Tayiita 'Yeke, No Kondomu' Akuramba Kuroora

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 25 ม.ค. 2025

ความคิดเห็น • 822

  • @takundawilfred4966
    @takundawilfred4966 ปีที่แล้ว +13

    Thank you so much mambo , murume uyo itsotsi kuda kushandisa vanhukadzi

  • @CorniasHove
    @CorniasHove ปีที่แล้ว +3

    Tiriwo vemusha yeumambo asi hatisi kuZim. Variko vari kutonga. Ini ndinotenda. Mhosawa ndinodziona asi ndinofara kuti madzimambo nenzvimbo dzavari nemitemo yenyika dzavo neuchenjeri hwavo plus nemakurukota avo vanogona chaizvo. hazvifadzi munhu wese.
    imi ve media, thank you so much. Tinohwa nyaya dzinofambirana neropa redu zvechokwadi. nhau dzenyu dziri mukati memafupa edu.
    thank you

  • @progressmuhezva2529
    @progressmuhezva2529 ปีที่แล้ว +25

    To my future boyfriend ukangondiramba ndokuendesa kwa Mambo 😂😂😂😂it’s nice to be a Zimbabwean

  • @mitchelzvoma175
    @mitchelzvoma175 ปีที่แล้ว +2

    Pfambi inogarwa nayo 2 months here pedzezvo no protection I have watched Mambo Makoni thank you for the Justice

  • @edmoremapfumo9438
    @edmoremapfumo9438 ปีที่แล้ว +1

    Wozoona kuti ndimbuya nekuti waendeswa kucourt 🙄🙄🙄apa wainakirwa ukatoti ngatiite nyoro?🙄 zidzoro.mbuya pihwai mombe askana

  • @bismarckjasi7792
    @bismarckjasi7792 ปีที่แล้ว +1

    aaaaah mambo vakabhaiza apo.Pfambi hamusi kudziziva.Kwanyanya kuitawo zvimadhara zvoga zvikutonga nyaya iyi.Mbudzi ndomutongo wakafanira vanhu vaihurana ava.Ndatorwadziwa nazvo.

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 ปีที่แล้ว +30

    Zvekuti ndimbuya ratowe drama iro😅😅 roora mbuya yako vaiita nyoro wani

  • @SM_Family1
    @SM_Family1 ปีที่แล้ว +9

    Zvakaoma isu shirikadzi tiri pama1 ndosaka ndakazviudza hangu kuti l will wait for my late hubby tozosangana in our next life.

  • @adielsithole2419
    @adielsithole2419 ปีที่แล้ว +9

    According to my point of view mukadzi harisi bhishu but the guy tries to be smart itsotsi hombe ndozvaajaira kuitira vakadzi manje this time wanyangira yaona

  • @timothygumbi424
    @timothygumbi424 ปีที่แล้ว +4

    If the defendant is not satisfied with the judgement the case can be refered to a higher court until justice has been served

  • @bgmm4008
    @bgmm4008 ปีที่แล้ว +25

    Ndiyani anonyengwa in one day and asks the boyfriend to move in with her? I agree the man has issues but the woman is a calculating criminal. The sad thing is there’s no appeal process. Once you agree to it pay the case is closed and it’s an admission of guilt.

    • @MomTry-cg7ei
      @MomTry-cg7ei ปีที่แล้ว

      She doesn't deserve a cow, what did she do that deserve a cow.

    • @eliotjori625
      @eliotjori625 ปีที่แล้ว

      Appeal iripo unoramba yopfuurira kwaChief

    • @hamamunashe
      @hamamunashe ปีที่แล้ว

      @@MomTry-cg7ei she provided for the dude

    • @hlonipanikatayi5995
      @hlonipanikatayi5995 ปีที่แล้ว +1

      Ndaseka zvangu,hanzi vandifadza ngatiswere tese kkkkk

    • @pahwehwemadzimure2361
      @pahwehwemadzimure2361 ปีที่แล้ว +1

      Gud mambo

  • @couragechiteke4883
    @couragechiteke4883 ปีที่แล้ว +6

    Good judgement Chief
    1)wai ndaibhadhara Mari yake pamazuva ataigara apedza oti akazongondiwedzera mazuva anakirwa neni.
    2)First agreement kana yaiva yekubhadharana vachidzirira what about second agreement yenyoro?
    3)kufumura munhu wawakarara naye uchit imbuya inemkwasha paairova nyoro Anga asati aziva here?
    4)murume uyu anodherera bcz now ava kuzvidza dare raChief kumashure zvichiratidza kut aizvidza dare raSabhuku futi.
    Chief you got wisdom and humble

  • @lindazenda7495
    @lindazenda7495 ปีที่แล้ว +15

    Watching with guy"s wife in Sausafrica😂

  • @yollandaywazarah7847
    @yollandaywazarah7847 ปีที่แล้ว +1

    That was my first time to lesson to such a serious problem but the judgment I think its well served

  • @felistasmurapa7183
    @felistasmurapa7183 ปีที่แล้ว +1

    This is fair ana bhoki vese vanofanira kupiwa mitongo yakadai .Thank you mambo rambai makadaro

  • @rutendosopa4318
    @rutendosopa4318 ปีที่แล้ว +3

    Nhy vakadzi iro bonde ramunobhadharisa mari yakawanda kudaro muri kurihodha nemariiko😩😩😩

  • @KennethMakumbe
    @KennethMakumbe ปีที่แล้ว

    Dare harina kutarisa izvi:
    1. Mukadzi anehunhu anonyengwa zuva rimwe chete obva ada?
    2. Mukadzi anehunhu anoti tavamukadzi nemurume asina kubvisirwa pfuma?
    3. Vanhu awa vanhu vakuru vose vakabvumira zvavaiita, hapana mwana apa, so why punish the man so much?

  • @drewmumba2171
    @drewmumba2171 ปีที่แล้ว +9

    The guy is appealing against judgement and sentence. In that development, he is entitled to have the matter reviewed by a higher court

    • @isaacpinielo
      @isaacpinielo ปีที่แล้ว +1

      But the chief is not denying him the right to an appeal. What he needs to do now is accept the judgement and sentence for now and later lodge an appeal through proper processes. When someone is sentenced to a jail term he appeals while in jail, not during the sentencing.

    • @sydneynyaruwata7870
      @sydneynyaruwata7870 ปีที่แล้ว

      You cannot accept judgement , it’s like you say yes l am guilty and later try to say l am not guilty,

  • @pheobiehakutangwi9203
    @pheobiehakutangwi9203 ปีที่แล้ว +12

    There's two different things between love an marriage ladies learn to take your time uchi dater until you see kuti kunyangwe marriage inoita not kungodanana nemunhu 2months makutoitana mukadzi nemurume sisitireni dzikamai zvenyu hamudiwe 😅😅😅apo

    • @josephined8931
      @josephined8931 ปีที่แล้ว

      Ayiwa changove chihure apo or kuti vaibika mapoto zvavo vakaziva kuti ukanomhangara kwamambo unoripiwa pavakaona vasisadiwi

  • @simbarashechirenje7840
    @simbarashechirenje7840 ปีที่แล้ว +36

    Munhu anokecha anoisa masokisi mu Walldrop here 😂😂😂

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 ปีที่แล้ว +7

    Thank you Mambo. Matonga zvandigutsa. Ngaabate imbwa yake. Anoda kuchengetwa nevamwe pedzezvo woda kungwarangwara.

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 ปีที่แล้ว

      Bt kuchengetana imhosva here? Dai ari murume aichengeta mukadzi nhasi mukadzi angadai ari kuripa mombe here?

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 ปีที่แล้ว

      Bt kuchengetana imhosva here? Dai ari murume aichengeta mukadzi nhasi mukadzi angadai ari kuripa mombe here?

  • @Qudahchax
    @Qudahchax ปีที่แล้ว +6

    You see zvinoita kurotomoka 😅😅😅😅😅😅 bambo vatsimbirirwa ne statement ravo rekuti "mbuya iyi"

  • @victorregede-cm9bz
    @victorregede-cm9bz ปีที่แล้ว +5

    The man seems to be hiding behind a finger, as it were,because he does not want to own up and marry this widow.He is an exploiter of weak and vulnerable women , in my view.🎉

  • @innocentzvimba7088
    @innocentzvimba7088 ปีที่แล้ว +1

    Ko ukati muripo wacho ukudiwa namambo hauna unoitwa sei????

  • @jonathangonyora7427
    @jonathangonyora7427 ปีที่แล้ว +2

    Can't believe that's my wife's older sister! Em speechless!

  • @maedzamakoni8461
    @maedzamakoni8461 ปีที่แล้ว +6

    Mutemo hauchina justice taking of sides ,this is not even fair people are now supporting vakadzi awa ,mukadzi uyu akapihwa mari uye kana wakarangana kuroorana imi wangani wakaprimiswa kuroorwa uye wangana varume wakapromiswa marriage nevakadzi makaona wangani mumatare lets be honest

  • @djflubby1172
    @djflubby1172 7 หลายเดือนก่อน

    Well done chief

  • @nomoremoffat8122
    @nomoremoffat8122 ปีที่แล้ว +9

    To those who say the judgement was fair, open those two eyes and stop to be one sided.

  • @mishiechirasha7294
    @mishiechirasha7294 ปีที่แล้ว +8

    watching from SA

  • @willardnabasi9688
    @willardnabasi9688 ปีที่แล้ว +8

    NAIZA BOOM hoyo umwe acter pachimuchinda ichi chinogona mumaker a good acter icho kkkkkkkkkkkkkkk

  • @CorniasHove
    @CorniasHove ปีที่แล้ว

    Zvakanaka chaizvo Mambo. Hakuna munyu kana sugar sharu. Kureva kuti hakuna munyu usingavavi. Mukomana akanakigwa uyu nokuti vanamai vakura vanoziva bonde chaizvo. Dai ndiri ini ndaitenda kuti mhai makandichengeta hangu asi ndicharoora nokuti ndiri mwana mudiki. Hakuna mai vane zera iro vanozosiya musha wavo asi nyama dzavo dzinodawo chete. Vamunoti gogo ndavada ini. Gengezha mukombe. Plus vakazvinakira havo ndosaka mulomana akavada. Gogo vakamupa rudo chaigo..
    Hakuna munyu musharu hama dzangu. She is beautiful

  • @joshuachitsika
    @joshuachitsika ปีที่แล้ว +1

    Aiwa ka nyaya yatongwa hayo asi kana munhu achiita appeal nyaya ngai endeswe to the next superior court.

  • @shyletlupa5453
    @shyletlupa5453 ปีที่แล้ว +6

    Zirume ronyepa iro kana mukadzi wacho atosekawo😂😂😂😂😂

  • @faraichambaya2658
    @faraichambaya2658 ปีที่แล้ว +12

    🔥🔥🔥🔥🔥 murume uyu akutaura chokwadi, mbuya iyo inonyepa

  • @pmuringa1
    @pmuringa1 ปีที่แล้ว +3

    Ambuya ava vabatirira mwana. Poor judgment by the chief.
    Everyone has a right to take nyaya yake further kana asina kugutsikana 😂😂

  • @peterchanyandura5833
    @peterchanyandura5833 ปีที่แล้ว +2

    This is very unfair, madzimambo ngavasango punisher vanhu. Munhu akakechwa ihure uyo. Ko nei vasina kumbobvunzawo kuti $10 yemusi vekutanga yaiwa yei? 2) maphone akaabatirei 3) magetsi akabhadharwavo here zveshuwa 4) witness yemurume hapana kana 1 yataura yabvumawo kuti zvedi akaenda Kuma intro.
    Skiri rekuma R iri.
    Thanks for the publicity vanhu varikumbunyikidzwa shuwa

  • @cornwellruhukwa4489
    @cornwellruhukwa4489 ปีที่แล้ว +2

    I don't understand how people can say this was a fair judgement..

    • @maedzamakoni8461
      @maedzamakoni8461 ปีที่แล้ว

      Not fair at all mahure mbavha ,even mbuya awo itsotsi

  • @sithokozilevurayayi921
    @sithokozilevurayayi921 ปีที่แล้ว

    Muchazvirega henyu ,madzimambo keep it up ,une mukadzi unofamba uchibhadhara vakadzi ,mbuya futi iwe uriwe wakavavinga benzi remunhu

  • @cornwellruhukwa4489
    @cornwellruhukwa4489 ปีที่แล้ว +2

    Mambo ava havagoni kutonga.This court just wants benefits...Mbudzi yekugotwa.... serious.
    Maubwe aya...😢😢

    • @Henry-me1fm
      @Henry-me1fm ปีที่แล้ว

      Zviri fair,muchinda uyo itsotsi chairo,ainyengerei mwana wevanhu,kufirwa haisi mhosva asi chiregai kunyepera vana vevanhu dei ndirini mambo ndaitoti mombe mbiri chaidzo nembudzi 5 bcz akadhakwa muchinda uyo.
      Pamwe akatozadza chirwere futi,munhu angaganza kut ndakatombonyenga mapurisa ndikaasiya kutsvinya kwakadini ikoku

  • @progressmutandwa6724
    @progressmutandwa6724 ปีที่แล้ว

    Correct mkadzi uyo ari kukurudzira chihure zera ravo kuisa jadel for business rekutengesa sinhi 😂😂😂bvumai kuchembera

  • @craigtichnduna631
    @craigtichnduna631 ปีที่แล้ว +1

    Ini judgement yamambo haina kundiitira beautiful

  • @progressmutandwa6724
    @progressmutandwa6724 ปีที่แล้ว

    M enjoying watching these programmes coz ndiri mwana wasabhuku nyekete

  • @itiswell3316
    @itiswell3316 ปีที่แล้ว +49

    Ende ndarwadziwa mufunge, kubatikana chaiko! I’m a widow too, pain yekufirwa nemurume is unbearable, chironda chisingawomi, and wapedza kunoradzika murume, and all the grief wowira mumadhaka akadai. I could see so much shame, pain and embarrassment in her eyes and smile. sisi if you get a chance to read this, forgive yourself and try to give yourself time, as widows we are very vulnerable to men and even the society, but I’m happy mambo vatonga nyaya iri sezvairi.

    • @senzenimagutshwa
      @senzenimagutshwa ปีที่แล้ว +5

      Mukomana uyu anoda kurohwa

    • @alcatelthree
      @alcatelthree ปีที่แล้ว +2

      Vamugona chaiko aifunga akangwara

    • @paulinemckenzie9594
      @paulinemckenzie9594 ปีที่แล้ว +2

      Zvakaoma vena zvonzi urimhandara here. Saka munhu ungotora advantage yekuti urimukadzi mukuru. People should not say things that they are not sure of.

    • @jennifermuzamhindo3234
      @jennifermuzamhindo3234 ปีที่แล้ว

      P

    • @bernmubuyayi656
      @bernmubuyayi656 ปีที่แล้ว +3

      But kuitawo murume after one year chete wafirwa nemurume akamhanya hake anga apora nguvai plus aitova ne jadhew kare

  • @EnergyericMashandaVengesaiGura
    @EnergyericMashandaVengesaiGura 3 หลายเดือนก่อน

    Pliz tell our Chief next to Mambo to wear his sunglass l like him he is also a justice man

  • @Ladytee32
    @Ladytee32 ปีที่แล้ว +24

    Bhudhi vanenge vasina kukwana chete ava😂😂😂

    • @gabrielmoyo6978
      @gabrielmoyo6978 ปีที่แล้ว

      🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😭😭😭

  • @Mhofukadzi07
    @Mhofukadzi07 ปีที่แล้ว +4

    Gegegege kutendeuka kuchechi😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @preciousmasiya6473
    @preciousmasiya6473 ปีที่แล้ว +1

    Imbuya iyo ngainyare manji kutynyadzisa vakadzi dzikamai

  • @tribal1546
    @tribal1546 ปีที่แล้ว +8

    'Hatikurambidze kuenda kumberi asi unotanga wabhadhara'😂😂😂😅

    • @tsitsichadziya1458
      @tsitsichadziya1458 ปีที่แล้ว +1

      zvave nani bcz varume vacho heyij

    • @tinashescorpion8454
      @tinashescorpion8454 ปีที่แล้ว +1

      Kikikikikiki aaaaaaaa hatikurambidzi kuinda mberi asi unotanga wabhadara ma1

  • @angelinekaturuza3533
    @angelinekaturuza3533 ปีที่แล้ว

    Wise pple welldone chief nemakurukota enyu u have protected the lady

  • @lenahgotora7326
    @lenahgotora7326 ปีที่แล้ว

    Good judgement

  • @evansbarirepi5963
    @evansbarirepi5963 ปีที่แล้ว

    Watching from U..K

  • @damascozvihobvu
    @damascozvihobvu ปีที่แล้ว

    The best Mambo in Zim ndafarira kuti munobvumidza dare kutonga hapana anozochema kuti mambo ane hutsinye nekuti vanhu ndivo vatonga

  • @melanmutami2506
    @melanmutami2506 ปีที่แล้ว +1

    Mambo long life mwari vakakupai huchenjeri hwaSolomon.

  • @dudutaziweya3349
    @dudutaziweya3349 ปีที่แล้ว +8

    😂😂😂 mambo ava nezvinyadzi mudare 😮 kurova irinyoro hanzi stonyeni😅😅. Zvakadaro ndinongotii well done.

    • @charlesngwenya9818
      @charlesngwenya9818 ปีที่แล้ว

      Mambo vati stonyeni kkkkkk zvinyadzi ndivo first

    • @odette0015
      @odette0015 ปีที่แล้ว

      Taura hako,hanzi nyoro🤣🤣🤣🤣

  • @glomukbusiness
    @glomukbusiness ปีที่แล้ว +2

    first time to know kuti kudare kwamambo unogona kutobva dzachena. ah

  • @hamamunashe
    @hamamunashe ปีที่แล้ว +3

    It started as pleasure from the guy but the lady took it serious, the guy was just playing along. There is nothing serious here hupombwe

  • @pearcekanyoka2453
    @pearcekanyoka2453 ปีที่แล้ว

    What is Stonyeni...

  • @Qudahchax
    @Qudahchax ปีที่แล้ว +1

    Big up to the guy who commented!!! The one in the grey jacket!!! 💪💪💪💪

  • @StoryTazvitya
    @StoryTazvitya ปีที่แล้ว

    Thanks mambo mukomana uyo itsotsi

  • @eagler9028
    @eagler9028 ปีที่แล้ว +2

    Hapana apa, mambo vakatadza kutonga nyaya iyi, makaitiswa mambo , shuwa shuwa kuita basa rekutongeswa nyaya yehupfambi iyi, chingori chihure chiri pachena, hakuna munhu anonyengwa nekurarwa ne1 day. Ndoo chihure ichi, A fair Judgement was to fine them all for all being reckless with their bodies, vanhu ava vainakirana, hakuna kushandisana pabonde,

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 ปีที่แล้ว

    Ndibvunzewo...kuchengetana murudo imhosva here muchinda zvaakunzi abvise mombe yekut akachengetwa?

  • @willardmunetsi4940
    @willardmunetsi4940 ปีที่แล้ว +4

    Stupidy guy watinyadzisa isu varume nxaaaaa.....ungataura munhu wawairara naye kty Mbuya hakana respect

    • @djflubby1172
      @djflubby1172 7 หลายเดือนก่อน

      Iduzvi mufana uyu

  • @MoledgeTapiwa
    @MoledgeTapiwa ปีที่แล้ว +1

    Zijembere rinazvo ndorakadyisa mwanamudiki

  • @linajechajecha6084
    @linajechajecha6084 ปีที่แล้ว

    Vashonga vakafevherwa nehama yawo Makoni listen to the emphasis on the waShonga name shonga ndo Makoni wachoka saka muchaita sei😅😅😅

  • @victorregede-cm9bz
    @victorregede-cm9bz ปีที่แล้ว +11

    Mambo’s refusal to grant the man an appeal and demanding payment of the compensation
    and fine in cattle and goats is blatantly unjust and lacks basic knowledge of the legal principles of Zimbabwe laws.

    • @rukudzowillingchezhara
      @rukudzowillingchezhara ปีที่แล้ว

      yes

    • @william46199
      @william46199 ปีที่แล้ว +2

      kkk, i understand your view, but i submitt to you the Elemt of customary Law protocols to which the kingship and chieftainship are governed by. as such the chief operates within these principles. he did well, under the Customery Law guidelines. (he is a custodian of legal principles as well, being achief. kkk

    • @lloydnherera8165
      @lloydnherera8165 ปีที่แล้ว +1

      The fine is well above his jurisdiction considering the period they stayed together

    • @isaacpinielo
      @isaacpinielo ปีที่แล้ว

      I didn't hear the chief denying the guy an appeal. An appeal cannot be lodged during judgement or sentencing. It should be lodged afterwards through proper channels. There was no harm in the guy accepting the judgement and sentence and say when he would pay then lodge an appeal at a higher court before the date he would have promised to pay. The mambo is not the one to listen to the guys appeal.

    • @truthhurts4100
      @truthhurts4100 ปีที่แล้ว

      @@william46199 well said

  • @douglaskanhukamwe3225
    @douglaskanhukamwe3225 ปีที่แล้ว

    These traditional courts are a circus.why handcuffing the guy and denying his right to appeal.issues of law should be left to best Qualified pple not these kangaroo courts

  • @kingsdaughtersaltoftheeart5194
    @kingsdaughtersaltoftheeart5194 ปีที่แล้ว +3

    Mambo ndosimbo kuitai big up but apa ummm matadza kutonga. Saka moreva murikukurudzira chipfambi here. Ndosanga nemunhu nhasi takutogara tese 🙌🏽🙌🏽🙌🏽

  • @norestmasuku3981
    @norestmasuku3981 ปีที่แล้ว

    Nyati mandispaka pakuti isai mukomana chain ambonyatsofunga ozobviswa aburitsa deposit. Thanx Makoni wamunyisa nhasi manyawi ese apera

  • @saying0492
    @saying0492 ปีที่แล้ว +1

    And why didnt they want to see the man's evidence of the time he went back to work

  • @rusikeaby2313
    @rusikeaby2313 ปีที่แล้ว

    2 months wakutot ndoda kuroorwa aaaaah.Dai mambodzikama sis

  • @starcks1686
    @starcks1686 ปีที่แล้ว

    Saka zvaayiswa chain zvinozoguma nei achazoendeswa kupolice here achapika Jeri here

  • @EnergyericMashandaVengesaiGura
    @EnergyericMashandaVengesaiGura 3 หลายเดือนก่อน

    Chief Mtasa ndomudira chinhu 1 anotaura justice

  • @maedzamakoni8461
    @maedzamakoni8461 ปีที่แล้ว +5

    Look at the reaction yaamai awo not a respectful woman,uye why do they say anga asina mari how do you no

  • @TendaiVumbunu-ku8es
    @TendaiVumbunu-ku8es ปีที่แล้ว +3

    Gud job mambo anojairira mupfanha uyu

  • @maviskhanyile1981
    @maviskhanyile1981 ปีที่แล้ว

    Thank you mambo murume uyu

  • @laizapridendofa9980
    @laizapridendofa9980 ปีที่แล้ว +3

    Murume itsotsi rinogadzira nyaya😂😂😂

  • @TauraiMutasa-pc4pd
    @TauraiMutasa-pc4pd ปีที่แล้ว +2

    The judgement is ridiculous,totally biased and uncondescenting, the Mambo seems to be having feelings for the loose woman too.

    • @josephined8931
      @josephined8931 ปีที่แล้ว

      Taura hako Mai avo ipfambi ine mano it was better for him to pay two goats only

  • @mesHoldings
    @mesHoldings ปีที่แล้ว +2

    vana mambo munojairira. handibvisi chunhu.

  • @TakudzwaHwarari-cc3vt
    @TakudzwaHwarari-cc3vt ปีที่แล้ว

    Haa hure iro ko kana anga asina murume jadel ndereiko answer please

  • @saying0492
    @saying0492 ปีที่แล้ว +1

    I blve both parties are guilty...Both shld hve been charged ...The lady seems to be using women's advantage. But also the man is also hiding smthng

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 ปีที่แล้ว +1

    Mkoma February to March parefu kana uchibikira munhu....2days chaidzo dzakawandisa kana uchichengeta mhuri

  • @igwee2515
    @igwee2515 ปีที่แล้ว +10

    Hiii baba ava i gevha😂

  • @sibongilechipendo8331
    @sibongilechipendo8331 ปีที่แล้ว

    Thank you mambo

  • @delightmatarutse844
    @delightmatarutse844 ปีที่แล้ว

    From the comments section l hv concluded that men want to sleep around but can't take the responsibility of aftermath .
    I admire the lady s courage to take down that lying tramp, it serves him right.

  • @NormanBhasera-v2s
    @NormanBhasera-v2s ปีที่แล้ว +5

    But kuwona kwangu its true zvotaurwa nemurume uyu iro i bechocho iro

    • @asidichibwana6378
      @asidichibwana6378 ปีที่แล้ว

      Iyoyo haisi nyaya. Nyaya ndeyekuti murume akavimbisa kuroora then akazoramba

  • @CynthiaNcube-hk9ev
    @CynthiaNcube-hk9ev ปีที่แล้ว

    Thank u Mambo

  • @sashamare1722
    @sashamare1722 ปีที่แล้ว

    Yowe jadele means uri hure? Tirikuendepi se nyika ne vatungamiriri vakadai?

  • @Magdaleensehla-m1t
    @Magdaleensehla-m1t ปีที่แล้ว

    Well done mambo magonesa chaizvo

  • @johnmlambo7822
    @johnmlambo7822 ปีที่แล้ว +5

    I think when ever there is these village courts there must be some who knows the law to guide these mambos who use common sense which is not common in any way.kangaroo courts

    • @tobs7968
      @tobs7968 ปีที่แล้ว

      I think vanoda basic training chaiyo

    • @eliasjabedu1835
      @eliasjabedu1835 ปีที่แล้ว

      Mambo vabatira

    • @cornwellruhukwa4489
      @cornwellruhukwa4489 ปีที่แล้ว

      Unfair judgement

    • @langtonmoyo4016
      @langtonmoyo4016 ปีที่แล้ว

      fair judgement according to marrige act vatove murume nemukadzi

    • @sharonzvirongwe8462
      @sharonzvirongwe8462 ปีที่แล้ว

      The judgement was very unfair and they only had one witness from the lady's side

  • @normanmupfudze9241
    @normanmupfudze9241 ปีที่แล้ว +9

    Madzimambo makurasika kuteedzera pfambi kuti dziuye kumatare nenyaya dzechihure nxaaaa

    • @kudzanayigwanzura694
      @kudzanayigwanzura694 ปีที่แล้ว

      Haaaaa taura hako sure vanhu kuunza chihure kudare?

    • @juniornetty1031
      @juniornetty1031 ปีที่แล้ว +1

      Zvaaiona kti ipfambi akagoinyengerei amama uyo

    • @annanyamugudza1327
      @annanyamugudza1327 ปีที่แล้ว

      Mutemo unoti ukagara nemukadzi. 3 math zvinonzi mubhadhare

    • @mars1225
      @mars1225 ปีที่แล้ว

      Mambooo apoo vatadza

    • @paulinemckenzie9594
      @paulinemckenzie9594 ปีที่แล้ว

      Iwo varume vacho vachinyanya, been getting away with too much

  • @noahchishanu917
    @noahchishanu917 ปีที่แล้ว +4

    Murume anonyepa number One chaiyo.

    • @janethchirandu3423
      @janethchirandu3423 ปีที่แล้ว

      Weldone mambo

    • @Qudahchax
      @Qudahchax ปีที่แล้ว

      Kuita kutatamuka tsinga😂😂😂😂😂

  • @robertrwaringesu2764
    @robertrwaringesu2764 ปีที่แล้ว

    Varume vemarusape Macomedian chaiwo makazviona Pana VaMugabe paye nhasi uno pano Pana Sly mahorror zvakare😀

    • @rudochisetera4584
      @rudochisetera4584 ปีที่แล้ว

      Iyo tsvina yemurume ndikunyara fani kusvibisa rusape yedu

  • @progressmutandwa6724
    @progressmutandwa6724 ปีที่แล้ว

    Amai ko inga manga makura zvakanaka wani munhu ane vakwasha uuuum musazodaro pliz toku respect sei 🙏🙏🙏

    • @sandrarushwaya552
      @sandrarushwaya552 ปีที่แล้ว

      Having mkwasha doesn't mean kuti wachembera guys ,,munhu can have mkwasha even at 35 kana wakakasira kuita mwana uye mskana obva akasirawo kuroorwa,,so ungati munhu ane 35 otonzi achembera zvekutadza kuita murume here,, let's not just say things tisingazive life yevanhu vacho

  • @zandilejnrsmum6789
    @zandilejnrsmum6789 ปีที่แล้ว

    Pakaipa thank you Mambo ndimi nuneyese

  • @PhillipMakamure
    @PhillipMakamure ปีที่แล้ว +8

    Defendant has right to appeal against judgement and sentence through the magistrate court.

    • @denniasmakebhe124
      @denniasmakebhe124 ปีที่แล้ว

      Uri kuudza ani satani

    • @rutendomucheki8619
      @rutendomucheki8619 ปีที่แล้ว +1

      This guy made a mistake of disrespecting this woman and he seem like anga apihwa tuma tip kunzi unati ihure randaka catcher nesome of the pple vanga vachimutsigira cz if dai anga ririhure raizomubvumidza kuzogara sei for more than 2months and murume uyu haana bsa or mari yaaipa fr payments pabzness raaikuti ihure onzi gara hako mahara uchidyq uchibikirwa etc akabvirei kumba kwake kuzogara pamunhu waati aripa bzness docket rekutorerwa mafoni radii kwaareva radii kuuya

    • @robinreally7996
      @robinreally7996 ปีที่แล้ว

      @@denniasmakebhe124😂🤣🤣🤣

  • @petrosmutsakani
    @petrosmutsakani ปีที่แล้ว +1

    Ini ndinoti matadza kutonga nedakwokuti. Mukadzi anobaiwa jadel sei mumwe wake asigazivi

    • @rhinemupara1239
      @rhinemupara1239 ปีที่แล้ว

      Ko kana akaribaiwa murume wake achiri mupenyu?? Becoz it's a matter of some months murume afa

  • @andrewtsverehassan3022
    @andrewtsverehassan3022 ปีที่แล้ว +1

    aaahh aya haasi ma cheif manyama aya
    Vakadz vakurarama nehumbavha nguva ino ..or chief avo vanorara na mai avo

  • @shebbatsikai1374
    @shebbatsikai1374 ปีที่แล้ว +1

    Zvimwe zvine age mbuya iyoyi kuita zvinhu zvinonyadzisa kudaro

  • @briannadzo5051
    @briannadzo5051 ปีที่แล้ว +5

    Watching from NEWYORK USA

    • @tawandamj2421
      @tawandamj2421 ปีที่แล้ว

      Asi muri ikoko munoona zvisina mashowers lol

    • @michellemutuda5010
      @michellemutuda5010 ปีที่แล้ว

      First time here and it’s safe to say it sweet me too well well😂

  • @maedzamakoni8461
    @maedzamakoni8461 ปีที่แล้ว +1

    Mambo doesnt have ubuntu ,hunhuism ,he must learn to use gormal language to enhance our shona culture