Maid akasiya kacheche kari pasofa kachichema kwakuba mari nemidziyo akatiza.

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 11 ก.ย. 2024

ความคิดเห็น • 15

  • @daymotivation664
    @daymotivation664 5 หลายเดือนก่อน +2

    Hapana chaari kuchema apa very wicked unga siye mucheche 😢 thanks mkoma

  • @comfortsadieq
    @comfortsadieq 5 หลายเดือนก่อน +3

    Veduweeee Ini mbavha handiide😮

  • @user-wr2bo6um5d
    @user-wr2bo6um5d 5 หลายเดือนก่อน +3

    But zvimwe zvinhu lets look both sides

  • @user-gl4yp1cp7t
    @user-gl4yp1cp7t 5 หลายเดือนก่อน +2

    Mese muri kuti aisafanira kuiswa njema you don't know pain yekuti ndabirwa. Mungamunzwira tsitsi seuona chiso chake or kushambidzika kwake asi mbavha imbavha. She's to feel it......magona basa maisa njema

    • @adv128
      @adv128 5 หลายเดือนก่อน

      U can say that again. Imbavha uyezve imhondi kusiya mwana mucheche pasofa

  • @andremtetwa9780
    @andremtetwa9780 5 หลายเดือนก่อน +1

    She looks young but ngamamiswe mbavha imbavha

  • @user-tp2pw6ee8t
    @user-tp2pw6ee8t 5 หลายเดือนก่อน +1

    vakaba nefuti here, vakauraya munhu here, why am asking you this coz makamuisa simbi 2 apa mukadzi😮😮😮😮 nyarai guys i can't spotting you on this

    • @adv128
      @adv128 5 หลายเดือนก่อน +1

      Kana dai uri iwe unemucheche akasiiwa pasofa akarara wobva wabirwa mari nemidziyo nemunhu arikukushandira wainzwawo sei. Ini andina tsitsi nembavha nemhondi yakadai

  • @stanchozw
    @stanchozw 5 หลายเดือนก่อน

    Nyika yeduu yaoma zveshuwa💔

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 5 หลายเดือนก่อน

    Paataura kuti amai hatina kupanzwa ndinobva ku chiweshe

  • @user-tp2pw6ee8t
    @user-tp2pw6ee8t 5 หลายเดือนก่อน +1

    akakudzai kuti kuisa munhu simbi ndiko kugona basa ndiani?????

  • @MalvernChipanga-up8hk
    @MalvernChipanga-up8hk 5 หลายเดือนก่อน

    Hama wee ndokumbirawo number yemunhu uyu kana pane anadzo ndine munhu akandivhara phone apa haachabatike

  • @user-tp2pw6ee8t
    @user-tp2pw6ee8t 5 หลายเดือนก่อน

    Guys guys itai srs am not saying you wrong but muisa mwana uyoo simbi 2 like imondi matadza basa ipapo

    • @adv128
      @adv128 5 หลายเดือนก่อน +1

      Iwe imhondi iyo irikutonovharirwa bcz kana dai uri iwe unemwana asiiwa pasofa akarara ovharirwa mumba wobirwa wainzwa sei or maybe hauna kumbozvara that's why usingazive pain yekubereka

    • @clararity
      @clararity 4 หลายเดือนก่อน

      Simba 2 ndedzipi? That’s the make of the handcuffs, it’s one. Mbavha haifanirwe kuiswa chain? She’s going to jail because akaba