It's a game they play, vamwe vanochengeteswa vana vasiri vavo, at the same time vana vavo varikuchengetwawo nemunwe murume. It's just important kuti mwana azive dzinza rake chete otherwise hapana nyaya apa 😅
Like wise women always blame men for everything ,even their own mistakes and other men support this misandry instead of standing for their fellow brothers.
Umm, unotoshaya kuti chiiko vanhu kunze uku, kuita game yekurara here chokwadi. Vanenge vachiridyira kupiko bota racho. Ma guest akanyanya kucheaper here muZimbabwe
Asi camera guy mwari ave newe!😂😂😂Thumbs up kuna maiguru, vanoratidza kuti munhu ane uchenjeri kubudikidza nekutowedzera mari ye trip zvese nekubata musikana uyo zvakanaka. Iwe muchinda wadzidza lesson apo😂😂😂
Tinashe, i think camera should always focused on baba namai when u are reading the results.....toda kuona the reactions as u announce results......suggestion. 😊
Let's not forget kuti she was approached by the married man. The only people responsible kuvaka or kuputsa mereji ndivo vacho varimo mumereji yacho. Kwete bystanders and chancers
Pandaona mapfekero ndabva ndangonyumwa uye kuda kubvisa mimba Zvinonyadzisa vanhukadzi chiiko nhasi una John mangwana Peter munoti zvinozoita seiko masanganiswa iwayo Imiwo varume chiiko ko zvino hamuna kana chirwere here nhai baba imi
Thank you Mr Mugabe,chandinofarira pamuri vaMugabe hamuna basa nekuti munhu ari kuramba chenyu munongoti togona kutsvaga vamwe baba tovaita matest pasina muripo zvekuzoramba izvo hamunei nazvo
Pachokwadi makauya kt mugadzirise nyika varume vasarambe vachichengeta zvisiri zvavo simple
Munoda kutendwa zvekutodaro 👊👊👊
The community will find a way of telling you. Havadi kuona munhu achipusiswa. Big up Zim
Tinashe Mugabe to the world 🎤 ❤
Bringing out truth.peace..stability to families
We appreciate him🎉
Love ya maiguru kuna mainini was at another level, she knew zvake kuti 0% so she wanted kuti zvipfuure murunyararo. She was not worried.
vakashandisa brain ...... instinct yevakadzi hayiwanzo potsa
thats a strong woman right there
She's a great tactician. 😂😂😂 . Vaiziva havo kuti imhepo dzikupfuura.
Maiguru sando dzavo kuzonyatsowedzera mari pakufamba apo.
maiguru munemoyo wenyu mega rambai makadaro uyu munhu angachiziva kt baba ava havasirivo muridzi wemwana endesai mwana kumuridzi
September wese ma 0%....vari kuwirirana neni huyayi tiungane pano
Neni ndikutodarowo kuti ma zero % arikuwanda haaaa vakadzi hatisi kudzora tsvimbo😂😂😂😂 39:50
@@Matchmore-v1t kkkkkkkkkkkk
Let's hope October ndewe ma 99,9
@@shingiekachemukuya hahahaha inogona kuita ngoma ndiyo ndiyo futi
I think muchina wakafa. Probability zero shuwa mwedzi wose? We need an Enquiry, faster, faster😂😂😂😂
I miss 99,99% .. muchishona tirikuti baba ndimi muridzi wemwana zvisina kupokana 😂😂😂 September ngaachipera hake
I was thinking the same kuti mudzimba umu varume vari kuchengeteswa vana vasiri vavo vangani. Ndiri kunzwa kutya🤣🤣🤣
Sure September ngaapere zvake. Vanhu are now operating like they are in a Game Park, kutokunda mhuka😢
99.9 ndaisuwa pakashata
Kkkkkkkkk
Makati zvi mushini zvichiri boe hr cz ma 0%awandisa mazuva ano kkkkk😂 vanhu variku jola
Camera crew i love you so much. The way you zoom in kuratidza hama ichirova zvinondipasa manyawi
Zvemujolo muchazvirega Ana bhangu ,cherwere chichazara kunana maiguru vari innocent ,mwari Dai vabatsira vanhu ,thank you Mr Mugabe😊
Zvekuti handina mumwe munhu wandaka fambidzana naye panguva iyoyo, taneta neku nyeperwa nazvo🙄🙄🙄
Kkkk manzwa butter nekunyeperwa
😂😂taura hako ivava vanonyepera kuve innocent very dangerous
Ndhoo zvinoita mahulehule,
😂
@@mamoengorima7766 haaa tabhoo🤕
Madam svipi kusviba nemoyo wese. Ko kunanga munhu huroyi. Haa vazukuru vaEva ndasarenda ohhh 🙌🙌. Gore rino mukubura hombe .
😅😅😅😅😅😅😅
Kkkk
😂😂😂
Yaa surrender vakadzi takaoma veduwe
Tarisa face yacho Ma1 mahure Aya nxaaaa
Maiguru Itai henyu mega 🧟zvekusekerera anamainini
Ini handizvikeanisi,handina moyo wacho
Makakombirerwa
Tinashe kkkk hanzi emergency
Kana neni haaaa kusekerera matuzvi iwayo ko ukapihwa zvirwere nemahure aya
Taura hako dia munhu anokuvigira chirwere ngachiuye neimwe nzira kwete zvekugamuchira madhaka never
Tsvatu ndomabasa ekuhura uyine mukadzi,wanya handiti wanga wakutoda barika dai abuda ariwako
Rapusa zvino zirume riya.
😅😅😅😅dai ndrini maiguuru ndoita party kusvotesa munhu😅😅😅😅
😅😅😅 siyoyo akungo dzvondora @@sethil9269
😂😂😂😂😂😂
Achinyanya chihure
Guy is a real man..christian..heart of gold
Mwari vaku rwira ..kudyiwa mari yako
Mukadzi anoziva muridzi wemwana
He’s an adulterer
@@samanthakane9986hakuna murume ari normal asingambo bude mumba shaz😂
Hapana hukristo huri kuwanikwa kune this gentleman, coz should not have got into this affair iye kumba kuina mai 3.
@@itaikujaranje2558
Remember we're all prone to sin,at least he admitted & so remorseful
Mwari vakafira vatadzi kwete vatsvene
0% good heart. If he's so good he should forgive his cheating girlfriend the way he expected his wife to forgive his infidelity!!!
The lady was not settled from the start, luckily she did not run away, she probably is not okay somehow.
Ndapaonawo 😂😂😂
😅😅😅😅😅
😅😅😅😅pne isirikukakata mshe chte baba vnezviv8ndi avo
The fear of the Lord is the beginning of all Wisdom.ukatya Mwari zvese izvi azviitike .
Taurayi henyu amai ,,,zvakanzi na Mwari tisaite ndoo zvirikuitwa neva zhinji ...denga richapindwa nevashoma shoma .Mwari ngava tibatsire tikunde miyedzo ...
Off you go September with your chain of zeroes!
Kkkkk September month of 0%
😂😂😂😂
Kuhurirwa ne hure rako kusvika pakunoudza Mai kumba kuti hure Riya Rai hura kkkkkk
😂😂😂😂umwe anonyura chete
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
kkkkkkk hayas
😂😂 kusvika pakunoudza madam kuti tahurirwa
I love the camera man just before the results
Kana ari 0.00 unoona nemaziso nepa huro panotamba kunge pedafi wobva wangoziwa kuti hapana hapana
Iwe kaaaa haunzwi kkkkkk
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk musazodaro
😂😂😂😂😂asi wazozvinyanya😂😂😂😂😂
Iih amana moment yema results ndofunga munhu anogona kuita heart attack. Ziso rasisi ava rataura ma results asati abuda
Ziso rekuvenga VaMugabe
Ini evertime ndichiona panonzi we tasted the mother........ndotanga kutemwa nemusoro as if ndini
Kuita sekuti varikuti dzokera haki nemaresults ako
Aya ari nani bcz unenge uchiziva nyaya dzako anototyisa ndeye HIV test 😢or cancer
@@TamaryManyika 😂😂😂😂😂
Varume ngati gutsikana ne vakadzi vedu vamwe chete ava.
Barika ne zhara iyi bota rinoda wakaguta iri .
Vakadzi vemumba vacho havadi bonde kkkk
Noel nyarawo urimurume kwawakabva kure
hausati wanzwa murume achitadza kupduura zero pamwana nemukadzi wemumba nhai? Dzichitochaya "hapana chenyu baba" dzakatodzikama hadzo
Ziso ....camera man u did a splendid job
Her body language said it all
Kahure kenzara nzara
Ndafunga kuti ndini ndega ndazviona kkkk
The mother's eyes said it all thanks to maiguru nekudzikama havo
Vanhurume muchinyanya kungo vhurira zip vese vese chengeteswai ndokuti mupfidze.
It's a game they play, vamwe vanochengeteswa vana vasiri vavo, at the same time vana vavo varikuchengetwawo nemunwe murume. It's just important kuti mwana azive dzinza rake chete otherwise hapana nyaya apa 😅
Hatinzwe kani
@@Tsitsi414taura hako kungotambana chi round iyewo kwaari pamwe arikutochengeteswa wemumwe Mwana ngazive dZinza rake
Manje messiah wedu ava pano...tinashe akauya kozvigadzirisa uyu. 😂😂😂
Like wise women always blame men for everything ,even their own mistakes and other men support this misandry instead of standing for their fellow brothers.
👀👀👀👀👀 Bhooo here maziso nhai imi ko kusageza, chiiko haaa am speechless anyway baba mune zvivindi that eye tjrrrr
𝑯𝒖𝒕𝒆𝒎𝒂 𝒉𝒂𝒌𝒖𝒛𝒊𝒓𝒊 𝒌𝒖𝒔𝒂𝒈𝒆𝒛𝒂
Bindura aripo akambonzwawo 99,9 here,😢
Matadza kana kuti sorry chaiyo mainini moyo wenyu wakatakura
Apa kungonyudza pese pese, mukadzi arikikumba achizorwa, zvakaoma
Unozvishaya kt chiiko ..shamhu yacho karma anenge ari too close
Unoshaya kuti zvinombofambasei ko tsvina ine girlfriend mnnnn
Havagezi havo mai avo
Umm, unotoshaya kuti chiiko vanhu kunze uku, kuita game yekurara here chokwadi. Vanenge vachiridyira kupiko bota racho. Ma guest akanyanya kucheaper here muZimbabwe
@@paulinendaka332😂😂😂😂😂😂😂😂😂 achi cheaper kupi
Eye na eye woooh from ma'am pabuda maresults. Hayaa vakadzi kudenga kure nesu.
Tinashe, stop using the word pachena, it confuses people. Tell them you will test the other party mahara. That is more direct.
what's wrong with the word pachena!! 😂
Asi Muri Kunze kwenyika here Moda kutionesa Kuti maakita muchikanganwa Shona
Ko pachena zvorevei?😂
I agree pachena can be misinterpreted. Just say mahara it’s clear.
Pachena
Mahara
Free
Zvakangofanana unless kana uri mixed race maybe
😂😂😂hanz mwana akafanana nevari kumba 😂😂 saka vari kumba ngavauye kwa tinashe😂😂😂😂
Kikkkkkk
😂😂😂😂
Violence kkkkkk
Baba marwadzihwa manga makutozviona mamubarika
Vanzwa butter
Dzanga dzakutoona dzichipa vakadzi 2 duty roster rebonde hahahaha
Kupusiswa nenzenza
@@sethil9269😂😂😂😂
Maiguru is a prayer warrior. Mwari wavanonamata ngaauye andirwirewo kumba kwangu. Mwari vavarwira zvisina musindo😭😭😭😭
Baba vane choice 😂😂 teki ramainini marionavo hr
Ko trousers😂😂
Dekenya😂
😂😂😂😂😂😂
wanzwa bata ,l love it when varume vanoita zvema girlfriends mwana achibuda asiri wake
I had faith in that lady especially considering her looks. Didn’t expect these types to cheat
Wow ‘these types’ wow
Neniwo mufunge mmmm zvakaoma
Looks can decieve yu my dear
😂
Ziso raamairaratidza rega😢😢😢😢😢
Vazviona woo kaa kunge imbwa yabatwa ichiba mazai
Mweya we nhamo kurambwa nemari unomitiswa pa basa
Kkkkkk haya
😂😂😂😂😂😂
Taurai zvenyu vanhu vacho havachiviki kana wakavatarira rudo ibofu chokwadi 😂
@@ELLENMukwada ahh face dzacho ndedzekuhondo idzo
Maiguru played the game Smartly 😮
29:49 Apa ndipo panokuratidza kuti probability is 0%😂😂😂😂😂 Cameraman wakaipa hako at large😂 dai mai vangoti maresults ndirikumaziva😂
Ko kugera imariii , need to take my bro to the barber
Kkkkk bvudzi harisati rakua zvaro tengeraiwo maikuru braa
😂😂😂😂😂😂@@PrincosMarekwa
Rinongodawo brush chero riridiki kkkkk@@PrincosMarekwa
B@@PrincosMarekwakkkkkkkkkkk
@@PrincosMarekwahaaaaaaaaà
Zvakangoitika Emergency 🚨 😂😂😂vachireva mimba😂😂
Chirungu mammie😂😂😂
Chirungu chanzvenga...
Kkkkkkkkkk chero vaMugabe vavhunduka 😂
Mwari vakuchengetei Mr Mugabe mukubatsira yedu❤❤❤❤❤
Haa musandipikise, maiguru is too understanding, vane boyfriend chete she's too unbothered 😂😂😂😂
Ndochokwadi ichocho...muongororo netsvakiridzo murume akangohura mukadzi anotohurawo chete
Or maiguru vatoriwo nechimbambaira chavo chavarikuziva kuti chingangouyawo kwavari murume oti nyangwe newewo handei kwaTinashe
Can't miss a single show❤
These days ndiri kuiteverera show kune madrama
Kufungeiko vari kuziva asi dzava nyadzi 😂😂😂😂😂 vachakuudzai henyu vaMugabe
Thank yu Vanugabe Ndosaka muripo Mwana kuna baba vake❤❤❤❤❤
Big up camera man kkkkkkkk mai avo bhoo here matenderedzero emaziso ayo aah pidigu dhiiiii
😂 very funny the way vakadzi yavanonyepera kudzungaira kana maresults abuda kkkk
Mvura namai avo hazvionani,plus vamwe vangu vamynoshungurudzira vakadzi akomanaka ,mukadzi anozviuraya akafungisisa 😅
😂😂😂😂😂 chikuru kufema kkkkkk
Imagine she is 32 years old. Kutenge zera remains vangu vane 55
Vanogeza kamwe pa Christmas 😮
Asi camera guy mwari ave newe!😂😂😂Thumbs up kuna maiguru, vanoratidza kuti munhu ane uchenjeri kubudikidza nekutowedzera mari ye trip zvese nekubata musikana uyo zvakanaka. Iwe muchinda wadzidza lesson apo😂😂😂
Dad vakti kuda moyochena benzi remurume😂😂😂
Tinashe, i think camera should always focused on baba namai when u are reading the results.....toda kuona the reactions as u announce results......suggestion. 😊
Matarisiro a amai kunge munhu asiri make sure 😂😂😂
Ini gara ndazviona kuti i0 iyi
Thank-you Mr Mugabe mwana kuna baba vake🎉❤
Ndangoona kufanana kwamai nababa
Rumour has it all.I wouldn’t have embarrassed myself knowing kuti ndri Joki 😂😂😂
Mukadzi mutema uyu akabva asviba nemwoyo kutadzawo kuti sorry. Mental health yake inenge isina kunyamira mushe movement yemaziso ake anekakurwara nepfungwa
😂😂😂ndazvionawo
maziso etsotsi rechikadzi
T-shirt kuzara ne mukaka, personal hygiene lacking. Alleged father looks smart
Hapana urwere kungoshatawo uko, kushata hakurapwi
@@georgevhudzi8192 iziso retsotsi
Ahhhh zvakaoma sure. Kunyeba kwakadai Gadziguru kuna kutamba humhandara pasina.
Muchizvinyanya varume.
Chiiko nhy iwe mukadzi
Pride xaaa you can't just say sorry nechi hure chako
Vakadzi ngavatitsanangurirewo meaning ya "Hapana mumwe munhu wandakamborara naye besides iyeyu."
Lies
Kkkkkkk tichakuudzai
Pamwe maiguru vanotoziva kuti mùrume haaxvare kkkkkk saka mainini vanenge vachitozivikanwa kuti vanyepa 😂😂😂pamwe vekumba havasi vake futi test nevamaiguru my brother
True that
😂😂😂😂 I'm very happy on behalf of maiguru chocho maifunga kuti murikuvashandisa kaa muchiti ndovasiri kuziva
Mai awa ndagara ndawona maziziso awokuri
Please Siyai pekuti download 😢😢 tigonera kumba
Uchinyanya kuda vakadzi stereki wanzwa butter stock margarine😅
Vanzwa buttercup kkkkkk here😂 cuzen
Gentleman 💪
Emergency bota😂😂
This guy is such a gentleman, even his wife is good
Ndafarira maresults aya kutoda married man kuda kuputsa musha wemumqe
Ko kuzoti ndakagadzirwa wotora mrume wopumhazve uroyi
Let's not forget kuti she was approached by the married man. The only people responsible kuvaka or kuputsa mereji ndivo vacho varimo mumereji yacho. Kwete bystanders and chancers
Baba ndiwo warikutoputsa musha wawo cz ndowarikunonyika kunze wasina butiro fti, uyu she is single anotodawo mukwenyi
But bba warikuda havo mukadzi uyu, zvangominama hazvo nema results smile yacho kkkk
@@PedzieGwata😅😅😅😅😅
Chocho varume hurai muchengete vana vevabiyenyu 😂😂😂 well done ladies mukunakidza imi makazowana size chaiyo yanabhangu
Haaaa Haa Tinashe Mugabe haaa apana mnwana wemusango
Action speaks more than words. The mother's face immediately before announcement of results was suspicious.
Ah yah, hurumende inofanirwa kupindira kana zvavakudayi. Malaysia ne Singapore vanokwaturwa vakadzi kana vachinge vaita zvakadayi vobva vakandwa muchizarira futi kusvikira vataura kuti baba vamwana ndeupi. Kana baba vemwana vakaroora vaine mukadzi okwaturwawo futi okandwa muchizarira kuti adzidze obva abhadhariswa faindi ne maintenance futi. Ende vese mukadzi wacho nemurume wacho vanokwaturirwa pakazara vanhu kuti vanhu vadzidze kusangonyengana zvisina maturo. Ndosaka kusina matakanyanya akadayi. Ndizvo zvinofanirwa kuitwa nechihurumende ichi but hey hey.
@@dorothymtetwa3844 ndapa farira apa 💪
😂
Mwana wese kuna baba vake..... Mr DNA-Man vari kugadzirisa nyika...
Ko kunonoka hnzi nhs nhy va mugabe tanga takurorara moyo ichirwadza ka isu 😢😢
Taura hako
😂😂😂i wonder why vakadzi vachinyeba nhai mmm ndanyara
Murume arimarried wapfidza kucheater mukadzi wako
Wakuhwa seurimugehena kaa kuita kutsva
Hapamihwe mihwe tsano
Svipa dandy iro🎉🎉
Kusviba nemoyo wese sis mmm makazvishatira henyu mhino ndatombofunga kut murume kaa ini 😂😂😂😂
Dira rizaaaa kut zaaa
Thank u Tinaaaa n crew for truth prevailing
😂😂😂😂😂😂as long munhu ane mukadzi wake ngaaite mazero saizvozvi ,ah vanhu vasingadzikami makaitasei,zvino maitwa barika ndimi 😂😂😂😂,
Haurevi nhema vanenge vachimboendepi
Taura hako it's a pity kuti vakakasika kuenda kuDNA vanofanira kumbochengeta mwana asiri wavo wacho for a long time kuti zvinyatsodzika pain yacho inyatsodi dyo. Vanonyanya kusadzikama nekugutsikana
Ziso ramai pa30:00😂😂😂😂😂😂. Vana Baba gutsikanai mudzimba i love the result.
Dai mabvisa woolhat mapfekawo braa , mwana aibuda ariwake
,😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂 haa vayolenzi kaa iyi
Amana pliz, stop it 😂😂😂😂
Asi waigarirei kwamaiguru wqchizviva mwana haasi wepo
😂😂😂haa imiwo pidigu dhii
Tinashe unoda nyaya kanatazogara😂😂😂hanzi mutoriko kwamaiguru, muchirara muchimuka mazuvaese😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
I yhink baba ava was attracked by those shifty eyes eish😂
😂😂😂😂😂😂varikutoona zviri sexy ipopaye 😂😂😂😂😂shes so fidgety akagarira rasha😅
@@TOFFEE.B😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Manje mukati attracted wrong word because 😂😂😂😂 hazvi attracte izvi maybe vakakwezva 😂 nemudiwa diwa
Tinashe Tinashe kaaaaa aaaah maziso ayo
Pandaona mapfekero ndabva ndangonyumwa uye kuda kubvisa mimba Zvinonyadzisa vanhukadzi chiiko nhasi una John mangwana Peter munoti zvinozoita seiko masanganiswa iwayo Imiwo varume chiiko ko zvino hamuna kana chirwere here nhai baba imi
I was born in Jumbo ,studied, worked and left the place back on 2006.Missed that place ichiri Metallon Gold Mine
So ukutii
Just remembering the place I grow up what where you suggesting
It's a place I grew up just remembering the place what where you suggesting
Ini hangu ndaakutofunga kuenda kuclosure Dna nevana vangu kugoitawo ma 99.99 percent nekuti mazwro acho aqandisa😅
Chokwadi, seka hurema wafa. Hapahayi at least 10 varume pano varikuchengeteswa zvidhuura
Zvinogona kufira ikoko, yotobuda ari ma zero futi😅
Vanhu varimurudo Zvawo, Tinashe Mugabe pfacha zvadirwa jecha😂😂😂
Maiguru ndovane vanawo vasiri vemurume rudo rwavo urwo something wrong why vange vachiti musaende kuDNA
Black is Beauty, Hanthu Yaaaaah paita maBlack Beauty Apa!!!!!!!!!!!!!!
Machine hauna kufa here amana haaaa ma 0 awandisa😂😂😂😂. Confafa yanga iina momz so ka. Apa dzadzatotanga kuenda kumapostori already.
@@pelagiamuguti8693 September ane mhepo dzake 0% awandisa
Varume havana zera nevakadzi this sektemba 😂😂😂😂
Ndozvamunoda varume mosiya mukadzi kunotutana nemarara manyaa rambai muchihura mufe nekupa mukadzi chirwere imbwa 😢😢😢
Yoweee ziso iro 😂😂😂😂
Haaaa ngikuthembe kangaka sisi😂😂
Hoyooooooo maziso ngwayi ngwayi sechimbudzi chabikwa nenyanga ne 0%
Chimbudzi chabikwa nenyanga chinoita sei nhai kkkk
Aaaaa veduwe 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Haaaa vanhu sooo
Yaaaa its true Love is blind sure
Barika rinodawo pamunhu ane mari dzke
Kikkkk this man is hurt! Big up to the wife of this man
Mother boe here 😂😂 kbvunzao hangu
😅
Team Darkson.....Kutshisa kakhulu yini eMazowe libanyama kangaka.
Guys zvipari zvamunoda munozvigona here hezvo mwana haac wako ,unotya zvakadai ,baba hamuna kushandiswa kwamakaitwa bt kwanga Kur kuitisana ,varume mupfidze kuda zvemabarika
Chero vasiri pazvipare vanongohura Wani, chihure changova pese pese