Haaaa mambo vedunhu remujolo 😅😅 Chinjai mutemo mambo ripisai vakadzi vanotora varume vevamwe. Kana munhu achiziva kuti murume uyu ndewa ngana ngaaripiswe mukadzi iyeye. Women also do have five senses why vachipfimbwa vachibvuma yet they know they are married. Vakadzi ngavarege kunyebera kudzungaira if u know this is someone's hubby newewo unemhosva. Ripisai vakadzi avo.
Mmmmm dunhu renyu chief rine vanhu vanoita chihure🤔🙌🙌
Haaaa mambo vedunhu remujolo 😅😅
Chinjai mutemo mambo ripisai vakadzi vanotora varume vevamwe. Kana munhu achiziva kuti murume uyu ndewa ngana ngaaripiswe mukadzi iyeye.
Women also do have five senses why vachipfimbwa vachibvuma yet they know they are married.
Vakadzi ngavarege kunyebera kudzungaira if u know this is someone's hubby newewo unemhosva. Ripisai vakadzi avo.
Utori very good ipapa vakadzi ivava vakaripiswa mombe havadanane ft nevarume vasiri vavo kana chipfambi chinoita chishoma
Uye varume vane vakadzi ivava vanenge vabatwa vasangotanga nekungoti mkadzi wangu ndomuda iye abatwa nechikomba
Ndizvozvo chaizvo...vanenge vachitokonzeresa ft chipfambi anenge achiti chero ndikabatwa murume haandirambe
Mambo mudunhu menyu mujolo ma1
Itwo tukadzi tinoda kuripiswa ft twanyanya mujolo
Vatapi venhau tengai mazi speaker 🔈 eguhwa tipote tichinzwawo maAudio 😂😂😂
kkk AHHHH mbhishu kawanda zvisingaiti
Ko zvavari madzimai
Tukadzi twetudhuku tuchena
Zvakaoma
Zvakaoma hazvo ko dhuku jena 😮
Nekuchembera kwese uku Mai
Mapushi😂
Vakadzi ngavapote vachibhadhariskwa wo
Akatengerwamanyangira dahwa kkkkkkkkk
🤣
Mambo uyu anodzvinyjrira anobhowa
Kuhurira ma push epurasitiki hre veduwe kkkkkkkkk
Vanhu variku bhishura kunze uku