ไม่สามารถเล่นวิดีโอนี้
ขออภัยในความไม่สะดวก

Muroyi Woripiswa Mombe Yekudya Mwana Wemuridzi | Chief Chinhamora |Publicsphere

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 15 ส.ค. 2024

ความคิดเห็น • 45

  • @tafarapaul
    @tafarapaul หลายเดือนก่อน +11

    Iyo inenge syndicate yakangonetsana kumakuva kunyama😂😂😂😂😂😂

    • @namatiraisithole6158
      @namatiraisithole6158 หลายเดือนก่อน +3

      Yeah nyaya iyi hainzwisisiki ungangoitiswa zvese zvese uchinzi usaite shamwari kunze kwangu ndenga zvonzi handei kuhuni heee tinoroterana hope haiwa vanozivanw avo vanoti vanorapana futi saka nyaya yacho unoshaya kuti inobva kupi ichienda nepi

  • @consymuri479
    @consymuri479 หลายเดือนก่อน +4

    Maporofita anonetsa kutonga because havaendese vana kuma hospital saka kuzoziva kuti mwana akafa nei, panonetsa. Ndoona kuti mai ava varikufira being a good neighbor anono cleaner mumba masahwira kana arwara. Hapana huroyi apa.

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda หลายเดือนก่อน +6

    Nguvo tsvuku uroyi too much

  • @setfreemaongomerwa7165
    @setfreemaongomerwa7165 หลายเดือนก่อน +3

    Ngavafambe patatu vanzwe chokwadi

  • @setfreemaongomerwa7165
    @setfreemaongomerwa7165 หลายเดือนก่อน +2

    Munopa mutongo pasina kufambwa here mambo wekumma

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps หลายเดือนก่อน

      Nhaimi

  • @Patricia-z7b
    @Patricia-z7b หลายเดือนก่อน +1

    Madzimai Ava vopfumurana huroyi hwavo vanozivana vanhu ava😂😂

  • @EniasGusvu-b2e
    @EniasGusvu-b2e หลายเดือนก่อน +3

    Mambo uyu ndewe kumma

  • @reginadzapasi9668
    @reginadzapasi9668 หลายเดือนก่อน +3

    Vanhu vechipositori surrender pindai moga vanhu vanetsa ivava

    • @fadzaidickson58
      @fadzaidickson58 หลายเดือนก่อน

      Vanoti chihure huroi humbavha humhondi

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora หลายเดือนก่อน +2

    Murume ne mukadzi uyu venguwo svuku makabvepi imi kwamaigara makabvirei muroyi imi

  • @shumbachivi1236
    @shumbachivi1236 หลายเดือนก่อน +1

    Cannibalism haitobvumidzwi muZimbabwe uye haisi nyaya yokuripiswa mombe.. Inyaya yokuenda kujeri.
    Vanhu itai tsika yokuita ma Post-mortem kuvafi. Mwana akashaika akatochengetwa mese muripo. Makaona kuti mwana haana kudyiwa uye hamuna kuzoona grave yaccherwa zvoreva kuti mwana haana kudyiwa.
    Nyaya yese iri padare ramambo is 100% foolishness. Hapana kana chinhu chimwe chiri PRACTICAL chabuda ipapo.
    Perfume hairapi munhu.
    Weti hairapi anything.
    Kugezeswa makumbo nemwana is no different from kuzvigesesa wega.
    Total NONSENSE wasting the chief's valuable time.

  • @kudakwashemujeyi9248
    @kudakwashemujeyi9248 28 วันที่ผ่านมา

    Akazvidyira ega. Murume ndiye arikutambiswa bhora risina mwana. Vakazhangandira Mai avo weti yehwevera chaiyo

  • @elliotjonasi5094
    @elliotjonasi5094 หลายเดือนก่อน +1

    Mambo makanyanya kutonhora

  • @arammorapa330
    @arammorapa330 หลายเดือนก่อน +3

    Volume on this channel is very very down plz

  • @user-gz1br6xc6e
    @user-gz1br6xc6e หลายเดือนก่อน +1

    Type dzemaChurch Aya iSatanism

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora หลายเดือนก่อน

    Mai imi venguwo svuku makachena here imi ndimi munotoroya imi hanzi mai nguwo svuku muporofita vabvunzwa na mambo vakutihandisi utsotsi

  • @shamainetimarizeni5429
    @shamainetimarizeni5429 หลายเดือนก่อน

    Kooo kuchipatara??😢shame manhingi

  • @ssam1430
    @ssam1430 หลายเดือนก่อน

    Madzimai muroyi wema ndorokwati 😢 akomana anhu arikugeza ngemutundo 😢

  • @liniencelazarus812
    @liniencelazarus812 หลายเดือนก่อน +1

    mother vekufirwa vanenge vanorova

  • @EmergeGwetera
    @EmergeGwetera 27 วันที่ผ่านมา +1

    Syndicate

  • @tracychiumba1436
    @tracychiumba1436 หลายเดือนก่อน

    I noticed kuti vakadzi ava vanozivana pahuroyi apa saka panenge pave neasisade kuroya so now vakuda kuratidzana masimba cz how come unoramba wakati kwati kwati nemunhu anehunhu hwausiri kunzwisisa considering kutaura kwamai avo

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 หลายเดือนก่อน +2

    These 2 were friends in crime something went wrong

  • @EmergeGwetera
    @EmergeGwetera 27 วันที่ผ่านมา

    Vanhu vanoroya zvavo

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 หลายเดือนก่อน

    Torai perfume😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h หลายเดือนก่อน

    Huku yakadya mazai ayo , muroyi anokutemesayi musoro iye achiziva nyaya yake. Mimwe misha yakagadzirwa haipindwi na varoyi.

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 หลายเดือนก่อน

    Umwe wakatora home or yaidiwa neumwe!!!😂😂😂😂👀👀👀👀👀??????

  • @shamainetimarizeni5429
    @shamainetimarizeni5429 หลายเดือนก่อน

    Zvine kahubharanzi mnxm
    Itai zvechipatara

  • @BvaruJoker-bg6zl
    @BvaruJoker-bg6zl หลายเดือนก่อน

    Ndimi mambo wekutanga kuripisa muroi maita mambo

  • @YeukaiJeche
    @YeukaiJeche หลายเดือนก่อน

    Aaaah

  • @EmergeGwetera
    @EmergeGwetera 27 วันที่ผ่านมา

    Zvinhu zvese vanhu vacho zvese vanoramba

  • @EmergeGwetera
    @EmergeGwetera 27 วันที่ผ่านมา

    Torai sekuru Kanengo mudunhu menyu

  • @user-gr4kd9ii3d
    @user-gr4kd9ii3d 25 วันที่ผ่านมา

    Iri rangori jealous i think crèche yamai accused is growing

  • @user-up1cn5vv7d
    @user-up1cn5vv7d 23 วันที่ผ่านมา

    Zvakaoma

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora หลายเดือนก่อน

    Varipiswa mombe ndevapi nhai guys handina kunzwisisa vange vasipo her or ava

  • @EniasGusvu-b2e
    @EniasGusvu-b2e หลายเดือนก่อน

    Mambo hagoni kutonga uyu naye anoroya kuregerera varoyi nyaya iripachena ndewe kumma uyo

  • @kudakwashechikwiro3029
    @kudakwashechikwiro3029 หลายเดือนก่อน

    Vanhu vese ava maporofita kkķkk

  • @josephchenjerai1075
    @josephchenjerai1075 หลายเดือนก่อน

    Church muchairega henyu

  • @vimbaigumunyu2137
    @vimbaigumunyu2137 หลายเดือนก่อน

    Mental illness is real. Hudofo huroyi!

  • @user-tr6mn3rs6j
    @user-tr6mn3rs6j หลายเดือนก่อน

    Aaaa makuhwa ava kadzi chete apana nyaya apa

    • @consymuri479
      @consymuri479 หลายเดือนก่อน

      Panongofamba guhwa, hapana nyaya sure

  • @MrKuda2008
    @MrKuda2008 หลายเดือนก่อน

    Problem inhamo yakonzerwa ne Zanu PF. Mapositori siyai kuitisa vanhu. Shandisai masimba enyu kutsvaga Mari kwete kusvibisana

    • @fortula.tichwagoramuog8784
      @fortula.tichwagoramuog8784 หลายเดือนก่อน

      Europe,US zvagara pasi iZANU inotongako here.Kusaziva kufa.Pfungwa shoma idambudziko hombe!😂😂😂😂👀👀👀👀