words
Haana chaanoona uyo vamwe vake vakararama kusvika panguva yaMwari
He almost commited suicide 😂nyadzi dzeurombo plus Kuda Ku destroy evidence ne info, manje kupemba akati ndakamira kuuraya pavakangobvuma vose, until ndaripwa 😅😅😅😅
@@elizabethchitsiva5607kkkkkkk
@@elizabethchitsiva5607 ok totonzwa imi mzukuru wakupemba. Mozitiudzawo kana azozviuraya
So sad 😢😢😢
Yaaah Nhe munhu aisihuka chokwadi
hanzi pamberi neZanu ,ngozi inodaro
Gonoria uyo akaoma shuwa kuuraya munhu zvinorwadza kudaro
Uyo muzukuru uyo sekuru mutovei Hana yake anemuzhuru
Muzhazharara kkkkkkkkk
Deadman I'm always every channel 4 u much❤
Bae wabantu Tsoker
Vamwe vanourayiwa vachirova uyu mudhara Kumpemba akarongeka danga razara
VEDUWE MUSAURAYAH HONAIKA APA AKAZVIITA HANA CHIRO KUPARIRA VAMWE
Haa kupemba takupesana paZanu makubhaiza
These are the elder pple who fought for our liberation use yr sense of humor
@@ModesterDaniMdhara vakafa 95 zvichakanaka kanorasawo muromo kupemba? 32:30 ?
Yes true@@ModesterDani
Kamwa mhamba 😂
@@beautyzimbabwe1001yaa kanorasika kadhakwa manje
We want part 3 yakupemba