Shuwa AchiMwene Munotoshusha Kusvika pakuverenga maTable Spoon eCooking eOil !! Regai Murambwe....
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 25 เม.ย. 2024
- #makandiwa #uebertangel #theclosurednashow #chamisa #karanganda #chigodora #slymedia #tilda #zimcelebs #tytie #kikkie #unclesaint #shematv #magaya #zigo #kundaichitima #djollah #maititi #madamboss #zimbabwe #chiefmutasa #chiefnyamaropa #chiefbushu #mnangagwa #chamisa #maititi #madamboss #mhosva #mamavee #comicelder #jahprayzah #fyi #viral
- บันเทิง
Dare is not fair panyaya iyi radzwanyirira Achimwene....
Woman has been under GVU. Suspect nyama nhindi zvinoverengwa!
Baba avoo kna vachipenga ngavadzkere kumsha kwqvo rinoshisha zibaba iroo ndoska richida mwana mudiki ngaaroore vezera ravoo achimwene vanongoda mnhu wekushusha chte kwete wekugra naye
Chief varikudzvanyirira achimwene that's not fair
Chiroorwa naye achimwene wozotiudza
Ndiyani anzwa pekuti savior kasu akazoti karongo😂
Haaa ukanyanya
Kikikikikikikiki
😂😂😂😂😂😂
She is tired of being abused ndisaka ava kuita hasha mudzimayi uyu.
Chimwene vanonetsa yoooh mukadzi agara anongodawo kupiwa Mari kwete kuitwa maid kupimirwa zvinhu pamba pako
Weldone to chief bushu for good vision thats why you are greatman much love❤
Mukadzi hangobuda kurongedza pamba asina kutaura kuti Ari kuenda kupi, mukadzi uyu ane ka that. Sekuru vacho vaifanira kubvunza kuti murume ndaona mukadzi asvika kuno kwakanaka here
Tsvaga wega mukadzi wako unoda kutsvagirwa nani
Bhachi raachimwene bhoo here
One chief anondigonera kubva ndchitanga kuona nyaya dzekumadzimambo idzi
When i listened to this guy pane ka narcissistic personality disorder
Achimwene vanoshusha shuwa vanooneka
When elephants fight ,its the grass that suffers. Save the children from traumar.
Achimwene ava vanoshusha uye vanonzvanyirira mukadzi , haisi nyore mukadzi kusiya musha vake bt bhutsu iyi iri kushinya.
Mukadzi uyo wafunga kuhura haachadi murume haungagari 10 years nemunhu anoshusha kudaro simple
Be fair, zvaari kutsanangura pasi tsvee. Unenge wakafanana naChimwene futi.
Ikoko kunginyora nyora ndeimwe red flag yekunetsa iyoyo aaa zvose zvinotadziwa kureva zvinonyorwa fut 😂😂😂😂
Thank you Zigo ramba wakadaro nekutipa nhau dzashe bhushu totenda chose
Good judgment!!!
Ndaona maenderwa malawi mainini majujiswa ropa naachimwene maenda kumwedzi kasingaperi chitozivai kuti hamuchafi makarooriwa kana kukwiriwa zvakare😢
Best production
But why Xavier is not attending the court
Lol hanzi musazokangamwe speaker😂😂😂😂😂😂😂😂
Saviour ukatora mukadzi vaChimwene ucharoiwa hapeno hako
Mmmmm Achimwene mune basa uye makaoma
Ayewa achimwene vanoshusha ava
Kambwidi Kari rough aka...kanoshusha 😅😅😅haaaa ndiAchimwene but mmmm I give up😂😂😂😂
Yemafuta amwene iiii manyanya brother kkkkk
How can u count teaspoons of cooking in a 2lr
Hakuna achimwene akadaro😂
Muchamufunga murume amai chikomba chinokuda Achimwene aripo urikufadza vajana uchapepuka kwaedza
Kana iwe mukadzi wako ukamotarisa like that...wadyei..ndiani akufona ndiani... anorecorder zvitadzo...imi baba imi hapana wamunogara naye.... its devilish..Mwari haatode munhu ano recorder zvitadzo. Upenyu ijere kugara misodzi iri pamatama...
Madzimai hasha dzavanadzo ndedzekushaiwa bonde😢😢
Mambo Bushu apa maratidza kutengwa asi ummmmm panekaisafamba mushe
Vedu Mambo shuwa ndosaka makagadzwa nekuti mune nguva yeku terera eishh Shuwa mambo komborerwai Saviour atopinda bzz
Chimwene unoshupa iwe uuuuummmm haaa surrender 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Chiiko chawakabata zigo chinenge chikwambo
Kkkkk amwe ma loud speaker atinooneswa anotyisa uuu
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Tsika pasi mwanasikana. Kana zvaramba siyana naye achimwene.
Chief nedare màbirira apa coz achimwene Havana Hama manje dare rese kubva maita chirwirangwe kunge murikuda mukadzi wemunhu nezvimadhara zvese hapana chamagona apa
Mai ava vava kuda chikomba. Havachada murume.
Ndiani ungada munhu unopima mafuta nespoon
Ummm yoooh nhai Mwari
No, nyaya hayisikutongwa nemazvo. 1. Mukadzi anoita phone yekuviga, 2. Anourongedza asina kuudza murume kuti arikuendepi. 3, murume ayizoziva sei kuti aenda kwasekuru vake nokuti akatozovivawo pave paye abva kutoita zvekutsvaka mukadzi. Sekuru vakadiiwo kuti kumurume mukadzi wako itizira kuno, ko sei?? Murume anga asina kuziva kuti mukadzi atizira kupi.
Iye anga aenderei kuMalawi akagarisa kudaro
Achimwe aiwa I lift up my hands 😂😂😂😂
Kkkkk
Chimwena ma1 zvachese 😢😢😢
Yes 2 liters i 92 maspoons sure kkkk
Manzwa here kuti mafuta akawanda anokonzeresa cancer yemuchibereko rovai teaspoon pakubika madzimai
😂😂Achimwene
Chimwene na baba Rona driver wegonyeti havana kumbosiyana😂😂😂😂
Kkkkk
😅😅😅😅😅😅
Achimwene is a good listener and he follow protocol at any stage?weldone mwene bad like for follow up going other way
Muchishona murikutii baba?
Chief ava dai ange asiri Achimweni ànge asingamboitonge sezvizvi akatengwa ndoziva matongere ake😢😢😢😢
Roranayi wematongo
😂😂😂ehh
Eh ati kasu zanuyekare varikusuwa mgabe and company😂😂😂😂
😂😂😢zigo ichii chakanyanya
😂😂😂😂😂😂 unongoona nesuit kty ired flag
Ko speaker😂😂😂
ko dziri kunyoreiko idzo, dzinenge dzitori nemental issue
Chaari kunyora nyora chimwene chii ipapo nxaaaaa kutoita write down manotes ekushusha anoda kurohwa uyu. Apa mukadzi zvaari beautiful nhaimi nhaimi
😂😂😂😂😂 was about to ask....aaaah imika
Arikuda custody iye arikushaya munhu wekusiira mumwe wake 😂😂😂
Kamukadzi ako kana shungu dzemweya wetsvina kadofo zvedi
Chitora hanzvadzi yako iroorwe naachimwene wozotiudza
Chimwene anoshupa uyu 😅😅😅
Mambo makatengwa
Hanzi mu 2 litres mune 90 ma spoon kwwaaaaaaa
Achimwene vanoshusha ava
Achimwene akavhengezera deno wamira wabata zveee😅
😂😂😂😂shandisai zvinhu zvine economy
Chimwene kaaaa
Achimwne ndinavo hakupemarindiyeanotenga chikafu mumumba anachimwene yakanyanya Kuda kutaura chirungu kwacho achimwne ngavaende kumuzikwavo😊😂😂
Nhai mwanasikana wakachivei pakadhara kebhachi aka😂😂😂
KKK akabhaizwa nechimwene
Haaa chimwene akutaura zvino maker sense musamudzvanyirira
Mukadzi akuda zvechihure
Uyu munyasarandi unoshusha neni ndakawana kusouth Africa but andishushi kudai tine 15 years tese but no complain
Kanoshusha kamurume aka
Kkkkkk
Mukadzi arikutaura achimwene vachinyora havo
Nyaya iyi ahinakubatwa nemazvo
Achimwene Havana kuwana justice apa
Benzi unoshusha achimwene
😂😂😂vakadzi mutoda note book chese chawaits should be recorded
Vachipima mafuta magonekwa chimwene
Mafuta anorwarisa murume uyu ari ryt
Hei baba ava vano recorder zvivi
Chimwene anoshusha
Chimwene😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Suite yachimwene
Nhaimi inga munhu ataura kuti mkadzi akangoenda asina kuoneka saka aizobvunza seiko kunasekuru. Tumadhara utwu twunongodhomoka. Munhu anewisdom ndiChief chete. Twumadhara utwo ngatunyarare
Achimwene hapana hapana kana hapana apa chii chakadaro Chinenge ngozi,,,haaa chimwene indege yamashanga zvayo.
Achimweme sutu yevakafunda kaa 😂
Murume anochengeta ma previous ummm zvakaoma 90 tea spoons dzemafuta
Anachimwe vanoshusha ende akakutengera nyangwe skirt zvayo unoitukirwa ende unoomeserwa chete Havana rudo vanoshusha vanotaurisa
At first Mambo vataura kuti ane kakushupa kasingaoneke that is true ichokwadii karimo apa pakabviswa tsvakurai kuno ipai peace kumukadzi Mambo asadzokere mumadhaka anonyura kana uri murelationship you must enjoy eveday and make you happy kwete kushaya rugare tingangonetsana hedu but not everyday achimwene vane mastand muZim asi pakunetsa apa number 1 ngavaende kumusha kwavo my last Zigo early bird can catch up worms in the morning tipe lastest dzisati dzatorwa nevamwe ndatovhura makuseni handina kukuona😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂achimwene ma1
😂👐
Hapana ma V 11 apa achimwene avo vane chirwere chenjere
Hanzi shandisai zvinhu zvine economy 😂😂😂
Haaa madzimambo ane basa chokwadi
Waigara navo kusvika kuzvaravana 5 waifungeyi mai ava chihure chapinda mavari
35:36 35:37
35:54
Amai dzikamayi vana 8 munodiwa nani munhu dzikama chihure hachibhadhare
Murume nemukadzi musaite kunge varwere dzidzai kutsurwa ,muri kuitira hutsinye vana venyu
Chimwene chinoshusha asi vadare varikuchidzvanyirira
Mambo kumbirawo nzvimbo munyika yenyu yakarongeka kudai
Ambambo suit yenyu iribe bwino
Waida kuchengeterwa Nani Vana vako.Shuwa ungavengera munhu Kuti haasi kuchengeta Vana vako,Havasi vake ndavadiwe nababa wavo
Kana wada munhu nesanzu rake wotochengeta ndizvo zvawada,zvasiyanei nemukadzi anochengeta vana vemurume vanodii kuchengetwa namai vavo.
Kana uchida kuona kuti Stan ariko mukadzi ngaawane basa
Munezvikwambo mubhachi
VanaAmwene vakatambarara munyika medu kwawo hatimbovane mkana iwawo.Chitungwiza/Seke,Mabvuku,Tafara yese ndiwo vakatora dzimba dzese kwese Kadoma/Chegutu ndovakazara mudzimba woshusha mwana wevhu futi?Ngavaende kuMalawi demeti wese zvawo vasiye dzimba dzese dzedu.
Haaa isu takatozvarwa Nana chimwene kuti pane kwavanoenda haaaa ndokunyepa zvako dzimba vaitotenga havo
Zvazvinenge zvinonzi ana chimwene vanochengeta saka ava ndevapi ava