The court got it wrong here. This case was not properly investigated. It seems like the husband abandoned his wife or they separated then she started dating the accused, and afterwards husband came for this 5 cow payday. Corrupt.
Haa; Dare iri ka! Vangati zvekuti wakapiwa mukadzi natezvara hazvina basa shuwa? Asi kana mukadzi uyo aiva pamusha watezvara for 4 years (as accused said), then tezvara vonomupa kumurume futi vachiti chitora ava mukadzi wako hazvibudisi pachena here kuti mukadzi uyo nemunhuri yake vaivudza nharaunda kuti haana murume? Kuna baba vanonosiya mwaka ane murume wake kune mumwe murume shuwa? Kutadza kutonga kuri pachena apa. Ichokwadi kuti mukadzi uyo igara semunhu asina murume. Vanhu havangabigwi pamusoro pebvana dzinombosiyana nevarume for years, dzotombotamba chihure mumabhawa chaiko; then munhu wongozonyuka achiti ndini murume wacho opiwa danga remombe. That is very unfair! Chimbavha chiri pachena. Paifanira kungobvunzwa venharaunda kuti amai avo vaigara nevabereki vavo for how long; uyo murume ari kwaaivari; and aizikamwa here munharaunda semurume aiuya kuzovona mukadzi wake? If not known to visit the wife for years then panga pasisina wanano; ngavango dzokerana pasina kuripisa vanhu.
Ko murume akange aripi makore ese aya 7yrs haiwa ndohutsinye manje saka mkadzi aiti kana akuda murume airiwana kupi,varume vanehutsinye vanofunga kuti ndivo vega vane mafeelings ebota.ikozvino murume akupihwa mombe 5 dzemahara apa akasiya mwana wevaridzi ega for 7yrs haaa iyi nyaya yaida mambo Nyamaropa apa ndipo pavaitonga zviri fair manje not mahumbwe ayo ekutongera chitoror
Kutaura nezvemukadzi kunge mukadzi waccho imombe kana mbudzi isina Opinion pane zvinoitika pairi. Zvinotaridza kuti Zimbo women are just possessions of men. So as such the fines of those men who transgress should increase and there should be a national minimum of 7 cows and two years in prison.
Mu Zimbabwe hamuchina dzimwe mhosva. Chihure chete. Mukadzi anohurira ma domasi maybe mashanu, then next week ohurura futi cabbage rimwe chete hombe, Kana ari ma Carrots anoita maviri. Murume wemunhu ngaadzidze kurima kuti mukadzi wake asahurira zvinhu zvakadai.
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY
Mambo. Mutasa is way ahead
Zimbabwe dai ya vhara Machechi one Nokuti Hurombwa Huroi Chihure ndimo mazvizere
Chohupombwe Mashonaland Central vanochigonha havo. Vanopomba Zvinodadisa
Kkkk vangaitei kuzimbabwe hakuna mabasa uko coz ukashanda ukaneta chero feelings haauye wena
@@progressmutandwa6724 chokwadi, better tingopomba tivaraidze nguva. Ndichange ndiriko ku Mash Central December tichinesana nevakadzi vevanhu
@@tmaktmak1464 aaaaaah kkkkkkkkkkk kwaaa chihure chiri kwese dea vakada kuteedza matare ese uuuum misha mizhinji inoparara wena
Mash central ukangopindako chete uchibva kwedu Masvingo unoita barika revakadzi vevanhu
@@giftalutadosipani3637 vhitori harina Zera ne Mash Central. Imhomwe hurusa
Shuwa vakadzi vane madhuku machena vanetsa nechihure kumamisha uku
Kkkkkk. Iwe
Camera guy edzawo kutora munhu anenge apiwa mukana wekutaura. It makes more sense to match what’s being said with video.
Nhai zvenyu we camera arikutora vasiri kutaura
The court got it wrong here. This case was not properly investigated. It seems like the husband abandoned his wife or they separated then she started dating the accused, and afterwards husband came for this 5 cow payday. Corrupt.
True
Ndimnangagwa
Ndichatoendawo kuzim kumbozvionera chihure chanyanya ichi
Huya unotowana wakowo kuno vakadzi vakungogara vakasina zvipfeko zvemukati kkkkkkkkkk
Kkk yaa kuseri zvanyanya
Chokwadi ini ndoda kutouyawo ndohura zvinenge zvakudadisa izvi
Mukadzi akahura.. Murume ngaadzoserwe imwe pfuma kana aine zvaakabvisa.. Kana asina chaakabvisa ahanawo chaanopihwa
Haa; Dare iri ka! Vangati zvekuti wakapiwa mukadzi natezvara hazvina basa shuwa? Asi kana mukadzi uyo aiva pamusha watezvara for 4 years (as accused said), then tezvara vonomupa kumurume futi vachiti chitora ava mukadzi wako hazvibudisi pachena here kuti mukadzi uyo nemunhuri yake vaivudza nharaunda kuti haana murume? Kuna baba vanonosiya mwaka ane murume wake kune mumwe murume shuwa? Kutadza kutonga kuri pachena apa. Ichokwadi kuti mukadzi uyo igara semunhu asina murume. Vanhu havangabigwi pamusoro pebvana dzinombosiyana nevarume for years, dzotombotamba chihure mumabhawa chaiko; then munhu wongozonyuka achiti ndini murume wacho opiwa danga remombe. That is very unfair! Chimbavha chiri pachena. Paifanira kungobvunzwa venharaunda kuti amai avo vaigara nevabereki vavo for how long; uyo murume ari kwaaivari; and aizikamwa here munharaunda semurume aiuya kuzovona mukadzi wake? If not known to visit the wife for years then panga pasisina wanano; ngavango dzokerana pasina kuripisa vanhu.
Patsika dzedu mukadzi uyu ndewe mumhan'ari. Nyangwe mukadzi akagara 10 years kumusha kwavo vasina asina kupihwa gupuro anenge asina kurambwa saka haatenderwe kuita chikomba.
Kana ada kuita chikomba anoenda kudare kwaMambo onomhan'ara kuti ' murume ngaandibudire pachena kuti achiri kundida here.
Dai chikomba chaiziva tsika dzedu chaituma babie wake kuti anopa murume wake gupuro chozofara zvacho ne babie zviri free.
GUPURO ndokuti mukadzi arambwa. Pasina gupuromukadzi anenge asina kurambwa. Saka chikomba chine mhosva
Hatizive chikonzero chaaiva adzokerera kumusha kwake asi the fact yekuti baba vati vanoziva mkwasha wavo case closed
@@KirerositerChidari-x7q Ndokutadza kutonga kwacho. Vakadzi vedu vose tinopfimba nekuti vanenge vari pavabereki or hama dzavavo; endi vachiti havana varume. Zvino munhu akangonyuka from nowhere akati mukdzi waunaye ndewangu zvinga ita izvozvo?
Why are you focusing your camera on audience?
Bvunzawo
Ko murume akange aripi makore ese aya 7yrs haiwa ndohutsinye manje saka mkadzi aiti kana akuda murume airiwana kupi,varume vanehutsinye vanofunga kuti ndivo vega vane mafeelings ebota.ikozvino murume akupihwa mombe 5 dzemahara apa akasiya mwana wevaridzi ega for 7yrs haaa iyi nyaya yaida mambo Nyamaropa apa ndipo pavaitonga zviri fair manje not mahumbwe ayo ekutongera chitoror
Mukadzi uyo and Chikomba must be fined the same
Madhuki machena inenge yatova signal yemahure aaaa
U can say that again hmmmmm makatakura mumadhuku umu
😂😂😂😂😂😂😂taura hako
Kkkkkkk ukaona dhuku chena wotoziva kuti vanosvikika
How are you Mr Tapfumanei
Very well thanks
Ten times paboundi, ahhh chiro chakatsva zvedi 😢 on one side fodya irikupiswa whilst on the other side chiro chirikutsva 😢
Ndosaka fodya dzacho dzisiri kunaka😂
Ķkkkkk n1@@tinashehumphreymaponde6772
Varume isai runyoka kuvakadzi ndiko kupedza nyaya nekuti vakadzi varura nechihure yuwii ,uchizvinzwa unoti kunyepa kusvika waona wega ,vakadzi varikuhura Ava ngavapohwe wo mutongo zvekare
Camera man were do you focus your camera? Hakusi kubhora kwaunotitaridza ma fans
Ka10 haa chikomba chaidzikisa gejo 😂😂😂
Ndofunga aitonyora pasi
Camera man please ,yaa vakadzi ngavaripiswe sure kana kuitiswa community service yekukanya zvitinha pachikoro vspfidze
First pano..
Ndazviona hangu kuti mukadzi uyu haana murume kuda kufixer chikomba chete but zvinoratidza kuti vanhu ava vainge vakatosiyana kwemakore mazhinji.
MadziMambo chimbo ripisai vakadzi ava nokut chihure chacho chanyan
Ichokwadi ichocho ndaitozvi fungao wamborwadziwe camera man ngaagadzirise anofanira kutora munhu ari kubvunzwa panguwa yacho plz
Taura hako
😂😂😂😂😂😂😂vanhu vane varume ndovanekamweya ko kugara vakangorara Rara nezvikomba
Inzara
Akanyorwa papi kuti mukadzi wake ndosaka varungu vachiisa Marings numaoko kuti uzive kuti mukadzi wemunhu.ava vedu vechitema nenhamo anokunyepera kuti haana murume, mouya mondiripisa patarisei ipapo vamwe varume vakutotsvaga mari nazvo. Vekare vaiiswa nyora pamhanza kuti mukadzi wemunhu itai izvozvo pachivanhu zvinobatsira pakutonga nyaya dzenyu
Inini ndaakutotama ndinogara kuMash West .Maiweeee ndiyo inechimuti
Haaaaaaa ini ndohwaaaaaa kunyaraaaaa ini maiweeeee zvangu
Ma cameramen isai camera kune vari kutongwa nevari kutonga please
Cameraman uri dofo rokupedzisira..zidofo. mkoma robbie muchavhiringidzirwa audience yenyu na cameraman dofo uyo
Church yemadoek machena chihure chacho chakatanga nevakuru vechurch saka yangova njake njake
Why vese varikuuya mudare ....vakadzi vane madhuku ewhite vachiita chifambi
Mambo you need chamboko imbwa iyi mhani inoda shamhu then mutongo
Vakafanana vese vari 3
😅😅😅😅😅😅😅
Ugoona kamunhu kacho karikuparika varume Satan please madzimambo mutemo ngauite kuti abatwa vemukadzi wemunhu naye mukadzi ngaripewo ndo kuti chihure chiite chishoma
Imi..zvimamarriage zvamuno dada nazvo izvi angori ma competition ekuhurirana hant😂
😂😂
Vakadzi aava vakajaira chipfamba mambo imbogarai neshamhu zvinonyadzisa izvi rovai vanhu mambo
😂😂Madzimai,ka10 mati kudzikisa mbijana moti ka 4 at least😅
Chikomba chakapusa chainotorera protection order girlfriend ari mukadzi wemunhu aifunga kuti zvinoperera ku court.
But chikomba chacho so haaah unozorora chitarisa murume wacho ngasvike svike hake unoshayq kuti anoshorei pamurume wake
Zimbabwe yedu yaora.
Mkoma robby handei
Huye bodo chikomba nemudzimai akadyiwa bota wacho vese dzirikuita kunga dzinotorwadza zvadzo pfungwa dzachoma
Ndipeiwo number dza sista vane het ye yellow ne T shirt ye white
Matare ana mambo aya anofanirwa kuvharwa ayaa
Camera man haasikuziva basa
Hupombwe muchahurega zvenyu 6mombe kkkkk kwamambo makope kune arohwa futi 6 mombe kkkkk
Camera man tirikuda kuona varikutongwa, hatina basa nema audience, please
Apa varume ivava vanopihwa mombe ivo vasina kuroora nxaa
Akabatwa vacho
Mukadzi vacho
Kkkk
Yaa musha yakawanda inezvayo nhaika hupenyu hwèmĥuka
📷 man please
How come kt akaendeswa navatexvara kuchikomba murume oxondohwa kt nyaya yakambotongwa haa mosvooresa chiremera chamadzimbambo learn from chief Bushu and Mutasa
I knw the accuser iiiii
Camera man uyu asiarikufundira basa isa pamunhu
Hamugoni kutonga munhu uyu akasorambana nemurume kare 7yrs bt nekut acodungisa mukadxi ndopaanondotora ex husband kuinda nayo kwamambo ferefetai kut mutonge jekerere mambo
But Cameraman idodi remunyu nxaaaaaaa
No the judgement is not fair at all...
Kutaura nezvemukadzi kunge mukadzi waccho imombe kana mbudzi isina Opinion pane zvinoitika pairi. Zvinotaridza kuti Zimbo women are just possessions of men. So as such the fines of those men who transgress should increase and there should be a national minimum of 7 cows and two years in prison.
Vanhu vari kuhura zvinogara zvakadaro
Yeah kkkkkk I think it's because of the situation iri munyika.
@rolandmoyo-yy3ok sad part of it is that chero zvinhu zvikazogadzirika munyika (I am an optimistic) this mjolo culture will not change
Cameramen urimbwa wanzwa asi ukuda chembere iyo
Pakaipa kuona kwangu mudzimba idzi hawasi kugutiswa kkkkkkk uye why tezvara wakapfawa uuuuuuu panr zviri kuitika
Most
Murume uyo akaneta pfungwa
Vakadzi imbodzikamayi priz makuzvinyanya
Dai vasina kunzi 100 us asi mombe chaiyo
Kana mazogara chihure chatora mukombe
Zvima Kangaroo court izvi ndezvekuRobber vanhu pfuma
Nyadzi
Matare acho ndeechihure chega chega
Vanenge vanoranga nevarume vavo kuda mombe chete
Mu Zimbabwe hamuchina dzimwe mhosva. Chihure chete. Mukadzi anohurira ma domasi maybe mashanu, then next week ohurura futi cabbage rimwe chete hombe, Kana ari ma Carrots anoita maviri.
Murume wemunhu ngaadzidze kurima kuti mukadzi wake asahurira zvinhu zvakadai.
Varume vaakungodawo mombe asina kuroora putseke
Murume paanzwa 10!! , simba raperaa kut hwaa!! Kkkkk
Mash central
ivava vasingapfeke ma Pantyliner ndoovakurovesa musuri zvekupenga
Poor video editing
U focus on audience for too long it shud b quick wodzokera kuvaridzi venya
Vanhu varikuhura zvinomwisa bvura
Chii chinonzi bvura
@@Bvanyangu352 Mvura menie
😂😂😂
@@natashahweru9479😂😂😂😂
Madhuku machena aya akutonyadzisa kuapfeka
You re addressing the wrong side. Varume ndivo vanofanira kudzikama.
Zvinonyadzisa
Camera man zero
Unprofessional camera man,you are constantly focusing on the audience. This is so unfounded
This is just hate, we stand by our camera perwon for job weldown
Chete
Vadhara vanotonga nyemba ava🚮
Mukadzi wrong big time, ngaabhadhare big time