We interview them so that you can also take them to where you think they can get help .we are all citizens. That’s why we put their phone numbers so that some can contribute financially or take them to anybody with healing powers .
She now wants money for an operation. However the pain is gone she was treated and now the scan revealed that she has a growth. Previously Each time she would go for a scan nothing would come out. She needs help with some money
I wonder vanhu vanotaura zvekuti endai nemunhu kwakadii kwakadii, do u know the purpose of this interview, ndeye kuti vanhu vanemoyo we kubatsira mubatsire nepaumugona napo so kana mavakuti endai Navo kwanhingi murikuudza ani bcz interview if ndeyevanoona kuti vaise rubatsuro, please ngatiiseyi mutoro mumaoko edu kana tiine tsitsi
😢😢so touching Mwari pindirai..asi muscana uyu atikutadza kuuya kuzoona baba vake here aah ngaauye azovaona veduwee vaendesei kwaTateguru tasvu tovatemba vanhu varikurarama zvinonzwisa tsitsi mukati umu
Nhai mkoma sly ko musikana wekuda kumwa poisand,anoda peace mind how far
CC Pellagia indai namkoma kwaSekuru Tasvu or Kanengo ,Bunzamukombe pls pls pls vabatsirwe zvikwambo zviri pavari zvibviswe
T freddy 🎉🎉hero basa
Zvaoma chokwadi ndarwadziwa mwari pindirai ndakumbirawo nezita rajesu😭🙏
Panotoda Ishe Hama yangu padambudziko iri, vanhu vanogona kuunza cooking oil nezvimwe , asi dambudziko chairo remweya yetsvina rinoda Mwari, vanhu vanokupedzerai nguva. Vese vanonzi vaprofita nen,anga ndivo vanenge vachipa vanhu vanokuroyai mishonga. Pray to say, "Jesus Son of David, have mercy on me"
Sekuru Tasvu my dear sister he is the only one who can help this man
Mwari vekudenga inzwaiwo kuchema kwemuranda wenyu ,muri Mwari vasina nhoroondo yekukundikana 🙏🙏
Put God first to all your problem my brother he will not forsak you
Prophet Miracle Paul havana mangwana
Please don’t waste time take her to Sekuru Tasvu
Prophet Miracle Paul, is one of the beat panhau dzakadai seidzi vaendesei ikoko kana kuna tateguru Tasvu,
APA ichokwadi mataura
He need to go to sekuru kaguvi eye hospital see what is the problem. Sometimes tinoti chivanhu when its a medical problem
May God have mercy on him,so painful to watch 😭💔
Ehe hoo😮
I trust Prophet Miracle Paul or Sekuru Bunzamukombe
Would you mind if I may ask, vanhu ava vawataura wakambobatsirwa navo here or unongonzwa nhau dzavo
Slymedia musavharwa nemhepo dziripana baba ava vabatsirei
So sad 😢
Pliz smtv batsirai mwanasikana ayende kumberi nechikoro
We also need volunteers to pay for her school fees and you are not excluded
Mwari ngaakubatsirei mkoma wangu nezita Ra Jesu munoitazvakanaka
Zita rajesu harina zvaroshanda apa. Vari kuda chikafu nezvimwe zvingavabatsire.
Oh Lord have mercy on him.
Prophet Kudakwashe Jose can help him
Sly media mupote muchitipawo ma feedback Ema interview enyu zvimwe zvobva zvangoperera ipapo tengetichida kuzivawo kuti zvakazoperera kupi
We interview them so that you can also take them to where you think they can get help .we are all citizens. That’s why we put their phone numbers so that some can contribute financially or take them to anybody with healing powers .
This part 2 story 😢 I'm really sorry 😢
💔💔💔
Uuuum life haaa zvakaoma,Mwari tibatsirei tigine kubatsirana nevanhu vakadai and zve vagowana dzikinuro
Dai ndine chandinacho ndakubatsirao baba nyaya yenyu yandibata Mwari ngavakusunungurei
I think this interview was rushed. Where is he from, Ane vabereki here, or ?etc. Apa, handsome man
Zvakaoma hazvo vanhu musatambudze munhu kani mubatsireivo cc
Ummmm vanhu ngavasaroya vachidaro
Kozviiko zvakaiswa munzeve na presenter nai Robert
Pane munhu anoziva kuti he’s blind who’s stealing from him 😂
it's possible
Ummm
Mai Mupurwa makadii zvenyu 😂😂😂😂zvidhoma izvo 😂😂😂
Ndabatikana zvikuru nenhau yamukoma vangu.go and see prophet kudakwashe Jose
Kuvhiya shato is normal baba, mumusha menyu ndimo mune hubatwa batwa since mataura kuti makairasika njere muri kuchikoro
💔💔💔💔💔
Shem ndanzwa tsitsi
Zvosiririsa izvi😢
Camera yenyu is bad
This is sad hama
Sly media what happened to the girl who had a very big tummy
She now wants money for an operation. However the pain is gone she was treated and now the scan revealed that she has a growth. Previously Each time she would go for a scan nothing would come out. She needs help with some money
Dare ra Nehoreka ringazvigona.
uuuum veduweee ngavainde kwaTasvu ndarwadziwa 😢😢
mmmmmmmm ngavaone vanobatsira baba avo,inga maporifita emandiriri ariko wani,vari kuchengeta dambudziko but zambuko riripo.
Sekuru Tasvu batsiraivo baba ava
Ummmm Mwari zvinoda imi ndarwadziwa
Ndaewadziwa na Baba ava Dai mwari vapindira
uuum zvinotyisa chokwadi endai navo kwaTasvu
Imwi makamboendako here??
@@chingombedariesimi manga matii?? Kana musinawo contribution shishh
Sorry my classmate 1996 O level
Immmm mkoma hamuna kumbobata bata hre imi
Imi ka kana usina zvekutaura zip it please
I wonder vanhu vanotaura zvekuti endai nemunhu kwakadii kwakadii, do u know the purpose of this interview, ndeye kuti vanhu vanemoyo we kubatsira mubatsire nepaumugona napo so kana mavakuti endai Navo kwanhingi murikuudza ani bcz interview if ndeyevanoona kuti vaise rubatsuro, please ngatiiseyi mutoro mumaoko edu kana tiine tsitsi
Exactly
Mwari waProphet Kudakwashe Jose anozvipedza izvi
Zvinorwadza.Kudai Mwari mauraya varoyi vose
Pane vakatuma tunana tula kuzoshurudza murume uyu
Shemm mwari pindira
Uuuuummm pakaipa Jesu pindirai
Uyo akauya kumasowe kwatonamata na madzibaba Ngoni zvinopera izvo
Mwari kwamuri hakuna chinoramba pindirai
Kovabereki wawo varipi nhaiiii aaah ndabatikana zvikwambo vanhu varikuzvivanza
Imbozamai kwaSekuru Nehoreka
Yaa mumhuri murikurwadza umu
Hamusi kunyepa hre mdara
Dai maenda navo nhasi musavasiya monovasiira pasekuru Tasvu
Tateguru Tasvu ndoo vanokwanisa kupedza dambudziko iro
VANHU VANOSHEREKETA NEKUROYA,,, JUST IMAGINE KUONA MUROYI MAKUSENI NA 4:00AM KUNO KU SA
Heh. What happened. Wakamuona
Zvakaoma
Endai naye kwa Prophet Magaya vanoita zvakanaka
Zvinorwadza hazvo veduwe uuuuuuuuuu mmmmm varoyi chii chakadai ndatya baba vanosiririsa ava ndatya Zimbabwe ndinovimba nayo unoomerwa usati wabuda pachena chete zvatonaka so baba
Shato yamakaona ndoyakakonzeresa
Zvitupwani zvemazuvano zvanemaguts shem
Ummm zvakaoma nhaimi
Ummmmmmmmm
Vakubudisai hupenyu hwenyu nenhamo yenyu varwa kurwa kukuru nokuti nhasi zvapera, mandinzwa, hee? Munokwanisa here kuenda kwaprophet Magaya? Murikupi baba? Nhasi zvavhurika, zvekuvharwa zvapera
Stop these childish stories
Hezvoo unemoyo hr nhaiwe zvinhu zvinorwadza kudai asi ndiwe wakaroya hr😢😢
Wakaipa moyo iwe
Kana zvisat zvaitika kwenyu moona kunga useless
Shameeee upenyu marwadzo
Iwe kaiwe hokoyo nerutsinga rwasatani