So true dei ari murungu zvaitwa chishamiso tanzwa nekunyaudzwa all over asi vanhu vatema kushora culture yavoso vachipembera zvevamwe ndivo mashasha....vehutungamiri vanoenda husiku kunana godobori tovaona variko ende vanoskipa maQ pese vanongoda zveganyabvu
This is a very good story Drewmas Media , what i like about this story is that it's real i have been following this story since the first week when she resurfaced.Don't take too long to publish these type of real stories so i beg you to go back for part 2.Mr Andrew Neshamba please buy that device which limits noise just in case when you're filming near busy roads.
don't say something like that fammm. Christianity got non to do with this yes we're wrong we're not following chivanhu but don't say Christianity yakatikanganisa brain
Ndokwandakadzidza my Hie School that place at Mwenezi Government High School though I'm from Chiredzi. Ndanyatsoona the view of the place. Neshuro Mwenezi.
Ndobvumirana nazvo kuti munhu anotorwa nenjuzu ozodzoka akurapa bt makore atorwa munhu uyu awandisa. I dont think she is the same Rowai akatorwa nenjuzu , I think iyi itoriwo njuzu itori nemission dzayo mumusha umu and later on it will disapear when the mission is accomplished. How come arikungodzokera dzokera back kumvura ikoko padiki diki ????
Chivanhu chiripo but there is no proper documentation..saka vanhu vazvinji hatina huchenjeri panhau dzechivanhu.. Panyaya iyoyi panenge pachifanirwa kuitwa a comprehensive research kuti zvakafamba sei kuti musikana uyu atorwe nenjuzu uye kuti adzoke ari mupenyu kuti zvigobatsira mangwana..Ma organizations echivanhu akadai se ZINATHA anofanira kunyora magwaro anozobetsera vanhu neinformation ..eg tarirai ku Christianity kune Bible for information.. Thank you Andrew Neshamba and Drewmas media for enlightening us.... Knowledge management in traditional matters is lacking
Thank you very much for the insightful investigation.What I would encourage Please kindly add subtitles to the videos for international viewership.🥰🥰🥰🥰🥰
I’d really like to see her face. Because we grew up hearing about these things too. I need more insight on this matter. Does she have the powers they said people will have upon return? So many questions...
mbuya nehanda was yoruba from nigeria please can you find a video in my youtube channel called future prophecy of the world rare and God is using me I will expose the tuth im ghana i live in zimbabwe
Jesus! I don't understand Shona language that much at times I get lost because it tricks me, but can somebody explain to me how did this girl now a woman managed to come home considering that she disappeared at a tender age of 7 / 8 years and now probably she's 47 / 48 years of aged which will be now impossible for people to pinpoint that little girl who disappeared almost 40 years of her life! Very interesting scenario, shocking and hard to believe though the parents are very pleased😱👏
kkkk but guys are you taking this guy serious, mamboing here pakanzi district Arts and Culture Officer apoooo this guy knows more about acting etc mozonditenda mangwana.
i like your comment most people in mashonald are yoruba haussa from nigeria and ashanti aslo in my youtube channel i have got a video called future bprophecy of the world rare please listen to it
After seeing the current economy, achada kudzokera mwana wevanhu. Zimbabwe is obsessed with 40years amana. Vanasikana vaviri vatanga interview avo vanogara mwenezi here titokwire munenzva izvezvi.
Tinovhaira nechivanhu chedu.. Hatina kwanoenda pasina chivanhu chedu hama dzangu ngatidadei nekwatakabva ndonzira yedu
With each passing day I get to know my culture. Thank you, Drewmas Media.
Manje abva azodzoka in the new difficult Zimbabwe. Hopefully she will be our Moses to lead us out of this ZimEgypt.
kkkkkkkk
yaaaa sure ngawatirangirewo mabonga arikukuuraya Zimbabwe please
Kkkk
Takawana vanhu ari mavhu nemarara...Ndanga ndakanganwa madimikira aya thanks for reminding me
Njunzu ndisahwira anodanwa ne madziteteguru ako dzinza rako .Inotaura newe kuhope chete!!!!,,ndokunge une chipo chekusvikirwa. Kana usina haumbofa wakaiona,unless yakutora.
Sahwira uyu anodanwa nekuti haana mutupo uye kudeketera kwacho kunonetsa kunevedzinza vanenge vachida kushereketa ne mudzimu. Mudzimu unofumura zvese zvakaipa ne kubvumbatira dzinza rese . Uyezve hausi mudzimu wese unofamba nenjuzu.
Hakuna njuzu inogara yega inobatira pane mudzimu. Uye mudzimu haubviswe idzinza rako ,ukadaro unoparara.
Thanks. Well said!!
Kutaura kwakachenjera
Zimbabwe is still on hands of our forefathers and if we follow this we can archive new Zimbabwe
Murikushanda basa vaneShamba.Ndofarira kutevera chirongwa chenyu.
9
Tinotenda Mkoma Neshamba, motisimbisa patsika dzedu pachinyakare
Mukoma Andrew nyaya dzenyu dzino ndivaraidza chaizvo connecting from Dubai
Thanks for your support
@@drewmasmedia3856 100000
00
Baba vangu vaindiudza nyaya iyi ndchikura kty pne munhu Wekwa Chihwakwa anooneka nevano chera Mvura makusen parwizi achit udzai hama dzangu dzizonditora yoweee
Mkoma Andrew tokumbira murambe muchifambira nyaya iyi todakunzwa zvaachazoita musikana uyu. Thank you so much drewmas media
i like your comment please listen to my video in my youtube channel called future prophecy of the world rare
Rowayi can yu pliz help panyaya yemwana wedu tapiwa makore since zvichinzi munhu akatorwa nenjuzu anodzoka ave murapi
So true dei ari murungu zvaitwa chishamiso tanzwa nekunyaudzwa all over asi vanhu vatema kushora culture yavoso vachipembera zvevamwe ndivo mashasha....vehutungamiri vanoenda husiku kunana godobori tovaona variko ende vanoskipa maQ pese vanongoda zveganyabvu
Mukoma Andrew I like your investigations into our culture, history and sacred events happening under the sun in Zim.
Love this as well. Chivanhu chiriko
Andrew urambe uchifambira nyaya iyi toda kuzonatsonzwisisa kuti zvakazofamba sei tigoonawo mhandara iyi.
Dai maita 2 hours program iyi. Zvatoita kunge tananzviswa sweet rekukumbira. Thoroughly enjoyed it.
Thnx Drewmas ,yooh chivanhu chiriko zvokwadi ,tinoshuvira kuzomuona uyo wekudzoswa ,nhoroondo tainzwisisa ,now tinoda kutenda taona sa Thomas !!👊mukoma Neshamba ngazviende mberi!!!
thanx baba Neshamba kkkk Hanzi vanoda kuzonoshandirwa voga asi uyu ndiye apedza ma book 40yrs dzakanyanya weduwe ad I'm shoo ndoachave wemakunakuna chaiye uyu angatozotibvidirawo Zanu Pf musandipikise
Toda kutenda taoona mavanga sa Thomas haaaaaa Mondiziva
It's real hama yangu heard it before drewmas filmed this episode and sent someone for confirmation.
I am neshuro ichokwadi icho
IYI NYAYA IYI RAMBAI MUCHIIFAMBIRA TIRIKUDA KUMUONAO MUSIKANA UYU
Ini ndinototenda kuti njuzu dziriko and dziriko chivanhu chiriko chizere kune vasingatendi kuchivanhu gara makadero thank you drewmas media
Program yenyu ine maturity....i love it!
Chokwadi nyika yedu ichiri kutungamirirwa nevari kumhepo,,,mazviita mkoma Andrew necrew yenyu ini hangu ndiri kudzidza zvakawanda👏👏👏👏
What happened to that woman now?
You people are so gullible. 2 years zero updates. And yet you had already believed it 😂😂😂😂😂😂😂
thanks for visiting our place Drewmas
U are best content creators
Drewmas u are a darling. U deserve a hug from me. 🤗🤗🤗
Rambai makadaro nebasa renyu, nguvadzose ndinoteerara maprograms enyu, uye ndomafarira zvekuti, from Mozambique Beira.
Nemvura yabva yanaya isvikiro chairo iri haaaaa tatenda zvngu
Madzibaba Kashamba,, Seems Mimba yenyu taking u to labor soon😄😃😃😁
Lucky her haana kumitiswa nembwa idzi shes been saved dai ndirini hangu
This is a very good story Drewmas Media , what i like about this story is that it's real i have been following this story since the first week when she resurfaced.Don't take too long to publish these type of real stories so i beg you to go back for part 2.Mr Andrew Neshamba please buy that device which limits noise just in case when you're filming near busy roads.
Gaza
Gaza
I hope Mnangangwa nevamwe vake havatikanganisiri muchembere ,ngaite svikiro risingadi corruption netsvina nekuti mhondi dzeZanuPf dzatova munzira kuenda mwenezi
Haa iwe ibvapo zvapinda papi izvozvo zvauri kutaura.unomuzivira kupi waakutaura kunge isvikiro rekumba kwenyu.and akakuudza kuti munhu wese ndewekuparty kwenyu ndiani.munhu apedza 40yrs akatorwa nenjuzu waakutomupinza mupolitics apa haasi hama yako just be happy for this lucky woman and stop there.
@@beautytabeni5990devils advocate .tonga kumba kkwako nevaunotengera data. wabatikana nei pacomment yangu kana usiri beneficiary wemhondi dzeZanu PF
kkkkkkk
Nemvura yanhaya haaaa munhu uyo muhombe mhani imi apihwa respect mvura yabva yanaya chembere yamvura yapinda pazimba
I think chiitiko ichi chinechirevo kufamba kwenguva tichanzwa kuti ndiye awuya kuzosunungura nyika yedu sei abuda nhasi after all those years
Une dama rakanaka. Hatingatauri hedu zvakawanda.
This is beautiful. Its who we are, its innate in our existence sechivanhu chedu. Christianity yakatikanganisa brain
don't say something like that fammm. Christianity got non to do with this yes we're wrong we're not following chivanhu but don't say Christianity yakatikanganisa brain
Chivanhu chiriko regai mvura iri kunaya muzim coz munhu mukuru akauya uyu Drewmas rambai makadaro
Drewmas team please continue nebasa renyu we need the picture of the girl hope she will help us cross this river jordan
Saka njuzu dziriko shuwa
Ende akatora nguva ...pavanhu vaikokwa vehukama pane ayisunga kutinmwanabuyu asabude nekuda kwegodo...ndava makore ake akanyanya munhu ari pasi pemvura
Please link to the videos to which you will be referring!
Saka ini mubvunzo wangu ndewe kt akabuda akapfei kkkk makore ose aya
Good question
Interesting
Hembe dzeuN'anga
Anga akapfekei uyo mubvunzo uyo, inihandizvitendi ngavatitaridze achienda kurwizi timuone
Tevedzai zvechivanhu chiripo zvechokwadi.
i like your comment please listen to the video in my youtube channel called future prophecy of the world rare in my youtube channel profile
Rowai facha wazodii 40 year ari pasi payo mvura achiita kosi yaun'anga apa muvakidzani wangu unonzwa sei
Good job neshamba
i like your comment please listen to the video in my youtube channel profile called future prophecy of the world rare
dhurusimidhiya basamberi💯💗💗👏
Ndokwandakadzidza my Hie School that place at Mwenezi Government High School though I'm from Chiredzi. Ndanyatsoona the view of the place. Neshuro Mwenezi.
Mee to upper 6 2011
I liked hearing from my Home brother mdhara Kuseka
Ngavaite DNA vaMugabe hero basa
Neshamba basa munogona henyu umsebenzi liyawazi but mna ngyakholelwa ukuthi isintu yimvelo yethu laba abathi ngamademon yinkolelo yabo labo
Aaaa chivanhu chiriko chete isu vnhu tovarairwa asi zviriko
great programguyz....very insightful
Ndobvumirana nazvo kuti munhu anotorwa nenjuzu ozodzoka akurapa bt makore atorwa munhu uyu awandisa. I dont think she is the same Rowai akatorwa nenjuzu , I think iyi itoriwo njuzu itori nemission dzayo mumusha umu and later on it will disapear when the mission is accomplished. How come arikungodzokera dzokera back kumvura ikoko padiki diki ????
My thoughts as well 40 years tz too much
Saka zvave papi munhu akazodii any latest news?
Chivanhu chiripo but there is no proper documentation..saka vanhu vazvinji hatina huchenjeri panhau dzechivanhu.. Panyaya iyoyi panenge pachifanirwa kuitwa a comprehensive research kuti zvakafamba sei kuti musikana uyu atorwe nenjuzu uye kuti adzoke ari mupenyu kuti zvigobatsira mangwana..Ma organizations echivanhu akadai se ZINATHA anofanira kunyora magwaro anozobetsera vanhu neinformation ..eg tarirai ku Christianity kune Bible for information.. Thank you Andrew Neshamba and Drewmas media for enlightening us.... Knowledge management in traditional matters is lacking
Kana makarambidzwa kutora mifananidzo saka mune misikanzwa ka?
Hanzi vakutaura, kudya zvese please tiudzei mr Neshamba
Thank you very much for the insightful investigation.What I would encourage Please kindly add subtitles to the videos for international viewership.🥰🥰🥰🥰🥰
Ndafara kukuona Ashie
I story yeshuwa I hama yemurume wangu iyo
Serious
Ndinovimba musikana uyu achapedza corona chete
zvakaoma this is so demonic
Chivanhu chiriko zvachose asi vanhu vave kugeza chivanhu sesvina pamberi nechivanhu cheduxxxxxxx
i like your comment please listen to the video in my youtube channel called future prophecy of the world rare share it with 80 people please
Drewmas media tinokutendai nemavideo enyu anotionesa zvakawanda thank you very much keep it up guys god bless you...
I’d really like to see her face. Because we grew up hearing about these things too. I need more insight on this matter. Does she have the powers they said people will have upon return? So many questions...
Ichokwadi ichi I was there musi uyu...
I know that person who is narrating. He was our traditional dance teacher at Denzva primary .and we used to win every competition of traditional dance
Saka anemanjuzu saka njuzu yakabuda papicture
Kumusha kwedu Neshuro masogwe
thank you keep us posted sir thumbs up
Chivanhu chiriko asi tave kuchiwedzerera nokuromba ndosaka vamwe vava kuchitiza .
Nyayaiyi munoionasei
Quite insightful. Please add subtitles to expand your reach.
Ko iye munhu akadzoka akapfekei after 40 years
Vese vari kuti kunyepa, handei kuNyangani mountain mutaure zvamuri kutaura tione kwamunoperera. Kana usingazvibvumi nyarara
Yeee our new Mbuya Nehanda hopefuĺy she wiĺ fix our drowning Zimbabwe
mbuya nehanda was yoruba from nigeria please can you find a video in my youtube channel called future prophecy of the world rare and God is using me I will expose the tuth im ghana i live in zimbabwe
Vanhu tinokanganwa kuti warungu wakauya madzitaguru Edu echiita zve chivanhu, ini ndinoti pamberi nechivanhu
Eeh baba ava 8:12 vatsanangura nemo nemo tanzwisisa
Wooooooow vachiri kugona chivanhu chawo chokwadi
Saka akubatsira vanhu here
Saka aidyei nhy
Ndinotenderana nechiitiko ichi nekuti zvakatomboitikawo kumusha kwedu tichikura Munhu akatorwa nenjuzu ayenda kunojorodwa neveZCC .Vaijorodha vacho ndovakamiramira kutevedzera zvaidiwa mukomana akanga atorwa akabuda muchiri rechi2 akabuda ane Mari dzakudhara akutorapa nevaimujorodha vacho ndopakapererawo chizion vakurapawo.This happened sometime back in 1977-78..so dziriko nhau idzo guys
l agree with u
Thank you Drewmas Media. We get to learn a lot from your stories. Tinowana zvinotiwaraidza.
kufara kuona kumusha kwangu thanxs so much brooo
Ini ndino bvuma nekt kwaRisitu dzaiva ko dzaitotora vanhu tichiona asi hama dzacho dzaichema vachibuda vafa
Iye aiziva vanhu here kuti uyu ndinhingi pane vakutiwo vakuti ndiye. Yah kana zvaitaurika kare zvakuitika
My home area
Life begins at 40
Chivanhu chiriko hama dzangu inyaya yechokwadi iyii
🤣🤣🤣 haaa yas .. uku ndiko kusona mabhodhoro! Kunyepa kwega kwega
Shuwa here Hungwe 🤣🤣
Yar iyo imhanda tsva chaiyo but machinda dzikamayi hawanikwe zvokumhanya uyo
True varume ngavadzikame hazvisi zvinhu zvekuda kuita majokes or pleasure naye anotove munhu anoremekedzwa ,anotove ne chivanhu chakasimbarara chipasi chigare chaicho
can you do the english version of this video and share with the world
Mashanda varume chakudiwa pamuri pane tuma camera todoko tunoita kunge batani rehembe tsvakayi camera idzodzo dzinogona kutibatsira dai tamuonawo please toda kuona mukadzi uyo onayi chero mvura irikunaya sei ikoko ichokwadi ichocho murambe muchicherechedza nzimbo iyoyo muchaona kuti mvura ichava nemusiyano nedzimwe nzvimbo chivanhu chiriko chikirisitu chiripo zvichienda nokuti iwe unoda zvipi
Drewmas nenyaya yenjuzi....aaaaaah too bad..
Jesus! I don't understand Shona language that much at times I get lost because it tricks me, but can somebody explain to me how did this girl now a woman managed to come home considering that she disappeared at a tender age of 7 / 8 years and now probably she's 47 / 48 years of aged which will be now impossible for people to pinpoint that little girl who disappeared almost 40 years of her life! Very interesting scenario, shocking and hard to believe though the parents are very pleased😱👏
Murikugona basa. Mukoma motipatsa manyemwe ,todawo kuzoonawo mwana uyo mozodzokera
i like your comment please listen to the video in my youtube channel profile called future prophecy of the world rare
Kune vanoti chivanhu hachiko nyarai mugare nezvamutenda zivai nyika ine vapasi uyu musikana ndo sango a yamandorokwati uye ane simba rinotyisa asi vanhu vakadai havaiiti zvechimanje manje
I use to think that its just stories but now l believe that there is power in our forefathers
kkkk but guys are you taking this guy serious, mamboing here pakanzi district Arts and Culture Officer apoooo this guy knows more about acting etc mozonditenda mangwana.
Lusma trading uchireverei? What i know the story is real.
@@vincentmanungo8371 shuwa
Please after days endayi muno ita enterview nyanga iyoyi yakutorwa after some years tikuda kuionawo
Mkoma Andrew moita muchidzokera kunoona kuti zvaapapi pamwe muchasvika kwakubvumidzwa macamera tozodawo kumuonawo.uuummm 40yrs hadzisi dzekutamba nadzo.
i like your comment most people in mashonald are yoruba haussa from nigeria and ashanti aslo in my youtube channel i have got a video called future bprophecy of the world rare please listen to it
Torai DNA
Tunyaya twekunyepa utwu, ndezvekuyita zvekungonzwa izvi, aripi munhu wacho?. Why vasina kumuratidza munhu wacho.
After seeing the current economy, achada kudzokera mwana wevanhu. Zimbabwe is obsessed with 40years amana. Vanasikana vaviri vatanga interview avo vanogara mwenezi here titokwire munenzva izvezvi.
Munhu uyu ndakamunzwa zvichinzi akabudira kuzaka asi anga asingagone kutaura asigadye anetsanga asi zvichinzi akazkendeswa kumusha kwake