This is very very unfair, vana Sabhuku naMambo wedunhu iri nemi varidzi vemufi murikudaro ngei kudheereraka uku. Hamunawo tsitsi nei kushirikadzi iyi. Musadaroba weduwee. Territorial mai avo
Tsikamutanda in gogo's voice😂😂😂.haaaaa ava ngavatore bag rehama yawo azviti kuti gogo vagare ne bag remunhu akafa isiri hama yawo. Vaizomirira Tsoka vaine bag rawo mhani😢
Vanhu vakaponda munhu vakamusungirira kuti azonzi akazvisunga vakaba bag rake zvakupfuka saka vakabva vanorasa bag musango kurasirira saka munhu akanhonga bag avekunzi nemufi endasa bag kwaraiwe kunova kune vanhu vakaponda munhu ndosaka varikuramba unless kana dziri hama dzake mufi. Bag rakasotwa
One thing I’ll say is that Zimbabwe has some great narrators/storytellers 31:13
Raitofanira kunongwa nemurwere wepfungwa nekuti akaponda anenge akatsipika mufi anenge achivharwa saka anenge otoita mashiripiti akewo asi anokwanisa kutaura nevarwere vepfungwa nekuti varwere vepfungwa vanooneswa zvatisingaoni 😢
But vanhu ngavabatsire kuti Mai Ava vasunungurwe bag riinde handi zvirikutonzi mwana akanhunga bag pfungwa dzake hadzina kumira mushe here .
Tsek wenyu bag racho ngaritaure kwete kuuya muchinyepa pano nxaaaaa
Mapinda biz kule Nyatoti kule wangu...humba
Sabhuku, once aziva kuti ibag remufi, aifanira kusheedza mapurisa nokuti ievidence/exhibit muma investigations avo kuti munhu akafa sei.
Mukomana wokunhonga bag handione kukanganise kwakaita semunhu anorwara nepfungwa , imhepo yakashanda apa. Maybe vaimirira kuti November apere matare echivanhu avhurwe December. Otherwise dai vaudzao futi mapurisa vazive
This is very very unfair, vana Sabhuku naMambo wedunhu iri nemi varidzi vemufi murikudaro ngei kudheereraka uku.
Hamunawo tsitsi nei kushirikadzi iyi. Musadaroba weduwee. Territorial mai avo
Nhai zvako....kutogarisika kumba kwawo vakachengetesa bag remwana wawo mumaraini.Sabuku ngatore bag iro😢
Sabhuku maremedza Gogo . Dai matora bag iri muvarerutsirewo.
Tsikamutanda in gogo's voice😂😂😂.haaaaa ava ngavatore bag rehama yawo azviti kuti gogo vagare ne bag remunhu akafa isiri hama yawo. Vaizomirira Tsoka vaine bag rawo mhani😢
Mama makanga nesa chinhu one dai musina kuisa mum a mense makaenda naro kuma purisa ariiwo akazovatsvaka
Awo Baba awo wati munhu uyu anofanirwa kunge Ane bag akaziva sei kuti anga aine bag?
Hamuna kukanganisa mufi akaona kuti makachena
Bag ratova spiritual. Munhu haafi weduweee
Haiwa hama dzakarambirei bag rehama yavo masuspects ndivo vakauraya hama yavo
Sabhuku ndobasa rake ndovaifanirwa kuchengeta bag
Maziva sei kuti bag nderaTadadzwa,
ID and fone yaivemo mubag
Hanzi manzi mune chitupa here
Maiwe nechitupa nepassport
Hapana ere video ye bag Richi taura, paka shaya ano rekodha
Ngozi inokupedzera😢
Nyaya iyi mai ngavatakure bag kwamambo naro Hama dzozosheedzwa ikoko
Kushungurudza gogo iyo veduweee pamwe chakaita kuti mwana wavo anhonge bag arimowo murufu rwemufi asi zve konzi murwere ummm
Pamwe akarwara after auraya munhu
❤❤
I chokwadi Takunzwa taishanda naye kuno ku Capetown, akangoenda kmusha within 2 months takutonzwa kuti azvisungirira
Vakachengeteswa bag iro vakawanikwa vasina Mhosva mofanirwa kuvaripira imi varidzi vemufi
Ndaitomboda stand kwamurare aaah fazofunga handichadi kunemabhinya kuita mukurumbira kudai fanika so
Sabhuku ndiye anofanirwa kuchengeta bag,ndohusabhuku hwacho
Kumupireyi Jeri sabuku
Nyatoti long time mukomana
Vanhu vakaponda munhu vakamusungirira kuti azonzi akazvisunga vakaba bag rake zvakupfuka saka vakabva vanorasa bag musango kurasirira saka munhu akanhonga bag avekunzi nemufi endasa bag kwaraiwe kunova kune vanhu vakaponda munhu ndosaka varikuramba unless kana dziri hama dzake mufi. Bag rakasotwa
Honde kumabhinya
Haaa pangonzi Kombore apo ndiye suspect ipapo last time aive mune dzimwe nyaya futi
Tich enda kwanosiyiwa bag ne Goddy unzwe kuti vari kuzivei pabag
Uyo ane hembe inemavara mavara neblue mumaoko even statement ranyakuona mutumbi paakafona akati handipo ummmm ndofunga ndye sabhuku😅
Varidzi vebag ngavatore bag Ravo Kuna gogo avo Havana mhosva cy vachidaro kunhonga kwakaita mwna wavo imhosva hre sure
Hondevhari kumabhinya
Ukaona munhu wakafa ukasataura ndopanenyaya
Ma1 anee atanga .cz unovhiringidzwa kusvika wataura kt wamuona kuwanhu or kuhama dzake
Why are they not taking the bag to the police ? Unless if they know something
Endaika kwaMambo Mutasa muno report nyaya yenyu
Muchati jairira
Ivo vakabvumirei kusara nebag remunhu isiri hama yavo
Taurai ne bag kuti hamadzako dziri kukuramba tiudze kuti toitawo sei
Ha mukotsa unopedza
Kkkk vanhu hazvizivi kuty Mari chaiyo ukashanda unoiwana kungosiyana ne TV.whatsup.makuhwa .kuvhakavha pausingakwane uye hwunhungo ukangoisa key ipapo waenda foni ita kambudzi ..pfungwa dzikangorodza chete wapinda kwete kuuraya munhu hazviko
Mabhinya akazara uko yoooo
Kwangu kumba uko ana samanyika
Iyi nzimbo is very primitive yooo this days ku believer kuti kuutaya munhu ndokuita mari here yooo makasara chaizvo
Zvakaoma hama
Ini kwahonde pahauna apo
pamasere apo
Masere tiripo Maringa
Zvakaoma
Ummm bhegi ranga rina baba ava matauriro acho suspecting you baba
Murikureva baba vapi vokuona munhu here kana kuti
Gogo , saMukotsa hawasi tsikamutanda iya
Oh Tsoka vakabata basa
Zvakaoma
Zvakaoma