Imi muri kumhanyira kuti first please comment ipaiwo miono muchatirombera kuri kuda kuita first. WE are here to help or mock those who are doing wrong and right things.
Vanonyepa sekuru avo mishonga yake haishande dai wakaisiya imomo mudare rake but wakakaura waidawo zve mahara, unotsvaga lucky nekuromba une moyo wakaipa dai wakaura dai zvakanoshanda uri pano here uchitinyaudza ndizvo zvinoda kuitwa vanhu vanoda kuromba they must tambiswa nhova
Ini ndakadzidza chinhu one kuti kana ndine mari handina ushamwari nemunhu and chero ukanzi une mushonga wakaita sei ndinoifumura kana ukada kundiendera pamberi
#3 confession shandirai mai venyu asikana. You seem to be wasting your time with this Chapungu Guy". Isu tinoziva kuti chinonyenga chinohwarara....uyu aakutosimudza nusoro kare😢
Eish hhhmmm vanhu ngatinzwisisei kuti ma confession ari pano ndeevanhu vari kutaura their life experiences. If you decide to take action nekuda kwe number dzamunenge mawana pano, please do at your own risk. Mukataura kuti ndapihwa na Mkoma Nash you sound like munenge mave kuti Mkoma Nash is here to encourage zvakaipa. Mkoma Nashy maybe next time don't bring vanhu vanotaura kana kupa advice pane zvinhu zvamuri against. That way hapana anozoshandisa zita renyu pasiripo.
Its always better like this mukoma Nash when you give us the numbers to help people directly
You are doing great go ahead with sinners prayer people need salvation they are struggling spiritually they are starving they need God and God is real
Mwakadini mukoma Nash.
Never argue or negotiate with n'anga/devil. Its a lose lose game
1st ❤❤❤
40.1k 🎉🎉🎉❤❤❤
Hakuna chinonzi mushonga welucky
Hurombwa, munoitirei zven’anga fambai muzvido zvaMwari zvese zvamunoda munozviwana
First here 💃💃
Hurombo huroi veduwe ndanzwa tsitsi kuneuyo Aramaic vakurwara mmmm😢😢😢
Tanhai dzamuno svikira usaende Kunodenhaa na'nga usina Mari ..saka uchadii
Very sorry Kuna CC vana Mai vanorwara
Hapana kuvengwa kwaa amai vako mwana sikana, dziidza kushandira mai vako iwewe. Apa nekuroorwa kwacho hausati, vakadzi hamunyare here kurarama nekukumbira? Kukumbirwa mari kunosvota
Murikuba Mari dzavanhu muHarare nemishonga mangwana muchachema .
Siyana naye mukomana uyu kana asingade mai vako unomudii
#4 confession you should be very careful because one day munhu hwako huchakudzokerera
Hey family
Dai kutengesa kusisape mari murikuwana vekubira here,murikubira vanenge vatotenfesa muchirararama,munenungo chete mkadzi nemurume
Ndipo patinoti mari yemunhu inonetsa dayi mune yenyu musingamboudzirwe kuti mai vako vadii😢
Imi muri kumhanyira kuti first please comment ipaiwo miono muchatirombera kuri kuda kuita first. WE are here to help or mock those who are doing wrong and right things.
Vanonyepa sekuru avo mishonga yake haishande dai wakaisiya imomo mudare rake but wakakaura waidawo zve mahara, unotsvaga lucky nekuromba une moyo wakaipa dai wakaura dai zvakanoshanda uri pano here uchitinyaudza ndizvo zvinoda kuitwa vanhu vanoda kuromba they must tambiswa nhova
#2murume uyu haana problem but problem ndiwe u still want to get married to tat man like real
Vanhu vane mishonga yekuba avo ko sei vasinga bire ma banks pane kubira vanhu vanotambura
Ini ndakadzidza chinhu one kuti kana ndine mari handina ushamwari nemunhu and chero ukanzi une mushonga wakaita sei ndinoifumura kana ukada kundiendera pamberi
Uyo murume haakudi mwana wamai nguva ichiripo
#3 confession shandirai mai venyu asikana. You seem to be wasting your time with this Chapungu Guy". Isu tinoziva kuti chinonyenga chinohwarara....uyu aakutosimudza nusoro kare😢
Mkadzi wako haazvari iwe une vana hre pada ndiwe usingazvari .
Arikuti pane nganga yaakanzwa ichitaura pano ndiyo yakaita kuti afunge kutivkuromba kwakanaka asi manje vakuda maprofita
Manje iwe unoda chii pano bcz urikuti hauchadi kuromba apa urikuti kuromba kwakanaka unenge unopenga Iwe inda unobvisa $900 dollars kwasekuru urege kutinyangadza pano .
Ko iwe unoda kuchengeterwa amai vako nemumwe munhu sei
Shanda uchengete mai vako kwete kutarisira kuti boyfriend ukuchengetere mai vako
Koiwe kutsvaga basa ukashanda wochengeta mai vako ,wakauya joni kuti ugare here nhai muninina ende hakudi futi
Eish hhhmmm vanhu ngatinzwisisei kuti ma confession ari pano ndeevanhu vari kutaura their life experiences. If you decide to take action nekuda kwe number dzamunenge mawana pano, please do at your own risk. Mukataura kuti ndapihwa na Mkoma Nash you sound like munenge mave kuti Mkoma Nash is here to encourage zvakaipa.
Mkoma Nashy maybe next time don't bring vanhu vanotaura kana kupa advice pane zvinhu zvamuri against. That way hapana anozoshandisa zita renyu pasiripo.
Iwe unozvara here u r very evil brother vakamboendawo naye kwa doctor here or vakangoita ma test ne maziso