She looks so good @45years vazhinji vanenge vambumba. Continue taking good care of yourself sister, l pray one day the Lord our God will open your life story
Kana ndimiwo havna mukanwa mai ivava its not her fault kty akakura asingazivi hama dzake n kuuya kuedza kutsvaga baba vake becoz ndokwaakaudzwawo ktu hama dzake.. Zvino kana zvakunzi vanoda kuzviita sis vedu ava ameno😮
This tapping thing is a concept from nigerians and americans... it's not Biblical. Anointing comes straight from the Holy Spirit. Yes, Paul talks about impartation by laying on of hands, but NOT tapping into.
I think they were supposed to get services from another company because of conflict of interest. Not saying they tempered with samples or results 😢😢😢. I like Global DNA 🧬
Eishii patanga interview ndanga ndichifara zvekuti asi ndazopedzosira ndabatikana zvakanyanya Mwari dai vatunganirira Sisi Tabeth vasanganiswe nedzinza ravo thanx Mugabe Family nerudo rwamaratidza kuna Tabeth
Ini hangu had seen kuti resemblance Hapana. Mr Mugabe and all his sisters look alike. However I hope this lovely sister will find her roots soon. Wish you well Tabeth.
aMugabe nekubatsira kwamurikuita vanhu I wish you the best and I think you deserve it. Pamusoro pazvo vamwe murikuvaTesta pachena pasina muripo kurikuda kuti vana vazive madzinza avo. Mwari akuitireyi zvakanaka, mese zvenyu nehanzvadzi dzenyu.
Ane green top haagoni kutaura, anga agara asingadi alleged sibling. Hanzi ‘ ava vanoda kuzviita sisi vedu’ azviita sisi venyu papi munhu arikutsvagawo dzinza in a humble manner
Damn, this was such an anti-climax! I so wanted a 99%. The Mugabes are a big, lovely and loving family; they had really welcome sisi Tabeth. We hope they will keep in touch with her, and help her find her lineage.
Eishhhh, ndarwadziwa. Sorry sis Tabeth. Pls keep in touch with her even if she isn’t your sister. Amai ngavaiswe pa corner ava vataure baba vemwana. The Mugabe sisters are very beautiful, vane love , nice hair, dressing bho zvekuti. You are blessed. My favourite is Fadzi,
Yhooo this was very sad Mr Mugabe and his siblings really accepted this lady ...😢gogo vechi ndevere ava ndavatiudze kumwe kwavakaitira maspots yhoooo they even had a meal ready for her ...yhooo this was sadddddddd guys yhooooo kubuhlungu 😢😢
@shupidongo2867 shaaa imagine kuti vakuti 1976 takasangana vakamboti 75 mwana atova neconfusion she knows the father ...ini ndatomboti aaaa the Mugabes have found a sibling but pandavaona gogo ava vakada kuita resemble this family ivo pachavo so nowonder mwana wavo looks like the family as well yhoooo vapinza vanhu busy and it's not even funny they were ready to welcome her and baba vana tinashe vakanyeberwa futi nezve nhumbu iyi hau batong kubuhlungu nyani 😔
No guys, leave the sis in green alone please. Inongoriwo poor choice of words but I dont think she meant any harm to sister Tabeth ir to the viewers. Much love❤❤❤❤
Takaita kamwe kakujaira voice representer wedu. Manje DNA man uyu wanhasi mmmm pakutanga was overwhelmed. Azoita clm down later. Hope sissy you will find your dad.
Kune wati maresults ndekunyepa how can someone met someone 76 obva watozvara mwana same year she was pregnant before meeting baba watinashe or wanga waine munhu wawakabva kunoramba look closely that lady looks like gogo also vane saka vamwe wese awana gogo ngawanyatso funga mushe
Asi it's good mazivawo Mumwe munhu ai cheater na dad venyu But so weird kuti seyi mai ava vasina kana kuita shungu yekuziva hama dza boyfriend kana shungu dzekuti ave ne relationship nemwana wake This case reminds me of muzukuru wangu kuma 90s pfungwa dzangu dzisati dzanatso kura kunzwisisa kuti munhu haazive baba vake Mai vacho vaiti your father is dead & i don't know hama dzavo Apa akuda kuroorwa,pfuma yoendepi Paakangoti ndakuda kuku rovai mundiudze truth, zveshuwa truth came out ,baba vake akanowana vakato mumirira. Vanga asingazive kusvika kuma age of 20s So vana mucha rohwa kana muchivanzira vana baba,zvinorwadza kusa ziva dzinza rako
Its very sad. I just pray that gogo think this through for the sake of her child. Kana vaingoita mjolo just be open kuti handizive than to give a little bit of hope then zvozonzi hazvisi. In as much as there's a void my sister kutongogamuchira kut hakuna baba.
Mugabe's you're a good and humble family 👪. Asi panotambira pwere hapashaikwi katsvina kanosarapo. Green clothes sister matauriro enyu mabuda offside 😅
They are a loving family- I see they even had prepared a meal to welcome their sister. You can tell that they had already accepted her and are genuinely shocked by the result
Shuwa ungati ZEC ngaiite ma elections Chamisa haahwinhe aya ma results ndoabirwa manje 100% coz it's like vese vaitoziva ma results ange asiri kutoziva ndo Mai avo nemwana wavo
These results ndaona kt it's either Tinashe wanted to silence the rumors or zvanudawo pachena kt the DNA man anenge asingatozive results ,amotoziva paanovhura envelope 😢sorry Tabeth
Sis ve blouseye green vane moyo wakasimbara ko vanoti vairwadziwa neumwe mwana akazvarwawo here kunge vari mkdz wa mdhara vari different to the other sisters shmn
She looks so good @45years vazhinji vanenge vambumba. Continue taking good care of yourself sister, l pray one day the Lord our God will open your life story
I'm so hurt I hope kuti 1 day vachawanawo family yavo ..... Zvinorwadza vedu wee 45 years hadzisi dzekutamba nadzo usingazive hama dzako
Sis vane green muzogonawo kutaura imi. Vaizviti here kana kuti varikutsvaga. Wish you all the best Tabeth
Kana ndimiwo havna mukanwa mai ivava its not her fault kty akakura asingazivi hama dzake n kuuya kuedza kutsvaga baba vake becoz ndokwaakaudzwawo ktu hama dzake.. Zvino kana zvakunzi vanoda kuzviita sis vedu ava ameno😮
Yes sister vabhaiza ipapo, zvaita kunge vanga vachitoziva ma results kare.
When the hunter became the hunted @ Tinashe Mugabe
Chokwadi mashoko ake kuita nge anga asingatodi kt ave sibling yacho nxaaaa sis ivava varikuzviti ndokutii
@@chrissiegee9013 matauriro Ake I think she knew the results already
Hanzi varikuida kuzviita Mwana wababa vedu.zvandirwadza Ini.
The Mugabe family is so full of love and warmth and I so wished kuti ave part of that family. Sad ending 😢
Except wegreen top uyo...haaa anga ane kakusafarira nemoyo wese....
@@TheresaTapfumaanga asingade zvachose ende afarira maresults
@@barbramazarire1054 haaaaaas get away
Mugabe Family sister yenyu yanga yakapfeka green painterview haasi munhu bhoo. Let’s hope she reads the comments. Une kamwe kakuwoma moyo so
ndazvionawo
Ndazvionawo vanekautsinye nekakutsvinya pakutaura kwavo
@@Mo_tion as if murume wake ndiye akamitisa kuitira baba shanje
Ndavaonawo sis ivavo vane kaface kanenge kaTinashe soo
@@DominicMubaiwa kuti vamwe vauzviti uuuuu anodada iyeye ungarambire baba koo kuzoti vanoda kuzoita sisi
Natural hair .. natural make up ...the beaut at its high definition.The whole family yakanaka kunze zvese nemwyo❤❤❤
Nice family Mr DNA man you have beautiful sisters with a heart of gold
I tap on to the marital grace and anointing of tinashe mugabe's wife in Jesus mighty name, Amen.
Ibva kumhepo iwe. Anointing kuita sei, shandisa pfungwa nemaoko.
@@TheChekas😂😂😂😂😂😂Ko iwe warwadziwa nei nhai
Anointing zvekumama izvo mxii
This tapping thing is a concept from nigerians and americans... it's not Biblical. Anointing comes straight from the Holy Spirit. Yes, Paul talks about impartation by laying on of hands, but NOT tapping into.
@@PaulaNdaba-gt5vt nehubenzi huri muvanhu. Apa tichakwira tese kombi nemunhu anepfungwa dzakaora kudaro. Nekufumuka kwenyika yedu pamwe benzi irori rinotoshanda kumapassport
I think they were supposed to get services from another company because of conflict of interest. Not saying they tempered with samples or results 😢😢😢. I like Global DNA 🧬
Ummm siyai vanhu veduwe
@rumbidzaimakoni9362 Is it just for drama
@@rumbidzaimakoni9362 atori right zvaataura
Ane green anenge ane moyo weustepmother vasingafarire vana vemurume
Ungarwadziwe nemunhu ane 45 yrs here……ari kungoda hama chete otherwise anozviraramira hupenyu hwake
Kkkkk ane kahuDaisy 😂😂😂
😂😂😂😂😂dhezi
Ngaaende kune imwe company kana vasiri kugutsikana.
Ini pandakuona confusion pana mbuya pamakore apa 😢😢😢
Voti mwana 76 then Tabeth oti ane 45 meaning ndewa 79
Hugs to you Ss Tabie
Pane ka confusion sure ipapo coz musikanwa uyo ambonzi ndewa 1975 asi pamuviri ambonzi pakabatwa 76 later azozviti qne 45 meaning ndewa 79🤗
Zvandichiri kungorwadziwa nhaimi Tinashe Foundation pliz help this lady 45years is not a joke veduweeeeee😢😢😢😢😢😢
45 years dzabvepi, haasi wa75 here uyu?
Vatori confused vese namai vacho havatozive kut ndewarini nhai
Havasi kutoziva kuti ndewe gore ripi.kana Ari wa75 active kuma50s
atove**
@@NaumeMurigwa 49
Please continue to work with sisi Tabeth vawane hama dzavo.
Lovely sisters, you got there Mr Mugabe
Eishii patanga interview ndanga ndichifara zvekuti asi ndazopedzosira ndabatikana zvakanyanya Mwari dai vatunganirira Sisi Tabeth vasanganiswe nedzinza ravo thanx Mugabe Family nerudo rwamaratidza kuna Tabeth
Ini hangu had seen kuti resemblance Hapana. Mr Mugabe and all his sisters look alike. However I hope this lovely sister will find her roots soon. Wish you well Tabeth.
True havana kumbofanana tinashe akafanana nemasisters ake
Ini ndatopashayawo pavakafanana
aMugabe nekubatsira kwamurikuita vanhu I wish you the best and I think you deserve it. Pamusoro pazvo vamwe murikuvaTesta pachena pasina muripo kurikuda kuti vana vazive madzinza avo. Mwari akuitireyi zvakanaka, mese zvenyu nehanzvadzi dzenyu.
You guys you are gifted with rich natural hair ❤❤❤
The Mugabe family is so full of love and warmth and I so wished kuti Ave part of that family.Sad ending 😢💔
Bt ane green uyo anemoyo vakaoma
I can't do without this show it keeps me going
Green mambor uyo ane moyo wakaipa dai abuda ari positive umm uyo airwadziwa
@@cronwellmukodzo 🤣🤣🤣🤣🤣 green mamba Satan chaiye
@@cronwellmukodzo haaaa aitovaitira hutsinye cht
Ane green top haagoni kutaura, anga agara asingadi alleged sibling. Hanzi ‘ ava vanoda kuzviita sisi vedu’ azviita sisi venyu papi munhu arikutsvagawo dzinza in a humble manner
Ndazvionawo
Ma results ari cooked ayo
😂iri basa rinogonekwa naTinashe Mugabe😭
Ko makambonzwawo here Prophet T Fredy kana Prophet Miracle Paul vanogona kubatsirawo futi DNA
Ndazvionawo nhai
Nhasi ndinovinga DJ Ollah chete.Ndoda kuona kt anogona mood ,patience pakuterera munhu achidhunya hake.sezvinoita Mr Bota Mutuvi
Shame the had already accepted the sister but I know Tinashe Mugabe is good person h will definitely assist this girl to find her family
Girl? a 40 yr old
True tha
Haaaaaa ma DNA aifana kuitwa neimwe company aya haaaa ndarwadziwa vanhu vakafanana mhani avo tarisai mushe
Nhaimi nhaimi chili chakadaro handina kugutsikana
Imi kana mukadzi nemurume vakagarisana vanopedzisira vafana
@@kudzisvosve2296zvino apa vana ndovakafanana haasi mukadzi nemurume
Very true zvichasiya Tinashe necompany yake pane mibvunzo these were cooked unless proven by another company.
You clearly have no idea how DNA works . Tinashe does not carry out DNA , besides what does he gain from it ?
Tinashe's sisters are all naturally beautiful no make up❤
Mwana naBaba havana kufanana zvachose ,gogo ngavatsvake muridzi wemwana ,
Asi kufanana havo. Same nose, mouth and eyes. Maybe kungofananawo kwevanhu asi vakafanana zvekuti
Asi vakafanana havo
Nhai hure regogaz...vanopenga
@@nai6474 havana zero
Mbuya started on not knowing the year she conceived, confusion yoga .Sad reality ipapo twumambuya twunenge twuchiziva hatwo
Mai avo knows wat happened
And varikutoziva muridzi
@@shupidongo2867 vanogona kunge vari mwana wehama
Dai madya before ma results manje chikafu chabikwa nerudo kudai chichanaka here, may God bless and help you locate your relatives 🙏🏻
Ngavatsvage mabhururu amudhara waTinashe pane ainyenga nezita refriend. Haasi kure hanzvadzi yedu iyi. Mumacircles imomo ndimo mune family yake.
😂😂😂😂😂😂Zviriko hr izvi asi
mmm iyi show iyi inotongoda kupresentwa naTinashe hapana mumwe angazvigona
Taurai henyu, inongoda kudzikama kwaTinashe Mugabe
True
Ndarwadziwa apa kunge ndini, Sorry sisi Tabeth wish you the best in life.
What a nice family vana sis vese zvavoo vakanaka natural beauty..sis vane green avo ndivo vanomiririra family yese
Tinashe has beautiful sisters
Damn, this was such an anti-climax! I so wanted a 99%.
The Mugabes are a big, lovely and loving family; they had really welcome sisi Tabeth. We hope they will keep in touch with her, and help her find her lineage.
Eish i can also feel for you my sister Tabbeth dai Mwari vaxokutungamiriraiwo mawana pane dzinza renyu am very very sorry my sister
Wow the Mugabe sisters have beautiful hair...shares of Africa
Eishhhh, ndarwadziwa. Sorry sis Tabeth. Pls keep in touch with her even if she isn’t your sister. Amai ngavaiswe pa corner ava vataure baba vemwana.
The Mugabe sisters are very beautiful, vane love , nice hair, dressing bho zvekuti. You are blessed.
My favourite is Fadzi,
Yhooo this was very sad Mr Mugabe and his siblings really accepted this lady ...😢gogo vechi ndevere ava ndavatiudze kumwe kwavakaitira maspots yhoooo they even had a meal ready for her ...yhooo this was sadddddddd guys yhooooo kubuhlungu 😢😢
Ende vanoziva
@shupidongo2867 shaaa imagine kuti vakuti 1976 takasangana vakamboti 75 mwana atova neconfusion she knows the father ...ini ndatomboti aaaa the Mugabes have found a sibling but pandavaona gogo ava vakada kuita resemble this family ivo pachavo so nowonder mwana wavo looks like the family as well yhoooo vapinza vanhu busy and it's not even funny they were ready to welcome her and baba vana tinashe vakanyeberwa futi nezve nhumbu iyi hau batong kubuhlungu nyani 😔
I can see Mai Mugabe running around to feed the family. She is a very humble woman true representation of muroora much respect.
Maiwe🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 ndafara..vana vemusango ngavagare musango please....🎉🎉🎉🎉
Hezvo
Musadaro 😢😢😢
No guys, leave the sis in green alone please. Inongoriwo poor choice of words but I dont think she meant any harm to sister Tabeth ir to the viewers. Much love❤❤❤❤
Haiwa vana vemahure ndo varwadziwa....rega zvirwadziwe..masingle mothers havafunge..zvivana zvacho zvinozongorwadza..rega zvirwadziwe zvimai zvacho zvorwadzisa vana nevakadzi vevamwe...dhemeti
Let's gather here bota family vanhu vese huyai
Takaita kamwe kakujaira voice representer wedu. Manje DNA man uyu wanhasi mmmm pakutanga was overwhelmed. Azoita clm down later. Hope sissy you will find your dad.
KO sis Thabeth mhino yekwa Mugabe vakaiwana kupi
Mhuri yavo iripadhuze ipapo.
Kune wati maresults ndekunyepa how can someone met someone 76 obva watozvara mwana same year she was pregnant before meeting baba watinashe or wanga waine munhu wawakabva kunoramba look closely that lady looks like gogo also vane saka vamwe wese awana gogo ngawanyatso funga mushe
I love gotwe❤❤ ... une moyo wakanaka keep being a good girl.. ❤❤❤
There is always that one person anozongobuda musaga . Green top !
Dhe is right. Both her and I same WhatsApp group..vana vemahure mumusha kwete
Kkkkkkk
Haaaaaa imi itai mushe munhu kadzi asinga nyare chiii nemi maHure api dzikamai makura ini@@maiyeukai9346
Vaskana vekwa mgabe vane bvudzi..... Eish all the best tabeth... Wakafanana nevanhu vekwa mgabe tho
I hope she finds her family Nhai Mwari
Sis vegreen ndofunga vakafara after the result outcome coz vaisatoda but gogo fti ngavasiye kunyepedzera kuzungaira vatsvage vanhu vavo vese vavakaita jujekiseni navo vanoda kunyepera kuzungaita too much ndavaona hangu pavavachibvunzwa makore emwana ndimai vapi vasingazive pavakarwadziwa nemimba vakazvara mwana
Juu jekiseni😂😂😂
Sister in question she look like her mother saka apa atichazive here kuti mai awa watowa related
Asi it's good mazivawo
Mumwe munhu ai cheater na dad venyu
But so weird kuti seyi mai ava vasina kana kuita shungu yekuziva hama dza boyfriend kana shungu dzekuti ave ne relationship nemwana wake
This case reminds me of muzukuru wangu kuma 90s pfungwa dzangu dzisati dzanatso kura kunzwisisa kuti munhu haazive baba vake
Mai vacho vaiti your father is dead & i don't know hama dzavo
Apa akuda kuroorwa,pfuma yoendepi
Paakangoti ndakuda kuku rovai mundiudze truth, zveshuwa truth came out ,baba vake akanowana vakato mumirira.
Vanga asingazive kusvika kuma age of 20s
So vana mucha rohwa kana muchivanzira vana baba,zvinorwadza kusa ziva dzinza rako
She knew he was a married man. Iwe munhu aive nevana 5 already? Raive hure mai vemukadzi uyu..zvinoparadza mhuri zvechihure iVi
@maiyeukai9346 taura hako
For the 1st time, to say am disappointed its an understandment, am bleeding for sister Tabeth. God intervene in her case.
What a sad ending , but sisi vane green avo vatadza kutaura, mashoko avo anotsondora moyo
Its very sad. I just pray that gogo think this through for the sake of her child. Kana vaingoita mjolo just be open kuti handizive than to give a little bit of hope then zvozonzi hazvisi. In as much as there's a void my sister kutongogamuchira kut hakuna baba.
Tinashe if you want to help Tabeth please pay for another DNA test with expedite for her to be satisfied. Anogona kufungira kuti machinja maresults
Haafi akachinja coz anoziva kuti Chikubhi straight pasina kupokona.Gogo ngavataure baba vemwana chte
gogo vakati secret yangu ndofa nayo. its not only ama2000 shuwa vane problem.
Kkkkkkkkk vanhu vanga vajaira kungoti ma2k ane problem haaa zvakabvira kare izvi ma2k arikungoenderera mberi nazvo chete
Haa even her face shows kuti vane moyo wakaoma mai ava
Olla basa anorigona .Murambe muchimudana.❤❤❤
Taura hako
Yeah but he needs to be calm a bit.
True but kadzungu karipo zvako
Iiiii kana toda tinashe please
Mugabe's you're a good and humble family 👪. Asi panotambira pwere hapashaikwi katsvina kanosarapo. Green clothes sister matauriro enyu mabuda offside 😅
Pamwe vana Tinashe nehanzvadzi dzake ndivo vasiri vekwaMugabe. Ngavatestwe nedzimwe hama dzekwaMugabe
Ane green uyo ngaasataure rough pamumwe munhu Ari pakunetseka , azviti sisi venyu here Ari kutsvagawo hama dzake
But ari kuzvoti sis vavo kaa. Haiwa ndokuti mudzidze masingle mothers kuzvara vana nevarume vevanhu..kusanyara
Sisters in Christ,torai MARUVA enyu ,real sisters natural in everything and Spiritual in All❤❤❤🎉🎉🎉
MESSAGE MATERIAL 🎉🎉🎉
I am surprised. I really thought Tabeth looks like Weston Mugabe in one of the pictures of him.
Uyu ane green top haasi kufarira sis uyu matauriro ake ummm
I saw it too akuwona uyu semu opportunist
Arikuzwa godo ra Mai
Also noticed it.
Hanzi "Uyu arikuda kuzoita sister yedu"
Ndabatikana
Me too ummmm tete avo havana kufarira hama itsva iyo yanga yauya mumhuri, but the rest haaa what a happy and so loving family. Big up Mr Mugabe.
Sei mangoita ma 🤞🧬test pavana chete? Madii maita rimwe test 🧬🤞 na bamdiki(baba) va Tinashe mugabe ????
True
Pamww hakuna ana bamudiki vacho.Ndosaka vatoita nevana vese
Mbuya yaihura iyo. Kungoti mai haarohwe. Aida kupa zenya.
my quastion is why there were compaRING ZVIGUNWE meaning paive ne ma doubts kare ????????????????????????????????????????????????????????????????
Sorry sis zvinowanikwa dai mai vafunga kuti vakambofamba sei
Ndini ndega here ndirikuona kuti Gogo vakafanana naDorcas Moyo💯🤞😅
Gogo ihure
@@priscillahchiromudzimu1632kkk
Mmmmm gogo vakanaka musadaro Dorcas ane kaguma nekahobi but she is beaitiful in her own way
They are a loving family- I see they even had prepared a meal to welcome their sister.
You can tell that they had already accepted her and are genuinely shocked by the result
Uyo ane green ane moyo weusatan matauriro ake anoreva zvakawanda anemweya wekuhondo chaiwo
Haana utsinye , anogona aine mweya uya unoita kuti unzwe kugashira kana kuti kungonzwa kuti hazvisi. Mweya uya wekuti kana chinhu chisina chokwadi moyo unenge uchingbva waramba kigashira zvitipo.
Shame so sorry wena. Hope mai would be open enough aware dzinza ravo
Dj olla nhasi ndimi DNA man
Ko avo vane Green pfungwa dzavo ndodzavanoshandisa pakujamba Road here?Kana dziridzo ngavachenjerere kuzotsikwa nemota coz ndisirikukanganisa kunzwa hapana pambonzi Tabeth arikuda kuzviita wekwaMugabe infact magogo uyo anova amai vake ndivo vakadoma zita rinova rekwaMugabe kuva ivo baba vaTabeth akwane mukadzi uyo achingoti chibupu musoro kunge gweture🦜......zvinorwadza sei xuwa munhu kusvika pakuroorwa usikazive baba vako haisi mhosva yake mwana uyo amai vake ndoproblem....wish u the best sister....xuwa hakuna musha usina benzi thank u Tinashe😂😂😂😂😂 inini kwedu ndini wekwenyu ndamuona ngemashoko
Sisy vane green imi zvichakuwanai
Thank you Mr Tinashe Mugabe 🙏🙏🙏
Oh dear it teaches us not be quick to accept ukama, but welcome politely
ma sister aVamugabe vakafanana nebrother yavo veduwe especially uyo ane red boxed shirt
But mwana uyo ane saka vamwe havana havana avo check bota family
Am l the only one who noticed that tinashe was trying hard not to cry
Yes ndazviona Tinashe arwadziwa
Tinashe plz Tinashe help Tabeth to find her father
Shuwa ungati ZEC ngaiite ma elections Chamisa haahwinhe aya ma results ndoabirwa manje 100% coz it's like vese vaitoziva ma results ange asiri kutoziva ndo Mai avo nemwana wavo
Haaa it was a sad ending ,but the Mugabe family is full of love kusiya kwatete Wegreen top
Hahh l had already seen that Tinashe and the other sister are twins ,and even all the sisters they have a lookalikem.Blessed family
Shuwa even the way yaanga achinhanzva muromo kuita sezvinoita Tinashe chaizvo
Sekuru Mugabe left a great legacy of unity and love. Keep it up guys.
Tinashe nema sisters ake vakafanana BUT na tabeth NOT AT ALL
Havana kufanana nemwana wekusaango...hapana lana kifanana
@@GraceMuzhuzha taura hako iwee..zviri pachena..vana mai kuhura too much from 1976 here veduwee..haa ndanyara
These results ndaona kt it's either Tinashe wanted to silence the rumors or zvanudawo pachena kt the DNA man anenge asingatozive results ,amotoziva paanovhura envelope 😢sorry Tabeth
mmmmm
Ndimi mataura zvandoziva
What would be the reason? This is a grown woman atorine mhuri yake, sabotaging the results don't even make sense.
Zvanga zvichioneka guys before Tinashe azvitaura coz Yu are identical twins for real ,haa zvinorwadza guys coz unenge wati ndawanao final destination
I love gotwe ... she so bubbly amd full of life❤❤❤❤
Bt mukadzi uy akafanana na tinashe mugabe
I think mugabe family vanga vari close to 80% knowing kuti she is not their sister, bt sevanhu vanofunga they handle it like that
Gogo vakura havachazive wish u the best sis Mwari anokutungamirirai
She must also try Dorcas moyo cause vakafanana futi
gogo vaida kupa vamugabe mwana asiri wavo. kuzivana vaizivana havo
They should also test the brother or sister of the alleged late father na Tabeth. Pamwe mhuri yese yekwa Tinashe ine another father 👨 🤔🤔🤔🤔
Zvakangofanana ko kna ivo vana bamunini or vanatete vane vamwe baba vavo zvonetsa izvi zvongoda muridzi wemwana
Haaa DJ Olla mambara
Dzungu arikutoona kunge idambe
Ngaasadzoke futi 🙄
Nhai kuita like akuita skit
Nhai nxaa😢
Sure not a good presenter
Ndizvo zvinoitawo Tinashe wani
Saka maida kuti acheme
Munhu wacho ane confusion. Ko haasi wa1976 here. Ndo 45years here
Immmm pamwe pane problem iri❤kuitika musikana uyo akafanana nevasikana avo
Haa ndarwadziwa amana mambuya ekumufakose aya 🙌
Let's like the video nehuwandu hwedu takamirira
Iyi yandirwadza iyi ko kufanana kwese nhai 😮
Sis ve blouseye green vane moyo wakasimbara ko vanoti vairwadziwa neumwe mwana akazvarwawo here kunge vari mkdz wa mdhara vari different to the other sisters shmn
Yeah ma1 chaiwo zvakaomma😢😢😢😢magogo ngavataure chokwadii
Basa vaihura 😂😂😂
Wish you the best sis❤