Dambudziko hamusi kuri ziva imi, unoita yese yese kubyeperwa kusanyeperwa as long ati anozvigona muporofita wacho , ku n’anga unoto uri kupedza iwe uchirombeswa so hamheno Mwari kungo tizira pavari
Zvinoda n'anga home kwete matsotsi or Zvinoda masvikiro nakuru sezva kanga zviri chi Christi chisati chanyepera vanhu nekuvapesanisa nevadzimu vavo namusikavanhu. Go to The Revelation Spiritual Home ku Bulawayo zvinopera izvo, motor wacho uno pindukira muridzi
Iyi nyaya ye moto inoda Doctor Mukotsanjera. Shumba ye Gorongoza. Ka one chete akauya Mukotsanjera.
You cen say it again
Mr Neshamba makadini henyu , musakanganwa kutipa zviri kuitika kwa mambo Chiduku kumhuri ya Tencen. Vamwe vasati varipa zvii zvirikuitika.
Nhai mukoma Andrew jwaTencen mombe hadzisati dzakwana here
Zvakaoma
Tsananguro dzana madzibaba dzingori dzimwe chete .....zvopedzisira zvobhowa
Ummm imi iyi ingozi please Mr Neshamba daidzai Dr Mukotsajena 🙏
👏👏👏👏
Muporofita udza vanhu kwete mibvunzo nhando
Iyi nyaya inoda DR Mukotsanjera ❤❤
I'm waiting to see
Pane zviri kuita mumweya ye rima dai Jesu ndiye mudzikinuri
Hello DrewMas family ❤❤nhau yemoto ma1 iyi
Izvohazvidi madzibaba zvoda Dr Mukotsanjera izvoo , zvine hurombwa kana ngozi yemufi arikuuya ne moto , kana ivoMai avohavana kubata here ?? . Zva Mwari hazvidi pa moto , koikarorova mheni .
I hope zvakaita imika life yekugara zvinhu zvese zvichitsva yakaoma veduwe vatambura vanhu ava
Endai kwa prophet pull miracle ku unit L
Vakaromba awo
Amai endai ,kunana sekuru Achopela ,Tasvu, Kanengo kwete izvoooooo
Madii matanga maona kuramba kwazvo mozoshora
Kkkkk
Hondo maiona daidzai vakuru vanorwa hondo (singing zvangu)
😂😂😂😂 Ana madzibaba iri team rokupfuudza usinga fungire
mabhirida ngaarege kudai veduwee. Kuvaka kwerudzii ikoku
Mr neshamba makasimba ere
😢😢😢😢srry shem dai matsvaga vanogona n'anga chaiyo
Zvinoda ana sekuru mukotsanjera sekuru nyangatayani sekuru Tasvu sekuru amadu sekuru buzamukombe nekt izvi kutamba ne nguwa
Ndivo vekugara na Baba vaya here vekufirwa nemukadzi nemwana komana ?
Better to use N'anga dziri genuine ana Sekuru Tasvu ,Kanengo etc ,, kwete idzi N'anga dzekuromba dzinopdeka maGemenzi dzichibira vanhu .
Iyi nyaya ambode chipositori nekt masowe haabvise zvikwambo chenjerai kt zvatodenhwa kudai zvichagona kuuya nehukasha
Zvinobuda here apa 😂😂
Hapana chobuda apa arikutobvunza information uyu manje akapusa moto unomupisa
@@veeee7248 kkkkk koivo mai vedambudziko zvavava kurira nendimi kkk
Tamirira party 2 pliz todakuona muteyo asi hey vaimbiri avo ngavarongeke ngavaimbe zvinoenderana nemhiko dzirikuitwa asi hey ndaona zvawedzera
madzibaba wachabvira wakaita zvema skits apo
Ukaona muporofita anouya pa mhepo imbavha anoda mari chete zvaMwari zero zero
Dambudziko hamusi kuri ziva imi, unoita yese yese kubyeperwa kusanyeperwa as long ati anozvigona muporofita wacho , ku n’anga unoto uri kupedza iwe uchirombeswa so hamheno Mwari kungo tizira pavari
Merry Christmas Drewmas Fam
Kutungana kwembudzi chaiko muzotipa feedback
Zvinoda n'anga home kwete matsotsi or Zvinoda masvikiro nakuru sezva kanga zviri chi Christi chisati chanyepera vanhu nekuvapesanisa nevadzimu vavo namusikavanhu. Go to The Revelation Spiritual Home ku Bulawayo zvinopera izvo, motor wacho uno pindukira muridzi
Drewmas learn to connect nana Kanengo ,Tasvu na Mukotsanjera nevamwe wachoo ndiwo wanopedza nhau idzi kwete kunyeperwa nemaporofita ayaaaaah
Apo panodiwa vanogona kwete varinani
Mkoma Andrew muri sei, ko nyaya yaTensen yavepap iRusape Ngozi
Ummmm mukubvunzei kana muchiona imi rovai tsananguro chere imi amai mukaona muporofita achitanga kukubvunzai ibvai mati madzibaba fambai zvakanaka
Haaaaayas amuchina mutsvene mu Zim maporofita akuwanzawo minana
Pakuzobvunza apo vadii kutaura nyaya yavanetsa
Maporofita enyu aya 😂😂😂
Zvonzwisa tsitsi izvi
Izvii hazvidii vekunamatira zvotoda vana Tasvu, kanengo ,,, mukotsanjera ndoo vangagone nasekuru nyakatanga
Mmmh madzibaba just want to advertise himself maonero angu mmh handione kupera kwemoto wacho havazvigone zvemoto uyu
Zviri pachena apa hapana chanomisa asi kuda mbiri panyama yake muporofita
Gate ritokusara here irooo ndaona zvaipazveee ngavareurure chete
Ndafarira Ngoma guys ndafunga kumusha, ndiri kure
Mubatsirwi wobatwazve nemweya. Ko kubva ngaaonezve zvirikusakisa moto
Mozoshora kana zvaramba
Zvokonzerwa nei
Ummmm madzibaba hazvisi zvenyu izvi muchachiona henyu chirimuninga chacho
Hazvide chiporofita misa moto chete,Neshamba shandurai maitiro enyu mucharasikirwa nema followers enyu
Veduwe vanhu ava vatambura zvekuti havachasarudza chero ati anobatsira vanotongobvuma
Iyi ndoinonzi rubbish manje