Kwaaaaaaah mupurisa kupfeka hwai ikoko.Mambo kushaya hengechepfu kusvika pakunon'ona dzihwa/mhino nechigunwe here?Ndoona sekuti dzidziso inodiwa kubatsira madzimambo edu me personal hygiene and general behaviour or manners mudare uyewo mberi kwevanhu!
Munhu ane 6 vana haade dzungu rakadai. Iwewe waizvarira munhu vana six iye asingatongonewo kuzvichengeta sei plus ane umwe mukadzi . Vakadzi murimadofo
Aizvara vana vake haana kutadza pamwe family planning yairamba kushanda,nhasi hungaite hudofo nekuti vana vachiri vadiki asi kana vakura vanenge vakudadisa.murume is not man enough ibenzi iro so the wife is fade up panenyaya apo zvakawanda hazvisikubuda apo zvirikuvharidzirwa pazongotaurwa zvapo yebrugwa kuti zvireruke.
Kana ndikashanda zvekubata 3k pamwedzi brugws remurume rinongodiwa but haisi nyaya yebrugwa zvayo pane nyaya apo baba varererwa pachinena chamai vavo he is not man enough the wife is fade up
My chief👏
Gokwe - tazviita zvekare..... nemupurisa wedu fashionista
Kwaaaaaaah mupurisa kupfeka hwai ikoko.Mambo kushaya hengechepfu kusvika pakunon'ona dzihwa/mhino nechigunwe here?Ndoona sekuti dzidziso inodiwa kubatsira madzimambo edu me personal hygiene and general behaviour or manners mudare uyewo mberi kwevanhu!
Kajirivanda, Kayenga murisei. Tiripo pa dare ra mambo wedu.
Dare iri rakarongeka kudarika mamwe ese zvawo setup manyama
I agree even the behaviour in court is excellent!Well done on that one Chireya!
Kuvharirwa mucage
Haaisi nyaya yebhurugwa taurai nyaya yenyu tinzwe
Hapasisina rudo pakati pevanhu avo sunungurai mukadzi uyo Mambo murume uyo akasoramba mukadzi kare
Munhu ane 6 vana haade dzungu rakadai. Iwewe waizvarira munhu vana six iye asingatongonewo kuzvichengeta sei plus ane umwe mukadzi . Vakadzi murimadofo
Aizvara vana vake haana kutadza pamwe family planning yairamba kushanda,nhasi hungaite hudofo nekuti vana vachiri vadiki asi kana vakura vanenge vakudadisa.murume is not man enough ibenzi iro so the wife is fade up panenyaya apo zvakawanda hazvisikubuda apo zvirikuvharidzirwa pazongotaurwa zvapo yebrugwa kuti zvireruke.
Ane chikomba mkadzi
Haaaa ma1 kusatengera murume bhurugwa 😂😂😂😂
Taurisayi plz
Vampirism bhoo here pachi cio massages kkkkgokwe kunospaka😂🎉😢
Kuzvira basi kunge Changadzo
Yaaah ukaona mukadzi asvika kuramba murume paine vana 5 zvarema siya munin'na
6 vana mysingatengerwi mabhurukwa kkkk iye arikuzvitengera here nevana 6
Mabhingo kuvanhuu 😂😂😂😂 Gokwe yazviita fty😂 murume wakanyorovera wena😂
Vamwe varume is as good as hapana baba rovai pasi mother
Mupurisa uyu 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Haa that woman is fed up with the guy
Haaaa im kuzvara mhandiyo ikoko your age matowa ne6
Kuzvara vana vakawanda kunodadisa kunongorwadza kuchengeta vachikura chete asi kana voita zvinobatika unonakirwa nehupenyu wakukwidzwa ndege
Mambo hanzi mhururu uko!😂😂😂
Zvishandire utenge wega aaaaaa
What is bhurugwa kana muine rudo rwenyu.
Yowe mabrugwa tinomada but nyaya yamai avo haisi nyaya yebrugwa chete but mathreats ko akafa nedemo akarara ,plus vamwene vanga vasingadewo muroora
Saka nyaya iyoyo ndoyaungasiire imba hr
Chitomutorawo umboroorwa naye uite moyo murefu
Senior nemwana wayo kkkkkkkkk
Mabhurugwa unotengerwa nomurume hre or paunopiwavo kamari wotengavo ipapo
Haaa zvingoriwo romantic kutengerwawo nemudiwa wako asikana
It’s coded language, and there is a lot in what she’s not saying. she’s just telling this guy that he’s useless
Haisi nyaya yebrugwa mhai mukateerera nyaya iyo unomunzwisisa,murume uyo hapana zvemunhu so the wife is fade up.plus baba vakuwandira kwamainini .
Mukore uno? Uchikurarama zvekumirirwa kutengerwa bhurugwa nemurume kkkk
Mukore uno you still can’t read coded language 😢😢😢
Kana ndikashanda zvekubata 3k pamwedzi brugws remurume rinongodiwa but haisi nyaya yebrugwa zvayo pane nyaya apo baba varererwa pachinena chamai vavo he is not man enough the wife is fade up