Nhasi King Ryan sisi avo vanoita basa reiko kudyiwa zvekutobhadharira puruhwa rent😂😂😂😂😂. Yaaaa vana musadaro imi ipapo mhai havana ne tommy mugumbo nxaaaaa
Nomatter, you dont give a man who didnt give any cent to your family for you money. You dont buy a man clothes , okay? If that effort is not reciprocated, its not worth doing. In his mind he thinks you're his other mother, so why not look for another lady to take care of?? It is in every real man's nature to take care of a woman nomatter how little he gets. They always guard their Pride. Tapiwa is not worth it, he's not yet a Real Man. Tizaaa!!!!!
Iwe mwana ngwara iwe wakazvionepi musikana anopa munhurume mari wakapusa iwe. Average Gumbo vakapusa. Kubva nhasi usapa murume mari piwa iwe mari usapa chero cent.
Watching this huchi from Gaza strip and will comment later or edit ..Masvingo yagara yatizira Gokwe kkkk.....Nadia Atora Mukombe .. chimuti Muna Ryan kkkkkkkk
If you really care for me usingade kuti ndirohwe na Tapiwa😂😂💔 just subscribe here 🙏🏻
😂😂😂I subcribe big broe
Let me do it now lol
Already subscribed
Inni ndtoda kutt bhudhi vanku vakutsvge vambokudhinda coz wavhra Mkoto wedu wemari kkkkkk
@@ShellyMuridzo 🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣 Tapiwa waichengetwa Nomatter arikuuya Kuma recovery
😂😂😂😂😂mujolo mukwane imi😂😂😂ngatingonamatei varume vacho vafe tizorore😢
Tapiwa unehutsinye 💔💔!!
Iwe ndiwe une utsinye bcz wavharira bag 💰 ne BOTA kuna Tapiwa lol 😂
Thanks brooh day n day U're getting more experience brooh ..famba basa brooh
😂😂😂 hanzi vanemulundukwa , anenge agona mundibate wena . Ryan uchatongwa kudenga 😢😢😢 hanzi masinhi handisi kudzosa.Kasi Ryan unofamba nemamonya here wazvinzwa zvataurwa nemukomana uyo😂😂😂😂
Mkkkk don’t worry ndiri safe zvangu 😂😂
Haaaa kana muri safe bhooo because pangashata
Umm tapiwa 😅😢
Azoita cousin sei anzi anogona ma staira ese😂😂
Hahahaha can you imagine 😂
muchinda uyu ndidhihabhurosi
Muroyi chaiye
Heeee ndomuitira zvakawanda unonya mukomana haitirwe chunhu 2good yrs hachisi chunhu murudo iwe ndiwe we 10 percent wekupa munhu Mari wakapata
Can you imagine 😂
@@kingryan_Official ma1
Haaaaa ukatsvaka makudo mugomo nomawana hezvoko
😂😂😂Ana sisi wangu wane rudo asikana 😅😅😅.....manjenjenje to the fullets 😅😅😅😂yooo hanzi ma tsaira ese vanomagona yooooo😅😅😅😅😅
😂😂😂😂
Watching from Gokwe Nembudziya ♥️ 🇿🇼 👍
You are the best come to mutare
Asi mukomana uyo ka Mwari Ave naye sure kubhadharirwa rent nekutengerwa hembe still munhu otadza kutenda .sure mapudzi anowira kusina hari
😂😂😂 It's bibiliking it's going crazy ....Nome ndewa kudyiwa BOTA ne bag 💰
It’s going crazy 😂
It's going bananas😂😂
Ndaty mjolo hauna zera nesu😂 imi ndaty hatina zera nawo😂
Absolutely correct wonderful for the cheaters
Beautiful girl, hope she moves on ongoti lesson learnt. Don’t sweat it baby girl, his loss.
Ryan last week ndakati ndipe bbe riya ahna kuita plan this time ita plan chibaba
😂😂😂😂 mukuda kutichemedzera vana imi
Uuuuuum zvakaoma hazvo isu tiribxy kurwadziwa nemunhu wausati wamborara naye ko ava nhai anoita zvese kumukomana uuuuuuuuuuu 😢😢😢😢 rudo rwaiweko kare weduweee ikozvino haaa hamno
Hahahahaha can you imagine 😂
Nhasi King Ryan sisi avo vanoita basa reiko kudyiwa zvekutobhadharira puruhwa rent😂😂😂😂😂. Yaaaa vana musadaro imi ipapo mhai havana ne tommy mugumbo nxaaaaa
Hahahaha zvakaoma kani 😂
Gumbo nderekungosvira chete😂😂😂
Kkkkkkk watching from Sundra South Africa
Iwee Tapiwa usasvibisa zita rangu 😂😂😂😂
Yeah zvorwadza izvi💔💔💔
Ma1 aya😂
Ngarudunure zvegreen izvi
maiwee endezvakaoma
Ndati mjolo hatina zera nawo 😂😂😂😂😂
Maita ma under age 😂
Green irimumusoro ichaita black mwanasikana 😂😂😂😂😂
Haaa ma1
@KingRyanskits ko varikudze kwenyika hamuna plan yamunokwanisa kuvaitirawo here
Shuwa nhaimi 😢
My sisters mkomana haachengetwe
King Ryan ndipeiwo number dza sister myb she cn pay my rent too
Iiih ndabatikana mmm
Haaa ma1💔
Zverudo muchazvirega❤
Ma1😂
kkkk hanzi vanemulondokwa
Emmmm ndachema zvangu😂😂😂😂
ko nhayi mwanasikana kurukwq green bhoooo here
😂😂😂😂
zvayendwa apa tapiwa chibaba
Tapihwa ahwina
Kkkk haa mkoma Ryan munodhipisa😂
Wane mulundukwa😂😂😂😂🙌
Ndokumama uku😂😂😂😂
😂😂😂😂
Hatina zera ne rudo 😅😅😅😂😂😂😂😂😂😂😂
Taita ma under age 😂
MaMoyo mukadzi.Get educated about such basics Dilutes the quality of your work!
Chokwadi
from Botswana 🇧🇼
Nomatter masitaira😂hausi kugona🙌🙌🙌🙌🙌💔😭🤣
Hahahahha😂
Fear man 😂😂😂😂😂😂 moyo hanzvadzi yncu yandinyadxisa kkkkkkkkkk 😅😅😅😂😂
South Africa
Wamama musikana anodyiwa nemkomana kudaro apa uri pa10%
Kkk shemu kkk musikana angaachitozvitemba kkkkkwa
Mozambik Maputo
Thank you so much
😂😂😂😂😂😂😂 moyo muri bhudhi vanku never disappointed us mukoma vnku ndri mamoyo kkkkkkkkkkk nadea aenda naMoyo mukoma vnku mndipedza nhsii😂😂😂😂 bmunni tofanirwa kumbosangana kkkkkkkk iwe usatuka bhudhi Vnku haugone masitaira moyooooooo mkomna haasi mwana wamai vkoo 😂😂😂
Varwadzisa mwana
Outter orange grove pajoza
Thank you so much
Mpfanha unehutsinye.
Uumm zvakaoma 💔💔unohwa seunotsvaaaaaa
❤❤❤
Uuuuuu bby unoita basa reyi
😂😂😂😂😂Muchaitijoina kumbanje henyu
😂😂mujolo atina zera nawo
Kumwe kupusa kwacho
Can you imagine 😂
Botswana 🇧🇼
Mwanasikana ndipe mari iyoyo ndinwe yangu ma drink irikukuvava kuchengeta mukomana mukore upi ,waka ngwarira kudyiwa ,
Can you imagine 😂
Iwe ungape mukomana mari umm shemu
Nomatter, you dont give a man who didnt give any cent to your family for you money. You dont buy a man clothes , okay?
If that effort is not reciprocated, its not worth doing. In his mind he thinks you're his other mother, so why not look for another lady to take care of??
It is in every real man's nature to take care of a woman nomatter how little he gets. They always guard their Pride. Tapiwa is not worth it, he's not yet a Real Man. Tizaaa!!!!!
Pritoria south Africa
Musikana uyu akabuda Mari veduwe net time usayita iyoyo Mari yako ndiyo yayi rukisa musikana wake chaiye chaiye
Can you imagine 💔💔
Haa pihwa Mari yako,imbwa mkomana uyo
Chokwadi
❤❤❤
Ryan Ryan hanzi bota 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Pkashta, pakutodiwa kutama apa😂
Pakuda kunamata
😂😂 the gaslighting of Tapiwa is insane aah vanhu kaaa
Can you imagine 😂
Vasikana hamuna zera nesu vakomana madzwa kaaaa😂😂😂😂😂
Muchadzidza zvenyu,muchazvirega zverudo izvii
1 down 😂
Tapiwa akutoda zva RYAN 😂😂😂
😂😂 vakutoda fight
Marecovery 😂😂😂😂 rova munhu Nomatter haana respect ari afta money musiye murombo haana chaanokupa mulife mako....zverudo izvi muchazvisiya chitoti joiner kuma singuru kwatiri vamwe 😂😂
😂😂😂😂😂
Haaaa mjolo hauna respect shuwa ummm😅😅😅😅😅
Mjolo kunochemwa 😂💔
watching from windhoek Namibia
Thank you so much ❤
Same here
Kkkkkkkkking hanzi makasanganiwa nemi ma1
Hahahahaha ma1 ndati😂
Iwe mwana ngwara iwe wakazvionepi musikana anopa munhurume mari wakapusa iwe. Average Gumbo vakapusa. Kubva nhasi usapa murume mari piwa iwe mari usapa chero cent.
Apa Ryan unenge uchidhipisa😂
Mujolo hatina hedu zera nawo 😂😂😂
Baba munini imimi murikumboda kusanganikwa nemi imimib😂😂😂😂
Asi sisi you’re older than tapiwa nhai?
😂😂😂😂
South Africa 😂
😂😂😂😂
United kingdom
Um😅
Kingi
hatina zera ne mjolo guya 😂😂😂😂
Maita vana vadiki
😂😂😂😂
Ryan uchamanyiswa muma Streets umu iiii 1 day
Don’t forget to subscribe kuti tiite power 🙏🏻🤞
Ryan becareful please usazodaro 😂😂😂😂😂😂
Watching this huchi from Gaza strip and will comment later or edit ..Masvingo yagara yatizira Gokwe kkkk.....Nadia Atora Mukombe .. chimuti Muna Ryan kkkkkkkk
Thank you so much 🔥🔥
Nomatter mari yaunotengera mukomana hembe uye rent unoiwana kupi tarira waitambiswa shemu
Ndakataura kare kuti zverudo izvi siyai ingomirirai hwamanda hanzi yapedyo kurira 😂😂😂😂😂
Enda Kuma recovery
😂😂😂 ma1
Wakuziva manje kutii Mukoma hapihwe Mari
Yeah sure
Mfesi anongoda mari haari babie uyu
Ryan ucharohwa
Ummm asi tine hutsinye zvedu vakomana
Haaaa zvorwadza hanzi ndewe bota chete
Bota to e world
Aaaaaaa magumbo sorry
😂😂😂😂Shem
Zvorwadza 😂
Data😂😂😂😂aah
SA
Thank you so much ❤
😅😅😅😅