King haaaa mucharohwa nevanhuu kkkkkk.asi murikugona coz tkunetseka nevama drugs like vana holy ten avoo then mujolo kuda twese twese.kudya nekurasarasa
MuSslad Charmaine asi akakurira kuHingirendi bcz chongova chirungu mostly haaziv kt kuvata nebhutsu chii............... but some of us men are dorm how can you accept a girl wausati wamboona ko kana chri chidhuura or something else i hev seen the reason why Mwari akaita kty vakomana vanyenge ivo vakadzi eish dei vakadzi vari ivo vaitinyenga isu yooh this world would be full of disasters i tell you men we are loose i think ndosaka zvakazonzi varume imbwa.
Haa apo mface ndomuchenesa😂🤗, more than 70% yevarume pamiedzo yakadayi havamise vanozobuda pachena kuti ndina someone vadya.
mula vakazungairawo, ndekupi kunouya zvinhu easy easy kudaro
Haaaaaaaaaaaaaaa, but ka baby ako katori bho, ndipe number dzeka baby ako haaa, ndotoda serious 😂😂😂
this girl in pink understood the assignment😅
Roita kunge drama ko wy ryan azotaura..shamen unodiwa iweee
I think know charmaine from Southerton
Haa boys musadaro munhu aratidza kuti haasi kuchita wani but angonakirwawo neskiri ravaraidzo thats azoti musikana wangu ainzi shamaine
Waraidzo kkkk 😂🤣 chonakidza chogona futi kkkkkkkk
Shaman kubva nhasii uchazivaa hako kurara nebhutsu 🤣🤣🤣🤣🤣
Now you understand kurara neboots
😂😂😂
shem kamama sharmaine kotoenda kubhawaaaaaaaa
😂😂😂😂 konorova mablack label kachisuka tsvimbo
Haa kanodzoka ka baby ako dont worry
😂😂😂😂😅😅😅😅😭😭😭😭But why why haha musadaroo boiz
Chero ndiri ini ndinomboramba kuti handina bbie
Vines usataurise munhu anonyumwa
Pane kasong kazorira pekupesira apo
Kkkkkkk vazoziva kurara nebhutsu ka sisi shaman 🤣🤣🤣🤣💔💔💔💔 anyway sorry
Manose brigade 😂😂😂
King haaaa mucharohwa nevanhuu kkkkkk.asi murikugona coz tkunetseka nevama drugs like vana holy ten avoo then mujolo kuda twese twese.kudya nekurasarasa
Varaidzo anogonq rqyne do something for her
Kkkkk hanziii endai monamatira mweya werichiwa
Paita zvemu salad 🤣🤣🤣🤣🤣
Kurara nebhutsu what is that 🤣🤣
Wakamupa bota fast munin'ina and it's clear so pakatoipa!
😂😂😂😂😂
Ma1 ake uyuu kkkkk sorry hko
🤣🤣🤣 waakuziva kurara ne bhutsu ka
Haa ini ndoramba ndaravira ndodya ndozomuudza kuti mai variko
😂😂😂hausvode nhai 😅
Keep it up my bro we'll done
Uri chibaba,nda surrender
Youngman ukupisa
Pakaipa Boyz idzi
😂😂Mula apedza ma sports 😂
Kkkkkkk strategy iri advanced
Kurara nebhutsu! What's that? 😂😂
Nhai zvenyu kuda kuzvida nhema😂
Ukatsvaga makudo musanvo unomawana
Lad from south agona interview
This approach is bad broo, kna newe unogona😢kusaukunda muedzo uyu
Vese vakomana vacho vanenge vachiita majokes asi chiii nhai vakomana ummmm ndachema zvangu 😢
Wakatsotswa beans kkkkkkk chirungu achishande paheartbreak kkkkkkkki
Now u know what is kurara nebhutsu
Size 6 bhutsu dzekwa Bata
Roita kunge drama ko wy ryan azotaura
Shamaine achirikumuda she has a boyish character
Haaah ndokutaurira bhuru rese rodonha netrap iyo.....kunyatsodonha haaah apa amamirwa
Haiwa he is not cheating
😂😂😂😂I love this ryn kip it up
MuSslad Charmaine asi akakurira kuHingirendi bcz chongova chirungu mostly haaziv kt kuvata nebhutsu chii............... but some of us men are dorm how can you accept a girl wausati wamboona ko kana chri chidhuura or something else i hev seen the reason why Mwari akaita kty vakomana vanyenge ivo vakadzi eish dei vakadzi vari ivo vaitinyenga isu yooh this world would be full of disasters i tell you men we are loose i think ndosaka zvakazonzi varume imbwa.
Kkkkkk ruchiva rwaparira
You are big my guy
Uchazvirega zvekutaura nekachirungu, uchachema nechishona
On this case the guys was just getting along to he is cheating kkkk
I love u shamaine
😅😅😂
Masingle manyama
Zverudo muchazvirega henyu . Rudo runodhaka kupfura hwahwa
Ummm boiz kaaaa
Iiiih ha pakaipa
Ukatsvaka makudo mugomo unomawana Danana nemunhu wako chte don't over look anything
Kurara nebhutsu what is that kkklk uchazoziwa kurara nebhutsu
Kkk zverudo muchazvirega
Ummm very srry
Vanhu muchinyanya munodireyi kuziva zvese manje mazviwana zvamanga muchida mkomana anokuroora wakanyarara
Vana vaka kurira ku boarding ava ma horror kkkk kakuziva now
Regai tinzwe ko chirungu mochiidii sisi taurai Shona plz kuzodada apa uchachema Kkkkkkkkk
😂😂😂😂😂
Mjolo pandemic
Musalad😢😢
HAiwawo tichakamamisa😂😂
Kkkkkkkkkk mujolo ma1
the approach was bad......
Mujolo ma 1
Mula sorry Hake
Haa kkkkk makaoma
Don't try to joke bro
😂😂😂
King Ryan don't do that please
Haaaaa this z acting pafair
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Eixxxxxxx
Chibaba chakungoty musadaro mdhara
Hah musadaro mudhara
Boots them woman
Musalad😢😢
😂😂😂😂