Tinombotanga tafunga here kuti munongotarisa age yemusikana ko mukomana mamboziva ake here. According to what has been said vanongova ve same age kana vajatanga zvebota vakangotanga vese vari vana vadiki.
So heartbreaking 😢😢 I feel so sorry for that young mother and everything she went through... Pliz men stop taking advantage of our daughters Let them grow up first Inga 18 padhuze wani.... Anyway I wish her all the happiness mumba macho maari..... Dai azowana all the support she may need
Kuva wrong its wrong but environment contributes. if not this guy maybe it was going to be another, at least this one accepted responsibility. Our gvt and social workers should really be active on the ground in such areas.
Vanhu mukungopopota henyu yes the girl was young bt mukumbotarisawo here kuti the guy was also 16 that time And kana makambogara mumapurazi hamungambozvinzwisise
She’s 17 now, already with a child. She’s still a minor today. When she was 12 years old he was a consenting adult, 18 years old. Any way you look at it, it’s still rape.
Age of consent is 16 pakabatwa nhumbu. Zve12 years zvaida kuRepotwa at the time or dai pakaita preg which wouls serve as Evidence of the Abuse Regai dzive shiri mazai haana muto
Vanga vachida kutora advantage yekuti mwanasikana mudiki and they thought haazive zvaanotaura or kuita, am Happy 💃💃💃💃💃💃for you girl. Hanzi kamsoro aka kakafanana nekemunhu waakambodanana naye, dzokeyi DN Test yakuti 99,99% yohweeee 😂😂😂😂 zvinhu zvacho zvine nharo. Ko kuzoti ndafara takunyadzisa vavengi, iwewe uri part of them hanti wanga uchiti mwana haasi wako, guys ka musafuririka imi, imi muchiziva nyaya dzenyu ahhh nhai.
I think NGOs and social workers (or whoever is responsible) should go mumacommunities and educate people kuti marriage age is 18. If it's discovered kuti maroodza mwana mudiki, mese imi varoodzi nevaroora mwana wacho munoenda kujeri. It's sad how many underage people are coming on this show
Nenhamo irimunyika ino a majority of children are not going to school, if they are they have little to no resources. Dating (to them) is a way of escaping poverty which is far from reality. This is a macro economic problem, poor economy leads to high social and moral decay. The social workers are overwhelmed with these cases, they can't manage. Zimbabwe is a bottomless pit of poverty, there are no libraries or community centres for young people. You can't tell a hungry child to aim higher. The only thing they are living for is their next meal. Our country is doomed.
Community ndiyo.problem..inin I was abused ndichinzi hure but ndanga ndisina kanna mazamu or period pain. I was like 10/11 years old. My only problem is I was beautiful and clever
So sad. 😭 12 years old!!!!! Muzukuru uyu anoenda kuboarding……. Sekuru rapes the friend. Tetes Know….. mothers know…… Lord….. have mercy on the girl child!!😢😢😢
Veduwee sei musingaraore vanasikana venyu zviro kwazvo? The boy was young...very very young so they are BOTH very young....BOY child haana mubatsiri veduwee. Isu tiri ma12 year olds taiisaziva kuti kudanan kuita sei vamee vaakutodika bonde..your parenting skills bhoo here
Although the relationship started when the girl was young which was inappropriate, its pleasing to know that the father of the child was ready to take the girl as his wife and they showed us that they ove each other.
Kubi 😭😭😭 Poverty, Child labour, God knows the abuse she suffered in the house she worked then Statutory Rape as if not enough paraded on National TV as promiscuous UThixo makangenelele, hoping authorities will help the Girl child. Ntloko nkulu full of water, family of stupid pple nxaa 😫
Its official now Tinashe is a marriage officer 😂😂😂 happy with the results 🎉 takutoita java tapromiser roora 🎉 panonzi kunyadziswa vavengi kobvingwe ivo vana tete
Kumapurazi. Vazhinji vanotanga kurara bevakomana at a very age. At grade 7 chaiyo they get married. Coz mwana anenge atopedza skul waiting for Marriage. The guy is 23 yrs now. Five yrs ago he was 16/17 yrs and the girls was 12 ndipo pavakatanga kudanana. Coz now the girl is 17yrs. Kumafarms kune basa chairo
Nhy ndatoonawo kuti the guy was a minor vakatotanga kuri kutamba misinzwa yevana Pampa chete hapana rape pa age yacho vaitongoti tirikudana zviya zvekuti ukapihwa kiss waisarara
May God protect our daughters from bad people 😢.At the age of 12 apa after labor watoudza munhu kuti mwana haasi wangu twuvanhu twakadai this is heartbreaking... October uno ane maUnder age
But at 12 yeard munhu unenge uine mafeelings here? Ndakazotanga kuenda kuperiod nda 16 years old..im a pretty looking person and everyone aindituka kuti hure aoa handina kana one wandaidanana naye.....ahh ihunhu wavo mazimba kuisa chakaipa pavana vadiki..utsinye huri mucommunity
Chokwadi vanhu ngavazive vaMugabe is a professional uye a father as well that why in each and every episode we always see his expertise in handling this situations
@@AliceMushambi Unomboterera Tilda naDr Choga here maweekends Saturday or Sunday. Kana usingaterere, chimboterera uzvinzwire kuti vaitaura kuti chakafukidza dzimba matenga vairevesa. Kubva kune vasingade kukwesha mukanwa, kugeza, zvese unozvinzwira ipano. Saka ini handisi ndatanga zvakatanga kare kare.
vanonzwawo kuti DN test let's gather here😂😂😂
Kkkkkk
😂😂 ko sei vachisirira A wacho nhai
Zvinondibhowa unoziva 😂😂😂
@@staceysaungweme3851i dont think they know kuti kumberi kuna A
😂😂😂😂😂
Vese vanoti best show ever lets gather here❤❤ini kana kuhondo ndinoenda navo
😂😂😂😂
Kuhondo munobatwa nemagandanga muchiona ma DN test
@@netsietumu7767 kkkkk
Very happy for the girl ,vanhu vanongotaura kwavasina kuswera 🎉🎉🎉🎉
Shuwa nhaimi kungodaaa kunzi tatauraaa 😢😢😢
This is heartbreaking 😢 she is still young ,you can hear her innocence in her voice
mukomana ane mangani
Hezvo mai vemukadzi vaitoziva relationship yemwana ane 12 years and she approved
Nhaimi zvenyu,ndatoshamawo nazvo
I think ndozvinotozoita kt vadyanane bota at that age bcoz vanenge vaktoti this relationship is approved 😢
Tinonzwei nhai vanhurume kana tichitsimbirira mwana ane 12 years? These stories make me very sad
it's because hamusi ku tarisa age difference
by the time she was 12 uyo aive nemakore mangani
They were all under age
Tinombotanga tafunga here kuti munongotarisa age yemusikana ko mukomana mamboziva ake here.
According to what has been said vanongova ve same age kana vajatanga zvebota vakangotanga vese vari vana vadiki.
@@teechizasi hamugoni kuverenga?
@@terencekoto3637aive ne 18 coz they've 6 yr age difference
Mainini chero havo vasina chikoro she is very inteligent. I like her character. She is truthful, respond well to questions.
Thnx mwanangu ,you knew the father
Mukomana anyadziswa anga achida kuramba musikana vachimupomera nhema dzega dzega, apa akatanga kudanana nemusikana uyu ari under age. Congratulations babe girl , well done wanga wagara wataura chokwadi kare kuti ndiye mukomana wawakagara naye ega. Wavanga vachipomera iwe wagara wazviramba asi wataura chokwadi chekuti wakananana naye but haana kubvira adya bota. Wandifadza wandipasa mufaro muzukuru mwana sikana.😊😊🎉🎉🎉🎉🔨🔨🔨🔨❤️❤️❤️❤️❤️💃💃💃
Vanhu vakuru ndivo vainge vakuda kutovhiringidza vana
Well done
🎉❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉
Zidzoro baba endai kujeri 12 years haunyare here
MaJerry anga Zara kkkk
Taura zvako the girl was tooo young to be in a relationship
Even the guy was a minor musikanzwa yevana chete yakaitikapa ndofunga kana manzwa mukomana akatoudzwa kuti mumirere
12 years anga atodyiwa bota kare uyo inga mukomna Ataura kt andisini ndakatanga
Murikuonawo here kuti mukomana anga ane 16 zvaiva zvemahubwe ,
So heartbreaking 😢😢
I feel so sorry for that young mother and everything she went through...
Pliz men stop taking advantage of our daughters
Let them grow up first
Inga 18 padhuze wani....
Anyway I wish her all the happiness mumba macho maari.....
Dai azowana all the support she may need
Kuva wrong its wrong but environment contributes. if not this guy maybe it was going to be another, at least this one accepted responsibility. Our gvt and social workers should really be active on the ground in such areas.
September wese aiva maexcluded ega ega now October ava maunder age asikaa 😢😢😢😢
Eee nhy mufunge 😮
She is a very beautiful young lady,nhamo yakashatA veduwe ,Mwari pindirai veduwe mazimbabwean tatambura
Taurai henyu, inhamo inokonzeresa zvakadai
Taura hako
Taura hko haaa and vana varikubatwa vachi vadiki chaiko
Life on the farms is a different ball game altogether.
Mwanasikana u so cute..geza chete
Anogeza ASI kana unenhamo hazvioneke
In other words hanz haagezi😂
Vanhu mukungopopota henyu yes the girl was young bt mukumbotarisawo here kuti the guy was also 16 that time
And kana makambogara mumapurazi hamungambozvinzwisise
She said she was 12….. he is 6 years older than her so he 18, he was a fully grown man with an ID card!!!!! Illegal!! Immoral!!
She’s 17 now, already with a child. She’s still a minor today. When she was 12 years old he was a consenting adult, 18 years old. Any way you look at it, it’s still rape.
Guy was 18 actually
They have 6years difference
".....ndakabva ndangouyawo bvandarova beans pana amai vaya...."🙌amwe matauriro hameno zvaangori so
zvakaoma
Disrespect
Ini paati mai ava ndatofunga kti kuda ndimai vakuru kumurume asadero mkomana uyu
Ndanzwa kumuvenga zvekuti!!😢
Unopera power vachaira kurova dzemachembere Joni😮😮
This is heartbreaking 💔
Mufanha wangu muera Shumba hauna kutinyadzisa sevaera shumba❤
Thank u mwanangu hauna kunyadzisa.....asi age mwari woye .....vanhu vese huyai mwana hanzi ndewawo babava 🎉🎉
😂😂😂 vanhu vese huyai here aaah iweka 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 wandifungidza jane achidaidzira komboni yose kkkk kwaaaaa
@@LeonMatura haaaa Jane angaakanyanya kkkkkkk drama chairo
@@SarahMugabe-rt6lu ndafungaka yepakomboni iya
@@mesiMutepfa kkkkkkk
Muzukuru waidzidzeii kubhodhing 😂😂😂unoti nhumbu ingabata maminutes iwaya auya sekuru
Kuendesa murume kujere is not a solution. They were minors. They need counseling and support
Well response
Kana achida mhuri yake no problem
The boy was 18 when the girl was grade six
Varamba kuratidza mufaro wekiss but am happy it did not end in tears
Chero mukauisa chirongwa ichi na22:00 ndingatotsike mumvura sendri kuverenga ndakatarisana nezamanition andirari😂
😂😂😂😂😂😂
ku college in the main library l remember haaaaaa DNA show.
😂😂😂😂😂❤
Age of consent is 16 pakabatwa nhumbu. Zve12 years zvaida kuRepotwa at the time or dai pakaita preg which wouls serve as Evidence of the Abuse
Regai dzive shiri mazai haana muto
Bhangu mwana ndewako wanga uchifungidzira zvisizvoooo❤ wat a nyc n quick show
No akanga achiudzwa zvisizvo asi agona kuenda kuma DNA chakaipa munhu anogara ari murima
Truly speaking I'm worried about my daughter ,varume varume denga muchaita reku googler
very worried, you're not alone
Same here
@@tinashemachena9623 zvakaoma asikana vana vanotoda kunamatirwa ava nyika yacho yave kutyisa
@@ThandiweJabulani zvakaoma moyo wangu urikurwadza
nemiwo vakadzi muchagoogler saka tose tanyura. 🤣🤣🤣🤣
Muzukuru na sekuru manyara .Wadadisa my angel mwana ndewake mukomana heeeed ane musoro mudiki here haaziwangu aaaah iwe indaunoroora uko.
Ndokyt Masibanda well done lil sis
vana masibanda tkarongeka😊😊😊
well done what? mwana akatangwa kurapewa ane 12 years murume ngaainde kujeri uyo,
Vana ngavarege kuita zvekurara kana kuda Ana nevakomana vari underage hazvina future yakanaka
Kuda varume toouch
...12 years kuziva kurara nemurumr aahh..
@@neliakupara chinonzi statutory rape muri kuchiziva here?
Vanga vachida kutora advantage yekuti mwanasikana mudiki and they thought haazive zvaanotaura or kuita, am Happy 💃💃💃💃💃💃for you girl. Hanzi kamsoro aka kakafanana nekemunhu waakambodanana naye, dzokeyi DN Test yakuti 99,99% yohweeee 😂😂😂😂 zvinhu zvacho zvine nharo.
Ko kuzoti ndafara takunyadzisa vavengi, iwewe uri part of them hanti wanga uchiti mwana haasi wako, guys ka musafuririka imi, imi muchiziva nyaya dzenyu ahhh nhai.
Mzukuru iwewe toda kuona kuroorwa kwKo wakura. Usiye makuhwa bvaapa
Haasi makuhwa aya.....😂😂😂😂😂its TRUE! Mmmmm vanhu havadi munhu anotaura cjokwadi
This girl is so innocent. Mubate mushe and you will always be happy and successful
Mzukuru waifunga ,nhumbu inoda ma hrs kubata here zvawanga uchiti nema minutes iwaya auya sekuru kubva South mimba yanga yabata nguvai,
Well done baby girl 🥰🥰🙏🏼🙏🏼👏🏼👏🏼👏🏼
Well done sister 👏 ❤
Thank you 😊
Varikuti mukomana akaita kakuzungaira let's gather here😂
Gather alone
Congratulations young lady
Vanyarira muzukuru lets gather here
I'm here😂
Neni ndamunyarira😂😂😂😂 ashay wodii chaizvo dzungu
Muzukuru musataure zvausinga zive kudanana kwavo kw 35:02 kwekutengerana ma zepi waida vatengeranei ,Good girl wadadisa ,
Wadadisa baby girl well done ndafara
VaMugabe soundtrack yenyu inowakwepi i love it😜🙌🫣
I think NGOs and social workers (or whoever is responsible) should go mumacommunities and educate people kuti marriage age is 18. If it's discovered kuti maroodza mwana mudiki, mese imi varoodzi nevaroora mwana wacho munoenda kujeri. It's sad how many underage people are coming on this show
Nenhamo irimunyika ino a majority of children are not going to school, if they are they have little to no resources. Dating (to them) is a way of escaping poverty which is far from reality. This is a macro economic problem, poor economy leads to high social and moral decay. The social workers are overwhelmed with these cases, they can't manage. Zimbabwe is a bottomless pit of poverty, there are no libraries or community centres for young people. You can't tell a hungry child to aim higher. The only thing they are living for is their next meal. Our country is doomed.
Community ndiyo.problem..inin I was abused ndichinzi hure but ndanga ndisina kanna mazamu or period pain. I was like 10/11 years old. My only problem is I was beautiful and clever
True
Why NGOs? This surely is the government's purpose
Wadadidisa girl ,God bless your marriage with peace
Ndirikurwadziwa asi, mwana mudiki uyo, hapana zverudo rwunoziikanwa pa 12yrs paakatanga.Kana nanhasi ichiri pwere iyi haasati akugona chero kunyatso kama musoro kuti ndirikuenda pavanhu, its sad atova mumarriage, zvakaoma.
Zvinoti kusetsa zvorwadzazve! Ini moyo wokubereka unondiurayisa. Well done my girl! Mkomana haa wakabata mwana asi unenge munhu kwaye,usazomurwadzise!
Vaera Shumba huyai pano..😊.this girl she so young veduwe
tiri pano 😅
Tirikuzvinzwa 12yrs akomana
Ndarwadziwa zvekuti apa shumbakadzi ava vakapfava chaiko
Haaa now atokura uyu
Kune akatoita mimba at grade 4 now she's grade 7 apa already single mother
Lioness yedu❤
So sad. 😭 12 years old!!!!! Muzukuru uyu anoenda kuboarding……. Sekuru rapes the friend. Tetes Know….. mothers know…… Lord….. have mercy on the girl child!!😢😢😢
Very interesting young couple, innocent honest young humble lady, I loved the story, Muzukuru seemed to lack some information because she also doubted
I'm proud of you girl ❤❤❤❤
Hanzi nekamuzukuru zvakatotinetsa kuti 2 minutes dzauya sekuru vaakutoti vane nhumbu....ko nhumbu inobata afta how long 🤷🏼...mazipenzi kubata mwana chibharo ane 12 years nxaaaa.... Weldone girlie hauna kutinyadzisa
Nhai zvako. And mzukuru pabuda maresults anyara anga akatarisira 0%.
Nhai zvako 😢
Veduwee sei musingaraore vanasikana venyu zviro kwazvo? The boy was young...very very young so they are BOTH very young....BOY child haana mubatsiri veduwee. Isu tiri ma12 year olds taiisaziva kuti kudanan kuita sei vamee vaakutodika bonde..your parenting skills bhoo here
Mainini moenda kuno tesitiwa,,, chikosoro bhoooo here
Mkomana uyu ngaasungwe,period, handidi zvekupikiswa ndapedza
@abigailmuneka442 ndiwe uchasara uchichengeta amai nemwana here
kudanana neunder age
I second you on that one ngaasungiswe anenge asingatodi mukadzi wake.
Vabereki ndovafanira kusungwa kuendesa mwana kumurume. Vabereki vake vanokurovai . Vakutoti vane mkwasha. Aifanira kusungwa pakaonekwa nhumbu.
Unosara uchichengeta mwana wake here 9yrs akasungwa
Thank you shumba yangu hauna kutinyadzisa
Thnx Shumbakadzi hauna kutinyadzisa wanga uchiziva hako mnhu akadya bota❤❤❤
Yooooh mafariro acho andaita kuti mwana abuda ari wababa , thank you baby girl nekusanyadzisa❤❤❤❤❤❤❤
Pwere idzi zvakaoma
I am a content creator, does pranks please change my life with your following on
What a beautiful lady she is🦋
Wadadisa baby girl well done am happy
Danki muzukura ❤❤❤❤❤🎉🎉🎉good girl you are a mother now❤😊
My Zimbabwean brothers chimbosiyai vana ndapota. 12years unenge uchibata pai chaipo?
Thanks alot baby gal God will hear you😢
Drink warm water,garlic with honey, cough will go away
Yoo😅
Wakavimbika zvako mwanasikana ❤
Shumba never go wrong
Kiss yaramba nhasi Mr Tinashe 😅, I’m happy with the result ❤
Very beautiful girl. Mwari murangarireiwo. Mukomana uyu amupewo rudo please.
Although the relationship started when the girl was young which was inappropriate, its pleasing to know that the father of the child was ready to take the girl as his wife and they showed us that they ove each other.
Kubi 😭😭😭 Poverty, Child labour, God knows the abuse she suffered in the house she worked then Statutory Rape as if not enough paraded on National TV as promiscuous UThixo makangenelele, hoping authorities will help the Girl child. Ntloko nkulu full of water, family of stupid pple nxaa 😫
And Mr Mugabe aswell kuti vaite kiss on Camera. This girl is still a minor she is under 18
@@b1nice923Handiti they are married though.
@@cc35506 still she was underage to make that decision
@@Gushie-p6p abanye bebesithi ugirl wayefuna. I can’t even believe abantu abadala bevumelana lamanyala la
Thank you bby girl hauna kunyadzisa zvako but wakamhanya zvako kuda zvinhu12yrs here veduwe
Uyu ngaasungwe
Kuti mwana wacho agochengetwa nani.
Uri kuda kusara uchitora mukadzi wake 😅😅😅
zvimwe hazvidi mutemo at least arikuchengeta mwana
Vanyanyovavarireiko it's your second comment uchitaura zvimwechete ,ngaachichengete mhuri Yake akazviitazve pane mumwe osungwa
@@gratianopaulkariwo-pt6ku munoti akakura achadzidzisa vana kutii iyeye achatovakurudzira kuita zvisina basa coz iye akaita akasiwa akadaro
It's Mugabe's face for me after hearing kut takatanga ndiine 12yrs😢
Yuwi nhanhaa kubvisa dzihwa nehembe😮
Nhai zvako Kudzie ummm huchapa hahudi so
@@RumbidzaiKafuramako aMugabe vadii Kupa mwana tissue
Rangu richidhonzwa kuti krrrr. Amai vacho vanenge vachisemesa havo kana shungu vane ayidhondikeya 😂
😂😂😂😂 ndozvinotaura kt ipwere chozikamwa hapana ari ktoona zviri normal
Kt krrrr hre askana 😂😂😂😂😂@@aidook5791
Vanhu vekuMarondera vakarongeka vangaita zvavo madrama ekurwa but hakuna mazero keep it up vanhu vekumarondera
Titende Nyakutunda Azivikanwa
Its official now Tinashe is a marriage officer 😂😂😂 happy with the results 🎉 takutoita java tapromiser roora 🎉 panonzi kunyadziswa vavengi kobvingwe ivo vana tete
Ko zvinotora 1hr here kuti nhumbu iyitike ?😅
Well done mwana sikana ❤❤❤❤
Kumapurazi. Vazhinji vanotanga kurara bevakomana at a very age. At grade 7 chaiyo they get married. Coz mwana anenge atopedza skul waiting for Marriage.
The guy is 23 yrs now. Five yrs ago he was 16/17 yrs and the girls was 12 ndipo pavakatanga kudanana. Coz now the girl is 17yrs.
Kumafarms kune basa chairo
5 years ago aiva ne 18years an adult, 12 year old 😢 is a minor, we can't justify zvakaipa.
Nhy ndatoonawo kuti the guy was a minor vakatotanga kuri kutamba misinzwa yevana Pampa chete hapana rape pa age yacho vaitongoti tirikudana zviya zvekuti ukapihwa kiss waisarara
kwete kuma farms bedzi ko iye yekwa Marange ya Varaidzo akatanga kuziva varume at grade 4😢😢😢
ASO they were both children.....
@@tetelestai4004 its NOT justification...they were both children....tisade kunyepera kuzungaira apa
Kurova beans here veduweee 😂😂😂
Zimu zikuru racho kuipa ndiye aifambisa makuhwa
Hanzi 2 minutes dzamauya munhu anga atova nenhumbu
Rakashata makuromo kuda camera here zichizukuru
May God protect our daughters from bad people 😢.At the age of 12 apa after labor watoudza munhu kuti mwana haasi wangu twuvanhu twakadai this is heartbreaking... October uno ane maUnder age
Truevdear
Kakufura madzimbwa nekukosora kwacho you can see kuti paita pwere yakazvariswa eish 😢😢
Wazvionawoka 😂
@@gloriamarvellousmutindivar5349 it's sad Shame
Kkkkkk comment section itai mushe
Kkkkk kuzofura nehembe manje😅
This girl is so innocent
Kuzviunza wega kunomhangara nyaya yavakapara Sungai munhu
Bva ndarova beans 😂😂😂😂😂 kanyika iñhamo zvayo asi kane vanhu vanonakidza
Kkk hanzi nemuzukuru vakaramba kukura vibva vagadzira mwana wavo
Vana mhofu vane ruchiwa
Shuwa
Mhofu uyu ane ruchiva kwete Mhofu dzese hama yangu
My heart is bleeding 💔 for the girl child 😢
What you say Muzukuru don’t say things dzausingazive.
❤❤❤❤❤ the results.
But at 12 yeard munhu unenge uine mafeelings here? Ndakazotanga kuenda kuperiod nda 16 years old..im a pretty looking person and everyone aindituka kuti hure aoa handina kana one wandaidanana naye.....ahh ihunhu wavo mazimba kuisa chakaipa pavana vadiki..utsinye huri mucommunity
Muzukuru anga ari kuboading akatodarikwa nemukadzi kungwarira 😂😂😂
Varikuti vaMugabe muri kusiya rape wat wat. Ndobasa renyu iroro imimi muri kuona chiendai munoudza mapurisa vaite basa ravari kupihwa mari nehurumende.
Nhai hako iwe vanhu vànoda dna man aiite sei
It wasnt rape, he was still a teen when she was 12
Chokwadi vanhu ngavazive vaMugabe is a professional uye a father as well that why in each and every episode we always see his expertise in handling this situations
Nhai zvako handina kumboona chavatadxa
Well done Daughter
Why would u keep on putting your girl friend on status when u know u have a girlfriend back in Zim that’s bad .
Mwanasikana akavimbika nekuchengetedza ndiro yababa. Kumirira mudikani wake kusvika pakumupa bota ndiye nhumbu tubu.🎉
Takakura nguva yakanaka, at 12 years taitotiza vakomana.
Taura zvako dear
Ehe but kumapuza vana vaitozvariswa vachiri primary level hazvina kutanga nhasi izvi
Wagona mzkuru wangu hauna kunyadzisa asi wakamhanya wena kudya bota but im happy for you❤
I’m thinking nhau yekuda kubuda pa TV yaburitsa crime yanga yakavigwa kwemakore mashanu 😅Iyi imhosva mhenyu. Kudzidzisa a 12-year old girl kutamba mutambo wechikuru imhosva mhenyu ichiri kufema iyi. Mhosva hairovi. This dude was an adult already.
Iwe vaiva vana vese
But you are right
Vanhu vakutuka mukomana but theywere both young. Naiyewo muskana hemeno aidei pamunhu komana ne12 years....@@lilianmhamba
He’s 18 years old 5 years ago
Mhofue mdara💪 in JP's voice. Chamiririra isu mikono chaiyo kwete yetsambarafuta🤙
😂😂😂😂kwakwekwikwokwu kkkkkkkk tumhufo twekupenga
@@violettekalembela803 😂 wakambotamba namhofue hre or ndikupe address😋
🤣🤣🤣🤣Blaz kabhinzi kamairova kaye kaye ndiwo mubayiro wacho uyo. Pamwe mukanwa muri kushaisha sezvo varamba tsvodo
Umm ...mako murkudii zvaunofungira vamwe zvakaipa kudaro ... some words haaite
@@AliceMushambi 🤣😂🤣😂. Iwewe chakurwadza apa chii?
@@dorothymtetwa3844 not that I felt pain but kungokuonesawo hunhu Shaa ..how would you feel if someone says the same to you in public