He should be arrested he dated a minor at 15 and a half years. The girl is 18 and have been dating for 2 and half years. That’s not acceptable he should be reported. We don’t care that the girl agreed to the relationship she was a minor. From this he is capable of looking for another 15 year old. Unacceptable
@@blessingmapiku9831 humbowo huripo because he said they’ve been dating for 2 years. Abvunzwa kuti Saka Baba makadanana naye ane 15, then he said apo ngatipasiyei. This video is evidence enough. Havana kukwana Baba ava he got what he deserves. Paedophile
Zidhara 🤣🤣🤣😂😂😂🤣🤣🤣kwaaaa zvinhu hazvidzoke hazvo zvakatodyiwa ........haaagh age haina basa hayo but satsvage maSlay 🤣🤣🤣😂😂😂tsvagai wamakasiyana naye kna ne5yrs zvayo
Blaz vari kuda zvinhu zvese zvavakaitira mwana uyu, he forgets that he started dating a minor. He's even threatening to beat her up. Inga vakajola nako wani, these are the results. So vaida kujola nekasikana kemazuvano mahara, pakaipa.
I second you... but I think when you get a call like this, you don't really think much about it until it's too late. And I have just realized that (we) people like to talk..... a lot 😅😅😅😅😅 we love to share too much
Haaaaa hindaaa every lady thes days achi cheater nhaimi haaa zvanyanya since Ryan wakatanaga relationship loyal test yako iyi its only mr ridiculous vakadomwa chete muzvokwadi
Ryan ndoda kukuona what a nice program u're doing indeed great relationship DNA tests wasiyana nema DJ mamwe anotsvaga support ne demo
He should be arrested he dated a minor at 15 and a half years. The girl is 18 and have been dating for 2 and half years. That’s not acceptable he should be reported. We don’t care that the girl agreed to the relationship she was a minor. From this he is capable of looking for another 15 year old. Unacceptable
Uuuum
Humbowo hapasisina cuz ave 18
@@blessingmapiku9831 humbowo huripo because he said they’ve been dating for 2 years. Abvunzwa kuti Saka Baba makadanana naye ane 15, then he said apo ngatipasiyei. This video is evidence enough. Havana kukwana Baba ava he got what he deserves. Paedophile
@@blessingmapiku9831he started with her below the age of majority so he is a paedophile. He should be done for it. He took advantage of a minor.
When was the rule change date ...it was last yer so if she was 16bthen boom no worries
Ryan anosvosvera 🤣🤣🤣hanzi manzi muri zidhara wandiuraya nhasi Ryan
Eee muchinyanya kuda pwere tsvakai vezera baba murikuitiswa
Hooo... Anomakisa😂😂😂. Madhara muchinyanya😂😂
Hanty ndomablesser here 🤣🤣🤣🤣🤣
Don't underestimate generational differences,musafarire kudya vana,ndoma-results acho aya
Zidhara 🤣🤣🤣😂😂😂🤣🤣🤣kwaaaa zvinhu hazvidzoke hazvo zvakatodyiwa ........haaagh age haina basa hayo but satsvage maSlay 🤣🤣🤣😂😂😂tsvagai wamakasiyana naye kna ne5yrs zvayo
Zidhara iro pamwana king musazodaro hanzii womakisa kkkkkk
Iwewe hausikuona kuti uri zidhara😂😂😂😂
Vana ve these days varikupisa aaaah😥🤣
Wachapisa kusvika vatsva hawo.
Yoohh really zidhara sure ska akamudirei ayahs
Haa musikana aichengetwa uyu kkkk , Toby àrwadziwa
It’s the “ndanga ndichitamba”for me
Face Yako Ryan kana vanhu vakunetsana Soo😂😂😂😂😂😂ramba vakadaro Ryan ,,,,kkkkkk zvakutoda chimhamha izvi kkkkk kwaaa
Padzai 😂😂😂😂🙌mudhara ummmmm kahwina kabaeby Ako😂😂😂😂
Zvakaoma isu wamwe tikutoshayavo. Wari serious nesu kuti tirorwe vamwe warikutoda mari chete yoooh kids of nowadays mahwambi murambi wena 🙌
Kwaaaa taura hako
Kkkkkk chidhara kuzvi mhamha zvezera kkkkkkk kwaaaaa ndazoseka🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
🏃🏃🏃 tiza nemari yako dharaaa
🤣🤣🤣
Tanyaradzwa anoda zvinhu😂😂😂😂 veduwe yooh kkkkk
Ladies 10- men 0😅😅😅
Zvakaoma hazvo....hanzi rinomakisa
Blaz vari kuda zvinhu zvese zvavakaitira mwana uyu, he forgets that he started dating a minor. He's even threatening to beat her up. Inga vakajola nako wani, these are the results. So vaida kujola nekasikana kemazuvano mahara, pakaipa.
kkkkkkkkkk king Ryan makapenga
Hanzi mirai mupihwe t shirt 😂😂.....🙌
Joza line kkkkk😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😢😢😢😢😢 Mari wakanzi ndipe hr 😅😅😅😅😅 hauna kubwatwa pohoooo😅😅😅😅😅
the reason why most guys vachiita ma heartbreak is because vanoda kubilivisa vanhu nemari. muchapfidza
Well argued baba. This is worrying!
Ryan ndaita second paku commenta
shaz, kkkkkkkkkkkkkkkkkkk hanzi zidhara , kkk haaaaaaaaaaaaaa zvakawoma sure ndabvuma hangu. dananai nevanhu vezera renyu plz honai zvamakuitwa nevana vadiki kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk muchadyiwa makazvirega
😂😂😂😂 joza line 😅😅😅
Kkk rinomakisa zidhara hanzi ndikakaona ndokapazapaza kkk kwaaaaaaaaa
Anomakisa uyu zidhara money doesn't buy love
But baba Imi maidyawo mwana Saka haafaniri kudzosera zvinhu kana 1
You must go for your agemate my bro waonaka ngatisiyanei nako ikoko wakatora advantage yekamwana iwe
Hanz ndikakaona ndokapaza paza
Pachafiwa gore rino 😂😂
Muchati join kumbanje
JD siyana nekamwana ako kanokupinza busy
Haa gyz ndikuona kudeuka kweropa ini umm
Kkkkkkk ikoko ngatisiyanei nako
Kakauya ndokapaza paza😂😂😂😂
Mukuitiswa mdhara 🤣
Ma2k kkkk muchaurawa nevanhu
😅😅😅😅
Pekuzoti zidhara apa kkkkkk
Dj ngavatambe neve zera ravo siyai vana vayaruke mandibhowa
Busta rhymes vibes😂😂😂😂😂😂ma sneaker akabva kuUK ngaadzoke mdhara!
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣DJ Tobby nema 2K ... unofa usina kurwara wangue... anonzi ma 2K🤣🤣🤣🤣🤣
I am now doubting this show. I think its a skit😂😂😂😂 because in my right senses I wouldn’t tell a stranger about my mjolos
I second you... but I think when you get a call like this, you don't really think much about it until it's too late. And I have just realized that (we) people like to talk..... a lot 😅😅😅😅😅 we love to share too much
It’s real
😅😅😅 hanzi anomakisa 😅😅😂
Uuu mmmm ma one ndakukuziva
King pano pachafa munhu chete 1 day it's one day
Wamama mudhara iwewe the girl is 18 and you have dated for 2 and half years
Musikana ndiye akatokaura cz kana iri Aids atowe nayo nekuda maUSA $ kkkkkkkkkwa
hanzi munomakisa mukoma😂😂😂
Mudhara ngasungwe uyu kkkkkk under age ndiyo abuse iyi
Ndachema zvangu 😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂2k for you
ndirikuda yangu t shirt shamaz kkkkkkkkkkkk
Haaaaa hindaaa every lady thes days achi cheater nhaimi haaa zvanyanya since Ryan wakatanaga relationship loyal test yako iyi its only mr ridiculous vakadomwa chete muzvokwadi
Ndizvo zviripo but kungoti zvazvisiri kuziikamwa chete
@@beularmukozho7839 hakuna kwatiri kuenda hazvichadi kupinda nemoyo chete źvemujolo izvi
Tobby arikudei kukamwana
🤣🤣🤣🤣Ryan usadaro hanzi makatanga kudanana mwana uyu aine how many years
Ini mukomana wacho ari kutaurwa wacho uyo❤ ari ku South Africa
Kkkk huyai Kuno tidanane baba imi
Haaaa vakomanakaaaaa kkkkk kunyatsoudzwa kuti ndikumushandisa munhu akadekara zvake haaaa yayaaaa
kkkkkkk muchati joiner kumbanje
Chimhamha chezera rangu kwaaaa zvangu mudhara manakirwa imi 😂
🎉🎉🎉🎉Tobier 😂😂😂🎉mukuita sei pasweet Conner connection 🎉🎉😂😂❤❤💪💪💪💔💔💔💔💔💔💔😅
Iko kamwana kanoda zvinhu kaudei ,,tsvaga hako chimhamha cheage Yako chimudhara
Mmmmh elder vakabata kamwana Kari under age kkkkki 😂😂😂😂
Akaimba nziyo yarira papera video ndiyn
Hanzi munomakisa idhara can you imagine handingamboende naye kutrip kkkkk
Ryan wacho anga ava akutotya kkkkkk
Damn 😭😭🤣🤣🤣🤣 ama 2k
Dyiwai hnti makawandirwa nemari,unopa munhu fees wausina kuroora,makapata zidhara
Siya mwana zvakajiwa zvakadyiwa coz unosungwa Child abuse
Haaaahh aya ama maskits aya
Muuyisay kuno mudhara uyo tiriko vezera kkkkl
Again my gender wins
Kkkkkkkk aaagh baba vanopengawo ava musatambe nesu ama 2k powder never disappoint go Ama 2k go😅😅
Kkkkkkk anopengawo uyu kubatira mwana uku putseki wako kimusha uko knorima
Mfana wangu uchapwanyirwa fone 1 day
True munhu sits hasa🤣🤣🤣🤣🤣
Ryan ndokuti mhofela
MaSneaker akabva kuUK haaa muface akadyiwa
Mwana akatochinjwa brain. Yatove mbavha nekusingaperi. Madara tisadaro so.
aaaaaaaaaah vasikana ve zim ndevevekupenga
Vese vari kuti 2yrs or 3yrs
Ama 2k haapinde denga
It's a skit zvinhu izvi aaa
Madhara dananai nevezera renyu
Zidhara😂😂😂
Kkkk hanzi ndakuda wezeraaaa
Kkkk vanopenka avo😂😂😂😂
kkkkkkk ryan mukutowedzera kuti hanzi munomakisa kkk
Tiripo pajoza tichi choisiwa kkkkk😅😅😅😅
Kkkk dhara manya
18 Bho here nedhara iro???
Ama 2000
Zvaendwa
Kkkk this one kill me
Kkklk romakisa zidhara
Kkkkkk hanzi zidhara
Kkkkkkkk vakazomuwana here
Zidhara bho here
😂😂😂😂manje sooo
Wamama siyana nevana nhubu yemudhara kudanana nemwana ane 16 mhondi yemunhu
😂😂😂😂😂😂😂😂hayas