Mwana haana kudyiwa nemhuka dzesango here nekuti kana pasi paive pakaoma madzimai haana kuchera guva rakadzika apa tanzwa kuti vana mai vechikuru ndovakanoviga mwana havasisina simba rekuchera.
Heiii mhuri iyi plss vechidiki ngavasiye tsika yekumirira madhara aya ivo ngavabatane vafambire nyaya iyi coz madhara akaoma moyo aya vanoda kufa vachisiya mhuri ichifa kudai shuwa and madhara aya anotyanana zvekutodaroo xaa ma1
😢😢😢😢 nhaimi everyday kune nyaya dzinotyisa munyika medu chirudzii chaizvo
Kambuya kemwana handisi kuka chenesa
Zimbabwe dai tatya Mwari that's painful ngavafambe apfuke
Ndange ndichiuya,Shumba makadini henyu Murichidadiso 👏
Vanonyeba ava Havana kuchena vanhu ava kushaya hanya kudaro zvinotsyisa izvi
Mbuya vemwana makachena here imi
Tonderai dzokai nehari toda kubika doro 🎧🎧🎧
VaNeshamba mwana uyo angafambirwe nana sekuru here mwana uyu haasi weropa ravo mwana iburu
Musha uyu unorema panotoda Jesu
Veukama fambirayi nyaya iyi akatora chitunha muguva abatwe ,mukubatwa kwemunhu hazvinei kuti ihama kanakuti ishamwari , kuita zvakaipa ndiko kusingadikanwi
Lion😊
Sei sei nhasi ndini ndatanga manje 😂😂
Neshamba nhasi ndakupa ma points 100% wabvunza chaizvo chaizvo.
At 26:05 detective Andrew Neshamba of drewmas media i salute you 😂😂😂😂😂😂
Vane Shamba dai mabvunza mubvunzo wokuti pane vakamboedza kutarisa here kuti hapana matsimba emhuka here. Just incase pamwe mwana akadyiwa ne zvikara zvesango.Ndokunge risina kudzika maningi. Ipfungw dzanguwo?😮😮😢😢
Ndipo paida mukuwasha wangu chiyokoto apo
Maswera sei team mandigonera patonderai apo👏👏👏👏
Tisati tananga vanhu hobho mbuya vanoziva zvakaitika pamuzukuru mwana azvara hamuyendi kuclinic naye mongogara pamba mamushaya muguva hamutirimuki futi Ummm suspect mbuya vemwana
Mai havasivo vangasimkira muzukuru wavo veduweevana sekur vake varipo ndivo vanofambira mzukur wavo
Zvakaoma izvi
Kwaziwai maZimbo nyaya nyaya tinotenda mkoma Ed
Zvakaoma vaNeshamba vanhu vasingatirimuke zvidhara izvo hazvina kuchena
Iiii Mai nemukadzi akapona vane Moyo wakaoma cy vasiri kufambira nyaya iyi mapostori habhadharise kungo famba vogonzwa Kuti Mwana aripi
Kumusha kwang uku 😢
Neshamba wavhundutsa vasharukwa avaa kty mukuda hre vanobatsira haa paita runyararo 😅😅😅
Sorojena uuuuuuu
Musamuone kunonoka angaachiuya 😅 makadini Vaera Shumba
Ko vakadii kuti achibarwa vakadii kuenda kuchipatara hasa
Vakadii kuenda kuhospital nemwana
Ko yekwaRusape yengozi yakazodii
Amai Vemusikana suspect because havana kuenda nemwana kuchipatara
Mwana haana kudyiwa nemhuka dzesango here nekuti kana pasi paive pakaoma madzimai haana kuchera guva rakadzika apa tanzwa kuti vana mai vechikuru ndovakanoviga mwana havasisina simba rekuchera.
Mbuya vemwana ko kukakama kudaro chii
Darwin woye ummm
Mudhara aya haana kuchena
Mkoma zvamuri kumusha kwangu kuchitumbuko,ini apo paMangare P and High school
Inin mai vangu ndimai Byron pamashop pamashop apo kwedu kwamunenura
Heiii mhuri iyi plss vechidiki ngavasiye tsika yekumirira madhara aya ivo ngavabatane vafambire nyaya iyi coz madhara akaoma moyo aya vanoda kufa vachisiya mhuri ichifa kudai shuwa and madhara aya anotyanana zvekutodaroo xaa ma1
Zvakaoma
From Mt Darwin pa matope apo.first to comment 😂Hi Mr Neshamba
Guys mudzimba umu tikusangana nezvakawanda. Ndakashaikirwa naye wangu ne 1 day raakabarwa iroro apa aiva very fit and healthy
Ummmm APA pakaoma mukoma neshamba iiii
Hhhhh Vana Mukurambwa hakaa ndivo vanenyaya dzese vanoziva
Kkk its mukuru wambwa/vambwa
Hello guys long time
Hie
Zviriseyi seyi
𝐇𝐚𝐚𝐚 𝐓𝐨𝐧𝐝𝐞𝐫𝐚𝐢 𝐚𝐤𝐮𝐝𝐚 𝐫𝐮𝐦𝐚𝐦𝐢𝐬𝐨 𝐬𝐮𝐫𝐞 𝐭𝐚𝐤𝐮𝐞𝐧𝐝𝐚 𝐤𝐮𝐤𝐢𝐬𝐢𝐦𝐮𝐬𝐢 𝐝𝐨𝐫𝐨 𝐫𝐢𝐬𝐚𝐭𝐢 𝐫𝐚𝐠𝐚𝐝𝐳𝐢𝐫𝐢𝐬𝐰𝐚 😅
Zvakaoma