imhoswa here Ku-supporter opposition nhai Mambo it's allowed in our constitution & the soldiers are apolitical.Their salaries come from both Zanu& opposition taxes.
Mambo area yavakanga vari yaive ye training yema soja pachokwadi, Pazunde ra mambo apa ndichikura rakanga riri garden ra CADEC yakaitwa initiate neainzi Same Case aigara pa Mount Mellerary/Nyanga Junior, So kuva project i might iagree with that.
Saka army inosupporter bato ripi? Arent they supposed to be apolitical and protect all citizens regardless of political affiliation? Pasi neZanu PF!
Mambo Mutasa, may you live long...👏👏👏👏👏
Watching from Joburg , Mambo mutasa munogona kutonga
imhoswa here Ku-supporter opposition nhai Mambo it's allowed in our constitution & the soldiers are apolitical.Their salaries come from both Zanu& opposition taxes.
Ukangonzwa Munhu achinzi anogona kutaura munhu iyeye anotaura chokwadi
👏👏👏
Mambo you are the best forget the rest.
Bona ane 21farms yet vamwe varikurwira ma30by30?
Chinjai sabhuku ndiye gonye
zanu muchairega zvenyu kana ichitonga inhamo chete
Mambo nyaya idzii munodzigona pedzai masports vanhu ndevenyu ava votambura muripo here musangano uripakutichengeta pedzai basa
Mambo area yavakanga vari yaive ye training yema soja pachokwadi, Pazunde ra mambo apa ndichikura rakanga riri garden ra CADEC yakaitwa initiate neainzi Same Case aigara pa Mount Mellerary/Nyanga Junior, So kuva project i might iagree with that.
SakA mhuri idzo dzogara mumuti here muchirima maorange
Good mambo mutasa munechojwadi
Saka vanhu vanoda garden vamwe vasina pekugara hre
Pane wamuna wakawanda wadokuzara pano apa kkkkkkkkkk
Sabhuku ndiMakanyanga kkkkkkk
Mambo mutasa you are the best
Kunoti mbuya makanyanga vanenza king Solomon of our generation mutasa... Ingori mbuya makanyanga kkkk
Inini Baba vangu vakahufira huSabhuku , 12 yrs munhu akastroker nekuda vaida huSabhuku
Sabhuku ihonye iripauriri mharadzi same nababa vaye veku mash central vainyima vanhu ma imputs coz vakaramba bonde nasabhuku
Masoja akadzinga vanhu coz vanga vakugara mu area yavo munonzi mu range
Nyaya iyoo yakaoma parikusanganiswa nyaya apo
Vanhu ivava havanzwi vakauidza kuti muri mu training area yema soja vakaomesa musoro.
Saka masoja neopposition zvobatana papi nhai mambo. Masoja ndeezanu here or. vanhu votodzingwa mu village nekuti iopposition sei?
Pic quality iri poor
Pic quality doesn't matter,what matters most is the story
Saka
Ndezve ZANU PF izvi apa vanenge vachitoziikanwa kuti vanotsigira bato rinopikisa.
Kudzingwa pekugara because unosupporter opposition munyika mako haaa zvekuita democracy hazviko mu Zimbabwe.
True imbwa idzi dzeVene
Zanu matuzvi, land reform inongokuzwa apa land is being used as a weapon against anyone asingawirirani neZanu, mbwa idzi
Ndivo vairehwa navharazipi masabhukuaya, vane makaro nohutsinye, imbwa dze zanu nxaa
Mambo saka masoja ndee zanu?ipapo marasika ipapo..MASOJA NDEENYIKA AHASI ABATO REZVEMATONGERWO ENYIKA
Imimi murikurima maorange vamwe vasina pekugara sei mune utsinye mbuya imi itai Moyo wekubeeka
Saka vanodzinga vanhu mu nyika mavo vanoda kuti vaende kupi ngavataure vanhu vacho vanorase kune dzimwe nyika kana kuuraya vatotore land yacho handiti vanoti nyika ndeyavo Vega hr
Chisabhuku ndohonye
Sabhuku awa wanedambudziko pakaita zve nyayae yekufiwa mudunhu make haana kugadzirisa
❤❤❤❤
Rupenzi rudhara urwo uye runevutsinye kanoroya Kasabhuku aka
Hanz makaenda kunoita zve opposition murimunzvimbo yema soja so masoja ave ne political party. Zimbabwe is cursed!
Sabhuku imbwa
Manga marova baba taps
Mbuya munogonawo kutaura
Yuuu... Nyika ine vanhu vayo ndabvuma hangu
Mambo wanogona
Masoja anodzinga vanhu nekuti vaita zve opposition? Mambo tsanangurai apa.....
Chokwadi zim kusapota opposition munyika yedu imhosva
@@Muzendaphillip its very sad esp when its being confirmed by a chief...very sad
Inonzi Zanu yeropa iyii