DOTITO: Ndakaroohwa Namwene Abatwa AneChikomba
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 7 ก.ย. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Imi madzimambo tongai mhosva dzine humbowo imi musabira vanhu mombe dzavo imi
Itsotsi mrume uyo ngaaripe
@@dadiraimandigo4004you are right vakabvira kare kare mukadzi kuita vana 2 vasiri vemu family
Hapana nayaya apa haiwa that guy is innocent
innocent mukomana uyu haana kanamhosva murikumupunyikidza uyu vakomana ava varikufungira munhu zvisipo kana madzimambo tongainyaya zvakanaka haikona kubatirira munhu akana vanhu varimo mudare menyu vanongoseka Zvisipo apa
Mwana uyu angade here mai ava varikutorwara zvavo
Hawa vakatengwa mambo avo Nyaya hapatorina zvachose😢
This boy is innocent.musade kutsvaga nyaya pasina .muchashoresa mambo imi ana Gomba.achashorwa ndimambo nekuda kwesabvunza mushe nyaya
Kkkkkk Personal issues manje hazvitadzise dare kufamba
This people of chief ,vanhu vezanupf zveshuwa nyaya iripachena mukomana haaana mwosva but mhuri iyi yakagadzira nyaya iyi zvawo
Saka zanu pf yapinda papi? Asi uri muchinja wekut munhu wese asungwa haana mhosva?
This guy is innocent nyaya iyi yakagadzirwa, even so kuwanikwa ndiri mumba hazvirevi kuti pane kudanana since pane hukama,
Achiitei mumba ayitoshaya kuti obuda cey ibhishu iro
Nhasi matadza kutonga guy's
Nyota inobata pamwe anechirwere chenyota ,komvura inonyimwawo munhu here
Hamunyare mazirume makuru kuswera muchitonga zvechimboko hamunyare tsvagayi mabasa kwete kubira vanhu mombe muchapihwa zvichapedza mhuri
Taura hako apo varasika chaiko ngavasiyane nemwana mudiki
@@auxilliahmaramidzi9016 ndarwadziwa chokwadi
Hapaana chamaona mufana arikudya bota mastatement ndivo arikutaura apa,
Mukuti mufanha haana mhosva ko zvaakazouya akataura chokwadi akaripa kkkkkkkk apa aitya media
Mwana haana mhosva mutsatsvagire munhu mhosva hapana proof dayi varikuti vakamuwana arimumba vakadiikupinda ayizoramba here mutsatongere chitororo varume
Aitsvakei pamusha pevanhu? Number dza chenai?
Akadii kumumirira kuroad?
Nyaya yekunzi anodanana namai ava aasina kumboinzwa? Saka aideipo?
Afira kusarongeka bt mkana wekuti airova mukadzi wemunhu uripo futi.
Ungagare uchinzwa nyota pamusha umwe chete iwoyo time and again?
Zviriko here izvozvo? Pa 700 metres wabva pamusha penyu watove nenyota?
Imikaaa..😂😂😂
DARE RE SPECULATION - sungisa vanhu vakakurova - dzvanya ipapo chete
mazirume marombe Ayo makuriro avo kurova Mwana mudiki uyo
Ngaarohwe haana matyira kukwira mbuya mugwere uo dai akabatwa nerunyoka dai akutaura chokwadi
Vakagadzira nyaya semhuri... vatongi vaviri ava havagoni kutonga
Akazoibvuma akaripa aitya media
Hapana apoo kamfana kaidya bota ako zviripachena izvo ana mambo vatonga chaiko.. mungati akagadzirirwa nyaya iye akauya ega apa nyaya dzake hadzisi kusangana fut... mhosva iyo haibvumike never havambofa vakabvuma vese nekamkadzi kakangwarisa ako kakatoona kut murume arikurwara hakachawane bota kakati karohwe nasekuru bhudhi tsano hameno ikoko nxaa zvipachena izvoooo
Vatongi avovasaipise mambo parikutonga nhando nyamaropa chief ngadzidzise vamwe kutonga
Sungisa vanhu vakakurova iwe hauna mhosva iwe
Dotitto people hamuna Chief,mungoriwazvenyu ne dofo
Bamnini havagoni kubatanidza manzwi and spears of words just coming from all angles. Haanga pabude mukomana
Mukomana uyu haana mhosva ari kungodzvinyirirwa aive panze Vanhu ava havasi kuda mukadzi akasiiwa nemufi vari kuda kuti aende saka vave kumurongera nyaya
Wakamuona ari panze?
Kutadza kutsanangura hake mfana uyuu hapana nyaya apaa zvokudanana nemumhu vamudzipa pahuro chete ndopandozoshoraa zvimatare izviiii
Atotsanangura ma statements atosiyana inhubu iyoo
Ane makore manganayi mwana uyo wamuno Tonga kunge aurayi munhu aaaa shem amugoni kutonga bvunzayi mamwe madzimambo
Madaro nekusaziva ko zvaakazobvuma mhosva akatoripa
Chii chinoshamisa pa kunwa mvura wabva kufamba, even 500m chaidzo, ende munhu anonwa mvura pamba paada mhani
Mukomana uyu hana dhiri ne mukadzi uyu asi varume ava vana babamnini varikurwa na maiguru nekurwara kwa mkoma wavo
Hakuna zvakadaro. Mfana aidya mukadzi uyo.
Nyaya dzake dzese hadxisi kumaker sense idzo.
Ninoda kutevera channel ino but kamambo aka ndekevanhu vasina kudzidza ndoshaya kt ndovhurirei zvangu
Varikusvora mambo murivapfanha pamatare hamuzivi matsvakirwo nemavandiro anoita vanhu nhau muofanha aidya bota manje uyu
Ayiwavo kudzvanyirira mwana ibvaiii....vanabamnini avo wakuda hudyire wepfuma yemufi
Mwana upi inhubu iyoo
Pfuma yemufi? Anga aine pfuma ipi yamanzwa? Aiida ndiani?
Warwadziwa nei?@@shingiraitrevormboto2105
XDare iri rakatonga nedemo iri ndochikwadi nyaya iyi hainakutonga zvakanaka, inyaya yakagadzirwa iyi well, sorry my young brother, pfuma yekupamba nekuda kwemanyepo haigari. Zvipachena kuti kubvira nakubvira muroora uyu anga asingadiwe mumhuri maakaroorwa,
Ndinoti kuhabzvadzi yangu zvisunungure kumhuri iyi , hapana chauchagarira apa,
Mambo avo ngavaebde kunodzidziswa kutonga nemamwe madzimambo anogona kutonga like chief Nyamaropa, Chireya , Mutasa
Hazvirevi kuti kuenda kumatare edzimhosva munhu anofanirwa kungopiwa mhosva pasina.
Makurukota acho haanyariwo here kudzvinyirira kumbirai kumatenga mupiwe meso ,nenjere nezivo yekugona kutonga. Sorry for young brother
You guys you are not educated better go to night school mudzidze chikoro hapana
Aaaa madzimambo vanhu vanovengana pakugara pamwe mufunge akatanga kusvika pamba ipapo akadii kubva abata chikomba chacho hamusi kuona pakagadzirwa nyaya
Hapana nyaya apa
Mambo ava imbwa ne team yavo. Hapana nyaya apa. Pashandiswa chiZanu apa.
Nyaya irikutsvagwa zvedi apa.
Hagoni kitonga muri duzvi mambo
Madofo madofo, zvibamnini zvirikuita shanje
Chifamily ichi chinoda kusungiswa
Nhai vari kuto abuser mwanakomana uyu ndasvotwa
Mumisha mevanhu munoda respect, not just loitering in people's compounds!you pay for that.
Mukadzi uyu nemukomana uyu varikungotsikirirwa mahara
There might not be strong evidence, but affair yaivepo - you can tell from the over-explaining by the lady, and how the lady interchangeably refers to him as 'sekuru' and then 'mukomana uyu'. I support a conviction, because nyaya dze civil hadzisi about proving beyond reasonable doubt - its about circumstantial evidence
Vanoti hapana nyaya muchaona kuma DNA vakatopanana mwana hanzvadzi yangu ichirwara it was so hate hanzvadzi yangu yakazvimba dumbu ari kukaranda hospital mukadzi kana kunomuona bizy kudyiwa bota
@silentchimanja845vAkaenda kudna here vanhu ava
I don't agree with you ,and could tell from the boy's eyes that he's innocent
Headline irikutii, munenge muchimhanyira kupiko, nyorai zvinonzwika
😂😂😂😂
Nyaya yarongwa iyi,kana musingad muroora mudzosereyi kwete kumupomera pomera
Vese vanoti nyaya yarongwa monyepa mufanha abatwa uyu
Ruvengo ruripakati pemuroora navamwene rwuchapedzwa neyi Mwari pindirai
Matookunyaya yemutupo hahahaha out of pocket mfanha atonzi guilty shaaa
Tarirai maziso amaiguru avo muonewo henyu Kuti chokwadi vanganzi havanawo mhosva here? Vakomana hapana munhu anotambira mhosva yeplate yesadza nenyama guys uye mukangoona vanhu vava kukufungira kuti unodanana nemunhu Ichokwadi umbowo hunenge huripo .
Zvakaoma chokwadi hanzvadzi yangu yaiva kukaranda hospital makhoti achipakura bota vakabvira kare vanhu ava kusvika pakupanana mwana muchaona programe kwa Tinashe Mugabe ndopamunozorora kana ne 1 day raakanoona murume Achirwara kuzoenda day rafa murume 😢😢😢😢
Vakaenda kudna here
Not true
Chief Dotito and chief Kandeya , you are a disgrace in Mash Central
Mataura nekusaziva ko zvaakabvuma muchanyarirepi
Nyota inongonzwika imi munhu anongovaraidzika obuda mumba achitoinzwa plus kungojairira kutongomwa mvura sevanhu vanoti vane ukama. Ndosaka vanhu vachizozviuraya munomanikidza vanhu mhosva dzavasina
Mukadzi ifambi uyu
This woman is taking acvantage & secually abusing this boy who doesnt seem very level headed.
Mutonga kutanga kwezanu Muri maribishh Dottito nemarara ako anotonga ayo nxaaaa
Mapenzi yaiti haana mhosva ASI akazobvuma akaripa mapenzi yavakunyara kkkkkkk kutuka vazodziwa manje hazvichinji chinhu
Dotito hapana zviripo
Hapana nyaya apa kana humbowo hapana kufungirana 😂
Siyayi mwana uyu mhani haana mhosva
36:25 36:33
Musamanikidze mwana uyu ndapota zvangu
Haaa zvakangoooma zvema chief aya.same na chief makoni aaaaa demn mhani
VAITUKA DARE CHINYARAI MUFANHA UYU AKAZOBVUMA MHOSVA YAKE AITYA MEDIA vasingazive nyaya teererai zvakanaka, mukomana ati ndaibva kumunda, mukadzi ati mukomana aienda kumunda teererai zvakanaka mabvisa mafunzu munzeve
Madhara aya anoda kumbodzidziswa kutonga. Nyaya dzavo dzese varikutadza kudzitonga.
Munhu akarohwa pasina evidence ndiye wavakupa mhosva. Kutaura zve nyota zvinei ne case, its very very dull. Where is the evidence ye affair? This is stupid really
Am nt agreeing with the verdict vatongi vanoda kudzidziswa maitirwo enyaya
Mame mame ndobasa echihure vakomana wechidiki hawana matyira
Machief tongai zvakanaka musabatirira mwana uyu haana chaakatadza uyu hamugoni kutonga imi .
Varikutoshungurudza mkomana uyu zvese namai avo,plus hutano hwamai hauna kumira mushe
Mwana abatigwa uyu vanhu vakagara vamaka muroora wavo saka vaida kumutsvakira mhosva hazvishamisi varikutopamba zvinhu zvemufi ava vatongiwo kunyepera wisdom nyota nyota kudiikowo ko panzi aiimwa everyday here pamwe akatoimwa kairi katatu vatiwo vajekese kuti kuuya pamba apa raisava shura imi sandu jaaaaa nyaya heee nyota nyota macourt emadhokororo ayasoo vaakuramba kumuti sekuru nekuti varikuda kumuroverera havo aita mwanana
Haaaa imi vatongi murimbwa dzavanhu mibvunzo yenyu yakafa imi nyota inetime hre musabira vanhu imi chirikuratidza kuti vanhu ava varikutaura chokwadii chiii Mwana uyoo haana mhosva vanhu ava vagara vakamuvenga Mwana uyoo vanhu vasada kupfumira pavarombo chinokunakidza chiii kutinha mombe dzemunhu asina chaakakutadzirai chiiiii ihwai tsitsi
Mambo apa parikugadzirwa nyaya hapana nyaya apa
Akarondwa akabatwa ibhishu iroo dai akabatwa nerukawo dai akataura chokwadi
Crew rese iro rinechitororo munhu anemhosva anooneka mfana uyo kutomupomera uko ...tarisai mai vacho guys
Chiuyai muchibvunza mufanha uyu face to face He is now confessing kuti akazviita aitya media apa akatobhadhara zvikatoita
Mambo apa makaresva kutonga apa mkoma auyo haanamhosva ende maimuchinjira nyaya musingamupe nguvai yekutaura batainyaya sezvairi ndikaripota hazvirevekt ndri right ndnogona kunge ndritorindini ndine mhosva nekt ndnenhendine zvandakuvanda ummmmmm apo manyepa vanhuavo chakaitakt varipote ndechekt vakanga varovamunhu vakatyakuzorhipoterwa ksake vakazoripota asi varhipoti venyaya ndivo vane mhosva
Mambo kutonga chaiko kunokunetsai
Kambo ako!
Munhu ngaadzidze kusvira mukadzi asina munhu kwete kuchiva vakadzi vevanhu
Saka munhuwese anomhangarirwa mudare anotofanira kuva nemhosva apa patadziwa kutonga
Hamugoni kutonga imi asi hamuna kudzidza chief nemachinda aya
Yooo mweya yetsvina inofamba ukarowerwa zvausinga zive
Ripeiwo nyaya plz iyi chitororo ichi mabatira mwana
Mwana haana mhosva uyo chinhu chekugadzira ichoo
Serious yamwene bho here
Mkomana Haana mhosvaa uyu
inhubu iyi akasvikirwa ari mumba but azogadzirawo nyaya yekuti aiwe panze
Ichi chikomba mambo matonga bhooo ndochakatouraisa murume
Say that again !!! Ndirikushaya avo varikut haana mhosva kuti vanofunga kut munhu anobvuma mhosva easy here!!! Anotorohwa nemafacts
Taura hako pane zvaiitika apa
Akafa achizvimba dumbu achino drainwa mvura kukaranda tozivei kuti chii chaikonzeresa
Uyu haagoni kutonga,tomuongorora nyaya dzake atanga kuripota nyaya ndeari right pese pese,mufana haana mhosva ukadzamisa nyaya iyi,kutonga pachi zanu
This pple this guy he is correct but he doesn't have support, tsano wangu i have a right to call him sekuru and kazhinji we do it kuti zvirerukire vana wedu kuzowadaidza
Musaite semusina kuita maposts mumavillage hamusi e zvoitika here imi aaaa ibvaipa
Kkkkkk hamuzive marambire anoita mbavha yabatwa unotoinzwira tsitsi ichitaura
Chokwadi icho kamfana kaitodya bota ako hazvibvimuke chete
Mukomana atanga kutawura uyo ati akawana mwana uyo arimumba maiguru vakabva vabuda mumba vachitawura nefoni uyo mwana akabva abudawo mumba akagara pabhenji iyewo banning wacho vakagara pabhenji riripaside ivobamnni vakabva vabuda vakasiya mwana uyo aripabhenji havozve amai vacho vakuti mwana uyu akamuwana arimumba kureva kuti mwana uyo akazodzokera mumba hre ?
Upenyu hwenherera hunorwadza anorongerwa hake asina mhosva ndarwadziwa ..hanzi kupika nababa namai vangu varipasi
💔💔
😢 taura hako ndarwadziwa ini kufirwa kwakaoma zvatoti Madzimambo nemadzishe ndovanababa vedu kana vodzvinyirira kudai , kuuraya kuripachena sure mwana mudiki uyu ndopaaizovakuriea Simba here hofori idzidzo. Manje hamufi makafuma ndokupirai nedenga. Ndanzwa tsitsi ,"hanzi kupika naamai nababa vakafa , shame . Chidare Ichi dai chabvarwa
aidei pamba pasina baba vepo achikona kundoona baba vepo kuchipatara
Vatongi makazara mvura zvimibvunzo nhando zvenyu zvakadhakwa
Vanhu munogutsikana kana chikomba chabatiwa chakanamira mozotaurisazve kuty ingozi
Hapana nyaya apo hama dzemurume hadzichadi maiguru vada kudzinga maiguru chete
Iyi nyaya haina kutongwa zvakanaka varoverera mwana uyu, vatora masides
This court is soo uneducated lol why can’t I ask for water this guy didn’t like Chennai he wanted someone chenai knew number 9 .NYOTA INHOTA MHOSVA NDEYE NYOTA HERE BHARANZI UYOOO HAIWAWO HE IS FORCING HIM TO SAY THINGS WHY IS HE PUSHING IT THIS IS NOT A COURT VARUME HAVAGONE KUTAURA DARE AVA
Hadanane na Chenai mhani ati aida kutuma Chenai kubeb raida
Dare rakadhakwa iri dare rezanu
Imi pamwe hanzvanzi yake yakazoroohwa asi vagara vachikudza ukama hwamai vavo
Muri mbwaaaa mdhara imi nxaaaa
Matongero enyu aya murikupavanhu mhosva imi tongai zvinhuzvechokwadi innocent guy kutadza kutaura chete
Chidarembudzi ichi
Dai kamurwere kacho kakafa family inonyepa iyi maiweee.
Haaaaa Madzishe aya ndatenda hangu vanochuchisa nyaya zvwkurevesa kkkkkkkkk haaaaa sando dzenyu
❤Thanx neComment isina ruvengo maitabasa kuona panenyaya neziso remweya
Mufana uyo aitodya bota manje kana mazogara,nditwo tuvafana tatipedzera vakadzi vedu utwu,ungati 700mtrs kubva pamba vakunokumbira mvura yekunwa,kana ane chirwere aitadza neyi kufamba nechigubhu,muroora arikuti aitaimira mainini,chikomba chirikuti ndaienda kumunda😂😂😂😂
varikunyepera munhu avo!
Hapana kana nyaya apa,vanhu havadanani ava
Kaidya bota kamfana ako zvri pachena izvi
Mvura ye Dotito inopenza nyota hayo. Isu takamboinwa
ityai mwari vanhu woyeeee
Madzimambo vanogona kutonga ava vakabudisa chokwadi pachena
Hapana nyaya apo
Yakuda mambo Nyamaropa
Zvangotanga kukanziyo kacho kkkkkk
Mukomana ndiri kuona seasina mhosva
Zvinotohwisa tsitsi
Apa ndopasina kana nyaya mambo maratidza chidofo