ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Chiiko chakambobiwa..heyo mhosva kuda kuona zvepanext door
Vanhu musasungisa vanhu musina umbowo munofa muchitambura nxaaaah
Chibanda wakugona basa
Chibanda thats why i ravhi yu 😂😂😂😂 ❤
Deformation of charecter iyo zimudhara iri imbwa iyi
PASSION JAVA YOUNG BROTHER😂
Chimuroyi chirume ichi 😢😢
Dzokera kwamegastrate claim defamation of character
Vanemari vanotonga nyika yese.zibaba iro rakqshandisa mari kurwadzisa murume uyu
Mambo aiwa baba ava vakarega nei kudzokera kupolice kuti nyaya yawapapi.uye makadini kutarisa mumba musati manhanyira kupolice.vanenyaya baba ava
Good audio and video
Glad you enjoyed
Plus picture quality is gud
Manass is now improving 🙏🙏
Baba vamboti mkomana handimuzivi wani
Ndakufamba newe Chibanda
Baba avomusqvhundutsire anhupliz 😂😂
The only rool inozivikanwa neZRP iviolence, brain dololo kwakazara vakakurirwa nechikoro ikoko 😢
Rule*
Munyama chaiwo zirume rine zimusvuwuharina moyo
Good job Chibanda
Mambonzwawo kuti vatanga vati next door neighbor akati anga akuba pavo next akuti muenzi akasvika pamba pangu achitsvaga someone .....nhema!
Haaa vadzimu vaComplainant vakasimba, angadai arikuseri murume uyu. Vazhinji vanhu varimumajeri havana mhosva
Itsotsi muface uyo ... Banditi chairo
Uuumm zvakaoma hazvo,
Hapana mbavha inobvuma kuti ndakaba imbavha muchinda uyo why iye kungonhangwa iye pamba pabiwa dai akaendaka kupolice iye oyenda kwaMambo kuda kungwara hake
Mukoma Danny police dzeZanu dzineutsinye no1.Murume uyu adai akaendazve kupolice kuti nyaya yake iripapi.He is evil.akarega kuenda sei kunobvunza nezve nyaya yake aripamwe nepolice
Mai ivavo ndovaiba mumba mababa avo or vanotozivana nemunhu aiba nekuti vaiziva kuti Baba avo vanenge vasipo
Chibanda chakugona these days, chakushooter mafirimu kana Miti chava nenguva Chisina kutora chikomana ichocho asi kuunza katete kesviro hachisi Kuda
Remember to like
Zirume iri rine utsinye
Mapurisa emuZimbabwe achazodzidzawo riinhi kuita investigate?
Ava havasi dad ava ndi baba😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
saka mai avo vauya vauya kuzoitei ivo vasiri the actual witness
Matsotsi ayo, anozivana nemurume uyo .munhu ungauya kuzongoti handina zvandinoziva?
@@gideonmanyusamcips3310 taura hako, then he doesnt bring the actaul woman who pointed the guy
Why musina kupinda mumba make kutsvaka property yenyu ipapo ipapo Baba ava murisatan.
Uyo chief sei achionyoka kutaura mashoko asina kusimira mudare ndakanzwa achibvunza vamwe mai Kt makasvirwa kangani zvrko hrr
😄😄😅newe Prince haunzwe, watowonyokawo futi pano apa😂
Saka kutaura ndokwakushamisa iwe uchitonyora? Kwana. Kusvira kwashamisei?
Kudare kuno taura chinhu nezita racho azvinyadzise idare rechivanhu
𝐳𝐢𝐦𝐮𝐫𝐮𝐦𝐞 𝐢𝐫𝐢 𝐢𝐭𝐬𝐨𝐭𝐬𝐢 𝐰𝐚𝐦𝐛𝐨𝐭𝐢 𝐡𝐚𝐧𝐝𝐢𝐦𝐮𝐳𝐢𝐯𝐢 𝐧𝐨𝐰 𝐰𝐚𝐯𝐚𝐤𝐮𝐭𝐢 𝐧𝐝𝐨𝐦𝐮𝐳𝐢𝐯𝐚...𝐛𝐚𝐛𝐚 𝐯𝐚𝐧𝐨𝐝𝐚 𝐬𝐡𝐚𝐦𝐡𝐮 𝐚𝐯𝐚 𝐢𝐝𝐨𝐧𝐤𝐞𝐲 𝐜𝐡𝐚𝐢𝐫𝐨