Sekuru hazvikwanisi here kumboadvocater kuenda kunodzdzisa ana muzvinafundo nezvetsika izvi so that zvive part of dzidzo yevanawo vedu kuzvikoro kwete nhemha dzavanonyepera kudzidziswa kumakereke izvi deserve to be part of everyone's education muno muZim
These videos MUST be played and taught in ALL Zim Schools. If one studies and follows the history of xtianity one will learn that it is full of plagiarising and stealing other people's words. vocabulary and cultures. Examples are numerous but I will mention a few easter, xmas, trinity, rising from the dead in 3 days, virgin birth, etc, etc!! YOU, SIR are a HUGE WEALTH of information and knowledge!!!
Asika sekuru ma system ese ekunamata mwari nawo aiitwa Jesu asati auya akazozadziswa naJesu anowa ndiye Ava murevereri wevanhu vese neropa rake rakadeukira munhu wese
@@barbaragotekote sei majudha asina kusiya chijudha chavo, ma Muslim vangori nechitendero chavo. Why only africans vanonzi chisiyai manamatiro enyu mutevere munhu akafa asingazivi kuti kune mushona kana kutaura Shona
Dzimbahwe pachivanhu ininga dzaivigwa madzimambo, dzaizaruka dzega dzichivhara dzega. Not exactly the same ne Zimbabwe. But the two rhyme the same and the two places dzaingowanikwa pamakomo. But it is possible kuti zimbabwe might have been derived from dzimbahwe
Tinotenda sekuru nedzidziso nyikadzimu irambe ichivandudza njere murambe muchitipa dzidziso dzine udzamu kudai ...sepwere tizive 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾
Sekuru nyorai mazita ema book ayo
Sekuru hazvikwanisi here kumboadvocater kuenda kunodzdzisa ana muzvinafundo nezvetsika izvi so that zvive part of dzidzo yevanawo vedu kuzvikoro kwete nhemha dzavanonyepera kudzidziswa kumakereke izvi deserve to be part of everyone's education muno muZim
These videos MUST be played and taught in ALL Zim Schools. If one studies and follows the history of xtianity one will learn that it is full of plagiarising and stealing other people's words. vocabulary and cultures. Examples are numerous but I will mention a few easter, xmas, trinity, rising from the dead in 3 days, virgin birth, etc, etc!!
YOU, SIR are a HUGE WEALTH of information and knowledge!!!
Sekuru ndoda kuziva Kuti mhondoro ne Gombwe musiyano uripapi?
Asika sekuru ma system ese ekunamata mwari nawo aiitwa Jesu asati auya akazozadziswa naJesu anowa ndiye Ava murevereri wevanhu vese neropa rake rakadeukira munhu wese
@@barbaragotekote sei majudha asina kusiya chijudha chavo, ma Muslim vangori nechitendero chavo. Why only africans vanonzi chisiyai manamatiro enyu mutevere munhu akafa asingazivi kuti kune mushona kana kutaura Shona
Ogaa go and read yr fictional book elsewhere...
Who is Jesus,Yu are Useless
@@tsikadzevatema1381 Good question
Ndinoti makadini Nyati.Ndinokutsigirayi patsananguro yamwari nevadzimu .Zvinhu zvakafanana izvi.Zvino vanhu vazhinji havaziwi kuti watema tayinamata mwari kubudikidza nawadzimu munowa ndimo matakabva
Kudzidzisa munogona, asi munenge munonyanya kuzvidzokorodza.
NDOKUTI ZVINYATSOPINDA
Jesu lion of Judah kureva mhondoro yerudzi rwajudah judah ,Chibaba chemhondoro.
Hameno ipapo kkk
Kkkk @ chibaba chemhondoro
Isu vatema ndisu tawaneumbwende wekusiya tsika yedu yechitema nemanamatiro ayo tayita.
Haaaaaa ini nhasi ndadziidza ini and ndabatsirika... Thank you sekuru not dzidziso yenyu yakanakisa iyi..
Zvanza zvangu kwamuri Sekuru 👏👏👏👏👏
👏🏼👏🏼👏🏼
Tonotenda zvachose sekuru, vatsirai nemashoko awo akakosha kunepwere dzese.
Tinotenda nedxidziso sekuru
Tarirayi ikozvino vachena vaida kutirasisa newadzimu vachitipinza mutsika dzawo wachishandisa mari nechekuda kutora upfumi wawatema .Izvozvi nhasi UMC yawakudzika mutemo wechingochani murume nemurume wanoroorana mawona kuti tsika iyoyi murungano wamwari hamuna zvakadaro
Nhau yechingochani mukereke, inoshamisa kwazvo.
Totenda Makoni👏👏👏🙏,rinotendwa
Ndinokumbirawo maspelling emazita a Carl and Bishop bruce
Tinotenda sekuru. Tirikudzidza, rambai muchitidzidzisa tizive chivanhu chedu
Tinotendawo nerutsigiro
Taisa zvanza sekuru Nyathi🎉🎉 ndakusuwai😊
Mabasa ndiwo anombowanda, seiwo upenyu
Tatenda sekuru nedzidziso
Hekani sekuru.manake aya
Eye opening evidence based. Tinotenda
Matendwa sekuru
Toisa zvanza mudare 👏👏👏👏👏
Seiwo ndaramo
Ndiro, Ratendwa Hombarume
Thank you
Tipeiwo number yenyu Sekuru tiise yeSuper.
Kkk haa gore rino ndichafa nedoro, asi pama video dzinenge dziripo +263773550840
Makadini sekuru manga marova
Chokwadi ndinomborova, mabasa anombowanda aya.
ko song iyo iri pabackground pakupedzisira inondzii, pane angabatsira ne title racho .thank u in advance
Nhare from Edzai Mapurisa asi haingowanikwi nyore hayo
@@tsikadzevatema1381 .ndaishaya, inenge haingowanikwi
dai zvichita mangonditumhira link racho repa youtube
Vanhu vatema tisu rwudzi rwevanhu vakapusa kudarika mamwe marudzi ose ari pasi pano. Hatifunge uyezve hatigone kushandisa pfungwa dzacho! Tinofunga kuti kuziva madzinza emaJews ndizvozvinoratidza kuti tineruzivo. Vanhu vavekuzadza ma church ku Europe vanhu vatema nekuti varungu vacho havana nguva yekutambisa vachinamata zvinhu zvisipo/zvemanyepo. Chivanhu chedu chiripo uyezve chihumbowo hunoratidza kuti chiripo. Sekuru Makoni muri kuita basa guru kwazvo. Musaore mwoyo. Rambai makashinga muchitidzidzisa. Uyezve masaite turn-off kuma comments nekuti dzimwe nguva tinenge tichida kuvhunza zvimwe zvinhu pamusoro pezvatinosangana nazvo muupenyu.
Ainzi
Madzimbawe
Dzimbahwe pachivanhu ininga dzaivigwa madzimambo, dzaizaruka dzega dzichivhara dzega. Not exactly the same ne Zimbabwe. But the two rhyme the same and the two places dzaingowanikwa pamakomo. But it is possible kuti zimbabwe might have been derived from dzimbahwe
@@tsikadzevatema1381 Hoo, saka sei madzimambo ari kutonga achidanwa kunzi madzimbahwe pavanenge vachitonga semuenzaniso Mambo Mutasa