Kutaurisa kwakaipa. This guy wekutaura nyaya yekudzingwa aporongera everyone. Next time siyai vana kumba kana muchienda kumatare. Again pindura zvawabvunzwa only wosiyana ne yep yep uchiti ndiri kupa mapoints
Ba Taps it would be nice to have a sort of a documentary of Mambo Mutasa explaining to us the Humambo of his family. Kuti hunofamba sei. Ndanzwa vachiti pane 9 vehuambo vari vasadare. It would be very interesting if he would share with us zvinofamba sei and how they all end up with different surnames yet vari vehumambo vese. I am a Samanga aswell, but we use a different surname ndinonzwa kuti baba vangu vatoriwo mu linage he sabhuku here or something. But kuti ana sekuru vakatamirawo kumwe and hapana akazombozvitevedza. Thank you. I hope you will come across my comment.
Good point. Bt i think nyaya inoitika kt ma surname asiyane inyaya ykt vamwe vanoshandisa mazita emadzisekuru awo kuita ma surname. I'm also from a loyal family. Ndiwo maonere andakaita.
Yaa; amai avo vazopedza nyaya. Saka vana Kasu indururani - now I understand kuti mambo nemachinda ake vanga vachibva nekupi vachiendepi. Haaa; Dare ranga riri mugwara through and through - ndanga ndada kumhanya kushoora Dare.
The two boys ndivo varikuda land iyi but umwe azodhomoka manje. The council letter is not genuine. Lamination iyo iri fresh, they laminated it kuti zviite sekuti rakachengetedzwa zvakanaka. Kasu itsotsi but azviparira abatwa nemusungo waateya
@@charlesmagagada5044 land yaitove yekupihwa iye saka hautonge munhu akakupa after all waive padare havasirivo variidzi chaivo havasitori involved munyaya iyi
@@LettyShawty Haasi brother ndi baba waMambo pafamily yehumambo vanoti Sakupwanya ndiye baba vaana Mutasa so ndiye current acting headman Sakupwanya iye anotofunga kuti ava biological father of mambo
Well done Chief Mutasa. Good setting and respect for your secretary 👍 Good brains and respect.
Secretary wamambo Mutasa is very very professional 👏 👌 👍 haapindire mukotongwa kwenya anogotaura ne pen nepepa chete chete.
very dutiful and focused!
The retired Professor
Anonyanya kunyora nemajokes ese
But dare haribvunzi record yake kana nyaya dzadzoka mudare
Imagine@@nomsanyika151
Ndanzwa kunyarira mfana wekudhomoka uyu
Eish...
Secretary wamambo Mutasa is the most smartest and professional secretary I have seen muma dare ese andoona muma youtube imi.
Ko wa Chief Makoni
100%, secretary is always always on point diligently taking down notes..well groomed on point as well..kudos mambo.
True and he minds his own business
Haa anokubdwa newa Chief Makoni😅
Wa Makoni Hamuna Zera naye
Your tent is beautiful, makagona Chief
Thats when you will understand the use of appointing a spokesman in every event🤣🤣
😂😂😂..veery important!!
Team rekwaSamanga inenge problem,,hapapedzi nguva pasina wekwaSamanga apinda padare 😅😅
😂😂😂😂😂 yAa ava vanogara variko hameno chiii 😂😂
Family yekwa Samanga vakawandisa zvekutodaro kwaMutasa saka automatically ndokuwandawo kwama problems
Itai mushe
Vakawandisa but indururani vanhu ivava. Varikuda kuita dunhu ravo chete becoz kutorine gomo rinotonzi samanga.
Mfana Uyo wekudhomoka ndo type yevarume vanovhiyiswa mbudzi padare 😅😅😅😅
Chief for President. He speak truth. Corruption ku council Chief vanogara vachiiramba and he does not fake it, he say the truth.
Wakanganwa nyaya yamai Mutasa yavakatsika tsika
Imhosva Yake here iyoyo becoz akanzi nashe enda kukanzuru .plus mambo chimbonzwai nyaya yemunhu musati mamupa mhosva
Kkkkk pwaaa ndazoseka hangu haaa muface uyo kuzosimuka echiti mudhara uyo haagoni kunyatsotaura regai inini nditaure kkkkk kwakuchitoporongesa
Unenge waenda kudare uchiti nhasi ndonovapedzera wanike Chief Mtasa vakatojamyka zvavo😅😅😅😅
Kkkkk..usauye kwa chief mutasa uchifunga kuti unomuita toi toi..talking too much doesn't mean your address will con people into believing you😅
Chief mùnechìkoro 1 chief l respect
Kutaurisa kwakaipa. This guy wekutaura nyaya yekudzingwa aporongera everyone. Next time siyai vana kumba kana muchienda kumatare. Again pindura zvawabvunzwa only wosiyana ne yep yep uchiti ndiri kupa mapoints
Ba Taps it would be nice to have a sort of a documentary of Mambo Mutasa explaining to us the Humambo of his family. Kuti hunofamba sei. Ndanzwa vachiti pane 9 vehuambo vari vasadare. It would be very interesting if he would share with us zvinofamba sei and how they all end up with different surnames yet vari vehumambo vese.
I am a Samanga aswell, but we use a different surname ndinonzwa kuti baba vangu vatoriwo mu linage he sabhuku here or something. But kuti ana sekuru vakatamirawo kumwe and hapana akazombozvitevedza.
Thank you. I hope you will come across my comment.
Same is already out there but not by karanganda.They explain everything.Very interesting.
2011 ndoyaakagara uyo Sithole.
@@itaiwanyuku9383where can I find it?
Good point. Bt i think nyaya inoitika kt ma surname asiyane inyaya ykt vamwe vanoshandisa mazita emadzisekuru awo kuita ma surname. I'm also from a loyal family. Ndiwo maonere andakaita.
@@nadianicolas-pd7riyes ndakambozvinzwa izvozvo futi.
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 makurukota a mambo mutasa anovhuna anenge atori ready for you😂😂😂😂😂😂
Ishe anopa umwe munhu nzvimbo asingapombe newakadzi wawo😂😂😂😂😂
thanks for explaining kuti ''kuripa netere'' kuita seyi?
Mwana akadhomoka akubuditsa nyaya dzisineyi nechekuita nenyaya. Vanokwanisa kutorerwa munda uyo dzikafambirwa. Kunyarara kunokunda kutaura
Ndotufana tunofana kunovhiya mbudzi varume vachizeya nhau
I am here for th🎉 Secretary of court
Kwai na Arnold ndamira padera pa mambo mutasa😊😊😊😊
KwaMutasa unobvunzwa ukadhomoka wega,hezvo wosingirwa hupombwe hwevakaenda kare 😂😂😂
I think the secretary writes down every word spoken by the judges and everyone in the court
Haa kuwondomoka ndikoku 😂😂😂kubuditsa nyaya dzisineyi nedare dzekupomba kwabambo now mave kuzvidzingisa panzvimbo
Mambo Mutasa apa mandigonera vanhu vanouya kudare vasingazive zvekutaura
Kuripa netere - kuripa nedongo - ibva panzvimbo undogara kure nemhuri iyoyo - ibva mu village undogara kure nemhuri yawakanganisira.
Yaa; amai avo vazopedza nyaya. Saka vana Kasu indururani - now I understand kuti mambo nemachinda ake vanga vachibva nekupi vachiendepi. Haaa; Dare ranga riri mugwara through and through - ndanga ndada kumhanya kushoora Dare.
Mafana uyo aifanirwa kungonyarara.
Abudiritsa gure rese 😂😂😂
Abuda musaga
Yaa. Mufana amhanya pakutaura but machinda awo anenge azotongerawo pachigandanga futi. Nyaya ndeyemunda zvehupobwe zvakapfura nenguva yazvo & vana Samanga kuvasiya vachigara ipapo vachizviziva zvehupobwe kureva kuti vakapedzerana pandima iyoyo.
Mukomana azviparira uyo but still vanga vairuza already
Akanoshaudhwa nevamwe vese kumusha😂😂
🤣🤣🤣🤣 mufanha uyo sooka,anoda kut masvika kumba momuzvambaradza,apa asimuka achiti baba watadza kutaura apa akutaura ndozo zvake.wakomanaka 🤣🤣🤣🤣
Munhurume abuda musaga haaa zvakaoma hakuna varume vakadai😂😂😂
True very smart and committed to hi work
😂😂murume ane maroon paside paChief anopedza..hanzi imi vapfanha imi hamuna nyaya
Anondifadza zvangu
Anopesva kkk and is always in sync na mambo
Hanzi hamuna chunhu😂
Kkkkk hahaha padare hapadi vanhu vanodhomoka shuwa nyaya yatozochinja
Vazukuru havafanirwe kunetsa kumisha yemadzisekuru mhani aaah ngavachienda kumisha yavo vanotonga kana zvanetsa.
Kkkkkk hanhasi ndaseka dare iri nhasi chief mutasa mubebasa
Muzimbabwe mese ndiye mambo chete anotonga zviribhoo
Masiya chief bushu
Vanotonga Mambo Mutasa. Vane pavanomboshaisha, especially where self interest is involved. But overally vanosorta basa
True
Go and watch case ya pastor vemulodge 1st and make your judgement later.. because ipapo pakashanda mari zvapo.
Usanyepe
Umm
😅😅😅mwana afumura secret.nyaya yabuda pachena😅
Mfana uyo warasa nyaya
Ndikambouya kwa Mutare kumba ndoda kumbouya kudare iri. Dare iri rinonakidza. Hanzi sekuru vako vakahura nemukadzi wa ishe😅😂
Go shumba goo
Tongai Chief neDare renyu, titongei tizive gwara.
😅vana vemupombi kkkkk
Tumwe twuvanhu tunorasisa nyaya😅🤣🤣🤣🤣. Munda watoenda nekutaurisa🤣🤣🤣🤣
Kkkkk hanzi nemudhara uyo ava vari kuda kupomba futi
Kkkkk zvakaoma hanzi vafana varikuda kungangura fhuti😅
Awo muchinda anenge anongotambawo nematsotsi kwese kwese kwavayi inda - kuCouncil nekunana Nyakatsapa kwavo.
Haa unodemba kuti chandanga ndichazvitaurira hangu 😂😂😂
Aaaah padare hapadi kutuma anodhomoka ndadzidza😂😂😂😂
Ndakafunga mai vekulogde napaster ndobva ndafunga june 2008
Kungwarisa kutaura zvisinei kupusisa vana vanongotaura pese pese.
Kuvhura hombe uchida kuvara diki.
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Dai ndirini imimi ndainyarara nekuti muchabva nedzakawanda 😂😂😂
Apa ndadzidza kt mromo inoparira, Better kutotaura zvishoma zvine msoro,uyo atengesa dzinza rese nemromo
Tawapo ❤❤❤❤
Haaaaa kudare musangopa mbwende mikana hezvo mazano ese svititi
Sekuru vako vakahura😂😂😂😂
Secretary chibaba
Chikoro chakangonaka hacho sure kungwarangwanduka hakusi kuchenjera
Wise man
Uyo wataura zvechihure nekudzingwa kwakaita sekuru wanyudza mhuri yose, ndiyo type iya inofanira kuvhiyiswa mbudzi. Kutaura point inotsigira opposing side. Kabenzi.
Baba vakafunga kut vakaenda kudare nemkomana uyu zvinobudirira vasingazive achanofumura zvese😅... Mujaha zvimwe nyarara
Is Chief Mutasa not a lawyer? Or Magistrate?
Ndanga ndasarira😂😂😂
Baba wanorowa chirungu
The two boys ndivo varikuda land iyi but umwe azodhomoka manje. The council letter is not genuine. Lamination iyo iri fresh, they laminated it kuti zviite sekuti rakachengetedzwa zvakanaka. Kasu itsotsi but azviparira abatwa nemusungo waateya
Best of the best
Paangotaura kuti sekuru vangu vakadya bota rasabhuku abva atovhura imwe nyaya hombe. aporonga nyaya mfana uyu. 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Uyu akabuda msaki😂😂😂
Fungisisa mashoko aunotaura pamberi paMambo Mutasa. Think before you speak before the learned Chief Mutasa
😂😅😂wanhu wese kana madaidzwa😂😂😂
Zvakaoma
Uyo wekubuda musaga anonochiona nevamwe kumba ikko kut wadii kuramba wakanyarara hako 😂😂😂
Gaya😂😂😂😂😂
Atozoita zvinhu zviome
😂😂😂😂 haaa anonochiona
😂😂😂 next time vakaita nyaya kudare vanomusiya kumba anobuda musaga
Kkkkk tarisai miromo yachena after abaya pangowawa. Kkkkk mufana anodhomoka hey.
@@TawanaTorm nhaiwe😂😂😂😂
Kunuditsa hupombwe hwemhuri pajekerere🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kasu itsotsi arikusanganisa nyaya uyu, zvekusaziwa munhu kuti abvepi hazinei nemuganhu. Munhubachipinda mudunhu anosvikira kwaSabhuku, sabhuku oenda naye kwaIshe, ishe oendesa kwaMambo. Then zita rozoenda kwaDA
😂😂😂😂😂😂😂😂imba yekwamutasa inonakidza
Secretary wamambo anobhadharwa nehurumende here or nedare
😂😂anobhadharwa Mari inobviswa yedare ndiyo yavanoshare ipapo Mambo ndivo vanobhadharwa nehurumende
@@Tapera-c2q mari dzedare ndopanobva mari dzavo ipapo
Mufana avhara diki kwakuvhura hombe.... vanhu vekuxiva ava, munda ndouziva uyu
imagine. my point as well. kuzvisungirira chaiko
👏👏👏
kutaurisa kunorasisa nyaya mudare. dzidza kunyarara
Well done netafura yasecretary haa hamuonii kuti vkunyora zvkanaka herr.
😂😂😂😂😂 haa apa unogona kunyura..ukapusa
Kkkk mufana akutoramba achibuda musaga
Dzidzai kunyarara padare potaura zvamafambira otherwise munobva mafukunura zvirere sezvizvi 🤣🤣🤣🤣🤣
Vakamugonera secretary.. Mwashuma mambo woye, tobonga
Ko wechidiki angeazobvepi kkk haa kudare hakudiwe type iyi
Inga pebota ndipo paita nyaya ipere wani
@@ChanceTundumaro shamwari they lost their land paye hauna kunzwa nhai? they are starting all over just because of loud mouth yekamufana aka
@@charlesmagagada5044 land yaitove yekupihwa iye saka hautonge munhu akakupa after all waive padare havasirivo variidzi chaivo havasitori involved munyaya iyi
Mudare umu mapusiswa vanhu haikona.
Mupfana uyo akafugura hapwa 😮
Mambo mutasa ndofarira wenyu secretary
#9
60 number ndarivara
Uyo mukuru aripa side pa Chief mutasa ane maroon anenge achikanda mabara zvake
Mabara obva ati zii zvake😅
Anokanda zveshuwa. I like it. Ndiye baba anogadza madzimambo zvakare.
Kkkk but i like him anobvumira zvarikutaurwa namambo zviri genuine
Vakazombobvunza vamwe mai kuti saka muchibva pano moenda nemurume upi😂😂😂
Hoooka @@godwinchiutsi9183
Secretary urikuzwe shuka wane tebu unochinyora hakezve
Ndawaripe mhoswa Yao maybe sekuru samanga akugumbuka nekuti mhoswa haina kuripwa
😂😂😂😂Bota riri kudyiwa kunze uku😂😂😂😂
Even ngozi iri kuchemera bota 😂😂😂 hanzi ndiri kuda kunyengawo
@@blantinambewe1096 😂😂😂
@@blantinambewe1096😂😂😂😂 haa yachema wena hanzi shumba imi murikunakirwa ndoda kunakirwawo 😂😂
th-cam.com/play/PLWwQTW408h6fRRkB-sMc0GgMgTW_D2C0j.html Pakaipa
Mutasa ane pride too much, he doesn't respect his subjects.
😂😂😂😂😂
Vanhu vekwaSamanga are involved in every nyaya yepadare apa why😮
Hoyoooo
Brother yaMambo Mutasa ari paside pavo dai akasaitwa hake Mambo, huchenjeri haana hake plus haagoni kutaura nevasungwa zvkanaka ih 😮😮😮
@@LettyShawty Haasi brother ndi baba waMambo pafamily yehumambo vanoti Sakupwanya ndiye baba vaana Mutasa so ndiye current acting headman Sakupwanya iye anotofunga kuti ava biological father of mambo
@@AntonioDeure Aewa ngaagarire hake ku headman ikoko cuz ih the guy is overzealous & sometimes disrespectful ih
Ane maroon here neblack jacket
@@nomsanyika151 Yes