Well done to mkadzi uyu for recording the calls, she's disciplined. Mukwasha iboorangoma chairo, thats taboo kupfimba ambhuya. Ko tete kuto threatena muroora, vatiri ne error vese nemurume wavo
The only king l see in my generation he deserve to be a president our country will be heaven on earth. Thank you king Solomon wemubhaibheri. Ndisingakanganwi kutenda ambuya washa the true wife why Mwario asingandipio mukadzi akatendeka seuyo. I will do everything for her she deserve everything.
Just goes to show pasina evidence nyaya inotosara yave yako even though uriwe wakanganisirwa! Tete avo vaakuda kutoramba kuti nyaya vanga vasingaozivi yet vakatombogara pasi kuda kutonga nyaya after vaudzwa hubenzi hwemurume wavo. Zitete iro ndo type yevakadzi vanomiririra varume vavo even vachinzi vabata munhu chibharo😭.Why is she tormenting muroora every day yet vagere nemurume wavo wacho ari kuita hupobwe?🤷🏽♀️.
A family of thugs! That woman (zitete iro!) is so stubborn and shows great disrespect for her own Chief. If it was me I would divorce such a disgraceful wife. Muroora uyo, like what her t-shirt says is a True African Queen. Well done Great Chief.
Tete vari desperate murume uyu anotoziva ano defender nemkadzi muupenzi hwake..chembere dzinonetsa dzikawana varume. mkwasha is very wrong.l hope muroora will b safe type iyo unoisirwa mushonga
Lesson"Always record for evidence tomorrow". Ambuya wakagwara awo well done you made the King's judgment more easier with those recordings
But foni tinoita zvatinoda nayo saka humbowo hunenetsa
I salute you my King you have wisdom from God. Continue to be guided and protected under the wings of the Almighty
Thank you our King, atezvara vakavana mukadzi akazvibata anotya Mwari ngavasamusiye
Mkadzi uyu ndamupa respect zvangu .Uuum blessed are those who learnt from you and your husband . Keep it up amai
Mambo vanogona kutonga awo. He is a no nonsense Chief 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾
Tikaita vanhu 5 vanenge ambuya ava nyika inoenda kure chokwadi. Well done sis. You represented us very well.
This man I think his a king sent from above wisdom is apon him ane justice
I salute you my king 👑you are full of wisdom
I'm loving the King everytime, he has wisdom, and mainin you're brave and smart keep it up, Tete muri da call
haaa ama 2K and technology unokuvara kkkk tete vanopenga
Mukwasha aketsveruka koti tete vacho kuita kuvhengedzera kunge ka bhuru vachida kureverera murume svunu iyo ,sando dzenyu mambo haa munondigonera💪💪
Excellent chief chibaba chief uyo mwana mudiki pa kuona asi mukuru pa pfungwa
That 3 minute Introduction is legendary 🤣
Mambo has great wisdom and gives sound advice.
Keep it up Ambwuya, dai vakadzi vese vakatendeka kudaro nyika yainaka
Thank you Chief good work
I salute the king full of wisdom 🙌
Mukadzi akangwara uyu anoda imba yake job well done muroora...
Tete ndivo bishu kureverera chipfambo chemurumo wavo
Wise lady stay blesswd
Great improvement kuna mambo, mazuvano vavakutonga. Thumps up for Kizito as well kkkkk
Very good Chief,, excellent you are great,,, mupositori chaiye Chief uyu
Well done ambuya we learn a lesson
True reflection of a Chief.
🎉Koo tete ku protector hurerume ravo😊
Thanks chief dzimwe nyaya dzinoda chief chokwadi
Well done to mkadzi uyu for recording the calls, she's disciplined. Mukwasha iboorangoma chairo, thats taboo kupfimba ambhuya. Ko tete kuto threatena muroora, vatiri ne error vese nemurume wavo
Makati tete havarwari here imi.. pane kutopururudza and thanking muroora for the courage.
The king 👑 has integrity and saves justice with good introduction to people with balance of power to both male n female.
Best wishes to the young couple. Mambo mazviita.
Big up mambo ndooo mambo zve ava
Ambuya haabatwe mukuwasha akatsveruka kuda kutsotsa ambuya
The only king l see in my generation he deserve to be a president our country will be heaven on earth. Thank you king Solomon wemubhaibheri. Ndisingakanganwi kutenda ambuya washa the true wife why Mwario asingandipio mukadzi akatendeka seuyo. I will do everything for her she deserve everything.
King sando dzenyu tatenda hangu rambai makadaro chief.
She is very honest.
Mambo avo deserve to the our president 🙏🙏🙏🙏I love you Mambo
Saka akatomutsa bato motovavhotera ka... Kana neni😂😂
Thumbs up to Chief Nyamaropa, Tete tognai kumba kwenyu not pese pese
Mambo munedzidziso👏👏
Mambo vakatonga apa 💕💕👏👏👏
Mambo you have wisdom from God matongero ndoafarira
Chief uyo haangaite president of Chiefs here
Tinotenda mambo nerairo nekutonga kwakanaka , Thokoza siyavhuma clear cut with order in the courtroom navigate zvakadero in justice 👏👏👏 mhururu uko❤
king Terminator.....My King love love love
Well done man for loving your wife necharacter yatete iyo muroora uyo aikuvadzwa
Kkkkkkkkkk
Great Changamire I uploaded him ndokutonga uko that sister will become a witch one she reaches 40
I solut you mamoyo
Mambo ava vane wisdom 👌
Mambo to the president 👌
Chief you gifted,tete murisasikamu chairo instead yekutenda muroora makutuka
Good job mambo
You have more wisdom than ED Mambo.
Chokwadi tinofanirwa kupota tichiindd kumatare tichinozwa kuti chivanhu chinombofamba sei ummmm ndadzidza zbakawanda since ndakatanga kuteerera nyaya dza Chief iwawa i salute
Wisdom from above poured on you Changamire.
Job welldone
thanks mwana sikana vangu
My King💖
Just goes to show pasina evidence nyaya inotosara yave yako even though uriwe wakanganisirwa! Tete avo vaakuda kutoramba kuti nyaya vanga vasingaozivi yet vakatombogara pasi kuda kutonga nyaya after vaudzwa hubenzi hwemurume wavo.
Zitete iro ndo type yevakadzi vanomiririra varume vavo even vachinzi vabata munhu chibharo😭.Why is she tormenting muroora every day yet vagere nemurume wavo wacho ari kuita hupobwe?🤷🏽♀️.
Well done mambo. Munoita nomo nomo.
Vanatete hatiiteyi humhu zvinonyadzisa izvi muroora ari pahondo chaiyo toda part 2 yacho
Nhymi Tete makakwana here . Siyanai nevana vadanane .
well done chief
This is the reason why in Shona culture mkwasha is not allowed to talk to ambuya
Even to greet using hands
mambo you the best
Ndanyarira tete fani, kunyepa kudaro 😮😮
zitete iro rinenge rinoroya ...hanzi ko iwe ukusimudzirei ruoko 😂
Kkkkk zitete
@@smartchidyamuti2437 zitete repa konazimuroi rinoputsa musha
taura hako...
Vanenge vakaromba vanhu ava
Tete tete tete ndanyarara zvangu
Garwe nganotora ma notes kwete kushandisa chigandanga pakutonga nyika well-done Mambo Solomon 👏
Justice is saved.
Uyu ndiye mukawasha mboko 😅
Siyabonga Tinotenda mambo njere dzenyu dziwedzerwe ndatenda zvang
Yea this king is not corrupt ,vashoma vachiri kutonga justice yakadai mu Zim
Chitete chopenga icho I think ndochakatofurira mukwasha kuti anyenge ambuya so that muroora agorambwa.... Apa akutoda kusiya mhosva Ku muroora wake..
Mambo sando dzenyu hamuna kutya uye mutongo wenyu ndewekuranga kwete kuuraya ndatenda zvangu you are a wise man
Queen 07
I respect mukadzi uyo
The real King
Vakamaster chi game cheku recorder
Kkkkkkk
A family of thugs! That woman (zitete iro!) is so stubborn and shows great disrespect for her own Chief. If it was me I would divorce such a disgraceful wife. Muroora uyo, like what her t-shirt says is a True African Queen. Well done Great Chief.
haa ngaamurambe Mukadzi uyo haa maihwee
Well done evidence pfeee
Mashabhini mukayawanza😂😂😂😂😂😂😂😂
Dzimba zhinji dzakapazwa nevakwasha.... And varoora vakawanda vakany'udzwa nekuti vemusha vanochekeresa muroora vachichengetedza dzimba dzevanasikana vavo.
Mambo charjai mukwasha uyo
Mambo chaivo 100%
I like u chief muri mutongi gawa muri mambo chaiye anotonga nehuchenjeri sa Solomon
Mukadzi ihure uyo.. Murume must becareful big time nemukadzi iyeyu.
Tete ndivo hure
Slymedia please kana nyaya ya Vincent yanetsa ngaiende kwa mambo ava after 22
Solomon part 2
Ndiri kuona kunge zitete iro ndiro raituma murume kuti muroora arambwe ummm mai iyo inoroya masikati machena
Tete vanotori nemhepo
Long live Chief.
Sando dzenyu Mambo wangu munotonga zvandifarira rambai makadaro
Good Mambo
Tete ava vakafanana nehanzvadzi yemurume wangu same same
👏👏👏
Mambo well done munoziva zvamunoita mambo munogona kutonga muri ishe chaiye srs
Please Sly Media tengeraiwo chief speaker tinyatsonzwa guhwa zvakanaka hedu isu
Kkkkkkkkk 😂😂
😂😂😂
Shuwa pakuda speaker
Zitete iro zimbwa chairo mavagona mambo haushandise chisoja pese pese mombe nhatu nembudzi nhatu
vatete vane kamunyabvurira kasingaite!!! benzi remandiriri😅
Ndaiterera nhasi 1/1/2023 but, mambo ndavakudza zvikuru pakutonga kwavo. Dai vese vadaro
Chihure chawanda kupfuura nzara munyika yedu veduwee...pasi nemjolo😅
Tete vari desperate murume uyu anotoziva ano defender nemkadzi muupenzi hwake..chembere dzinonetsa dzikawana varume. mkwasha is very wrong.l hope muroora will b safe type iyo unoisirwa mushonga
Big up Kizito nesimbi dzake
Arikushandisa chi soja 😂😂 idofo muchinda uyo akaroorana madofo ese iwe musoja nemladzi wako murimatofo mese 😂😂
Mambo makanyanya rambai makadaro shuwa nkt zimbabwe ingaparara
Tete avo vanoda kuparadza marriage iyo.....ndivo vakatuma murume uyo kuti aite zvakadaro kumukadzi uyo vachifunga kuti mukadzi achabvuma vomuwanira nyaya yekuti arambwe
Ndinobvumirana newe
Wise King
Mune uchenjeri sewa Solomon
Chengeta mukadzii uyoo zvakanaka wangu mazuvano havachawanikwe vakadzi vakadaro
Yatongwa zvakanaka tinotenda mambo varikuziva basa
This woman is very smart. Mawoko kuna Ambuya washa!
Mambo musatuke kani fakofu chaiyo here Mambo