Most of the issues dzaashanda muHondevalley l know the pple and their history, Mkotsanjera is genuine kana achazobhaizao zvake maybe kumberi uko. On this issue team iyi vana wavo ndakadzidza navo vatori padare ipapa
@@shingiraitrevormboto2105 Uri Chana Kuna Mukotsanjera iye anozvitaura ega gamba rakarombwa kuGorongoza Nana sekuru vake nguva yehondo ndosaka achipfeka red hausi mudzimu we dzinza ingozi
@@tichkachmtvdjtonezvinonzi ticha upgrader cde.... Am very sure muchasvikawo pana ba taps ndokunege kuri ku upgrader... Uyo wawapindura kukupa shungu wangu
Mukotsanjera to the fullest I love you sekuru ndine vanhu vekwahonde pano kwanzi vekwa.muranganwa vari muline medu kwanzi Tanga tisina basa nasekuru mukotsa tazoona kuti tigere nemunhu akatumwa munzvimbo yedu tava kuda kundovhenekwavo sekuru munondiitira zvokuti bheeeeeeeeeeemukotsanjera woyeeeeeeeeee❤
Rovaì bsa VaMukotsanjera
Most of the issues dzaashanda muHondevalley l know the pple and their history, Mkotsanjera is genuine kana achazobhaizao zvake maybe kumberi uko. On this issue team iyi vana wavo ndakadzidza navo vatori padare ipapa
Andisati mdamboona sekuru wachirowa dare kudai ❤❤❤❤❤❤❤
Sure haaaaa nhasi excellent vafamba nebasa sure
Ihama dzawo ndosaka wawanehasha
Ahakira uyo
Mumusha mavo maTangwena
Taisa zvanza tsoka ngazviende mberi nyika ngayipone👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏
This mukotanjera of a guy is something else I do adore this guy
Ndatenda mhondoro yenyika dai vese vanonzwa mudzimu saita sasekuru Mukotsanjera ❤❤❤
Ndokutendai seiko Musiki Mateteguru Mhondoro dze Zimbabwe Maphupa akataura na MbuyaNehanda vakati Maphupa achamuka.Tsoka Makatumwa kusunungura Zimbabwe Zimbabwe ❤❤❤❤❤❤
One sekuru vasinga zvikakate 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Chokwadi chemahara icho
Sekuru Mkotsajera hanzvadzi yamai vangu ana Simboti. Sekuru as I write this ndinonzwa kuda kudonhedza misodzi, ana Simboti vapedzana kani sekuru kumusha kwamai vangu uku, nevana vadiki varikupera kani sekuru 😭😭😭 chiko nana Simboti komukafa movigwa naniko zvamapedza vadiki vanozokuchengetai. Ndinorwadziwa sekuru ndinorwadziwa kani. Ndinototya kushanyira hama dzamai vangu nekutya kukuvadzwa.
Too much love for you mukotsanjera ❤❤❤❤❤
Iyotsvimbo yachiremba inebasa msoro wacho 😂😂😂😂😂
Ndiwo Marangwanda wacho. Kkkk
😂😂😂😂
Ko muromo ne nzeve 😊
❤❤❤❤❤. Haaa ini ndichadzingwa basa chte ndichiona imi Chiremba😅😅
Apa tsoka vabata basa zvandada zvisina kutendererera kana madimikira ❤
Iro gamba regorongozi rinosiya rasuka musha pamberi nemi Dr Mukotsanjera Dr Zimbabwe 🇿🇼
😂😂 vanonakirwa nekunzwa sekuru vachiti heeeeeeeeyyyyyyyyyyyiiiiiii itai ahoi🎉
😂😂😂😂😂ndogara ndichizvitevedzera😂😂😂😂
@@elvissalakata9074 😅😅😅😅😅 😅 hooo in. Ndinonakurwa napo
Ndopanoti Tsoka ipapo .kuimba kweshumba yegorongozi
Heeeeeeeeeeeeeeeeeeyiiiiiiiiiiii
Ndarwadziwa ini 😢kuona tsoka vachicgema nerudzi rwapedzana nemaone 😢😢
Tsoka rovai basa I salute you Mr Mukotsanjera sakurai bocha rese
Vari busy sekuru Mukotsaz
Apa vanoda kunamata chechi dzechipostori.vachiroya.kunyanya kwaMarange😢😢😢😢
Apa sekuru mukotsanjera mangamakanyudza gejo❤❤❤❤❤❤
Nhasi ndini ndatanga kuiwona
Basa sebasa Shumba yeGorongoza ❤️❤️❤️🔥🔥🔥
Mudzimu uyu une hasha, Sekuru vane hasha.. Rovai vanhu Sekuru
Imbopaiwo Dr mkotsanjera off please zuva roga roga pasina zororo vanhu vamwari mwarikuitirei nyasha Dr❤
Ndozvinotadzwa nakanengo izvi
Power to mukotsanjera
The real doctor
😢😢😢😢 ndarwadziwa ... andisati ndamboona asekuru wakatsamwa kudai
Much respect
Hweeesa heeeeyi uko my Doctor mukotsanjera vanogona veduwe tiri munzira
Tsoka ihwesa futi here... Kuda kutodzidzawo zvidao
@@queenmomakunike9639ayewa dear tsoka iriyega vakadzi tiri Ana vanhewa then tsoka varume tsoka muteyi
@@RosslyntatendaMarisa ok kazen thank u
Sekuru mune basa ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Tsoka bae ndasvika my crush ❤
Kkkkkk❤❤❤😂😂😂 huriii tsoka wee cm n see
Kwauyiwaa. Kkkkkk
@@shingiraitrevormboto2105 bhejuu bheju wena tsoka vadiwa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣👐👐
Ivo vari handsome kkkk
Vane maDimples
for the first time to see Dr wachichema
Paita varoiyi somewhere . Ukaona dhakota tondeyandeya panenge paita mutengesi somewhere
It's the ancestor grieving through him bro, Dr. Was only the conduit
Hwesa land pfee tichipfuura paruWangwe zvangu ndichiwona kule mkotsanjera❤tichienda paden pedu kwaFombe
Kuruwangwe achitsvakeiko? Waakutaura Sithole kani?
Hoyi hoyi hoyi
Poipoi😂😂😂😂😂wechitsvuku apinda bhizi nhasi 😂😂😂😂
Kuita kukandwa kandwa pamubhedha netukomana shuwa ,this family is too much
Wana simbotii wangoromba ngepakuru 😂😂 una wacho wetukomana 7 kuzindi uko apa
kuzoda kunmata kni
Maria ...Jonh ...Tumabhodhoro twelucky Ummmmmm pese pese here amana ...vabereki zvimwe ngwarai mariinoenda
Zvakafanana neweave. Yaa yemazuva ano and ndopairi kupisa. Ndezve nguva yacho. Imwe neimwe ine zvayo zvinenge zvichipisa.
Varidzi varamba here?
Do u know kut kune vairombera zvibhakera? Mazuvano zvichiko here? Zvotoita funny uchizvinzwa coz hazvisi zvenguva yako.
Kare maraki aidiwa wangu..maiwe zvangu!!!
Very few vasina kuzviita zvemaraki izvi.
Good works
Haa sekuru vatsamwa dzimu rawo raramba musha wasviba mokoma nemufana
Haa twumadhara utwu twakaipa unfortunately it's like that in most families
Haaa kana dai vakumbira havo mwana ruregerero hazvimbomupereri mumoyo kuchawirirana hapana
Shumba ye ngozi Doctor mukotsanjena
Dakuuyawo ikoko
Totogara pamafoni tichivarairwa kip on guys
Thank u Tsoka
Idzo dzekupepetwa pabed ndidzo dzandipedza 😂😂😂😂😂😂
Zvino rwadza izvi chokwadi mhuri kupera chokwadi 😢
Misha iyi vakomana zvavo avo vaponya vakomana ka mumisha umu mune nyaya
Kuchemedza mhondoro imika musadaro😢😢
Tsoka woyeeeee tinodada nemi chiremba sesu wagari weku Honde valley Batai basa chiremba
Sekuru mukosanjera to the world
Shumba ye ngozi
Doctor wengozi nezvikwambo
Ndimi mune chimuti Dr mukotsa
Deadman ❤
Vanhu vechirume vanombonyepera kuzungaira zvino munomedzwa nevakadzi varikuseri kwenyu uko😅😅
Mumadzinza varikuroya veduwee
Zvinotsverudza hazvo weee kubvunzwa nemwana KUT makanyorereyi zita rangu
Mpostori amama nekunyengwawo nezvidhoma here
Jonh naMaria vanobvunzwa every dare zvitarisisei ...coz anoziva kuti mazita akare haashaikwe jonh naMaria ini zi iii zvangu
Pavari kubvunzwa vari kunzi hakuna vane mazita akadaro here?
Imbwa yegorongozi 1 and only
Isu hatina varume simboti huyaivo kwedu ndiri tsoka izere ini
Nhasi vanotukwa wakazvirega,, apa raita svikiro redzinza. Vana Satan
Munenge muchiti muri mhuri imwe imi makapandukirana kare zvakaoma
Aaaah kunzima emhlabeni kathixo shuwa😢
Ngiphelelwe shuwa
Azonhongwa madhara aya manje
Kuchemedza dzimu😢
Too much
Chibaba tsoka ndatenda zvangu wozwa rimwe dahwa richiti hakuna zvakadaro manyepo ,tsoka waroyi ne mabhinya ngawamame
❤❤❤
Pakaipa
Shumba yengozi
Ndatandawo
Hatisi kuda ma advertising pana sekuru disturbing
Basa iro gorerinovanhuvachacheneswa
Aaaaaaa sekuru mukotsanjera wangu you are my very best
Heyiiiiiiiiiiiii
No.12 hangu kutevera Tsoka simboti dr Mukotsanjera
Bvondorai sekuru
Ndochibvondoro boondocks bvondo
Haaaaaa apa pabatwa basa apa titende tsoka 👏vanhu varohwa left , right and center
KKKKK Hanzi musaita serious kunge mkono wenhuta kkk
Tamirira sekuru
Batai ipapo sekuru torai zvibhodhoro izvo hondoyakapera kare
Kwanzi mkono wenhuta
Mukotsanjera anorova basa but iye anoti Ana simboti takapiwa mhiko yekuti tisarombe asi iye hun'anga hwake ndewekuromba gorongoza
Thats wrong. Gorongoza ndokwakabva rudzi. Kwete kut ndokwaakaronbera.
Musataure zvekunyepa imi.
@@shingiraitrevormboto2105 Uri Chana Kuna Mukotsanjera iye anozvitaura ega gamba rakarombwa kuGorongoza Nana sekuru vake nguva yehondo ndosaka achipfeka red hausi mudzimu we dzinza ingozi
@@slauschannel sekuru vake vanonzi ani? Midzimu kana matare engozi anopfekei?
Ehe chipoko ndosaka achivirirana nezvipoko@@slauschannel
@@slauschannelnhaimi saka ngozi yacho inozodiii iye akurapa nayo
Kkkkk Tsoka vana vakafana imi kugadzira mabhazuka anorira kudi diiiii bhazuka 😂😂😂😂ndimimunoti ndogadzira bhazuka dhiiii zvoti hayi hayi 😂😂😂 vakuchemedzai ka
😂😂😂😂😂
Vanogona sekuru
Ndigere hangu patop 20 waiwepo sofarese kuti dhesheeeeee
Sekuru varihoti wawa chaiyo
Camera iyi yoona mhute
😅😅😅😅😅Huuuurii seka hako
Camera yakadhakwa
Pane chakanaka Munenge Muchingoona chakaipa chete
@@tichkachmtvdjtonezvinonzi ticha upgrader cde.... Am very sure muchasvikawo pana ba taps ndokunege kuri ku upgrader... Uyo wawapindura kukupa shungu wangu
Zvakaoma simboti vachema hama dzavo dzapedxana
Nahasi ndiri pa top 10 yema comment
Famba tsoka ndikudao number dzao dze app
Zvanzi murimbwa ibvaiapa kkkkkk😂😂😂
Hanzi makasviiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiipa
Yaaaa apa mabata basa
Nhasi hakuna nhau yengoxi
😂😂😂😂😂😂 seka zvako manenji