@shadrackkipkurui3643 I also follow your various channels but I am disappointed that your content creators do not put subtitles. We are yet to learn kiswahili though some words are similar to our shona language.
I am happy he moved on. I was praying the results would come as 0%. Asi hazvinei, mwana haarambwe. That young man is a very good man. Satan chakange chafamba apo. How the hey did such a groomed gentleman got involved ne BISHU iro.
This guy is something else though,,,,, unobata mamessages muphone yemukadzi, then the wife snatches the phone and goes into the toilet with it,, iye otosara zvake achikotsira!!!😂😂😂😂
As a man, and to all young men and boys, never, never forgive a woman for cheating, she is not yours and she will never be yours. actually forgiving her is a huge sign of weakness
@@persuadekampinya599 also women out there never never forgive a man who has cheated. Why if a woman cheats its unforgivable but a man does that live with him. Tisadaro. Kana munhu genuinely asks for forgivenss forgive and move forward.
Chinogona kuita chokwadi coz chakapusita vakadzi ndechekuti havazive kuti varume vakawanda vanongoda chete munhu kana paine ari kumuchengeta, it's either arikuchengetwa nevabereki or nemumwe murume. Dambudziko paunozosiyana or kukonana nemunhu arikuchengeta iyeye kuti azotora responsibility haadi. So if you are a lady ukatowana murume anenge mufana uyu wekuti anokutambira storage responsibility you need to treasure that man coz havawaniki these. Vazhinji vasara makwara vanoda kudya zvakavhimwa nevamwe. Ukazovati chitora havachadi.
Mature and intelligent young man. Mainini it's good you realised your mistake. Shamwari haana kukufurira. She did not know you were married. Kukanganisa kuri muvanhu. Learn from your mistakes. You're still young you can do something good with your life. Bamnini find it in your heart to forgive her - free yourself from bitterness. God bless you both as you co-parent your daughter.
Amai ava vanechohure friend inokuti handei kubasa osita imba yako your husbund is very humble uneshavi mkadzi iwe rechihure chairo wambowana anokuda oita hubenzi nxaaa
Two things, whatever the results, this guy is so good and he must take time to choose another lady....or he can just stay without a wife to enjoy life of an innocent soul
The child is innocent in all this and at least she knows she messed up but regardless of the result the trust is broken and you can tell he's hurt by the way he took his time explaining everything..
Kune varume vakasimba kunze uku, wobata chihure cha madam madam vobvuta phone voenda mutoilet nayo, iwewe wosara wotodzifodora hope😂😂 God bless him in his new marriage
Shuwa kufevera gentleman yakadai iih vana vedu vakutorima zvivindi kudarika chikafu.
Imagine henyu, ndamushora zvekuti muskana uyu😢
I zimbwabweans I have been following your from Kenya , very educated mr tinashe
@shadrackkipkurui3643 I also follow your various channels but I am disappointed that your content creators do not put subtitles. We are yet to learn kiswahili though some words are similar to our shona language.
varume vane moyo yakanaka vakaroora vakadzi mboko, vakadzi vanehunhu vakaroorwawo nevarume mboko. Zvinhu zvacho here
I am happy he moved on. I was praying the results would come as 0%. Asi hazvinei, mwana haarambwe. That young man is a very good man. Satan chakange chafamba apo. How the hey did such a groomed gentleman got involved ne BISHU iro.
This guy is something else though,,,,, unobata mamessages muphone yemukadzi, then the wife snatches the phone and goes into the toilet with it,, iye otosara zvake achikotsira!!!😂😂😂😂
Bvunza hako 😂😂😂 ungarara zveshuwa wasangana neshura rakadero , achawana ari worse 😅😅😅😅
😂😂😂
Kkkkkkk kudyiswa
Pamwe unenge wangoona kuti rega ndizvitsvagire peace ko pane chichachinja ere kutobvunza kunounza bopoto ,mhirizhonga so kunyarara boe
@@ChengetaiChibisa kubva peace yacho arikuitsvaga nedemo
As a man, and to all young men and boys, never, never forgive a woman for cheating, she is not yours and she will never be yours. actually forgiving her is a huge sign of weakness
I hope varume you don't cheat too nokuti zvinongoitika kuvarume too. Good luck!
Do not cheat yourself.People cheating with other people wives that can happen to you also .
In apostles voice
@@persuadekampinya599 also women out there never never forgive a man who has cheated. Why if a woman cheats its unforgivable but a man does that live with him. Tisadaro. Kana munhu genuinely asks for forgivenss forgive and move forward.
Ukaona munhu ayisa muchinjikwa otyora muzura akagara after maresults a announcwer woziva kuti anga asiri kuziva kuti muridzi wemwana ndiani.
😅😅😅😅 Vamugabe vanotokumirira kusvika wapindura 🎉🎉 vanoti heee mama taurai 😅😅😅
Let us always pray for our brothers, uncles, sons and nephews. This girl akabvumidza satan kuparadza imba yake hake she had found a good man
Hamaimbokona kusangana nemashoko sisi hunhu hamuna and apa wakaruza anonzi murume muchinda uyo is too good.
Anoreva nhema kt parizvino ndri ndoga iye akagona kuita boyfriend aripamurume ozogona kugara ari oga ummm apa anyepa
Chinogona kuita chokwadi coz chakapusita vakadzi ndechekuti havazive kuti varume vakawanda vanongoda chete munhu kana paine ari kumuchengeta, it's either arikuchengetwa nevabereki or nemumwe murume. Dambudziko paunozosiyana or kukonana nemunhu arikuchengeta iyeye kuti azotora responsibility haadi. So if you are a lady ukatowana murume anenge mufana uyu wekuti anokutambira storage responsibility you need to treasure that man coz havawaniki these. Vazhinji vasara makwara vanoda kudya zvakavhimwa nevamwe. Ukazovati chitora havachadi.
Respect muchembere vakanga vaona vakagutsikana kusvika pakusiya vamupa zita.
Mkadzi uyo ari very loose. Basa nderekuti ININI 😊 apa achingonyungudika kunge candle riri kubvira nxaa
Mature and intelligent young man. Mainini it's good you realised your mistake. Shamwari haana kukufurira. She did not know you were married. Kukanganisa kuri muvanhu. Learn from your mistakes. You're still young you can do something good with your life. Bamnini find it in your heart to forgive her - free yourself from bitterness. God bless you both as you co-parent your daughter.
Comment section rambai makadaro makandikoshera😂😂😂
Coment section to the wewe(world)
Kubuda kwema results kwaita kuti mai vave ne voice riri vibrant
😂ka mhara patse tse chaiko
Hura ma hako shuwa
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@@tendaimashingaidze7823 obetserwa kuchengeta Mwana wavo.Zvakanaka Wani .Hasiriye akati hande kuDNA munhu akabvuma hupombe hwake even live pachirongwa Anga atove ne3 years achihura achichengeta Mwana wake .
Tinashe:saka chakanyanyokurwadzai panyaya iyi chii
Mai nhanha: nyaya ipi😅😅😅😅
😂😂😂unosvik pakuzorora sure
Never forgive a cheating wife... You will thank me tomorrow🙏🏿
Mwana ndewako Mwanakomana but iyo mukadzi siya unouraiswa neAids
Thank you DNA man
Kamukadzi ako kanzwnza 😅😅 rega murume ayite move on😅😮😢 Mugabe DNA man takudawo marecent ekukremlin pakuma advertar thanks nekunzwisisa ❤
Hakuna munhu anotenda Mwari sehure rabudirwa mwana waro ari 99,9%. Hanzi Mwari vakukomborerei 😅😅😅😅
😂😂😂😂
😂😂😂😂 shuwa
Mwari ndewevanhu Vose .
Kuzorova chipiyaniso in masowe style😂
😂😂😂😂😂
Arova chipiyaniso mwanasikana kkkkk❤❤❤
Seri kweguva kune muteuro 😅
kkkkk chipiyaniso chekutenda lucky
the way you ar explaining it zvirikuratidza kut uchiri kurwadziwa may God pliz hill your heart ❤️
Mukadzi wemunhu anomboitireiko boyfriend 😅😢.I'm sorry my brother
Mudhiniwe big time, this guy is golden
Ka bhishu kakaruza golden murume for shuwa. Its too late now. Ini inini we kwaani? 😢
TINASHE MUGABE machine yedu ichiri kushanda bhoo here bcz mufesi aigara nasatan uyo
hameniii
You can't fake genetics baba
Chihure hachina ndima, vari mudzimba gutsikanai nevarume venyu, apa waa Single, vaye veAirtime vakaendepi😊
That durag suits him though 👍
Anogeza achichena
I think I m the only one who has seen how deeply sorry the mother is.
I think she regrets loosing that handsome, soft spoken man.
Munhu anenge vachingoti inini inini ariye akutaurwa naye bho here
Kanobhowa ako kahure
Inini for me 😂😂😂😂
Kwekwe ndoitemba alwayz 99;9 thank you my sister ❤❤❤
45:38 Wange wanzwa nema shoko ko akange ari ekunyepa here. Nxaaa kabhishu.
Ipapa uchanzwa vanhu vachiti muskana ari honest iye munhu akatoona kuti evidence yechihure iripo so chekunyepera hapana,
Hongu mwana ndewa baba asi mainini muri joki imwi tsekiiii wenyu dai ndiri pedyo nemwi ndaikumamisai mainn ooh 🤞🤞🤞
😅😅😅😅
Taura hako
Shuwa unga hure une murume anokuda hako
Amai ava vanechohure friend inokuti handei kubasa osita imba yako your husbund is very humble uneshavi mkadzi iwe rechihure chairo wambowana anokuda oita hubenzi nxaaa
"That's a good man Savanah, a good man"😊
tinashe vanhu vanotaura chokwadi strait unombopusa kaaa. short and precise episode...
Two things, whatever the results, this guy is so good and he must take time to choose another lady....or he can just stay without a wife to enjoy life of an innocent soul
Ever since I watch DNA show, this one is a real deal for the show. If the child in question is yours, then it's by mistake!
No it won't be a mistake anenge ari wake shuwa mwana anenga abata that time yavaimborara vese...asi it doesn't mean wifey was faithful
@tendaimashingaidze7823 you didn't get me right
Ko manyora chirungu ka mabros anenge achingoita nharo pane zvaasina kunzwisisa😂😂😂@@Bvanyangu352
😂😂😂😂😂😂😂
Chirungu chacho hachizi kunzwisisika
NOT WIFE MATERIAL!
If she says inini one more time I will lose it😂
😂😂😂
😂
😂
😂😂😂Inini?
😂😂😂
Mukadzi uyo âne shavi chairo
The results are least expected
Congratulations mwana ndewenyu baba. Anyways amai kwamuhaenda next musazohurire next man wamuchadanana naye ndapota .Congratulations
Mwari haakupi murume anopfeka durex using chawakatadza😂😂😂
The child is innocent in all this and at least she knows she messed up but regardless of the result the trust is broken and you can tell he's hurt by the way he took his time explaining everything..
Wanga wakazviwanira murume wako musvinu wotonga hako kuhura nanapongwe
Hello bota family,,,, I luv u all we are now one family mosi❤
🤝 nyani
@CharletteChihelele-d5v ewe chomie
Please define the relationship. Tiri family yekudyana bota here oro tiri vana sekuru nana tete vekuperekedzana kuma dhiyeni.
Thank you Mellisa
Problem varume hamusi kunamatira dzimba dzenyu
😂😂😂
Inini she is not even remorseful anodzokorora uyu inini inini my foot 😂
Tiribho zvedu Bota apo rakakamburwa wangu sorry 0% zviripa chena hure imhuka nzou irinani 😢😢
vidmate not downloading these videos on Android. hw can I download them to watch later
Update your version and select a higher resolution
Shamwari Haina kumbofurira coz mai vaitaura kt ndanga ndisina kumuudza kt ndakarorwa
This guy is good, its unfortunste mai vainge nachine cimmunication nema ex avo.
I think when getting married people should change their fon numbers zvinobatsira
@sandrakudzaimapurisa2543 aaaa vanotsvagana futi
Another thing a liar has a tendency to do it is to stick their tongue out slightly when lying.
Muface ari bho ane mari apa uri married🧐🧐🧐
Atleast mukadzi abvuma kuti akakanganisa which is a good to do kana wakakanganisa .happy kuti baba vaziva chokwadi
You were so lucky to find a real genuine man .wakatoirasa anyway pick your pieces and mould a better future
Kune varume vakasimba kunze uku, wobata chihure cha madam madam vobvuta phone voenda mutoilet nayo, iwewe wosara wotodzifodora hope😂😂 God bless him in his new marriage
Imagine, kurara chaiko door repa toilet raipazwa ipapo pakadaro
Kkkkkk hakuna varume vakadai kudyiswa uku pane zvaakadyiswa
Shame. Kupusa hakudi on handsome face. Wakadyiswa iwe kupfodora hope munhu kudini😂😂
😂😂😂
Kkkkkkkkkk kwaaaa@@CelestineMeza
Quite unique results considering dirty events
Ikozvino wakugara nedivi kuremara nekuhura 😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂Haa zvakaoma shuwa
Mukadzi shavi rechihure rikati unonyepa😅😅
Inini is a sign of enxiety.
I like her she accept her mistakes
That does not rit anything.
Kungoramba munhu achiti inini inini inini kudiiko ko ehe iwewe kaa saka ani
😂😂😂😂😂😂
Mukadzi uyu mushurugwi, the guy dodged a bullet. He deserves better
Hanzi chakanyanya kukurwadzai nyaya yese iyi ichiitika ndechipi,:hanzi nyaya yese ipi😂😂😂
Ziso mariona here Bara kunavaMugabe😂😂
Mashoko haangambotadza kuwanda mainini, chero mwana ari wake asi makaita vamwe varume imi makaroorwa.
Inga zvasina kuramba Wani.Ko why vanhu vachiitavo busy nemukadzi wavanoziva Kuti ane murume ? ndochihure chatoda Ichi chokuti munhu anobvumwa kuenda kumbakwavo not kuita nharo
Ko kumonyoroka kwamainini , garisikai. Inini kudiiko imizve mai nhanha
Ko ziso kuna Tinashe Mugabe
Mashoko ekurudziro amainini manje
Gudnyt inini 🎉🎉
Unjani umalume Tich lol 😊 ulale kamnandi 😻
muchihure muchihure, haa iro i senior
Bhooo here nhyi mai imi kutaura muchiruma ruma muromo nekubutsi rurimi panze nekubvunza kuti iwewe iwe uri urikutaurwa newe🙌
Ndaamuhule ka
Hatichade varume wari weak😢
Michinjikwa mitatu mai is happy mai is greatful
What a good husband kna wakamutarisa ....asi mkadz hmmm pfambi chaiyo ngaaende mrume achapiwa mkadz anoziva zvaanoita naMwari
Vasikana tambai humhandara musazohutambe mawe mumba. Nyaya yokudzosa mwanasikana anonoka kuuya kumba siyanai nayo vabereki. Mwana uyu akapinda mumba asati awe kuda kuroorwa.
Are we liking and sharing family?
Mukadzi aita muchinjiko mitatu😂😂😂angasingatozive muridzi wemwana , murume kumba kwenyu mutori nemhepo yekuhurigwa imbofambai muganhure mweya wacho
@@YVChimombe Mwana ndewake Wani chashata chii .Mukadzi vakasiyana but Mwana ndewake
Kwekwe ndokumba
@AlbertMamhofa hanzi wani vanongo hurirwa nekuti ati brother yake yakazviitwa futi zvakaitwa uyu ari pano.
Mwana ndewake but akahurirwa zvinorwadza ,regai zviende akaramba achihura chaari kutsvaga achachiwana hake.
Thank God akawanawo munhu ari calm ,this guy bhoo munhu
@@AlbertMamhofa wateerera here side rababa vati mukoma vakambohurigwa futi
If Inini was a person 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂
Mukadzi uyo ihure rangoita lucky anga asikatoziwi
Haiwa hure ihure harichinjiba,chengeta mwana mai ndavatsvage mumwe
Dureki ❤🎉😢😅
Kusvota kwekuti ukabvunzwa question woti inini
Kahure ako. U can easily tell. Kave kuda kuramba zve ma msgs. Katsvina. Puu
Inga haana kutamba Wani .uramapako ekuhwanda
Pari zvino ndiri ndenga kozvikomba zvakaendepi zvinokuda uri pamurume
Gogoi
Most vanhu vane mhanza nekushaya hairline haa vane drama ndati 😂😂😂
Mapunzi anowira kusina hari sure but vane zvivindi mainini kupinza chikomba mumba mawakaroorwa chihure chacho so ka
Shavi rechihhure chairo
Thanks for move on brother unourawa nekahure aka
Shuwa ngazvisare izvi
Besemakhaya sesizama ukulandela Zonke ezedlule
Smooth criminal 😂😂😂😂
The muchinjikwa part for me
Because she was sleeping with the boyfriend
Tinashe....ko imimi amai
Amai.... inini aaah pari zvino ndindoga (vanodaro havo vachisekerera vachiziva vane vatatu vashanu vari mupfimbi)
Nhai ukangonzwa kuchinzi Inini erei first the following statement is a lie ....anonyadzisa
Mai ava ibhishu inini kudiiko nxaaaa
Ama 2000 unoroora at your own risk. She's not even remorseful iye akahurira murume
Haaa nhasi I wish dai yaita zero.
This lady kudzikama kwatoramba.Well achadzidzawo ochinja.
The guy seems kuva munhu bhoo .
ININI
ININI
ININI
ININI
Zvo svota
Brain zero that's why aiwunza chikomba pana bamkuru xaaa
😂😂😂😂😂🙌🏾ndomashoko angu😂😂😂ahhh