Vanonyeba kuti vanotengesa zvidhina vobira supplier nabuyer wacho🙌

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 27 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 9

  • @StylinNyirenda
    @StylinNyirenda หลายเดือนก่อน

    Anokwadzisa mpfana

  • @destinysaunyama6087
    @destinysaunyama6087 2 หลายเดือนก่อน

    Yeah pakashata

  • @ruramaikhumalo6299
    @ruramaikhumalo6299 2 หลายเดือนก่อน +1

    tounfollower hedu handiti
    makuunza nyaya dzakashota apa munenge mati full story kuyoutube

    • @garachagaracha
      @garachagaracha 2 หลายเดือนก่อน

      Nhai zvako zvinobhowa

  • @richardmutambisi5663
    @richardmutambisi5663 2 หลายเดือนก่อน

    Kana mafunga kutipa nyaya, tipei nyaya yakakwana, manje izvezvi murikuda kuti tifunge kuti chii chakazoitika kumberi ?

    • @ChristianMukwasi
      @ChristianMukwasi 2 หลายเดือนก่อน

      Haiwa vakutobhowa ava every time kungosiya vanhu vakarembera

  • @profqda3464
    @profqda3464 2 หลายเดือนก่อน

    Vanounza zvidhinha zvakashota

  • @HakaniN1
    @HakaniN1 2 หลายเดือนก่อน

    Vapfanha vacho variku bhosha shem