ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Tikudzidza vasekuru
Tinotenda nedzidziso 👏 👏 👏. Mubvunzo vangu unoti,panosarudzwa homwe nedare rekumsoro paye vanosarudza munhu akaitaseyi vaotarisei pamunhu?seyi vaosarudzwa vachisingade asi vasina kusarudzwa vachikambira kusvika pakuda kudeura ropa kuti vatore chipo ichi?
Tinotenda
Thanks
👏🏽👏🏽👏🏽🥇🏆
Tinotenda nedzidziso
Chimbonatsotipai zvirongwa zvakatirebei...senge ini ndinodziidza zvokuti kubva kwamuri. Maita basa.
@@evansdzinzi3152 vamwe vanochema data saka ndinozama kupfupisawo kuti zvirongwa zviende pakati nepakati mostly around 15 min
Sekuru rambai muchitidzidzisa Chivanhu chedu kuti tive Vanhu chaivo vane hunhu!! Chirongwa chenyu chanhasi ndicho chaita destroy the myth yekuti Midzimu yakaipa!! Uyezve Matare ekumusoro kana kuti kudenga akasiyana nekudenga kunorehwa kumakereke.
ndokumbirawo kubvunza kti munhu akashika let's say haana zvipomerwa then osundirwa kti azviuraye, munhu akadaro anokwanisa here kunopinda mumatare evekwake
Ndinodavira kuti haatambirwe. Kuzviuraya unenge watongera Mwari . Mwari vanenge vakupa chipo chehupenyu nemakore akawanda ekurarama iwe wotongera Mwari wodimbura hupenyu ihoho.Kutongo zviuraya munhu iyeye haapinde mumusha musi werufu rwake uye guva rake harirohwe mweya wake haudzorwe mumusha
Tinotenda sekuru nedzidziso yakakosha kudai. Asi ndaitawo mubvunzo kungofarirawo haangu kuziva more, Ko iyo mweya yevanhu vaibata mabasa akaipa inorambwa kumatare inozoendepi?
@@Beemaps yakawanda yacho ndiyo mweya inodzoka ichinetsa vapenyu, ichityisa. Imwe inonogara kumadziva imwe kumasango. Varoi vanomuka pane umwe munhu anozotangazve kuroya
Mazvita sekuru ndapindurika
@@tsikadzevatema1381 Tinotenda nemhinduro yenyu. Ko muroyi kana kuti akaromba anochenurwa asati afa oita munhu akanaka akazofa anotongwa semuroyi here kana kuti nemabasa ake akanaka ekupedzesera?
@@rascocky6366 muroi anotongwa semuroi nekuti uroi huri pamweya kwete panyama. Munhu airoya anogona kumuka pamuzukukuru
@@tsikadzevatema1381 Saka paya panonzi pabatwa muroyi akabviswa huroyi nen'anga hauparare? Zvinoreva here kuti mweya wehuroyi hahugone kuparadzwa asi kuti hunongoburitswa panyama hwodzokera kumasango kana kuti kumadziva huchimirira kuzoenda pane mumwe munhu?
Tikudzidza vasekuru
Tinotenda nedzidziso 👏 👏 👏.
Mubvunzo vangu unoti,panosarudzwa homwe nedare rekumsoro paye vanosarudza munhu akaitaseyi vaotarisei pamunhu?seyi vaosarudzwa vachisingade asi vasina kusarudzwa vachikambira kusvika pakuda kudeura ropa kuti vatore chipo ichi?
Tinotenda
Thanks
👏🏽👏🏽👏🏽🥇🏆
Tinotenda nedzidziso
Chimbonatsotipai zvirongwa zvakatirebei...senge ini ndinodziidza zvokuti kubva kwamuri. Maita basa.
@@evansdzinzi3152 vamwe vanochema data saka ndinozama kupfupisawo kuti zvirongwa zviende pakati nepakati mostly around 15 min
Sekuru rambai muchitidzidzisa Chivanhu chedu kuti tive Vanhu chaivo vane hunhu!! Chirongwa chenyu chanhasi ndicho chaita destroy the myth yekuti Midzimu yakaipa!! Uyezve Matare ekumusoro kana kuti kudenga akasiyana nekudenga kunorehwa kumakereke.
ndokumbirawo kubvunza kti munhu akashika let's say haana zvipomerwa then osundirwa kti azviuraye, munhu akadaro anokwanisa here kunopinda mumatare evekwake
Ndinodavira kuti haatambirwe. Kuzviuraya unenge watongera Mwari . Mwari vanenge vakupa chipo chehupenyu nemakore akawanda ekurarama iwe wotongera Mwari wodimbura hupenyu ihoho.
Kutongo zviuraya munhu iyeye haapinde mumusha musi werufu rwake uye guva rake harirohwe mweya wake haudzorwe mumusha